Тёмный

Twice A Mother S2 Ep2 : Kushaya mari kwakaita kuti mwana wangu ave bofu akura 

Destiny TV
Подписаться 86 тыс.
Просмотров 3,2 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

16 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 32   
@tanakazinyama1159
@tanakazinyama1159 13 дней назад
Poverty yakaipa sure our government must do something to help it's citizens
@KudzaiMuzenza
@KudzaiMuzenza 12 дней назад
Endai Kwa T Freddy plz nemwana
@Mussoni1
@Mussoni1 11 дней назад
Glaucoma is hereditary. Please get the sibling tested as soon as possible.
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 13 дней назад
Zvakaoma, kushaya mari kwakaoma mwana anosvika pakuita bofu nenyaya yekusha 😢this is the most painful situation, he needs a coach for his music career ❤.
@evelynmposha3901
@evelynmposha3901 11 дней назад
Eish weduwe zvakangooma kani...Mwari pindirai wo😢😢💔
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 13 дней назад
Hei zvakaoma hazvo.word rekuti bofu rinondirwadza munogona kungoti munhu asingaoni.😢
@Mainini-x4d
@Mainini-x4d 5 дней назад
Mwari pindirai zvinorwadza izvi
@ChipoChinasire
@ChipoChinasire 8 дней назад
Izvi zvinorwadza pawanikwa Mari akwanise kuzviitirawo
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 12 дней назад
Haaaa ndarwadziwa ini😢😢😢😢
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 13 дней назад
Remember the likes of P.Matavire aive bofu ASI zvese aizviitira and talented . Na Malvern ndozvatinoshivira kut aratidze chipo chake kunyange asingaon
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 13 дней назад
Mai Moven Mwari akukomborereri
@mariandundu4071
@mariandundu4071 13 дней назад
Aaaaaaaa ko movin zvaane chipo chikuru nhaimi haaa naJesu uchasvika kure mwanangu maimbiro ako ndaafarira, music lndustry batsirai mwana
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 12 дней назад
Very painful indeed
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 13 дней назад
Hugs mommy❤. dai govement ichi batsirawo vanhu vanenge vasina Mari ah
@MariaNyahuma
@MariaNyahuma 13 дней назад
Don't give up dia chengeta mwana wako
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 12 дней назад
Mai Moven tinoshuwira kuti Mwari vakutungamurirei
@peembano253
@peembano253 13 дней назад
Moyo wangu warwadza😢 Mai Morven shingai Mwari vanokunzwai
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d 12 дней назад
Imboendai naye kana prophet miracle paul
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B 13 дней назад
Hugs Mai Moven❤ i feel your pain dai mawanirwa nyasha ainda kuchkoro
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 13 дней назад
Wangu right now anotoita zvekuperekedzwa koz kumusha so kuti aende ega zvinotonetsa
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d 12 дней назад
Kana kwaprophet T Freddy zvinopera izvo
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 13 дней назад
Shame umfana omuhle shuwa yisono why impilo inje sometimes
@MercyGotora-w7o
@MercyGotora-w7o 13 дней назад
Sorry my sister
@TatendaGundura
@TatendaGundura 13 дней назад
Sure hama kutadzawo kubatsira 😢
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B 13 дней назад
😢
@lindamupanguri5793
@lindamupanguri5793 12 дней назад
Shame zvorwadza veduwe ndadzimbikana as a mother
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 13 дней назад
ASI baba Malvern chii kusatandarawo nemwana wavo
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 13 дней назад
Ndozvinoitawo baba vevana wangu vanoita gore rese vasina kuonawo mwana wedu akaitawo prob yekusaona iyoyi so vanotora vamwe vacho achisiya uyu asingaoni uyu
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 12 дней назад
​@@nyashabuwerimwe-sw6qugive the child love care for the child don't mind the father chingozviudza kuti ndiri ndega pamwana uyu kna vachizoda kumutora pavada ndizvozvo
@user-sc3yy6yk4q
@user-sc3yy6yk4q 12 дней назад
Hello ST❤❤❤
@gohang8072
@gohang8072 13 дней назад
Hie
@Mainini-x4d
@Mainini-x4d 5 дней назад
Mwari pindirai zvinorwadza izvi
Далее
ЗАБЛУДИЛИСЬ В ТРАВЕ #shorts
00:25
Просмотров 659 тыс.
JANE: Ndatambudza NeSatanism
38:49
Просмотров 8 тыс.
ЗАБЛУДИЛИСЬ В ТРАВЕ #shorts
00:25
Просмотров 659 тыс.