Тёмный

Tsamba yeEcocash yakanzi ndiyo clearance yemombe Behind bars with Tete Tilder 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 199 тыс.
Просмотров 59 тыс.
50% 1

Mukomana wechidiki akanyepera mai vake kuti atenga mombe iye adziba

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 118   
@nestermagwenzi7311
@nestermagwenzi7311 4 года назад
Yoweeee tete Tilda mwana anotaura chokwadi uyu....mombe yakabiwa pamba pedu chaipo.
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
Haaa zvakawoma shuwa Saka akazodzosa her
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 4 года назад
Kujeri kwatoita mutauro mutsva wekuti "ndichabva ndano"
@natashatinashe8321
@natashatinashe8321 4 года назад
LORD HEAL ME ndakatombofunga kuti ndini ndisiri kuziva shona. Ndakazvinzwawo vanotaura ne present tense not past
@loinamabande9666
@loinamabande9666 4 года назад
Chaizvo
@freegracesibanda690
@freegracesibanda690 4 года назад
Kkkkkkkk true hey.....
@kudamushona4969
@kudamushona4969 3 года назад
Ndinonzwawo almost everytime panotaura team irori. Hanzi, "ndichabva ndanodini paya...."
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 4 года назад
Kkk i like the fact that you are accepting mhosva dzako. Lets hope you will reform
@tapiwashara6957
@tapiwashara6957 3 года назад
uuum mukoma imbava iva yoh!
@milltontshuma7499
@milltontshuma7499 3 года назад
Nnnnnnnnnmmmnñk9
@patrickchakulya2927
@patrickchakulya2927 4 года назад
mukadzi wangu akarohwa kupolice Tete
@josephinepapaya6805
@josephinepapaya6805 4 года назад
Hes tete tilda ,hamus kuwanika wena ,nyaya yemkomana wekuMazowe Prison haina kuperaa
@ruvarashemativengaruvarash1162
@ruvarashemativengaruvarash1162 4 года назад
Dai vasungwa vese vazama kutsanangura sezvinoita blaz iyi kkkk
@nancymautsi6900
@nancymautsi6900 4 года назад
Hi Tilder thanks for job you do
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 года назад
Kkkkkkk this guy mutipe part 2 tete pamai vko ndarwadziwa asi😥😥😥😥
@deangb8651
@deangb8651 4 года назад
Kkkkkk ndanakidzwa hanz type ipi. Seems this guy has no regrets at all. I dont see him reforming
@lydiat7636
@lydiat7636 4 года назад
True
@shingit5778
@shingit5778 2 года назад
That one is a hard criminal.
@memorykutukwa4503
@memorykutukwa4503 4 года назад
KKK ndada chokwadi chake Dai Mwari amuchengeta mujeri , chokwadi chinotisungura
@preechapfika8022
@preechapfika8022 4 года назад
memory kutukwa Amen
@tabethzindere4852
@tabethzindere4852 4 года назад
Kkkk ndanakidzwa ne way yaari ku rondedzera nyaya yake.... "Hanzi I type ipi"....." Ndavapa maoko avo"
@simbamoyo8038
@simbamoyo8038 4 года назад
Kkkkkkkkkkkkkkkk mbava iyi yandisekesa
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
Kkkkkkk confidence anadzo uyu apa Ari wild
@artkinhlungwani386
@artkinhlungwani386 4 года назад
Kkkkkk bvaaanzi mboomaaa! Mboomaaa! Bvaaita weti😀😀😀😀
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 Год назад
blazo vanotaura nyaya senyaya ava, ndanakidzwa samare,
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 года назад
Uyo tsotsi ndiye ane yese manje, sando dzako unogona kunarrator nyaya yako
@preechapfika8022
@preechapfika8022 4 года назад
cathlyn makoni my late bro had been in prison in the early 2000s that's how he used to speak, rabhanditi
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 года назад
@@preechapfika8022 shame sorry to hear that my dear
@tarirozingunde3707
@tarirozingunde3707 4 года назад
Tete Tilda vane patience zvavo 😂...ko ndimukanya futi🤔
4 года назад
Good video! Keep it up! Would you like to be RU-vid friends? :)
@naumezacharia1861
@naumezacharia1861 4 года назад
Ndarwadziwa nekugara kwamai mujerii
@cuthbertm6
@cuthbertm6 4 года назад
Goronyera riri likeable kungozobhaiza panamoms chete
@tendaichiripai5090
@tendaichiripai5090 3 года назад
Haaa rikutodada kutii ndaitombobaa kkkk ana mai murii. Munhamo😢😢😢😢
@roberttgwena9047
@roberttgwena9047 4 года назад
Mupfanha ibhanditi uyu hey good story teller aaah anogona kutaura nyaya.wena
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 4 года назад
First comment first like but mmmm kugara kwamai kujeri kwandibata hangu ini
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
Kkkkkk ndakanga ndava wild beast
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 Год назад
Cases involving police why is there always torture even when one admits to the crime?
@requestmusekwa8757
@requestmusekwa8757 3 года назад
ndo ma soja anosvika kure,,, ka aya
@mirriammafoti6360
@mirriammafoti6360 4 года назад
Too much funny kkkkkkkkkk ndaseka hangu
@patriciachamanga7536
@patriciachamanga7536 4 года назад
Tinotenda police nebasa guru
@itayizinzombe947
@itayizinzombe947 4 года назад
Blaz havanzwe ava !
@abaschengs4806
@abaschengs4806 4 года назад
Aah apa magona tete zvanga zvongoperera kufacebook manje apa matigonera towanawo kudownloada tonoonera paden ko wifi toita dzekutoba dzevamwe
@mrschamunorwa3916
@mrschamunorwa3916 4 года назад
Kkkkkk dead pa WiFi
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 4 года назад
Blaz vano nakidza ava
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
Uyu muchinda so mabepa e Ecocash Akavara nawo Amai
@takudzwachakanyuka7501
@takudzwachakanyuka7501 4 года назад
Kkkk Ma 'nommater' akukandwa ayo Pese Pese 😁 😁 😁
@tarirozingunde3707
@tarirozingunde3707 4 года назад
😂😂😂😂😂 noticed too
@mordecaiKamanga4
@mordecaiKamanga4 4 года назад
Tilder siya munhu atange atsanangura nyaya yake, then wozobvunza, tumubvunzo....as a journalist you should have a paper and a pen uchitora mapoints.
@thembinkosijoeman561
@thembinkosijoeman561 2 года назад
Ane Time dzekubhyza iye tilder wacho
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 Год назад
Nomatter
@Kevin-qp9pw
@Kevin-qp9pw 4 года назад
Alarm yakarira ndamu custody kkkkkkkkkkkkk
@humphreymanana5020
@humphreymanana5020 4 года назад
aaahhhh type ipi kkkkkkkkkk handi comedian chaiye
@nyashagrace11
@nyashagrace11 4 года назад
Background noise inoda kuitwa shoma somehow
@normanziso539
@normanziso539 4 года назад
Bt mukadzi wako aikuda wena she was supoting u in evrything
@marcuschanza9360
@marcuschanza9360 4 года назад
Uyu blaz uyu so ka ma1 anoda mwari
@clyde0601
@clyde0601 4 года назад
Haaa jeri rinoranga mapenzi😂
@westonmudoti510
@westonmudoti510 4 года назад
Munya utone mweya chaiwo
@Chichi0104
@Chichi0104 4 месяца назад
😂😂this guy is hilarious
@welliewellazy9604
@welliewellazy9604 4 года назад
Kusungwa kwamomz nekushaya kwablaz vake kunorwadza, but matauriro ake mface uyu kkkkk volume 🔊
@givennyamondo8914
@givennyamondo8914 4 года назад
Dai sisi Tilda vakamutsvakira basa.. Angato ACTOR madrama anonakidza shuwa
@welliewellazy9604
@welliewellazy9604 4 года назад
@@givennyamondo8914 kkkkk kkkkk arikumberi mface uyu
@ronicamutanga7289
@ronicamutanga7289 4 года назад
Zvorwadza hey kune mweya inoshandisa vanhu hey
@clyde0601
@clyde0601 4 года назад
Bvaanziii mbomaaa😂😂😂
@shouts4871
@shouts4871 4 года назад
Kkkkk kunge mumwe munhu apa ari mkadzi wake
@brendamuchabaiwa7946
@brendamuchabaiwa7946 3 года назад
Kkkkkkkkkkkk😆😆😆😆
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
Kkkkkkk alarm 🚨 yakazorira ndabatwa
@matinakoga9736
@matinakoga9736 4 года назад
haaa ndaseka zvangu hanzi akanzi mboma !!! ndichiumburuka paweti ndichiumburuka aaaah
@tatsaang5725
@tatsaang5725 4 года назад
Twabam maqqq mu industry
@gamuthegafa3285
@gamuthegafa3285 2 года назад
Nomatter😅ivo vanga vatoripo
@alecchirumbwana5729
@alecchirumbwana5729 3 года назад
Ummmmm ma 1 sure vanhu vanopara mhosva
@admiregmatake3440
@admiregmatake3440 4 года назад
It's been a long time TT with Exam and work interview haaayy Life nayoo. Guess iv loads to catch up on! Where to start?? Anyone in manchester anhu weee bigup. Ndapinda
@rosemurira2914
@rosemurira2914 4 года назад
Kkkkkkkk mbavha iyi inonakidza mataurire ayo so ka Kkkkk ungati ifirimu nhai kkkkkkkk
@karenmukuku3899
@karenmukuku3899 4 года назад
Kkkkkk taura hako Rose, imbavha inotoita comedy zvayo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 года назад
Zvima boma 😂
@libertykuguyo3120
@libertykuguyo3120 4 года назад
Rirseii basa tete
@tinayechuma7593
@tinayechuma7593 2 года назад
Itype ipi iyi🤣🤣🤣
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 4 года назад
Anonakidza matauriro ake kunga zviri nyore nhai
@godswill3188
@godswill3188 4 года назад
Kkkk handzi type yipi .... Ndaseka ini
@memorymazara6935
@memorymazara6935 4 года назад
Kkkkkk pakaipa
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
Kkkkkkkk ini ndatsemuka mbabvu paati ndakapa moms copy ye yellow ye ecocash veduwe kaaa kubereka uku
@faraivambe8006
@faraivambe8006 2 года назад
Kkkkk nomatter ivo vanga vari chiii,,,,varipo😅😅😅
@onaimanyangadze2781
@onaimanyangadze2781 4 года назад
Kwaaa weti yemukadzi kuita drama chairo
@hardsonmuhondo3223
@hardsonmuhondo3223 3 года назад
Type ipiiii kkkkkkkkk
@patricknyambo7239
@patricknyambo7239 4 года назад
Kkkk mapombi
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Ayas
@tashingaryan9220
@tashingaryan9220 4 года назад
Kkkkkkk obva anzi mboma kkkkkkk typ ipi
@graceofalltime8041
@graceofalltime8041 4 года назад
No matter 😂😂😂
@tendaichiripai5090
@tendaichiripai5090 3 года назад
Kkkkkk tsotsii bhoo hre
@artshedshava1861
@artshedshava1861 3 года назад
Paweti wapedza yese
@hardsonmuhondo3223
@hardsonmuhondo3223 3 года назад
Ava mapombi awa kkkkkkkkk
@sebastianmakora3295
@sebastianmakora3295 2 года назад
uyu NOMATTER uyu ka kkkkkk
@naumezacharia1861
@naumezacharia1861 4 года назад
Haaayaaa zvakaoma
@CousinLouisDaFreshPrince
@CousinLouisDaFreshPrince 4 года назад
Who is Nomatter?
@tarirozingunde3707
@tarirozingunde3707 4 года назад
😂😂😂😂 ndazvishayawo
@takudzwachakanyuka7501
@takudzwachakanyuka7501 4 года назад
Hanzi type ipi kkkkk
@faithndou461
@faithndou461 4 года назад
Kkkkkkkkk pakaipa kkkkkkkk
@sebastianmakora3295
@sebastianmakora3295 2 года назад
kkkkkk MBOMA MBOMA MBOMA, haaaa mkadzi abva azviwetera kkkkkkkkkkkkkk
@sunyboymafu829
@sunyboymafu829 3 года назад
uri rombe fira mujeri
@comfortsadieq2823
@comfortsadieq2823 4 года назад
pakaipa
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 4 года назад
Unoroya chete
@rodrickpanashe
@rodrickpanashe 2 года назад
Ndakanga ndaWild 🤣🤣🤣🤣
@mkomatee6350
@mkomatee6350 4 года назад
Kana face yacho irikutooneka
@gillianmunaki9260
@gillianmunaki9260 4 года назад
Hanzi wild beast yohwe
@Kevin-qp9pw
@Kevin-qp9pw 4 года назад
kkkkkkkk hayaz ndapererwa
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 4 года назад
Iyi ndiyo nhumbu
@timbazchivakanenyama5380
@timbazchivakanenyama5380 4 года назад
Nhubu here
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
indzendza
@thembinkosijoeman561
@thembinkosijoeman561 2 года назад
Anotaura This Gay🤣
@ip8271
@ip8271 3 года назад
Nomatter kkkkkkk
@wiltonhove374
@wiltonhove374 3 года назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@gracekwendatanyaradzwa1838
@gracekwendatanyaradzwa1838 4 года назад
KKKKK type ipi
@innocentcharumbira180
@innocentcharumbira180 2 года назад
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@clyde0601
@clyde0601 4 года назад
😂😂👐haaa idzoo dzakanyanya
@marblemlambomarblemlambo3662
@marblemlambomarblemlambo3662 4 года назад
kkkkk poor mom, it's sad~
@patiechauke6525
@patiechauke6525 4 года назад
Yooo inga zvakaoma zvokwadi
@politemukucha1603
@politemukucha1603 4 года назад
Ummm dzimwe mhepo kunenge kuzvitisa akataura chokwadi mu face uyu anema one
@melodyncube1685
@melodyncube1685 4 года назад
Aaaaaah iwe ndiwe munhu asiri kana ku regreater wena ayiii
@cynthiampofu4790
@cynthiampofu4790 4 года назад
Kkkkkk KKK party 2
Далее
11 SEPTEMBER 2024 PROGRAM
1:11:50
Просмотров 3,1 тыс.
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 8 млн
Презентация iPhone 16 за 4 минуты
04:00
Abanjiwe amasela koBulawayo...
1:16
Просмотров 12 тыс.
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 8 млн