Тёмный

'''TSVIMBO YEMAZOE HAINA BASA HAYIERE---------- "THE MBARI CLAN'" 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 16 тыс.
50% 1

NDIANI MURIDZI WEHARARE?

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 114   
@trymorehlabiso
@trymorehlabiso Год назад
Mapostori ngavabviswe nzvimbo iyi vasangonamatira pese pese nepanemakuva
@simbathomu6496
@simbathomu6496 Год назад
Zimbabwe irikutanda Botso because of these Reasons.. 1. HUMAMBO HWAKAPIWA DZIMBA DZISIRI DZEHUMAMBO ,like CHARUMBIRA aneZita remaSekuru asi vakatengesa Mambo Bere kumabhunu in the Early 1900s ,and his family was awarded that Chieftaincy nemabhunu . 2.Zimbabwe Forgot about Masvikiro akarwa Hondo nemaCde akasara kusango. 3.. Hutungamiriri hwaMugabe hwaisafanira kuva neRopa and akaresva chisungo ichocho neGukurahundi ,followed by unending trails of Blood .. 4.. Chivanhu makazochirasa zvachose vanhu ndokubata hurombwa . 5.. Makapiwa vatongi kwete vatungamiri.
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Год назад
You said the truth. ED & ZANU PF dunderheads wants to hide on Chivanhu yet ndiwo wakaita hurombwa hwatambudza nyika nxaa
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 Год назад
Dai history yakadai yadzidziswa muzvikoro kuitira kuti vana vagare vachiziva nhoroondo yaambuya Nehanda
@Mrewa4
@Mrewa4 Год назад
Maita basa mukoma Andrew Drewmas media taking us to another level.Zviriko fiti kwa Murewa vanhu vaiva vatengesi munguva yehondo ndivo vakapihwa hushe nehumambo.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Mapostori remekedzaiwo matunhu evaridzi. Munoitirei zvakadaro.
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 Год назад
Thank you so much Drewmas tinobva ku chiweshe ikoko tatozivawo nhoroondo yekwedu ku chiweshe 😅😅
@LegOfGal001
@LegOfGal001 Год назад
Aiwa tadzidza shuwa. Indeed the history of Zimbabwe is distorted because every Clan claims to be the owners of the country. Makorokoto mukoma Neshamba makufamba ne GD6
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Год назад
What ive learned from this history and the one were mass graves of vanhu vakaurayiwa nguwa yehondo is that Zimbabwe as a country is still young and its stories history are still fresh and a lot need to be put in its rightful place.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
This is reach history guys. Thank you Andrew. Relationship ya Seke na Nyashanu yaindinetsa especially pakusiyana kwe mitupo ivo varivamwe chete
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
This is worth listening to. Please restore humambo hwa mbari. Chiweshe na Hwata zivai history please.
@begottenson4285
@begottenson4285 Год назад
Aiwa ndadzidza nhasi, ndafara fani kuzivawo history yedzinza rana Gurundoro. Thank you Drewmas Media neMbari Clan nekutipa nhorowondo inejekeso inodakadza kudai, chokwadi kudzidza hakuperi, Dai zvaibvira chinyakare chatevedzwa negwara chairo pasina hundyire nekutsaudzira ndovimba zvikadaro zvinotifambira zvakanakisa senyika uye Madzimambo chaivo veNdoro ava vose vopihwawo zvakaringana navo zvose, zvikadaro haaa ndoona zvichizosimudzira zvakawandisa chaizvo!!!!
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 Год назад
Mmmmmm, Corruption started long time ago in Zim. They destroyed real history kwakunyora manyepo, really 😮. Imbwasungata dzevanhu. This is real Zimbabwean history that we need in Zimbabwean schools.
@dawnkudzaimudumo4291
@dawnkudzaimudumo4291 Год назад
Ma postori anongo fanirwa ku banwa munyika ..vane vhavhu too much...
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Varume imi mandipa manyemwe imi. Ngatidzidzisei vana vedu izvi. Ndazvifarira izvi.
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Год назад
yes true
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Год назад
Drewmas media taking you another level maita shumba 👏👏👏
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Год назад
This is another level rich history. sad kuti ma puppets and their masters erased orignal history then got possitions as a token of appritiation. vatengesi vakagara variko nxaaaaa. chakanaka ndechekuti truth will preval nmatter how puppets try to shove it under cappet. Thank you Drewmas Media
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
History yevarungu manyepo vainyora according to their interest I surprise to listen a documentary about Rhodesia to Zimbabwe takanyeperwana Mugabe and white people
@trymoremangani7171
@trymoremangani7171 Год назад
Idzo dzotaura sa Rueben Barwe kana Bika vanoziva hre😂😂😂😂
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Год назад
Yes baba vanoziva history ava ndochokwadi ichi
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 Год назад
Ende vamwe vanoziva history yedzinza ravo
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 Год назад
This a great level Drewmas Media, vakuru avo ngazvivongwe 🙏
@hilarykhumalo6132
@hilarykhumalo6132 Год назад
Very interesting
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Dzidziso iyi ngaichengetedzwe please.
@sachihera1743
@sachihera1743 Год назад
Ngainyorwe pasi zvakare zvigodo dzidzwa muchikoro
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
@@sachihera1743 taurai zvenyu
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Год назад
Drewmas media taking us to another level 👏👏
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
I used to feel my hair standing everytime I pass by Kopje driving or by 👣.
@joycematanda2100
@joycematanda2100 Год назад
Ini ndakaita chidzimira kaviri munzvimbo iyoyo haina kumira mushe inoera A
@laurencejames5934
@laurencejames5934 Год назад
Where is that place located
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
@@laurencejames5934 Harare
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Год назад
Drewmas media taking us to another level definitely
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Vaira shava matinyadzisa haaa.
@eularmatenga5619
@eularmatenga5619 Год назад
There's a lot of distorted information panyaya yasekuru avo his elaboration about the lineage of the hwata dinasty how ever I have learned some important information though,
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Год назад
ndo zviripo
@eularmatenga5619
@eularmatenga5619 Год назад
Varume avo ngavataure makore akauya Hwata Gutsa na naNyakudya, ava ndivo vatatu vakabva kwanyashanu,panhoroondo yavo ndeye vana vevaera shava, wavari kuti Chiweshe atori mwana, vana Sekuru ava vanoziva nhoroondo yavo chete kwete yekwaHwata bvunzai isu vekwaHwata
@ktm9853
@ktm9853 5 месяцев назад
Varume varikunyepa ava.
@chakabvt
@chakabvt Год назад
Mdhara taura shona zvakanaka tinyatsonzwa nhoroondo yenyu kwete kuda kunoza!
@missgee1981
@missgee1981 Год назад
This is another level. Thank you Drewmas.. It’s sad to know asekuru vangu aHwata vaive mutengesi😂😂😂no wonder why hanzvadzi dzangu ana Mufakose vakangopusa pusa so😂😂😂😂vakatodza asekuru vavo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Kkkkkk
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Год назад
Wakudaro sekuru vedu kkk
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Год назад
🤣🤣Hatina kupusa isu
@missgee1981
@missgee1981 Год назад
@@goldenmasawi155 😂😂😂sorry Shava. Munobva kupi?
@goldenmasawi155
@goldenmasawi155 Год назад
@@missgee1981 mzarabani tete, tisuka tikunzi takapihwa humambo ku Dande nehutengesi ka , 🤣🤣🤣zvakaoma, humambo hwacho kwahutori ndokwandakaberekwa 🤣🤣
@lillianbamu1244
@lillianbamu1244 Год назад
Our rich history❤❤❤
@zimbabwe_entertainment
@zimbabwe_entertainment Год назад
The debate around who owns what is all good. The desire for body parts taken as war trophies to be repatriated is valid and well understandable. But at the moment we have the Rhodes Act which prohibits the removal of the remains of Cecil Rhodes from Matopos Hill and the surrounding area christened (by Rhodes) "The Worlds View". The same act prohibits the burial of anyone within two kilometers of this grave. Interestingly there is also a spot called "The Worlds View" in Nyanga. Rhodes Estate covers areas in Inyanga & Matopo. From oral sources, I have gathered that the spiritual significance of the presence of Rhodes's corpse at this location is severely underrated. His choice of Estates was not sentimental as suggested by his will but was in cognizance of the spiritual balance & superiority which he sought to upset at a grand scale. Motions, schemes, plots, outright protests, and clandestine undertakings to remove this corpse from that location have all been thwarted. Until we remove this corpse the battle remains lost, we are operating in vain. At this location lies the first true source of spiritual power. The second source is located somewhere in Inyanga. We all know that the first slew of whites was first mandated with the task of lynching anyone even remotely woven into our spiritual fabric. The cue was taken from the murder of Hypatia and orchestrated in a manner that defied the natural spiritual barriers erected by black spiritual leaders. They took advantage of our desire for the avoidance of bloodshed in a very cunning manner. The Rhodes Act's immediate purpose is to contain at all costs the spiritual retribution which will ensue should that corpse be removed. However, I am of the opinion that this information, as with other logical plans to remove Rhodes, will just be relegated to bitterness and an idle mind on my part & will be largely ignored as banter. We are subject to a foreign religion that we adore despite its obvious role as the prime instrument of colonization. We are now decolonizing whites in Zimbabwe despite the glaring atrocities which they performed and are still performing. From the signs, our economic elites are borrowing the degrading, violent, abusive nature of this truly inhuman crop of colonialists. Our scholars have raped the factual purity of history en masse to the extent that it is not recorded how Zimbabweans openly held Christianity in contempt (The first missionary outpost failed to convert a single native for more than eighty years and murder threats were the order of the day for the priests to facilitate extortion). Anyway, this is just my opinion. I am, after all a mad man, and such opinions are to be expected from the mad. I once again apologize for any disillusionment which may result from my foolish uneducated banter. I am sure any who may suffer it will heal quickly as my empty speech threatens and influences no one's behavior.
@mandla9267
@mandla9267 Год назад
Where it's bornwell madzibaba with a fake stick 😅
@simbathomu6496
@simbathomu6496 Год назад
That vagabond is a liar
@neliachakanetsa7167
@neliachakanetsa7167 Год назад
Muridzi ndidziva mese murivazukuru anamhofu imbavha uye vatengesi vataura chokwadi
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Год назад
Vaneshamba mabvu dza mubvundzo wakakosha about masvikiro Kuti achitaura sezvazviri
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Varungu vainyora history according to their choice dzimwe inhema
@simbisotachiona839
@simbisotachiona839 Год назад
Maitabasa vaneshamba
@zimbabwe_entertainment
@zimbabwe_entertainment Год назад
Va Neshamba, mukakwanisa kumberi uko motsvaka homwe ya Tanganyika. Ndinotenda kuti haisi nyika ino asi ine Nhoroondo ine hudzamu. Semafungiro angu, ndiyo mhepo huru pane dzinehomwe parizvino.
@hazelfadzi
@hazelfadzi Год назад
its sad to know that this history is there but we are not proud enough to write it down. we do not have historians or archelogists......Drewmas magona.
@taggwandira9051
@taggwandira9051 Год назад
Dakubvunza history yeZimbabwe ikungowandira kuHarare ko mamwe matunhu ange asina madzimambo ere, ange asina masvikiro ere. Zim history tsvagai kwese kwese timbohwa kwana Mutare, Masvingo, Gweru n Bulawayo
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 Год назад
Hey saka anachihera ndosaka munemakuhwa 😂😂
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Год назад
Iwe akoo anonyadzisa kupfura ana Chihera
@gracepatisi9970
@gracepatisi9970 Год назад
Drewmas media taking you to another level
@CynthiaNgulube-ho6cv
@CynthiaNgulube-ho6cv Год назад
Thanks nehistory yekwaMakombe
@machakalawrence3359
@machakalawrence3359 Год назад
This is rich history.We need this history well documented..
@desdazdb
@desdazdb Год назад
Ndinotenda nenhoroondo iyi. Tingaitasei kuti tiwane kupatsanurirwa zvimwe zvisina kutaurwa apa? Pamudavanhu apo ndinoda kupanzwisisa kwazvo nekuti ndiri kutsvaga nhoroondo yaMadzidza.
@nelsonsmlambi3238
@nelsonsmlambi3238 Год назад
Ndinokucherechedzai nendòga yakateverwa naBond kwaChiweshe, Zimbabwe yakabiwa.
@Tinto4490
@Tinto4490 Год назад
You are taking us to another level guys thank u
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 Год назад
Thanks nehistory Drewmas media
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Год назад
I think vaye vekunyebera vanhu kuti hee ndini ndinetswimbo yenyika mazvi ndzwa itorasayi katsvimbo ikako kamakavezesa kakaita chikwambo.. 😅...
@kudzaiantonio3136
@kudzaiantonio3136 Год назад
Lady K.B.😂😂😂😂😂😂😂
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Год назад
😂😂😂 serious handzi hee ndini ndinetswimbo yekuma Zowe hee inohwinhisa ED hee..inotanyoka heee nyika ngaindzwe zvandotaura kkkkkk hatitereri mashoko echikwambo
@simbathomu6496
@simbathomu6496 Год назад
Humambo hwekwaNegomo vakahupiwa nemadzisekuru avo vanaNehoreka .. .. asi iye Mapondera ari mwana waNyahunzvi .. Nyahunzvi arimwana waZengeni .. Zengeni akazvarwa naChiodzamamera akava iye Negomo 1,iye Akazvarwa naKanogumura anove muera Moyo WeDuma akabva Bikita .. akaroora Chimoyo aive mukunda waChiumbe NeHoreka .. Hutongi hwaNegomo ndehwebandauko ramasekuru ake iye MuDuma weBikita .. Ndatenda ..
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Nzvimbo ndeye vekwa Mbari iyi. This is very clear.
@liqshate3180
@liqshate3180 Год назад
Hameno havo nemhondoro dzesango ziva dhunu rainopinda uchikumbirira nguva yemadzimambo yakusvika ndovacha patsanura vachichenesa
@kumbiektw
@kumbiektw Год назад
Saka zviri pachena kuti hatigoni kutaura chirudzi chedu tisingasanise mutauro wechirungu…tichadzidza riini kana vakuru vasingakwanise kudurudzira nechirudzi chavo?Tikataurisa marudzi ese akabudirira pasi pano,vanoshandisa chirudzi chavo.Tinofanira kusandura kudzidzisana kwedu kuti vana vedu vanzwisise.Maita basa.
@itaimakaranga9845
@itaimakaranga9845 Год назад
Pliz Shumba I need the next episode of this story, so very much sensitive. We thank you Drewmas media taking us to another level for sure
@gracepatisi9970
@gracepatisi9970 Год назад
Ndafara maisa song yandoda paintro apo 😅
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Год назад
Ndasvikirawo live wawoooo
@nelsonsmlambi3238
@nelsonsmlambi3238 Год назад
Zimbabwe haisati yatongwa nevaridzi.
@Teeone07
@Teeone07 Год назад
Saka madzibaba bond anongohumana ka achinyepa zvaaitaura
@graciousmahonde1117
@graciousmahonde1117 Год назад
Ko mutauri wekutanga uyu arikuita poem here
@anitahtokyo4119
@anitahtokyo4119 Год назад
Asi vari daidzira bhora here matauriro awo😂😂😂
@ktm9853
@ktm9853 5 месяцев назад
You Mbari guys need to know that the guys that came from Buhera the 4 sons of Nyashanu were Princes in their own right therefore you cant treat them like commoners or refugees for they were sent to dwell with Seke who was a Chief in his own right.Ascending to Chieftain mostly was through conquest as well so lets not rule out that there was a fallout between Mbari and Hwata which is well documented and itvdid not involve any whitemen.Read about the nhimbe incident between Hwata and Mbari at Matapi his dwelling place.
@kundiendhlovu9382
@kundiendhlovu9382 Год назад
Tichakamirira kunzwa kuti tswimbo yakaonekwa kuMazowe zvakazoita kuti ve DDF vamire basa nekutakura michina yavo kubva panzvimbo iyoyo.Tinoda kunzwa zvakare kuti HUMAMBO HWA CHIWESHE, HWATA na GUTSA hwakauya sei mu HARARE neku MAZOE. Tinoda nhoroondo yakazara panyaya iyi nekuti inobata mhondoro ye nyika ino yakatungamira muna 1896-7 Chimurenga chekutanga pasi chigare vanova Mbuya NEHANDA CHARWE .
@ashleymuvezwa4859
@ashleymuvezwa4859 11 месяцев назад
Chiripanyanga Mwana was Hwata was one of the people executed for the murder of Pollard
@mooliemataramvura1001
@mooliemataramvura1001 Год назад
Aizve ko mbari munotaura Seiko imi kunge muri kuraper kunge muri kuimba 😂😂😂😂 imika taurai mushe ASI muri news reporter hre lkkkkkkkk mbarikaaa 😂😂😂😂😂😂
@tafadzwamangwiro1006
@tafadzwamangwiro1006 Год назад
Ndi Lecturer kuUniversity of England for soo long saka shona inoita kuvanetsa... vakanditicha kuUK muna 1993 nanhasi vachingoriko
@TerryChaonza
@TerryChaonza Год назад
Arikutaura uyo blue shirt sounds like not even originally zezuru, sounds like even outside Zimbabwe
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds 8 месяцев назад
Mbiri yambari yaanozivikana nayo ndeyekuti akarwisa nanagutsa akatorerwa which means akakundwa nzwisisai ipapo
@joeroot4891
@joeroot4891 Год назад
Mubvunzo ndewekuti Hwata naMbari vanga vaine hukama hwakadii? Ko torai anaHwata vanoziva nhoroondo vogara pasi nanaShumba vacho vokurukura kuti isu vanoda kudziidza tinzwisise. Motitaurawo kuti neHanda naHwata naShumba naNzou vanodyidzana papi?
@florencenyarango6165
@florencenyarango6165 Год назад
History yacho yakaoma
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 Год назад
Mkoma Andrew tibvunzireiwo kuti ko vaHarava ndevapi ava vanonzi vari mudunhu reSeke zvinonzi ndivo vane zita rakapihwa guta guru reHarare ichokwadi here
@tarisaimanyati5578
@tarisaimanyati5578 Год назад
Amazing Anthropology Dremas
@blessingnyandoro786
@blessingnyandoro786 10 месяцев назад
Is he nosing Shona? Or is just his normal speaking 😂
@SamuelChiyangwa-rv5kx
@SamuelChiyangwa-rv5kx 10 месяцев назад
Wonderful interesting to hear
@neliachakanetsa7167
@neliachakanetsa7167 Год назад
Vazukuru imiii vaera shumba omberai kunadziva ndiye sekuru venyu imiiiii akakupai makomo ayo
@ktm9853
@ktm9853 5 месяцев назад
Mapostori ndana Bvanyangu 😂😂😂😂
@kirimugwagwa2866
@kirimugwagwa2866 Год назад
So informative
@nelsonsmlambi3238
@nelsonsmlambi3238 Год назад
Seke from Tanzania,so he knew and refused to accept them.
@owenkakono9333
@owenkakono9333 Год назад
Mbari Moyo sei, haasi Shumba Gurundoro
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 Год назад
natsoteererai kana vachitaura
@shadreckpaulo4752
@shadreckpaulo4752 Год назад
Please give us part two So madzibaba Bond is lying to the world Thank you a lot for this info
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Год назад
Bond itsotsi anonyepa his a Zanu pf agent
@florencenyarango6165
@florencenyarango6165 Год назад
Ko wamwe wanoti makombe inguruwe isure hre
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds Год назад
Very big lie yooo ndabvuma hangu
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds Год назад
Haaa varume ava zvavari kutaura handizive kuti vanozvitora kupi but chandinoziva chekuti chekutanga seke haana kudzinga maninina vake chechipiri ndechekuti makare kare vanhu vaiti ukakurirwa pahondo waibva watorerwa pekugara chinhu chimwe chete chavataura ndechekuti mbari aigara kumazoe chokwadi but pakazouya madzitateguru angu mbari akarwiswa akakurirwa so zvavari kutaura izvi mhema dzoga dzoga nhoroondo kana ichitaurwa kwatiri hapaitaurwa zvevarungu manje ndiri kutoshama varume vakuru varikutaura zvekunyeba
@miltonmadombwe
@miltonmadombwe Год назад
Takuona kwauri iwe Siya ISU tinzwe hedu nhorondo iwe unonyepa varume avo vanenhorondo vakagadzirwa makuva pa Dz nechikaranga padz iwe wakaitei rudzi rwawo vakadanwa zviniva zvinozivikanwa kana nemutungamiri wenyika kuratidza Kuti ndivo varidzi veharare
@miltonmadombwe
@miltonmadombwe Год назад
Tererai history iwe usapikise Av9 vanotonzwika ndivo varidzi vedunhu regarare vakagadzirwa makuva mu Dz nechikaranga padz pamauto koiwe rudzireako makaitei kana murimi varidzi vedunhu
@F.E.Shamuyarira.
@F.E.Shamuyarira. Год назад
History is something that is engraved permanently in all oral and written annals and can never be changed to suit a misdirected and misinformed group of individuals by self proclamation.The narrations govern highly based on the colonial British South Africa Company records is far from being considered a perfect and authenticated document.They have failed to explain who HARAVA was etc.Their Chiefdom was crushed by the king maker Gutsa a brother of Chiweshe and Hwata and the va Hera took over both the Harare Kopje area and Mazoe.The so called narrators are simply shading crocodile tears.Non of them can overturn that history to suit any of them.lts merely day dreaming.The whole story given is mingled, false and self made.lnfact there is absolute need to apologise to the vaera mhofu people in all facets. Nhoroondo ye hushe hwa Mambo Chiweshe, Mambo Hwata ,Gutsa murwi we hondo ns Mbuya Charwe homwe ya Mbuya Nehanda hune huchapupu hwakazara kune vapenyu nevakafa kudetemba kana kuchema misodzi yeropa hazvife zvakachinje humambo hweva Hera. Humbo uhwo hunoera pasi pezura rino.Kana vanhu vadutura nyemba ngavadzirutse kwete kunyepera nyika nevene vayo.
@BrianChiringa
@BrianChiringa 10 месяцев назад
Hauna chaunoziva iwe Mbari anga akaroora hanzvadzi yanyashanu yainzvi mwera,then seke ndokuuya kuzo potera kwatete mushure mekunge arara nemukadzi wababa
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds 8 месяцев назад
@@BrianChiringa nhoroondo nyenyu isipo endaika kumazoe kwacho
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds Год назад
Ummmm varume ava please dai mavabatsirawo nenhoroondo yavo yekunyepa and zvakaoma
@miltonmadombwe
@miltonmadombwe Год назад
Iwe taura yako tiinzee verenga kana Muma book zviripo iwe
@EnockMukote-nw7ds
@EnockMukote-nw7ds 8 месяцев назад
Tsvagai nhoroondo yechokwadi not yemanyepo iyo
Далее
MUDZI UPDATE....... BABA VOREURURA KUTI NDAKAPONDA
1:24:03
🦊🎀
00:16
Просмотров 376 тыс.
I Took An iPhone 16 From A POSTER! 😱📱 #shorts
00:18
ПОЮ ВЖИВУЮ🎙
3:19:12
Просмотров 881 тыс.
Apostle T.F Chiwenga. Rudzi rwaCain
2:54:40
Просмотров 42 тыс.
Svikiro Renyika Nehoreka Roti Taraswa Nehurumende
51:08
@HeadmanChigodora Vanhu wese makashata!
54:49
Просмотров 49 тыс.
KUDZIDZA HAKUPERI- CHII CHINONZI NJUZU (MANJUZU)?
1:16:38
🦊🎀
00:16
Просмотров 376 тыс.