Hie Nurse Seky..ndikudawo kubvunza ka..murikuzivawo here if vanhu who got interviewed for September intake vakatofonerwa here those who passed and got the place..haa I'm desperately waiting for that call😂..pamwe vakatofonerwa tiri murima😢 0:04 0:04
Nice hair Nurse secky..ko ndibvunzewo ka..i applied for nursing ya September and got interviewed..saka handisati ndafonerwa kuti ndawana nzvimbo..do you know if vanhu vakatofonerwa or vasati? Moyo wangu hausi kuwana zororo,i am desperately waiting for that call😂😂😂😂
Hie Nurse Seky..ndikudawo kubvunza ka..murikuzivawo here if vanhu who got interviewed for September intake vakatofonerwa here those who passed and got the place..haa I'm desperately waiting for that call😂..pamwe vakatofonerwa tiri murima😢