Whoever reading this comment right now , I pray that Almighty God gives you the strength you need to overcome every battle or situation you're facing , may dark thoughts , overthinking , all the doubts , so on & so forth exit your mind right now ... May the good Lord help you with peace & calmness through the Acts of Bota Family
Mai guru good mhunhu...always be at your man side nomatter what.rambai makatsika ipapo...murume ndewako..tukanayi mave mega mumba bt mberi kwepfambi STAND WITH YOUR MAN
You can't control people's emotions during a reality show go anywhere in the world people express their anger differently ndosaka vachifamba nemamonya anobata vanhu kana vakuda kurovana. They should just censor mawords chete sezvavanoita panotaurwa mazita evanhu. Once you control how people talk haisisiri reality yatove acting..The expression of emotions is what makes the show real and interesting.
He doesn't "allow" it please, he has no control over people's tempers and when and how they are going to say things. Makutaura sekuti anototi it's OK kuti mutaure zvinyadzi
Lets not forget the dynamics of this relationship, an employer took advantage of his servant, whatever her mistakes this was immoral by the man, he is now playing hollier than thou yet he started all this!
proper sexual harassment , asi hanzi aiva ama jokes ... ende zvakaoma and he is proudly talking about GBV , he is an antisocial person in general. This is not to say we are defending the woman at all. I am curious how he gets the woman that he cheated on to defend him as if he was a victim here
Exactly, now the big wife is defending a wicked man. It's so embarrassing, this man is a nuisance. No the ladies are fighting because of an evil man. Hope it's a wake up call for all ladies . They could have teamed up to beàt the man for 1 day
This man suddenly has empathy for his wife panyaya dzemushonga but not when he was cheating on her putting her at risk of HIV and other illnesses sleepiing with random women 'vanobata mushonga'. He deserves everything he is getting.
Ana chihera hatipengrre zvisipo Manje baba ndivo vaka denha amu hure , i think vane vakato wanda Mr T M dai muchi famba ne timhu re HIV test futi coz ummmm vanhu vari ku zorana kkkk
But Tinashe you really need to intervene pa situation dzakadai because even if mwana akabuda iri 0% that doesn't mean baba avo vanofanira kutuka mkadzi uyo zvakadaro iwe waka tarisa. Isusu sema viewers e DNA global show we are pleading to you to get involved and control the situation
Yet paitukwa varume none of you ever complained. Tinashe has a policy of letting people talk. Nekuti mukadzi azotukirwa her lies and promiscuity makuti zvaipa.
@Tinashe Mugabe this is your worst show ever. She is wrong but that doesn’t give you the right to seat there quietly while this man is abusing her. Who can one call someone hure on live show umm this is wrong
Chero rikaita bishu haana right kumutuka kudarovaribkuda kuti adii.wanoda counseling mai Gire awo pliz help her to gain herself again wamureducer zvakanyanya
This goldbuyer is a problem, he took advantage of his employee, he abused her verbally and physically. In a society of level headed people he needs to be punished
Baba vanotaurisa coz vanovhara nyaya dzavo. Kutukirira ndekwemunhu arwadziwa kuti mwana abuda achinzi haasi wavo. You can tell that he really wanted the child to be his.
Baba siyai chihure please..yoo...you didn't even bother apologising to your own wife. Why also insult that other lady..you are the same. You need to learn the essence of respect, that way you will realise that going for another woman when you're a married person is utter rubbish.
Murume uyu haana mumukanwa makaumburukirwa nechidembo chakafa chaicho Full of pride Eeeeye enda unochengeta kagogo Kako ikako Abuse to the fullest Kupopota kunge munhu kadzi, kungati akabairirwa pamagetsi Uende unoitawo vana vambuya mugogodo avo, pamwe hautozvari
Aaah thats so bad zvamaita mai gire that lady akatadza as much as this man .now she lacked support .maiguru kaaaa varume havasi vekutemba ndoda wenyu uyu anotaurisa kunge mukadzi worse.
Your comment is right Tinashe Mugabe should protect women from abusive words "HURE" I'm a man it's not fair because the men also participated in such behaviour.
Plus hakuna hure rechirume even if he participated , name one hure rechirume in history, it's not going to change today, you can call a man hure today and tomorrow everyone would have forgotten about it
Nesuwo varume tichinyanya both parties are wrong in different ways vanhu ava vanga vakudanana zve part time hapana paazomira nemunhu anemukadzi wake baba vanga vakudawo mwana ndosaka vakamupihwa saka ndimomo!!
You can take everything else from me wondisiira mom and my kids ne foni newifi. I have come to appreciate my own problems and embrace them, people have real problems out there. Thanks to the DNA man for this reality show
stupid man behaving like zanu youth, wife can't sit properly behaving like grandma, gogo looks fit mainini clueless about baby daddy...Tinashe sitting there like it's ok for a man to insult a woman... 😢
Sad story indeed,sidechick akatirega ndiiteriwo mbinga yangu mwana she was wrong aive murume wemunhu but aati ndabatawo mbinga yangu,she was just lazy to work ega or kutadza kumirira wake murume she was wrong, Maiguru valaita tactik yekunzi ndahaka gegegeg loool its a skiri rema married akutsvaga opesanisa sei sidechick na hubby and her ways did worked but kana wagwara chipatara pamberi Bamkurur kutaurisa uku he ie equally wrong kunyemga mushandi Nd he doesnt seem to even be an apologetic person to the wife mai came nhamo ava iko kugarira kuxhengeterwa vana nelupigwa sadza😂
Ambuya is a righteous woman..hakusi kupandukira hama yake but she told the truth. Munhu dzidza kutaura chokwadi......nyadzisai satan veduweee....The wife is a prayerful woman. Panga pafamba satan. Ndafara datan agon'orwa musoro kuti gooo
Mr Mugabe on this one you lost it. You have to protect your guests. This abuse can lead to suicide. You have to take control and direct your show in the right light. This was out of order. I might be wrong but this was wrong. The man ate porridge but now he is abusing the other half. Haa not good at all.
I think he allows people to vent so that his counseling team knows how affected both parties are....because remember kuti after the show vanozoitisa the couple come counseling sessions off camera
Without taking any side or judging anyone Baba awa hadzina kukwana kune inoregedzera imwe,pawakaona kuti mai gire wakuda kuita bonde nawo why didn't he run away meaning waitodawo. Makashata zvese nemwoyo ndebvu dzinenge chigotora chembudzi Sorry kana ndatuka,mai Gire you learnt a lesson. Maigur mukwane semari yebus mowitnesser chii semaiwapo.but ndafarira hangu your humbleness kunenge kakupusa sort of😅.ko nhaii waMugabe kamunyarariro hwaai kamunoita kana wanhu wachitukana. Makaoma 😅😅😅
@@maiyeukai9346asi ndewako???😂😂😂imi this is not your story this is not baba Yeukai...kana muchitofunga kuti baba yeu vapedza kuhura im here to tell you kuti buckle up avasati ,amusati mapedza kuchema henyu maiguru 😂
Mazuva ano vakadzi ava ndivo vari kutotsvaga varume ava...varikuti hakuna munhu wemunhu....kana newe une kahunhu kaSatani kuda kuvharidzira mahule aya....hakuna mukadzi asiri hule anoda murume ari married. Iwe unoti zera rabab avo harina mukadzi? Ndokusakwana manje..Jesu mambo vari munzira kuuya....ku new Jerusalem hakutombodiwe mafungiro ako aya...wrong is wrong dont cover mahule uchiti murume chete..vese mahule
Lust is a demon. Musikana wakatadza kuchengetedza boundary. This is a lesson. Musade mari dzevanhu who have wives you can't build pasimba nemisodzi yemumwe. Now accept your fate and start a new life.
Wanike zvabuda saizvozvo wani? Kuda kutunhidza chihure here? Of course murume wavo saka she stands by her man....And Mwari akati no divorce....Denga vatopinda maiguru chavo kunamata.....mahure asvotwa
Hezvo kkkkkkkk ko kuzoti mudzimu wawo wakasimba aaah Maiguru murikuitiswa ummmm I don't imagine me sitting on the same table neumwe mukadzi ndichirwira chihure chabhangu ummmm not me