We will need Baba Taps to set it up guys kuitira vamwe vanoda kubatsirwa asi vasina pekutangira this will go a long way SEKURU MUKOTSANJERA FOUNDATION not sure but ndomaonero anguwo
First time yangu yandakaona ma basa amunobata sekuru ndakanzwa mwoyo wangu uchindiudza kuti ava ndivo vechokwadi vandaitswaga thumbs up sekuru Mukotsanjera
Reminds me of mumwe mufundisi kumusha kwedu aigara achiti akamira paPulpit oti iyi ndichaidhigimura chete. So one day zvakamubata akati varume pwanyai pulpit iyi haa talaona chisikaonekwi mishonga iyi madumwa
Mukotsanjera is one of a kind. His courage and resilience. It's not an easy job for what he did in this case. Dangerous and deadly. Vanhu regai kuromba munopedza dzinza. Karanganda thank you for the updates 👍👍.
Baba Taps ....mupewo VaMukotsanjera chidimu chemungazowana shuwa vaunza vateveri nevanoona nebasa ravabata apa....jus as a thank you on behalf of us all👏👏👏
Kut sekuru mukotsanjere vaTrende it’s bcoz of baTaps so it means vakakosherana baTaps vanodawo sekuru kut basa ravo riende mberi ,sekuru vachidawo baTaps kut basa ravo rifambe
I salute mukotsanjere and baba taps basa ramunoita rakatikoshera hazvizinyore kuti gutsa yet we don't even give u and cent we thank u very much are we agree funs
Sekuru Mukotsanjera vanobata basa sure ndatenda zvangu haisi nyore kupinda mutoilet,waMalawi mofanirwa kutenda nemombe chaidzo basa guru rabatwa mumusha.Thumbs to you Baba Taps
Ndiri kuteverera kubva part 1 to this final. Thank you Karanganda Mhuri yaaPhiri yachecheneswa madzitateguru nasahwira mukuru Mukotsanjera vari muyananisi. Sando dzenyu Sekuru Mukotsanjera takupai through Karanganda TV naBaba Taps.