Lyrically, anosimudzirana na JahLuv asi ari kumberi mbichana. Pa flow ne crowd managemnt, hapana munhu kana vana Sulu kana vana Etherton havamisidzane naye. Pa flow, kuna Grenade Blot, but its still too early to call him a contender. Consistency hapana ane size naye. Remember paakatanga vana Sniper nana Shaddy vanga vari pa peak. ikozvino vapera. vana Toki vakauya vakaenda Biggi achirilko. kwangosara Jah Love, Freeman na Killer T pane team ye 2012/13 iya. vamwe vese vakupererwa. Biggie ndi King kunge Pharoh !