Enock man of the match... Zvigure zvese zvinopera chete new character every episode.. Enock atova ngozi to zvigure kingdom rwendo urwu rurefu vanopera vese one one 🤣🤣😅
Mukoma Sly imbopindurai nyaya ya mukoma anoroiwa ne mukoma wake anopfeka ma pamper akawana help here why musingamuunze Kuna khule Tasvu awane help fast musadaro
There's a possibility that she could follow her brother a few days after this. Ndiyo type ine nharo inoudzwa kuti usabate futi then ozodzokera kumba kwake achida kuona kuti zveshuwa ndapera here, then boom 💥.
@@davidnyabanga2862 Takutogara taka hwanda David hokoyo na Enoch. The way yaanosiririsa kana apinda mudare. He says it all kkkkkkkk mukomana uya akafa akamuka Enoch filled us on all the happenings 😃 😀 😄 .
@@robertapfumaneyi hie mkoma Robert ? How hard is it kuona Sekuru Tasvu ndinoona vamwe vachiti tava ne 2 weeks tiripo l.really want to travel kunovaona
@@brightonmoyo3060 I think it also depends with the nature of the problem and issues that needs to be solved, vamwe vanoti hatibve kana musina kupedza nyaya yedu Sekuru
Iwe. Unenge uchida kuti munhu ane mwana wake arege kupinda mudare nekuti akazvara. How can you be that shallow. Its like saying vane vana musauye kuchechi nekuti hatichanzwi mufundisi. Its not like the baby is crying, babies make sounds get used to it.
Amazingly Sekuru vanenge vachitaura Sena implying that he will be possessed because in real life he speaks fluent Shona and then surprise surprise mudzimu wacho unogona kushandisa phone. Wonders never cease
It depends kuti mudzimu is from which era. There are some who won’t have ceiling or any electrical/electronic stuff or even any kind of fragrance or perfume. Midzimu haifanani. Those who are possessed by those who were very young when they passed are usually very clean pple and vanodiwa nevana zvekuti.