Zvangu zvaringana ndarangarirwa. Pliz could you post pakatangira song nepayakatsoperera❤️. I love you maUMC. Watching madzimai eruwadzano reminds me of my mum😭. Dai vachiripo, she would have been amongst her fellow Ruwadzano vachiita kusvetuka nekutamba. God itirai madzimai zvikuru, more life to them💕
Song basically means We have been remembered x3 My life is now aligned God is good ×3 My life is now aligned We have been blessed ×3 My life is now aligned