vabati vaJehovha Narinhi video lead by Richard Magaya but the original audio was lead by the late Wiseman Magaya This song is from the album Chimwe nechimwe
Kubva ndichikura pandinongoimba nziyo iyi ndinenge ndichichema, now inondidzamira worse ndakafumga murume wangu ndichitamba beriya achiridza song iyi 😭😭,