Guys ngatitaurei chokwadi don't ever blame Obert pese panoitwa mainteviews anotaura utsinye hwaakaitirwa naPeter regai azvitaure at least moyo wake unosunungukawo but kana imimi mafans eUtakataka mukamuti anyarare moda kuti afe nemastress here arikubva Kuna Peter hezvo ataura kuti ndisenderwa mathreats paapp zvinonakidza here izvo zvakadaro Peter wacho hapana chinozivikanwa kuimba kwacho dololo basa ndomahure kutadza kuchengeta mai nagogo vana varikudzingwa kuzvikoro uko maback log ezvikwereti akurisa kana avakutsiurwa akutsamwa regai mwana akasiiwa pachigaro aiite basa,to you Obert bhora mberi usacheuka mbiti iyo zvairi kuita nguva ichakwana zvichanaka ndiwe musara pavana Utakataka brand rakasiirwa iwe rega vataurise asi vachanyarara hatingasiye band richifa ka nekuda kweudyire Peter haagone kuimba chero chero akaita 10 years practice never he won't kwake kuchihure so ngaende ikoko ngatisiire mwana akarairwa uyo aite basa
Haaa obert resurrection yaunotaura iyi ukuzvinyepera... Dewa ndi dewa muchina muhombe. Haufi wakaita dhewa...peter thumbs he is making us remember dewa achi builder his legacy
this guy is very logical and straight forward. I like his straight-forwardness. If all Zimbabweans we can say the truth about each other, we will make significant progress. Kurova imbwa takaviga mupinyi kwete. Wagona wataura chokwadi and dont listen to people who say dont talk. munhu wese ane shungu ngaapiwe mukana adurure shungu dzake and that that way, shungu will not turn into ruvengo. But if you keep shungu dzako mumoyo, this may breed ruvengo.and kuromba. take this example...if you cheat on your wife and she finds it out, you explain to her the reason and ask for forgiveness. Dont be irritated when that issue is brought up frequently coz betrayal leaves a very big would in a heart and even when the wound has healed, its eveidence can bring memories....the scar.
Kuyimba unogona,and unechipo mfanam but nyaya yako yedaka rako namkm vako iyi ichakutadzisa kuenda mberi,shaa hamusi mega makavengana mumisha but hatizviratidze kuvanu like zvamukuita izvi
Obert, Peter kana asinei newe iwe siyana naye agara haatorinawo basa futi Peter wacho it's not like anogona kuimba kaaa nxaaa. Rova ngoma Obbie usacheuka muridzo
You are a very talented young man Tongai and I wish you the best in music career but please as an adult my advice to you based on your minds when you were saying Peter Ndiye mukuru iwe haukwanise kuenda kwaari you are getting wrong bamunini..Starting music career means vakura you no longer a child go and play your role and try to help your brother in whatever way that can help you two.. Avoid exposing your family issues through social media bamunini.. On the issue of Peter failing to take care of family members I believe you are getting yourself too much culture believe. Being in a business doesn’t mean Peter should look after the whole family of Dewa no ane hupenyu hwake same as you bamunini. Do your best bamunini and focus on your life nemhuri yako hama haudzipedze kubatsira unofa uri tsuro Peter
Obert peter is your brother you do your own things don't see someone's life chinokurwadza chii umwe neumwe ngaaimbe zvake vatsigiri vanongotsigira all you go to your brother if you have 5 senses then motaura sefamily social media haigadzirise musha
Obert na Peter vanhu vaviri vakasiyana chinovabatanidza i surname Moyo avangaite zvakafanana, Peter akataura wani achatanga kupinda mu industry kuti ini ndini late Dewa andikwane bhutsu dzavo wani.
Haaa bamnini hamuna kukwana dai muri vamwe mambodzokera ku creche,hakuna kwamunoenda mukada zve blame game,i bet you will not fit yo dady's shoes be your own man,dont blame peter for your fathers mistakes
i like to hear peters side also. you don't eat legacy. Peter kana achida madrama rega aite vangani venyu vari kuita zvinoitwa nababa vavo nxaaa nonsense. i like orbert but murume chaaiye doesn't talk bad about other people go confront your brother une mumwe munhu kwete izvi. ari kuda publicity chete
iwe hatisati tambonzwa Peter achitaura nyaya idzodzo isu and by being a public figure doesn't mean that u have to air your issues on social media...every family ine ma issues even kwana Jah kune zveikokowo but hativaone vachingoshama zvauri kuita izvi...kura mfana!!!
Unogona hama asi mira kumhanya ende urimuimbi usataura mamwe manzwi ekuratidza kuvenga kana kushoora umwe ukanyarara nekuzvidzora zvinofamba focus nezvaurikuita
Blood is thicker than water. Peter always said he is better not his father. He is doing very well as a young man and if Obert wants to be in his father's shoes let him do. He should preach love and avoid to be carried away by people who want to divide the family. You should never speak about your brother negatively in public. Young man if you want to sing just sing without tarnishing your brother's name. It's bad!!!! You are good as an artist and you could do more and better so focus on that you will achieve. Love your brother regardless for anything.
Still waiting single Jnr Tongai Dhewa , please iri kupi .Asi wadzoka futi south Africa here .Kkkkkk but Peter why une moyo wakaoma kudero .batsirawo umwe wako .🤔Ivo vana avadi kubuda different beches ,zvoshayisa rudo .Vharai mazip imi vaimbi mudzikame.kwete kusiyiira vana ruvengo.Vana vanobuda beche one havarasani
my brother be truthfull do best and pple will see it themselves. kutaura taura hakuna ndima . prove it beyond doudt that you are better. siyana ne brother wako , otherwise you are proving yourself wrong. its just a word of advice.
On Peter failing...there's things we wish for people and there's things they wish for themselves. and its always good to follow our own dreams, we cannot expect Peter to copy everything Mr Dhewa did. Obert, as a christian you should know that one can be older yet young spiritually, so the question of who should approach who shouldnt be based on age. There's a lot to talk about but i dont want to sound like im questioning spiritual father/Prophet/manager. We support sungura, we support Dhewa music and we wish the best for the Dhewa family because through the music produced, many relationships were mended. i hope the Dhewa family can also benefit from the same songs that brought thousands of fans together🙏, it would be great to see the same music bringing together its producers. #1Love #Family #Music #Dhewa
Mukoma Moyo musatevere vanhu kurwiswa nebrother yako. Uchaoedza nguva uchirwa nebrother but remember kuti one day as family munosangana kwete nekuvanhu vanofurira. Look forward nepositive mind. These people will bring you down.syay focused neupenyu don’t come to point of judging others
Well done my brother, God bless you. May be this fight will come to an and. I like Tongai Moyo and utakataka. I don't want to hear them fighting over their father's belongings.
Obert leave dat art of dissing Peter, talking all those stuffs caz you won't go anywhere iwewe ita busy nekuimba zvisina madiss zvokupedza talent izvo just forget bout zvekutukana unoramba uri panzvimbo imwe. Wish you good luck
People will support if you stop saying such things and those who are supporting you on that they hate you, so be wise and be United with your elder blood brother
I blame Tongai Moyo snr for all this drama. Barika ragara rine makuva mukati. Vafana ava varikuitirana shanje dzana mai. Peter Moyo don’t be dragged in all this circus
No younger mukuru anoti iwe uuye mkoma I was young pandaitukana nemi let's unite tiite chinhu 1 you are reporting to the media Peter akakupindura pamedia not attacking akati ngauye tiridzire vanhu magitare Enda iwe to show respect
By the looks of things Ob you have hidden agendas against your brother.If you can just leave him alone and focus on your career you will grow.Peter has never said anything bad about you.
Haiwa zvedu vanhu vaunoudza zvekunetsana kwako nemukoma wako havana chavanokubatsira nacho gara pasi enda kunagogo vako unotaura navo she is the only 1 anokwanisa kukubatanidzai namukoma wako
I worked with your grand father and I remember him telling me how good u were on drums and he wanted to send drums but 9n a personal level. I know u are a disturbed young man. But come out the shell and stop mourning. Life dont wait for cries
Titirewo videio resong yako st single baba mwakatisiira nhaka tose ere baba vangu zvondotamburawoo plz ndo pandakaona kuti dhewa vadzoka usati wazvitaura shas usa siya bit ramudara vako twist like dembo srs
@@graceshirley6896 Haha ndovada vose,,,Uyo wekwa Lorraine anogona zvese and he is very funny and Obby ane problem yekutaurisa too much but anogona zvake handisi kuramba. They should just come to peace cz at the end of the day what we want is just a lively legacy of Tongai Moyo!