Тёмный

Tinashe Mugabe Pa Dare Ra Headman Chigodora DNA 

TICHKACH MTV
Подписаться 65 тыс.
Просмотров 143 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

27 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 281   
@Madam-z1y
@Madam-z1y 11 месяцев назад
Ndarwadziwa nenyaya yevana ava anatete siyai hunhu hwenyu idai mwana wese wehanzvadzi yenyu😊
@jimmymuzenda2541
@jimmymuzenda2541 Год назад
Don't plays games with us you guys; where is the DNA MAN? Don't deceive us.
@charitygwakuka6804
@charitygwakuka6804 Год назад
Zvinhu zvekudaro hazvidi kudaro muatambawo. Nesu
@prettymandaraza9339
@prettymandaraza9339 Год назад
Nhaimi zvnyu
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 Год назад
Kkkkk kuti zviite chiremeraka😂
@aayishasanudi9019
@aayishasanudi9019 Год назад
​@@charitygwakuka6804😊
@onaingorima7122
@onaingorima7122 7 месяцев назад
Ava mbuya ndofunga vairara nababa chete vanoita sekut ndiwo mukadzi wacho Seiko mukadzi akaroorwa ngaaite zvekumurume wake kana tichiita zvekwedu tinotoita zvekukudaidza
@EdmFridges
@EdmFridges Год назад
Takaiona kare iyi kotinashe mugabe wacho aripapi😮
@PercyHayms
@PercyHayms 5 месяцев назад
Tete vakuvenga vana nekuti vakadzoka kumurume vakuda pekugara
@sarzn6414
@sarzn6414 25 дней назад
Hakuna tete vakadzoka mumusha all of them are married .nyaya mdeyemukomana uyo aribiz kutengesa minda yese​@@PercyHayms
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 Год назад
Wicked tete , return soldier teramira nxaa
@StanleyMutama
@StanleyMutama Год назад
musatidzosa kumashure manii tinashe wacho aripapi
@lilianmoyo9383
@lilianmoyo9383 Год назад
Where is Tinashe now don't repeat guys yoooooh 😮😮😮😮
@EBDESIGNS-l1j
@EBDESIGNS-l1j 3 месяца назад
Sei Tete vadoko variwo varikutaura vakuru vakanyarara kuziva nyaya here
@chidewupraisem4296
@chidewupraisem4296 11 месяцев назад
My brother akambozviitwa izvi zvekuendesa kudare achinzi haasi mwana wepano zvinhu izvi zvinouraya ukama now iwo wakanganwa or wakunyebera kukanganwa bt mukona anazvo
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Год назад
Ko kutinyepera ndoo kudii .Tinashe Mugabe wacho aripapi ipapa.
@balsamtrees
@balsamtrees Год назад
So,where is Tinashe Mugabe?This is pure CLICK BAIT !!!
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Год назад
Nhai nhai ?
@AndropovMachona-mb3kt
@AndropovMachona-mb3kt Год назад
Mchinda uyu anonzi TICH ndiye arikuba mavideos aKaranganda.saka anomaita replay
@welmamaronga2006
@welmamaronga2006 11 месяцев назад
​ SB
@Manondo34
@Manondo34 11 месяцев назад
Aaaaaah kwanai😢Tinashe mugabe aripi ipapa
@AlphonseMatopera
@AlphonseMatopera Месяц назад
Nyaya ipere zvakanaka ishe ngavaende kwatinashe Mugabe bcz mangwana nyaya inokudzokera iyi
@paultmatekenya7418
@paultmatekenya7418 21 день назад
Noo dna according to Zim laws inoti as long as the deceased akatoresa mwana birth certificate with his name it's enough proof kuti mwana ndewake & as such the children arent forced to go fr DNA
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo Год назад
Tete veHarare imboko vanovenga vana vehanzvadzi yavo chete
@AliceNyambuvi-n3d
@AliceNyambuvi-n3d Год назад
Mukoma Allen vakugara kumberi hre makorokoto unogona kutonga baba
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 Год назад
Baba vangu, tete vangu, amai vangu chine rusaruro nxaa chichadonha neBP wicked woman
@JulianaNerutanga
@JulianaNerutanga 28 дней назад
Mambo Chigodora mapedza kutonga..
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 Месяц назад
KO pachovanhu, mwana haaita ku adoptwa here? Ivo tete Ava, ngavaitwe DNA ne bhonzo remufi. These two vana tete havafanani...pane asiri wepo apa? This boy was adopted by his late father, this auntie who is fighting for land is very.corrupt.
@nyaradzoneddie7879
@nyaradzoneddie7879 Год назад
Nxt time musazonyeba ,Tinashe Mugabe arip
@MarlonMarazanye
@MarlonMarazanye Год назад
Tinashe aripi nhai zvakaoma
@NyashaMarufu-f2t
@NyashaMarufu-f2t Год назад
True headman
@sabinajesman3431
@sabinajesman3431 Год назад
Tinashe wacho Aripo siayanai nezvimunya data rodhura 😢
@propro9957
@propro9957 Год назад
😂😂 sorry!!!
@reasonchipare7949
@reasonchipare7949 Год назад
Apa ari kuba ma videos eku Karanganda achitipa zvatinenge takawona karesa anobhowa uyu
@plaxedessithole1936
@plaxedessithole1936 Год назад
😅😅😅😅😅
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Год назад
Ko Tinashe wacho aripi makutipa nyaya yatakamboona aripi Tinashe wacho baba Taps
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Год назад
Uyu arikuba kwabba Taps
@keishachocre9707
@keishachocre9707 Год назад
𝑀𝑎𝑚𝑏𝑜 𝑎𝑣𝑎 𝑧𝑒𝑟𝑜𝑜
@timothymagigwani85
@timothymagigwani85 Год назад
Iyi TICH media havazivi zvavanoita imbavha idzi sei vqchitora basa reKaranganda vonyepera vanhu zvisipo
@FunnieDube-sr4hv
@FunnieDube-sr4hv Год назад
Kudzokorora nyaya mashaya nyaya here tsvagai zvimwe
@tapiwama-ud4cl
@tapiwama-ud4cl Год назад
Your head line
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo Год назад
Ndakuemberera maoko Prince tete vapera power manje
@ThickyMami
@ThickyMami Год назад
Mmmm tete ava ruvengo rwavainarwo nevana ava ruhombe wetha vana hasi or ndeveko. Ruvengo rwacho ruhombe runotyisa 😢😢😢😢💔💔💔💔
@princessmamthe
@princessmamthe Год назад
Where is Tinashe????????????? I m out cant waste my data and time. Amanga ngawani manje
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Год назад
Aaah kwaNjerere kune vanhu vanotora vana vasiri vavo Saka istayera yekwanjerere
@Girlmastervibes
@Girlmastervibes Год назад
Siya kutipa zvimunya sei
@ThanksMusiiwa-kb5ih
@ThanksMusiiwa-kb5ih 7 месяцев назад
Vachigodora haa pama Headmen ese andakaona iiiii makanyanya Koo zvinoita hr kt munhu abve kwedu kuMasvingo auye kudare renyu
@SusanMawoneke
@SusanMawoneke 11 месяцев назад
Aunt avo vanogona vari kutaura chokwadi mwana anonetsa kazhinji anenge asiri werudzi sabhuku nyatsooongororq ipapo
@nomusamunoangira6968
@nomusamunoangira6968 Год назад
Kunyeba ndokunei. Ticharega kuona maVideo ako nxaa. Big up Baba Taps
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Год назад
Anonyeba zvekuti ndakutomublocker
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Год назад
Anonyeba zvekuti ndakutomublocker
@mussolinemazorodze3949
@mussolinemazorodze3949 Год назад
Even me ndakutoita block
@FaustinaMoyo
@FaustinaMoyo 11 месяцев назад
Vatete makaroorweyi imi muchida zvemusha mucharohwa neshamu na Mwari
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 2 месяца назад
Zvaida mambo mutasa vakadzi dza. Kunzwisisa mapaper awo. Imi vachigodora Haa zero makadzidzira pasi pemiti. Uyo sei arikubvunza mibvunzo asi vana tete mavarambidza mibvunzo. Nonsense prince igoya ngaaende kudzinza rake ane ubenzi
@Naomi-zg4bd
@Naomi-zg4bd Год назад
Vaudze prince vane hutsinye avo vakadini kuzvitaura kare
@LovenessSipindiye
@LovenessSipindiye Год назад
Either way zitete rofarira kubhadahra mukomana uyo akabuda positive wanobhadhara kumusvibisa akabuda negative wanobhadhara kumuremedza ne zita re musha wawo wachimugadza parukukwe
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 11 месяцев назад
Deceptive headline nxaa
@paulinenyandoro
@paulinenyandoro Год назад
Musatipedzera Data hey why muchidzokorora nyaya ,aripi Tinashe wacho,gonai kunyora Headlines dzenyu zvakanaka
@aaronmushonga642
@aaronmushonga642 Год назад
Musatipedzera data ko Tinashe Mugabe wacho arip murikutenderera patsvimbo imwe chte
@ivuchigora4195
@ivuchigora4195 7 месяцев назад
Vanhu vekwaNjerere nevekwaMureyani ndovandinoziva kwaChigodora kkkkkk
@gibsonmutete4060
@gibsonmutete4060 Год назад
Fambidzanai nenguwa wanhu weee dare iri takasoriwana last week neKaranganda TV
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa Месяц назад
Pakaipa yooo
@FaustinaMoyo
@FaustinaMoyo 11 месяцев назад
Vana vatete ava seyi vachinyanyo pindira nyaya dzemusha kudaro kana mwana akaita musikanzwa zvoreva kuti haasi mwana wemumusha here? Vana tete vapunza Misha yakawanda nokuda kutonga
@professordhewa298
@professordhewa298 Год назад
Iwe T one siya nyaya ye kutora nyaya dzakaitwa usipo unoshaya ma followers nazvo izvi T one be mature chirombe ichi hatichide that's childish wanzwa now ukunyora zva Tinashe Mugabe where is he do even know u can be sued for this
@LovemoreSibanda-c5d
@LovemoreSibanda-c5d 6 месяцев назад
Date raakaberekwa harisi iro raakatora ndiro Bath, Date rekukutora Bath riripa Stamb
@hedwigsithole211
@hedwigsithole211 11 месяцев назад
Ko munopireiko tuchembere tune hutsinye nehutsotsi husabhuku nhai 🤔
@AbigalNgwenya-x1c
@AbigalNgwenya-x1c 6 месяцев назад
Kkkkk kambuya ako kambavha ende avanyare dai vabviswa u sabhuku plus vanokara mari but anyadziswa
@nharonezvinenharo6315
@nharonezvinenharo6315 Год назад
Unojairira ...Tinashe mugabe aripi hazviko izvi
@DorcasKarumbidza-xi2wd
@DorcasKarumbidza-xi2wd Год назад
🤣
@tyresepartridgechanga704
@tyresepartridgechanga704 11 месяцев назад
Vanatete ava vanerudyire. Hutsinye chaihwo. Vanga vakataura nesabuku. Zvadhakwa.
@RabsonMakwarise-j4y
@RabsonMakwarise-j4y 8 месяцев назад
Mambuya ayo anorwa eshe ndochokwadi
@normanparuzere3485
@normanparuzere3485 Год назад
Gorokota raheadman rehembe yebhora imboita uchipfekawo imwe becoz. Yatova uniform yedare
@mathiasmavara3040
@mathiasmavara3040 10 месяцев назад
Mambo tsiurai vanhu venyu vasataure vachikunongedzai uye tsamwa imhosva mudare vanhu ngavadzikame
@MisheckTeketeke
@MisheckTeketeke 3 месяца назад
Haaaa mufana uyo akadzungaira kutengesa musha
@tsheposed3380
@tsheposed3380 Год назад
running short of contents nah
@Bee4573
@Bee4573 10 месяцев назад
Ko nhai Headman lo ma DNA acho murikuarambirei. Munhu ngaazive kumusha kwake. Imi hamuzvizove here kuti kuchengeta mutirwa mumusha zvinozounza ngozi pamberi apo afira mumusha usiri wake?😮
@AmosJena
@AmosJena 6 месяцев назад
Torai DN chete pamwe ichokwa seivo iye mwana achingotengesa musha vose
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 Год назад
Teramirai
@hedwigsithole211
@hedwigsithole211 11 месяцев назад
Hapana anoziva kuti mwana uyu ndewani kusanganisa iroro rine green dress richanyara pachabuda ma results.
@MaxwellZinyoro
@MaxwellZinyoro Год назад
Tinashe arip duzv
@masaitiruvengo8279
@masaitiruvengo8279 Год назад
Iyi mbuya imhunza musha .Ngaidzingwe mumusha inoshungurudza nherera ngaitonge kwayo kwayakawanikwa
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Год назад
Duzvi iwee asikuti angotengesa minda here chanetsa ndechekuti arutengesa minda dai zvisizvo pasina nyaya
@VengaiBhuraki-dx3hb
@VengaiBhuraki-dx3hb Год назад
Zvimunya musatipe mazvinzwa hr
@mussolinemazorodze3949
@mussolinemazorodze3949 Год назад
Zvekuzvarwa mumusha ndizvo zvinoita utengese musha wasekuru here masaskam namambo mese
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 Год назад
Takainzwa kare taitoti Tinashe Mugabe auya isu
@tatendamakwambeni
@tatendamakwambeni 6 месяцев назад
Ngaiitwe Dna basi totangira ipapo
@mussolinemazorodze3949
@mussolinemazorodze3949 Год назад
Mambo hamugone kutonga imi munenge makapihwa chioko muhomwe
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 Год назад
Uyo ndinomukunda kupikisa mhiko
@PowerPower-dk6hz
@PowerPower-dk6hz Год назад
Ok
@papafatso1761
@papafatso1761 Год назад
Tich kach wazviwanza why repetition ye ma episode, hokoyo 😢😢😢
@simbaroynwork9556
@simbaroynwork9556 Год назад
content nenyaya yacho hazvisi kuenderana
@mussolinemazorodze3949
@mussolinemazorodze3949 Год назад
Mange muchirambidza tete kubvunza mwana mibvunzo now mwana aakubvunza anatete imi Mambo hamuna zvamunotonga imiii
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Год назад
Tinashe wacho aripi
@ellenchimowa979
@ellenchimowa979 Год назад
ChiTV chenhema nhema Ko Tinashe aripi 😮
@bettypatsvani
@bettypatsvani 11 месяцев назад
Kana murume achirwara hatichagezi here
@buhlejeche9229
@buhlejeche9229 Год назад
And chimunya futi
@mashapacreative7072
@mashapacreative7072 9 месяцев назад
murimbwa dzevanhu varidzi vechiaccount chinechi
@farayimoyo9531
@farayimoyo9531 Год назад
Tipei ka yose
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo Год назад
Prince ataura sure tete inyoka sure
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Год назад
Ehe But dna first
@catherinechigeza6013
@catherinechigeza6013 Год назад
Shelter na Prince kana zitete iro rikafa musaricheme munofanirwa kutenga ma cider enyu monwa zvenyu muchi celebrate .
@forgetchabikwa7373
@forgetchabikwa7373 8 месяцев назад
Uyu Tete ane green akanyangara zvese ne moyo
@patriciamuhlanga
@patriciamuhlanga 7 месяцев назад
Tete makonewa chaiko kunyange hanzvadzi yenyu mangamusingaide makonewa chaiko tete
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
zitete iry rinepamuromo pamwe iyo tete ndiyo isiry wemumsha kutonhedza mucharoya
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Год назад
Kkkkkkk
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Angoti Tinashe Mugabe kutsvaka maviews. Ndomabasa esocial media. Regai timboenda kuamwe...kune kuri kupisa sadc vamwe vari kutsvakawo maviews futi ikoko vachiti mutambo uchiri mhandara 😂😂😂😂😂😂😂😂
@ChristwishChiwara-fe4kq
@ChristwishChiwara-fe4kq 4 месяца назад
Ko iye mukomana uyo ari kumanikidzireiko kupinda mumusha maasikudikwa
@jainencubencube377
@jainencubencube377 Год назад
Tete avoo vanokura musoro sei hanzvadzi dzavo pasina padzinombotautawo avo tere vanotonga nehanzvadzi dzavo
@nharonezvinenharo6315
@nharonezvinenharo6315 Год назад
Taps apa marashika mukoma musadaro soo
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 Год назад
Takaiona kudhra iyi
@ImmanuelMabasa
@ImmanuelMabasa 8 месяцев назад
Tete Moyo wenyu wakaipa semuro ……...
@professordhewa298
@professordhewa298 Год назад
Haaa iwe usapenge iwe mufanha birth rinotoreswa iro depending kuti baba namai vawirirana zvipi there are a lot of people vakatoreswa ma zvitupa na baba vasiri vavo that's nonsense mufanha iwe dzikama iwe
@Lorraine-s6k
@Lorraine-s6k Год назад
Variko vanhu vane moyo wakaona kuruma chaisingadye
@ishmaelmatyenyika8968
@ishmaelmatyenyika8968 Год назад
DNA plz
@FloraMlambo
@FloraMlambo Год назад
Musatamba tisu muchitipedzera date muchidzokorodza kave kechi4 muchingotipa iyoyi nyaya
@bernmubuyayi656
@bernmubuyayi656 Год назад
Uri mkosho wemunhu Tichkach,, where's Tinashe Mgabe ,,,duzvi remunhu ,,takazviona karesa izvi
@PamelaMungoyi
@PamelaMungoyi Год назад
Imimi vaTich were is tinashe wacho
@phillipmurambiwa7583
@phillipmurambiwa7583 Год назад
Ana tete avo vane hudyire ngavaende kudzimba dzavo vasiyane nemwana uyo
@bridgetoparmoyomabulawa5519
Inyaya yrkutora nhawu dza Karanganda moita dzenyu pls itayi zvenyu mmmxxxxm nda bhowekana
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Год назад
Svaga zvako iwe kwete kutera kwabviwa neumwe
@ttfam8742
@ttfam8742 Год назад
Zvemanyepe nyepe where is vahanzvadzi Tinashe Mugabe
@tinakasiyandima3842
@tinakasiyandima3842 Год назад
Iwewe ticharega kuku follower kana uchisenda zvinhu zviri wrong usatambise data redu pazvinhu zvatakaona
@PowerPower-dk6hz
@PowerPower-dk6hz Год назад
Ko imi va chigodora munorambirei DN A
@vimbaimashava1119
@vimbaimashava1119 Год назад
Favorite headman
Далее
Avaz Oxun - Yangisidan bor
14:29
Просмотров 361 тыс.
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Просмотров 211 тыс.
Headman Chigodora Zvinopera mushe here ?
49:52
Просмотров 116 тыс.
Mukwasha Akamitisa Ambuya
18:36
Просмотров 168 тыс.
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Chief Mutasa Vabvunza Akauraya Mukona Uyu Ndiyani
43:11
Mwana Akarova Mai vake zvakapisisa
55:26
Просмотров 86 тыс.