Тёмный
No video :(

VARIKUFAMBA VACHINDITI MUROI NDIRIMUROI HRE SEKURU KANENGO 

Sekuru Kanengo TV
Подписаться 26 тыс.
Просмотров 23 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

8 авг 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 159   
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Год назад
sekuru thnx nekubatsira vana vezimbabwe....nniwo ndiri muroad kuuyawo ndatambura zvngu😢
@nyashacharinge-gr9xc
@nyashacharinge-gr9xc Год назад
Sekuru kañengo ndanetswa ne vanhu vanitora Mari yangu yandinenge ndashanda
@user-sz4vw9ls3t
@user-sz4vw9ls3t 4 месяца назад
Vana vakaromba vanokuonesa vabereki vavo nhamo shuwa mwana uyu sekuru mutongei kunyange arikure ikoko dzoserai zvinhu zvake kwaari
@Kbkariso1365
@Kbkariso1365 Год назад
Ndine hurombo nevanhu vanozvitorera mhosva nekushungurudza nekupumha vabereki vakatiyarutsa kuti varoyi, kuzvitorera mhepo dzisina kunaka, minyama zvichienda zvakadero.
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 Год назад
Ndarwadzirwa mhamha ava vana tisadaro veduwee
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 Год назад
Vana ngatiregei kushungurudza vabereki vedu nezvinhu zvatakazvitsvakira( kurumwa nechekuchera)
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Год назад
Haaaa this is sad guys I'm pained to the core 😢
@givemorechivandaidze1423
@givemorechivandaidze1423 Год назад
Nine children bred by single mother until finishing schools got married, their wives, children are alive,,,But they are well alive and now accusing that same single mother of witchcraft??? Baba vavo vakafa vasina kumboyarutsa or any one of them...and this is a serious problem in many families in Zimbabwe. Very sad and what a generational curse!
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Год назад
This is heartbreaking 💔
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 Год назад
Ndozvavanoita kana vakura vanhu vanonyengerwa
@norahkudambo7870
@norahkudambo7870 9 месяцев назад
This lady is strong and May God bless her. She is tender hearted if it was me I would not ever talk to these kids again ever!!!
@user-lw2pe4ol9r
@user-lw2pe4ol9r 3 месяца назад
Part yacho
@roberthundah1295
@roberthundah1295 Год назад
I feel sorry for you my mom mwari ndivo vanoziva
@user-mo9cg1tr1r
@user-mo9cg1tr1r 10 месяцев назад
Estou em Moçambique na província de Manica , cidade de chimoio
@user-pq2dl6ly9q
@user-pq2dl6ly9q Год назад
Mai wane shungu awa ummmmmmmm mwari avabatsirewo
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Год назад
Chekutanga handitangi ndapumha munhu ndisati ndazvitsvaka ndega ...Mai ndavanzwira tsitsi hangu sorry henyu mom
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Год назад
Vana vagogo ava ngavauye vese ,gogo vape vana ava magwati vanyatsovarova shungu dzavo dzese dzipere pa live pano,
@martinmanatsa9768
@martinmanatsa9768 Год назад
So painful.kurera korwadza
@user-tm3lk1mp2n
@user-tm3lk1mp2n Год назад
Sekuru danai vanhu vauye vachenure amai vavo
@sueeland5675
@sueeland5675 5 месяцев назад
One story that/ still is breaking my heart .after going through hours of labour pains
@shinemariga2313
@shinemariga2313 Год назад
Mai ndarwadziwa mhai
@naisonuranda5695
@naisonuranda5695 Год назад
Back to sender sekuru please
@spencerelton7433
@spencerelton7433 Год назад
Clever gogo may God help you all the way
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k Год назад
Sekuru batsirai mhuri iyi ,zvino rwadza kunzi muroyi iwe usinga roye
@faraimagwa
@faraimagwa Год назад
Vakarwadziwa gogo ava shame 😢
@ChristineBaduki
@ChristineBaduki Год назад
Ndarwadziwa namai ava😢
@user-be7tl6ew8u
@user-be7tl6ew8u Год назад
Yoooo shem zvakaoma veduweee...ndiye murume uya wekwasadza ...Mwari tiitirei nyasha pavana vedu
@cynthiakashiri3013
@cynthiakashiri3013 Год назад
Good have mercy
@MaslineChigiya-er8cb
@MaslineChigiya-er8cb Год назад
Yaaa zvinorwadza veduwe mwana wawakataura 9 mwedzi ataura kudaro kunamai kuregerera panenyaya gozi kumhuri yese nekuda kwemwana 1
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Год назад
Back to sender is the only option apa.
@maryjones3308
@maryjones3308 Год назад
I feel sorry for rhis mother
@tabithagogwe8954
@tabithagogwe8954 Год назад
Ini ndarwadziwa veduwe hama dzangu ngatiregi kushungurudza vabereki kudai ,
@faraimagwa
@faraimagwa Год назад
Ooh ndonyaya yatairwa kuDrewmas media kwaSadza Kaiyi yake shame zvakaoma 😢
@user-yw2bh6oc9v
@user-yw2bh6oc9v Год назад
Very sorry indeed mum. Nyaya inorwadza iyi
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 8 месяцев назад
Zvakangooma shuwa . Vana musashungurudza amai muchidaro
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Год назад
Washington !! Washington!! Washington!! How many times did l call you.? May you reap what you sow💔💔Vana vako vachakuita zvinodarika izvi .muroyi wehama.zvafumuka manje.sorry mama ❤
@TendaiPhiri-gf2om
@TendaiPhiri-gf2om Год назад
Washington Washington Washington how many times did we call your name..
@user-di7sg5pl9r
@user-di7sg5pl9r Год назад
abomination Washington 😂 😂
@user-qo6ef8ce7e
@user-qo6ef8ce7e 8 месяцев назад
Munodarireiko vabereki hama dzangu ndarwadziwa ini vamwe misodzi haisi kupera nekushaikirwa namai zvenyu muchinavo vekudai 😢
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d Год назад
Mama hapana mwana anoda muroyi pliz vana havanamhosva bcz maibatwa kuti murimuroyi asi wash musafa maksmuregerera bcz aikutambudzai achiziva kutindomuroyi asi vamwe vese varegererei bcz maibatwa asi musinamhosva
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 8 месяцев назад
Washington hmmmm kumbirai ruregerero kunamama
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 Год назад
Be blessed mom
@MasvingoTeachers
@MasvingoTeachers 10 месяцев назад
ummm ndarwadziwa sekuru batsirai this family
@TrustChirimerime-sl7yt
@TrustChirimerime-sl7yt Год назад
Sekuru thanks nekubatsira vanhu
@melodymashaira5515
@melodymashaira5515 Год назад
Mama vakatambudzwa kani shame
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 6 месяцев назад
Washy Washy chenjera ngozi yamai iwe
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Год назад
Shame mkomana uyu anoda Mai vake hanzi mhai zvakwana 😭
@anitatafura9162
@anitatafura9162 Год назад
I feel pity for u mhamha
@FunnieDube-sr4hv
@FunnieDube-sr4hv Год назад
Sekuru batsirai Amai Ava musungise mupostori Washington nawashington wacho ibenzi chairo kuenda kegerman nekuromba mhedzisiro oti Mai muroyi
@user-te8mu1mn2i
@user-te8mu1mn2i 9 месяцев назад
Ahhh 😢shame zvorwadza kni
@NetsaiManongwa-ro2us
@NetsaiManongwa-ro2us Год назад
Ndarwadziwa namum sure,asi ingozi chaiyo
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Год назад
Sekuru itai kuti muprofita uyo auye kumatare kwenyu apupure futi Huroi wha ambuya ava Byo ka ichimuona.
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 Год назад
Byo ka mmm manyama chaiwo
@sekaimutara8816
@sekaimutara8816 Год назад
Zvinorwadza Washington unodarireiko mai
@marthangoma5586
@marthangoma5586 Год назад
Ndarwadziwa namai ava veduwe vana tisadaro chokwadi,,,ingozi iyi
@user-rw1xu7sc6x
@user-rw1xu7sc6x 10 месяцев назад
Ndarwadzirwa zvangu nerwadziro anoita mwana Uri one zvakaoma hazvo
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Год назад
Shuwa uri ku Germain uri ku UK mai voti mwanangu vana vangu ndaita hurwere rwandibata wobvawo watumira $100 hre mwari uyu kuzvara uku
@user-bm8cn3dn7x
@user-bm8cn3dn7x 4 месяца назад
Ummm
@user-tm3lk1mp2n
@user-tm3lk1mp2n Год назад
Bhora mberi sekuru
@user-wt3oq4xz8h
@user-wt3oq4xz8h 8 месяцев назад
Zvinhu zvinorwadza kupomerwa jambwa rakadaro,zvokwadi zvinorwadza
@comfortsadieq
@comfortsadieq Год назад
Chengetwayi sekuru mubatsire vanhu
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 10 месяцев назад
Kkkk sly nhasi wasangana naTalkmore haasi kutomboda zvekubvunzisiswa hanzi handisikutombozvida 😂😂
@fakapressure6356
@fakapressure6356 Год назад
Mkoma sly munhu wevanhu
@RosemaryMaumba-ov8vi
@RosemaryMaumba-ov8vi Год назад
Umm ndarwadziwa veduwe zvakaoma hazvo mai vakatambura ava
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 Год назад
Painful what some families go through
@albertamatarutse6903
@albertamatarutse6903 7 месяцев назад
Amai ava varikutaura chokwadi. You can tell. We will destroy each other with false prophets and witch doctors.
@anywaymukaka2178
@anywaymukaka2178 Год назад
Sekuru batsirai mai avoo vatambura chokwadii nhau yavo is very painful
@jennythompson2264
@jennythompson2264 Год назад
Ndipeiwo talk uyo akanaka shem😂😂😂kuitwa ngochani vakadzi vakazara😅😅😅
@DonSiziba-rn8eg
@DonSiziba-rn8eg 11 месяцев назад
Mai shuwa vanoitwa soooo mwana iwe unofa urirombe iwe vawakadya vakakwana,,,sekuru kanengo vazviramba waita munyama kkkkk
@faraitsaukai2788
@faraitsaukai2788 Год назад
Sekuru Kanengo at times chingobatsirai munhu, mweya yetsvina inogona kugara munhu asingazive
@locadiajoe9375
@locadiajoe9375 Год назад
Shame warikurwadziwa mum❤
@user-yi8yr1yh2w
@user-yi8yr1yh2w Год назад
Mai Patrick ndarwadziwa
@kellyrugara7630
@kellyrugara7630 11 месяцев назад
Talkmore akatozungainzwe pfungwa eshiiiii
@user-sk3sn2rm3f
@user-sk3sn2rm3f 4 месяца назад
Ko nyaya iyi yakazoperasei
@user-mo9cg1tr1r
@user-mo9cg1tr1r 10 месяцев назад
Gostaria de fazer tratamento com kanengo
@user-gd7lh7sy5y
@user-gd7lh7sy5y 10 месяцев назад
Zvorwadza izvi sekuru batsirai neni ndikuuyako
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Год назад
Varoyi vanongoda kumamiswa chete. Kubviswa mazino nepinjisi. Nhasi mave kushungurudza muchembere munoti isusu tisina anamai tinofara here. This time tokumamisai if proved kuti muri varoyi
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Год назад
Amen
@melomawere
@melomawere Год назад
Shame she is in pain...
@paulinefambai3216
@paulinefambai3216 Год назад
Ndarwadziwa
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Год назад
Ingozi iyi kuna Washington
@FunnieDube-sr4hv
@FunnieDube-sr4hv Год назад
Iwe Washington usadaro kuenda kugerman hakusi kungwara kwako Amai vakakurera avo boy negirls musadaro
@TalentMawere-hc5ff
@TalentMawere-hc5ff Год назад
Has I know these ppo ndanyara Washie has
@UstaneMandix-kp7ef
@UstaneMandix-kp7ef Год назад
Misodzi yangu yayerera mufunge
@eunicemationi2166
@eunicemationi2166 Год назад
Robért rega kuda kumanikidza munhu kuti ataure zvaarikukudza kuti handiite,kubvunza rudzii kwakadaro
@judithnyakunuhwa2460
@judithnyakunuhwa2460 Год назад
Mai varikurwadziwa chokwadi henyu
@mellisachihera8397
@mellisachihera8397 Год назад
Ndarwadziwa kushungurudza mubereki kudai
@nyashaluciagutu1156
@nyashaluciagutu1156 9 месяцев назад
Shame 😭😭 ndiri kungochema
@MasharlSaimani-yz7rj
@MasharlSaimani-yz7rj Год назад
Vakomana makatadzira amai muchaona moto mai misodzi yangu yabuda zvandibata
@Natty908
@Natty908 Год назад
Shame I know him eish Sekuru Kanengo ndabvuma hangu shuwa. We stayed in the same camp
@user-tk1xi3sm6l
@user-tk1xi3sm6l Год назад
Umm zvakaoma hazvo
@tongaidodo2757
@tongaidodo2757 Год назад
Vanhu vekumusha kwangu haiko
@rutendojeche5820
@rutendojeche5820 Год назад
39:49 very sorry amai
@loicechapunza8136
@loicechapunza8136 Год назад
Washngton wona plan mai ava varikurwadziwa .vakafa vakadai haukundi mhosva iyi
@partsonfudzai3514
@partsonfudzai3514 Год назад
I'm so sorry moms haa zvakaoma vanhu mirai nezvinhu zvenyu kwete kunyepedzerakudzungaira muchiziva mhosva dzenyu
@MatildaJORDAN-sf1hm
@MatildaJORDAN-sf1hm Год назад
Shame ndarwadziwa hangu vabereki ndatinamatei
@evelynmashiri1709
@evelynmashiri1709 Год назад
Washington anechurungu chisina basa Motoripa nemombe dzinotsika
@FlorenceSithole-vn4xt
@FlorenceSithole-vn4xt Год назад
Shuwa vana ngatirege kudaro ungazoroiwa namai wakura ivo vakakurera vachiita zvekutamburira pane kungodya vana vacho vari vadiki varege kunetsa nekuchengeta
@LastChirima
@LastChirima Год назад
Umm zvakaoma pamusha pedu
@TrustChirimerime-sl7yt
@TrustChirimerime-sl7yt Год назад
Zvinorwadza sure
@partsonfudzai3514
@partsonfudzai3514 Год назад
kkkk haa mukomana uyu panebasa
@sekaimunvisi7112
@sekaimunvisi7112 Год назад
Ndarwadziwa Amai vakomana 9 vanodarireiko
@maonabanda7606
@maonabanda7606 Год назад
Ummm zvinorwadza vana kudaro mubereki ukatarisa nekwaakabva nemhuri yake achivakudza
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 Год назад
Eeeeish pakaipa
@user-bm8cn3dn7x
@user-bm8cn3dn7x 4 месяца назад
Musadero Amai imi
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Zvakaoma misha iyi
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Год назад
It's sad shame ohhhhh maivakosha veduwee
@Natty908
@Natty908 Год назад
Mmmm Kadje arwadza shame ayi a ku Fairbridge guy uyu
@kellyrugara7630
@kellyrugara7630 11 месяцев назад
I feel sorry kuna mama na Talkmore.....talkmore anoda mai vake hake
@user-rx7te4oy9r
@user-rx7te4oy9r 8 месяцев назад
Gogo vakuita vachirova drymouth
Далее
Nyaya yemukomana uyu yakazosvika kwaSekuru Tasvu
1:06:12
Просмотров 132 тыс.
AKAJOINIRA SATANIZIM MUMA SWEETSII ZVAKUMUNETSA
21:08
Mutumbi wemwana uripi part 3.Dare raHeadman Chigodora
53:01
Tete Vakaitwa Back to Sender NaSekuru Kanengo
18:46
Просмотров 10 тыс.