Тёмный

TiGonzi-Photo Album[Official Music Video] 

Ti Gonzi
Подписаться 71 тыс.
Просмотров 77 тыс.
50% 1

Watch the lattest music video for TiGonzi’s “Photo Album” Directed by Director Grissy
Powered by Marisa Mombes Masvingo
Stream “Photo Album” on all digital stores:
Spotirfy; open.spotify.c...
iTunes; itunes.apple.co...
Apple Music; itunes.apple.co...
Text TiGonzi at +263773096063
Follow TiGonzi everywhere:
www.instagram....
/ imwembeu
vm.tiktok.com/...
“Photo Album” Lyrics
Verse 1
Ndamuka mangwanani zvangu ndakatolazer
Muden muchibhohwa kusina kana Zesa
Ndikati rega ndimboblazer before ndageza
Ndikapinzirwa phone naDj Rodzy Beats
Zvikanzi tikuita sei hande kustudio timbonogadzira mahits
Ndopandabuda mumasheets ndakananga kusink
Zvikanzi nemwana walandlord,”Hakuna mvura I think”,
Ndageza kumeso neimwe mvura yanga irimuden munechimwe chidrum
Ndavhura waddrobe ndichitsvaga comb
Ndopandandasanganidzana nePhoto Album
Ndaisiri on mazuva ose asi ndaingorishora
Pandavhura first page ndaona ndakatsika bhora
Ndichiri chimupfanha chidhafu chinematama chakakora
Ndatadza kudzikamisa pfungwa ndakudzamisa pfungwa
Nekuti Baba vangu vaida kuti ndiite zvesoccer
Ndatadza kudaira munhu anga achiknocker
Rodzy beats achinonoka
Chorus
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi ndichinzi Tinashe kwete TiGonzi
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi
Ndichiri kunzi Tinashe kwete TiGonzi
Verse 2
Ndaona picture ndakaberekwa naMhamha mumbereko
Ndikaona mamwe mapicture ndichiri kutengerwa zvipfeko
Madays andairohwa kana ndikapinda mumba madeko
Ndisati ndakuita zvemadrugs ndisati ndavechiseko
Chenyika
Tirimhuri Imwe tichishingirira kutsvaga Mwari
Kwete zvandakuita mazuva ano zvekungotsvaga mari
Ndaona mamwe mapicture ndina Kode Ohara naGari
Madays aya aya andai truster Shamwari
Tirivapfanha tichidhenha mumakumbo muine shenha
Ndisati ndakugaira kuchena
Life yangu isati yabhenda
Ndisati ndakutya kuenda kunew start centre
Pandaichengetwa ndaiti life irieasy
Zvimwe zvinhu zvandaitaura ndinotombofunga kuti pamwe handizi
Pandaiti Mhamha ndichakutengerai zi Imba
Asi zvichaita chete Mhamha ndichichangoramba ndakashinga Rest In Peace
Chorus
Chorus
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi ndichinzi Tinashe kwete TiGonzi
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi
Ndichiri kunzi Tinashe kwete TiGonzi
Verse 3
They say time flies ezvinezvi ndakura
Ndakudemba time yese kuchikoro pataijamba majura
Ndakambotuka Teacher vangu veShona vakati,”Tinashe unondishura”
Ndazozviona vaindida kunyangwe zvavo vaindibhura
But it’s never too late zvichaita chete
Jamal mangwana I promise tikuenda tese kuchurch
Ndaizvita ndakangwara kunyangwe zvangu ndakangwara
Life yangu yanga yamudondo ndakuda kuidzosa mugwara
Photo album randibatsira ndotenda vakarigadzira
Nemacamera man ese akandishuta
Hwahwa huri muden handisi kuda kuhudzvuta
Fodya iyi yandakabata ndoyandichatongo pedzisira kuputa
Chorus
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi ndichinzi Tinashe kwete TiGonzi
Photo Album
Randirangaridza ndirimupfanha
Rakandifungisa hupenyu hwandakurarama
Photo Album
Randibuditsisa musodzi
Ndichiri kunzi Tinashe kwete TiGonzi X 2
Outro
Ndakunzi TiGonzi
Imwe Mbeu TiGonzi X2
Ndenge ndichiyerera musodzi
The End
Written by TiGonzi

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 384   
@nobertchinowaita6969
@nobertchinowaita6969 2 года назад
I have to admit that it’s so bad not to give you guys a chance to sing into our hearts or rather giving you a listening ear…… This is really beautiful man……. Loving the lyrical content to to the eardrum 😂😂 Great stuff up there
@king1Lorenzo
@king1Lorenzo 2 года назад
muri kuoneswa big time
@Nashel-ju6gd
@Nashel-ju6gd 2 месяца назад
Who is here in 2024
@johnsonmhlanga420
@johnsonmhlanga420 2 года назад
Playing this through an aux cable in a tanker in Ukraine ✊.... raw talent👏
@PRINCO95.
@PRINCO95. 2 года назад
U need to go rehab bro lol
@talenttakaedza8211
@talenttakaedza8211 2 года назад
😂
@all_clips_dxn
@all_clips_dxn 2 года назад
😂😂💪yoo
@abrahamnyapwere2679
@abrahamnyapwere2679 Год назад
Haha 😄
@ackovkuseka7828
@ackovkuseka7828 Год назад
kkkk
@xtralargemaroja
@xtralargemaroja 2 года назад
Bro you’re lyrically overloaded… this is deep and rich, God bless your hustle. Salute! 🔥🔥🔥🔥🔥
@tigonzi
@tigonzi 2 года назад
chimukoma changu.thank you
@Dzimbahwe2016
@Dzimbahwe2016 9 месяцев назад
that's true ....he is blessed
@calvinchirara9249
@calvinchirara9249 2 года назад
if it was winky d this would have been the song of the year. Well done 👍 l really appreciate you
@danniemutyanda5823
@danniemutyanda5823 3 месяца назад
The Realeast baddest imwembeu❤
@OneLifeInv
@OneLifeInv 2 месяца назад
My uncle, I also remember years back ku Menoembwa kwaMudzimu Kuna Musukwi river pa festive season... respect too much respect....SEKURU Tinashe.
@Mashavatinodiwanashe0905
@Mashavatinodiwanashe0905 2 года назад
Hip hop yekughetto is the greatest Zim hip hop album and thats facts💯💯💯
@kelvingovera-kd1yv
@kelvingovera-kd1yv 5 месяцев назад
it’s 2024 and i’m here❤❤
@TVTMjolo202
@TVTMjolo202 2 года назад
Great iz great could never underate therez no substute 4 quality
@nigelmazani4989
@nigelmazani4989 2 года назад
Mumuudze holy ten kuti uku kunopisa dziva vakamboedza vakazvitadzawo, ngavaite competition vari vega ma up coming. Ti gonzi king rap
@moosekurai2090
@moosekurai2090 2 года назад
mwana akaoma uyu handenavo usavasiye siya like kana usingarwadziwe
@takundamanyame6153
@takundamanyame6153 2 года назад
Haaa iri rakaipa but rinokundwa nerekutanga u're the best
@madhousemusicoffset810
@madhousemusicoffset810 2 года назад
Body and face ya HipHop rapper wandoziya yadzoka kwete Fat man uya anga akuuuya Lyric renyu Gangstar magetsi💥💥💥💥💥💥💥
@ianpidzamunashe
@ianpidzamunashe Год назад
When i see kopo with 1.3 million views and Gonzi here w 50k on such brilliance i lose all strong in hoping change is coming..zvoita ndimwe mkwava musi wemaElection
@prosperhokosochiwambutsa3336
@prosperhokosochiwambutsa3336 2 года назад
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥hipi hopu king #takashinga mdaraaaaa
@Cisante263Connect
@Cisante263Connect 6 месяцев назад
Ndachema zvangu
@ngonidzashekamombe6217
@ngonidzashekamombe6217 2 года назад
Kana mazogara ka haaa Gonzi arimuleague rake ega...thumbs up mi artist💯✌
@kudzaitakundamusindo
@kudzaitakundamusindo 2 года назад
Mmmmm bro u are too much eyyy
@chamunorwamashanga3732
@chamunorwamashanga3732 2 года назад
Lyrical genius apo saZambezi uchiflowa zvisina pressure.
@tavongamavetera
@tavongamavetera 2 месяца назад
2024 photo album
@evansgutu7719
@evansgutu7719 2 года назад
Exceptional. Well done young man. I wonder why this song is not trending with such deep lyrics
@ngonidzashesendama2471
@ngonidzashesendama2471 2 года назад
SURE ZIM HAAA
@rodneybmagama7178
@rodneybmagama7178 2 года назад
mudhara uyo
@kopoyaentertainment9770
@kopoyaentertainment9770 2 года назад
Tsvaga old vision yesong iyoyi
@joess7675
@joess7675 2 года назад
All the way from Ukraine 🇺🇦 listening to this masterpiece 🎶🎶🎶🎶 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@preciouschikwati9399
@preciouschikwati9399 2 года назад
Ko hondo wagwan ikoko
@joess7675
@joess7675 2 года назад
@@preciouschikwati9399 we’re nearly dead but at least we gonna die listening to Photo Album
@allenmadzima2509
@allenmadzima2509 2 года назад
Welldone king 👊👊👊
@Bling-sc8xg
@Bling-sc8xg 2 года назад
Photo album 🇿🇼
@n.c.kdibaddestmusic4025
@n.c.kdibaddestmusic4025 2 года назад
💥⚡⚡⚡💣💣💣💥💥
@tasimudzirwa
@tasimudzirwa 2 года назад
Imwe mbeu🔥🔥
@blingz8582
@blingz8582 2 года назад
T gonzi wakanyanya wangu ndokubigger murimudhara
@tinothestoryteller818
@tinothestoryteller818 2 года назад
wakapenga unogona wamai
@dglasdgna
@dglasdgna 7 месяцев назад
l am from Swiden , l dont understand this language but trust me ngoma rakaipa iri
@Deeman4lyf
@Deeman4lyf 2 года назад
All the way from Russia,don’t understand your language but apa amamisa ngoma apa
@mandixypictures7765
@mandixypictures7765 2 года назад
photo album was suppose to be an album coz this tune riri kunakidza💥💥💥❣
@The_Emeritus_Mugabe
@The_Emeritus_Mugabe 2 года назад
Mukati muti dzorere kumashure🔥🔥🔥🔥🔥
@ZimFox18
@ZimFox18 2 года назад
Haaaa makaipa akoma🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@kusley303
@kusley303 2 года назад
Chinhu sei chisiri patrending nehudzamu uhuuu
@enniaskawadza2736
@enniaskawadza2736 Год назад
Gonz imwe mbeu father of zim hip hop #hhyg
@simplemettaproductions6517
@simplemettaproductions6517 2 года назад
Makabata pombi rengoma apa mkoma. Isu paGweru apo tanakwa
@JonathanMakurumure
@JonathanMakurumure 4 месяца назад
ndaifunga ndakangwara kunyangwe zvangu ndakangwara....
@latestmovies1684
@latestmovies1684 2 года назад
Let's Gather here and ask "Why usingaperi nhai TiGonzi," to hot💥💥
@innocentmudikiremudikire7120
@innocentmudikiremudikire7120 2 года назад
ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-qsVwJ960kCA.html
@willardmtombeni
@willardmtombeni 2 года назад
T gonzi wangu wangu wangu Gona gona
@Joevegas2090
@Joevegas2090 Месяц назад
And this goat again 😂😂 Gonz rogona zvaro 🫡🤞
@LocadiaBowa
@LocadiaBowa 26 дней назад
Nayiwe this is bravo
@amazondawgs2137
@amazondawgs2137 2 года назад
Goat 🐐 himself
@tapiwachizesa1169
@tapiwachizesa1169 2 года назад
ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-qsVwJ960kCA.html
@tinashe4436
@tinashe4436 Год назад
Hoyoooooooooooooooooo chandibata
@theworldofmotivation7177
@theworldofmotivation7177 2 года назад
Haaa this is it...Ndoku gona uku... enough respect
@Ankog4_real
@Ankog4_real 2 года назад
Gonzi Munoimba chaizvo chaizvo
@tapiwanashegatahwa8278
@tapiwanashegatahwa8278 2 года назад
You should listen to this piece bro. This is the T gonz I baptized king of word play.
@tinashebanda6890
@tinashebanda6890 2 года назад
Haa wangu waimba my whole life
@rashesimba3999
@rashesimba3999 2 года назад
king of hip hop yekughetto
@Deeman4lyf
@Deeman4lyf 2 года назад
Makanyanya Gonzi
@tripledo8526
@tripledo8526 2 года назад
Makapenga mdara.. Photo album
@bfsoat1053
@bfsoat1053 2 года назад
Gonziii fo lyf🤞💥💥 photo album 🔥🔥🔥
@melindachigova1042
@melindachigova1042 2 года назад
I went straight here wen I saw this song paztv. Tee you r good 🔥🔥🔥🔥
@mwanawemusango1912
@mwanawemusango1912 2 года назад
Ku zimHiphop ti gonz muhombe ava vana veNew school havarespecte msara Gonz
@kingswaysfamily
@kingswaysfamily 2 года назад
👏👏👏👏👏👏well done
@leonelchikorose6440
@leonelchikorose6440 2 года назад
Ndogonawo kudarika apa chinongodikwa kwandr I famous 😂😂😂😂 ndaifunga kuti ndakangwara kunyangwe zvangu ndakangwara 😂😂😂 but unobatanidza wangu
@andyroserecordz7408
@andyroserecordz7408 2 года назад
I love this song though the old version Is the best for me...but respect
@uchekamwelo6566
@uchekamwelo6566 2 года назад
Barse and bars and bhazi 👏👏👏👏👏👏
@saintswekuzed1563
@saintswekuzed1563 2 года назад
Before i even listen I like and comment coz I know my Zimbabwean GOAT 🐐 TiGONZI💯💯💯💪💪
@arnoldtadiwamvumi5670
@arnoldtadiwamvumi5670 2 года назад
thank you SIR .. PHOTO ALBUM
@tawandawatsonndapwadza8496
@tawandawatsonndapwadza8496 2 года назад
Woooow. This has to be one of your best🔥🔥🔥🔥 well done Tinashe. But usatya hako new start center. Mwari anochengera🙏
@justinmac9352
@justinmac9352 Год назад
Ma days aya andai trusta shamwari, I feel you bro growing up teaches us a lot.
@nolanzano1946
@nolanzano1946 2 года назад
mukoma tinashe💥
@galavines_zw
@galavines_zw 2 года назад
Ti Gonzi haapere kunge mvura yemuchemba 🔥🔥🔥🔥🔥 makaipa mdharraa .... A big tune 🤝🤝🔥🇿🇼
@innocentmudikiremudikire7120
@innocentmudikiremudikire7120 2 года назад
ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-qsVwJ960kCA.html
@icekingmusicofficial
@icekingmusicofficial 2 года назад
Well done bro
@tinashebanda6890
@tinashebanda6890 2 года назад
I will support u tigonzi till the end
@joejuniorrrrr
@joejuniorrrrr 2 года назад
felt it deep as in l have been through the phase
@zvikomboreromeki9810
@zvikomboreromeki9810 2 года назад
Damn🔥🔥🔥
@GeorginaKarungaire
@GeorginaKarungaire Год назад
T gonzi i love you❤❤💯
@wreyvonechitanda9008
@wreyvonechitanda9008 2 года назад
Hoyooooo🔥🔥🔥🔥‼️‼️
@tanakagatsi1883
@tanakagatsi1883 2 года назад
Made me just go through my very own album too. You just made me go back to my roots and reflect on certain things
@KRZRECORDSKOPERA
@KRZRECORDSKOPERA 2 года назад
Imwe mbeu 🏃🏃🏃🏃🏃🏃
@delanychinake9195
@delanychinake9195 2 года назад
I like the art, the story telling from the beginning it's dope. Well done 👍 TGonzi
@lawrencemandava7418
@lawrencemandava7418 2 года назад
imwe mbeu zveshuwa..... welldone man.
@panashepaswairi6565
@panashepaswairi6565 2 года назад
📌📌📌❤️
@duxmzimbofx
@duxmzimbofx 2 года назад
Kanda Gonzi Kanda Holy Vhara Gonhi
@douglasmukuwe4186
@douglasmukuwe4186 2 года назад
Well done bro song yakaipa 🔥🔥
@tinotendarodneyalfaneti8854
@tinotendarodneyalfaneti8854 2 года назад
Haa wangu unozvigona.
@profGTM
@profGTM 2 года назад
Hail the king 🤴
@tincroodz
@tincroodz 2 года назад
Uuum this song 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
@komanjemustarff499
@komanjemustarff499 2 года назад
TGonz 🔥🔥🔥much love from🇲🇼
@mostie9780
@mostie9780 2 года назад
Ti Gonzi imwe mbeu, May God bless you bro!!! more hits, more money, more happy💷💷💷💷💷💷💷
@mcclarymccony839
@mcclarymccony839 2 года назад
Real Rap..Real Rap Real Rap for ya
@adohvisuals38
@adohvisuals38 2 года назад
Photo album 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@simonmakuwatsine9585
@simonmakuwatsine9585 2 года назад
Hoyooooooo🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@luxsonmuseri5134
@luxsonmuseri5134 2 года назад
Madddd shelling
@nigelshikova53
@nigelshikova53 2 года назад
🔥🔥🔥
@andrewmuzawaka461
@andrewmuzawaka461 2 года назад
Let the past remind you of where you are coming from
@fortunatechulu8514
@fortunatechulu8514 2 года назад
👏👏👏🔥
@mysteriousfuntv8450
@mysteriousfuntv8450 2 года назад
this is great
@AnoldNyikayaramba
@AnoldNyikayaramba 6 дней назад
🎉🎉🎉🎉🎉
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 года назад
Building pamusoro apo hapazipo ere pamakamborovera rimwe video nana Trevor Dongo, Boss_Pumacol, Nastro ....... Song called COME OVER
@bigmoneyfx23
@bigmoneyfx23 2 года назад
best in the industry
@michaelmugauri3570
@michaelmugauri3570 4 месяца назад
🔥 lit i like it but respectively I prefer the old version 🔥🔥🔥
@user-dr9mc3lh9i
@user-dr9mc3lh9i 11 месяцев назад
totenda akaigadzira song iyi
@davidzuze604
@davidzuze604 2 года назад
The lyrics are dope , the tune is dope . I was expecting more visuals though .
@tapiwadenzel4064
@tapiwadenzel4064 2 года назад
This is wat we call hip hop nhaika 💣💣
@Kmg_zw
@Kmg_zw 2 года назад
Will always be the best in the game. Gonz lyrically baddest
@donaldmaparura7026
@donaldmaparura7026 2 года назад
Ti gonzi >> zim him hop
@nicodimuspasipanodya2801
@nicodimuspasipanodya2801 2 года назад
Yes bro 💓💓💓💓💓
Далее
Ti Gonzi - Kutaura Ndega (Official Music Video)
3:17
Просмотров 271 тыс.
ГИГАЧАД МЭЙКЕР В PLANTS VS ZOMBIES 2!
00:49
Пришёл к другу на ночёвку 😂
01:00
BeastMasters Hawk just had enough #ti13
00:30
Просмотров 203 тыс.
TiGonzi ft. Comic Pastor - Zvotoita Kuno (Visualizer)
4:36
Holy Ten - Gamu, Pt. 2 (Official Video)
4:13
Просмотров 454 тыс.
Ti Gonzi & FreeMan - I Remember
4:18
Просмотров 131 тыс.
Ti Gonzi - Mufaro Kwamuri (Official Music Video)
3:15
Просмотров 196 тыс.
Only You
3:11
Просмотров 17 тыс.
TiGonzi Feat Cindy Munyavi-Hurombo [Official Video]
5:29
TI Gonzi - Kufamba Murima
4:16
Просмотров 193 тыс.