Тёмный

Zvidhoma Zvaonekwa Zvichifamba Kuwadzana MuHarare Zvatadzisa Vanasikana Kurara 

Saint Tv
Подписаться 142 тыс.
Просмотров 50 тыс.
50% 1

Zvidhoma Zvaonekwa Zvichifamba Kuwadzana MuHarare Zvatadzisa Vanasikana Kurara
#Zvidhoma #Zvikwambo #Harare #Kuwadzana

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 240   
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Год назад
People forget kuti vachachemberawo God is watching
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
Thank you for such statement my dear. Stay blessed
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Год назад
Ndezvefake izvo zvaiswa natsikamutanda kuda kuchichidzira gogo 😂😂😂😂
@FredyMadzima
@FredyMadzima Год назад
😂 ifake iyo nditsikamutanda aita izvo nemaporofita emumapani
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 Год назад
​@@FredyMadzimatotally 100%.I agree with you 💯 plausible fan theory 😊
@EuniceNyangani
@EuniceNyangani Год назад
True ngavangotora petrol vopisa chete
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 Год назад
​@@EuniceNyanganiwas thinking the same... kuzvipisa.
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 Год назад
Ukangochembera wakutonzi zvinhu ndezvako
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 Год назад
Kkkkkkkkk aaaaah its fate wena hapana zvekuzviita tichangonzwarowo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Jus imagine!!!
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Год назад
It's so sad
@leadmorebakuri5469
@leadmorebakuri5469 Год назад
😂
@nigelsas347
@nigelsas347 Год назад
especially uri murombo 😂😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
n'anga nemaporofita ndovanoisira zvinhu izvi
@charityngwenyama9388
@charityngwenyama9388 Год назад
Hezvoooo vorega kuenda kubasa nekt pane wasiya zvinhu zvake pagate pangu
@BlessingNzembe-wk9ul
@BlessingNzembe-wk9ul Год назад
Its sad, vachembera vakura pazera vatendegwa naMwari votonzi vanoroya
@LesraFilms
@LesraFilms Год назад
Ana Tsika mutanda musanyepere vanhu nezvinhu zvenyu zveFake izvo. God is in it
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Год назад
Izvo zvinhu zvaiswa nen'anga kana maporofita izvo zvinhu zvekugadzira izvo
@chrismutero5529
@chrismutero5529 Год назад
Zvidhoma zvacho zviri papi tizvione
@LoiceMagudu
@LoiceMagudu 6 месяцев назад
Hazvisi zvavo gogo ava, munhu azviita pamwe atoripo akuda kusvibisa gogo
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Год назад
Gogo muridzi wezvinhu pane aisa mhiko pamba ipapo
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Kunevarikuti kt zvinhu ndezvagogo kwanayi imi zvimatumwa zvakandwa izvo vavengi avo
@auxiliachitondwe1720
@auxiliachitondwe1720 Год назад
Munhu varikuda kuita drama vana vemuraini vakadha 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 gogo she's clean
@Rozei1996
@Rozei1996 Год назад
Chidhoma hachioneke lives musanyeperwe henyu izvo zvidhori zvekubvundusira vanhu
@silvestermaraga3118
@silvestermaraga3118 Год назад
Taura hako
@sethymtero2825
@sethymtero2825 Год назад
Achibata ndiye aisira gogo nxaaaa munhu haachabvumidzwi kuchembera
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Год назад
Vanhu moshaya mabasa sure makamboona chidhoma kupi ndezvefake izvo
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Год назад
gogo softaz yavari kuita iyi yotaridza kt zvidhoma ndezvavo
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Год назад
Vanhu musadaro kuti ndezva gogo.saka which means ana mai venyu kana vachembera varoyi wese munhu ana mai vachembera varoyi….tumarova twevasikana kushaya zvekuita kunowunganira gogo kunzi muroyi..musadaro…ndezvana madzibaba varikutsvaga mari
@dove5584
@dove5584 Год назад
Munhu oregera kuenda kubasa zvidhori izvozvo
@teclargovere5458
@teclargovere5458 Год назад
Ndizvo zvidhoma zvacho here izvo
@liandrachitima7708
@liandrachitima7708 Год назад
Gogo taurai chokwadi
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Год назад
😂umfiti ooo neeh
@NormanMupfudze
@NormanMupfudze Год назад
Ndezvavo mbuya ivavo kungonyepa kudemba mbuya dzacho idzodzo hadzibvume
@faustinambirimi5614
@faustinambirimi5614 Год назад
Zvekuda kutyisidzira gogo izvo, dirai salt yemagodo zvifumuke.
@tedzaidhliwayo9843
@tedzaidhliwayo9843 Год назад
Hama tisati munhu akakura ava muroyi
@HloniphileMbatha-s5x
@HloniphileMbatha-s5x Год назад
Ndoone sekuti mbuya avo ndezvavo
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 Год назад
Vakanganisa mhiko zvikabuda pachena
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Maporofita anoisira zvinhu izvi
@marvellouschaguluma
@marvellouschaguluma Год назад
Sei vasina kuudzawo mfundisi wavo
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 Год назад
@@marvellouschaguluma ipapo
@LinahVangani
@LinahVangani 6 месяцев назад
Musadaro veduwe dai zvirizvavo vabvisa kare kuchembera haisi mhosva
@LYDIAMUDYIWENYAMA
@LYDIAMUDYIWENYAMA Год назад
Chekutanga tarisai vanhu vakamira ipapo zero ravo vemakuhwa vechidiki chete kana kutsvaira mumba kubikira vana hapana kuenda kubasa hapana gogo ngavasiyane nevanotaura zvavasingazive pindai mumba gogo mobile mudye vanouya vachiti tipei mari tibvise ndivo varidzi vazvo Rambayi munofuma passing vanhu vane nhamo hurombo vakutsvaga mari nenzira dzisiridzo
@WinnetMageza-lc7gt
@WinnetMageza-lc7gt Год назад
Vanhu hamuzive zvinonzi zvidhoma
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Год назад
Ungaregera kuenda kubasa zvinhu zvisina basa hre izvo
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Год назад
Gogo vati vamboda kuzvibata pamwe ndezvavo vakanganisa mhiko zvikabuda panze
@trymoremangani7171
@trymoremangani7171 Год назад
Musadaro gogo avo imi izvondezvekupenga izvo batai mupise azvinabasa izvo
@TatendaClive
@TatendaClive Год назад
Haaa zvakaoma pa next door pangu wena inga museyamwa vapinda busy .....
@NadiaTeguru
@NadiaTeguru Год назад
Zvigadzirwa izvo nxaaaaa
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Год назад
Mese Ibvai zvenyu ipapo. Hapana chamuri kubatsira ambuya avo. Makutovati ndivo varoyi
@harrymc-one9568
@harrymc-one9568 Год назад
ndezvemuroora anoda kuti gogo vatize vaende kumusha asare pamba ega
@SophiaRufaro
@SophiaRufaro Год назад
Hazvisi zvagogo izvo DAI zvirizvagogo vangadai varikupenga kana kurwara kana kungotanga kureurura voga ipapo kana kuti DAI vatofa munhu atozviisa zvinhu izvozvo
@matifadzatadiwamubako7732
@matifadzatadiwamubako7732 Год назад
Mmmmmm zvakaoma batai sekuru tasvu 😢
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Год назад
Usafurira vanhu kuti vanobirwa mari dzavo
@mulnykays4386
@mulnykays4386 Год назад
Muroora nemwana havana kuisa muteuro mumba magogo , pane ma 1 apa
@brendamakuyana995
@brendamakuyana995 Год назад
So ndazvaita zvidhoma zvacho nhai zvakaoma
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 Год назад
Vakadzi vashata avo mazino kuita homwe homwe
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Год назад
Kwanai ma Zimbabweans.makatadza kuita basa rekuti nhamo ipere muchingwerira zvisipo kusakwana.gogo she’s shocked also.
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
Vanhu tisadaro, kune vari kusvaga mari zvisizvo kuda kusvibisa mazita evamwe , mungwari achauya achibvisa ndiye asiya ipapo .
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 Год назад
Zvakandwa nemunhu izvo,
@praisemasvinge9032
@praisemasvinge9032 Год назад
Mivhunzo yenyu inoda kugadziriswa and reheasals are good baba
@starcks1686
@starcks1686 Год назад
Vele ana gogo vanopfeka madhuku machena umm
@ednabvunzawabaya9304
@ednabvunzawabaya9304 Год назад
Zvinhu zvefake izvo ..vanhu vasadaro veduwe
@ESTHER-d9t
@ESTHER-d9t 7 месяцев назад
Gogo ndavaende kwa sekuru tasvu vanobata azwiita
@chishamisoasani-ko1sv
@chishamisoasani-ko1sv Год назад
Mbuya taurai chokwadi, pane nyaya apo
@NyashaGutsa-j5r
@NyashaGutsa-j5r Год назад
Isayi salt yemakodo pazviri, ndivana tsikamutanda vaisa izvi avo musada kunyepera gogo avo.
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Год назад
Haungofoni kut andisi kuuya kubasa haiwa be educated imi, vanhu vasingaendi Kuma basa amuzvinzwisisi. Ipapa angori munhu azvigadzira kungovenga gogo chete, chinhu icho ifake, munodyirwa mari nemaporofita enhema
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Год назад
Zvofamba here zvinhu izvi
@GaryBillions-ze6qq
@GaryBillions-ze6qq Год назад
Vasikana ava kungwarisa yuhwiii😮
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Год назад
Muroyi anekamuti uyo anoroya na gogo
@jahhardymusic
@jahhardymusic Год назад
Twumvana twemuraini kuda makuhwa 😂
@versacekingz6841
@versacekingz6841 Год назад
🤣🤣🤣
@milnerjunior1079
@milnerjunior1079 Год назад
😂😂
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Год назад
Haungaregi kuenda kubasa nekuda kwemuroyi
@CrenaHove-j6y
@CrenaHove-j6y Год назад
Musavareverera pamwe ndezvavo
@wellarmakombe7557
@wellarmakombe7557 Год назад
Danai sekuru tasvu vapedze basa
@primrosesalika398
@primrosesalika398 Год назад
Nhongai one Khule mundipewo 😂😂
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 Год назад
Siyanai nevanoenda kubasa ko imi endaiwo ka kubasa kwets kutaura noncence nezvekuti vanhu vaifanira kukumbira kubasa.
@TrishDendamera-d8h
@TrishDendamera-d8h Год назад
Plus gogo vane kakunyara nekakutya so kkkkk ameno God Knows the truth
@majidumadie
@majidumadie Год назад
Ndezvavo ggo avo
@chishamisoasani-ko1sv
@chishamisoasani-ko1sv Год назад
Deedza sekuru tasvu we are going to follow up till the end
@comfortzhou3646
@comfortzhou3646 Год назад
Zvinhu ndezvagogo vakazvipa chikapfu chinemhiripiri
@TareMadiwa
@TareMadiwa Год назад
Kkkkk aya
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Год назад
😂😂
@martha4637
@martha4637 Год назад
aslong pasinha chamunoziba gogo mwari ngavenemwi I'm sorry andigoni shona bt ndoitaura kwetekunyora
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Год назад
Gogo avo mfiti chaiye. Pameso pavo àpo pakatorémawo hapo. Ñdezvavo. Vakaenda kunana Sekuru Tasvu vakajamba tsvimbo iya ine mdhara anemhanza vanodonha avo. Kana kwa sekuru Kanengo havabude avo.
@julietmazarire378
@julietmazarire378 Год назад
Muroora anoda kudzinga amwene kkkk
@TatendaClive
@TatendaClive Год назад
Ummmmm iwe usarase muromo vanhu va vanowirirana zvekut amwene nemuroora havatosiyane pa nxt door pangu wena paitika izvo
@taitmasocha2248
@taitmasocha2248 Год назад
Munhu angokanda kuvhundisira vanhu chete. Zvima Teddy bear izvo ngazvinpiswe. Ndofunga azviisa arikufa hake nekuseka
@violetlittle4893
@violetlittle4893 Год назад
Kwedu tinotora tozvicheresa mvura kana kuzvipa basa rekurima satan anyare kkkkkkk
@TareMadiwa
@TareMadiwa Год назад
Kkkkkkkkde
@majoryhamandawana1108
@majoryhamandawana1108 Год назад
Zvirikufama hr zvinhu izvo😅
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Год назад
Chikufema ere
@wellingtonchiduku
@wellingtonchiduku Год назад
Gogo ndezvavo izvi
@melodyjigu
@melodyjigu Год назад
Zvekusonerera izvo
@vhuranjero
@vhuranjero Год назад
Daivatora moto vopisa
@tadiwamadziwa5998
@tadiwamadziwa5998 Год назад
Veduwee kaaa zvakaipa kumhanya kufungira munhu idi kudai
@Alice-q9p1n
@Alice-q9p1n Год назад
Vanavaduku moziva chikwambo imi shut uppp nditsikamutanda arikuda kunanga munhu vomuripisa vasadaro gogo avo pliz
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Год назад
Kule
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Год назад
Isai weti nasalt but kuona kwangu ifack
@SimonPetros-rd5bj
@SimonPetros-rd5bj Год назад
Hazvizi zvavo here izvi
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Год назад
Tunzenza tukutadza kutsvaga mabasa twakunanga vanhu masaskam
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 8 месяцев назад
Vaskana ava dzungu
@BettypeterbettyPeter
@BettypeterbettyPeter Год назад
Tusikana utwonkana tusina mabasa ngavatsvage mabasa vachaona kukosha kwemabasa.
@LYDIAMUDYIWENYAMA
@LYDIAMUDYIWENYAMA Год назад
Vanotaura kuti gogo varying ko hwenyu mazvitaura kuti neni ndinoroya vechidiki ndovapamberi kubuda husiku saamai vechidikivati vana vavo Vanderbilt kubasa Mai ivavo havabvarure magumbeze please tanzwa navo
@natachaadams7770
@natachaadams7770 Год назад
Udzai sekuru tasvu vazvipedze izvi
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm Год назад
Pakaipa
@nyashadoroba9808
@nyashadoroba9808 Год назад
Please daidzai prophet Madungwe
@josephgapirakb
@josephgapirakb Год назад
Kkkkkkkkkkkk
@tynshmuguyo9939
@tynshmuguyo9939 Год назад
Iwe ita mushe kkkkk
@fortunatedzimati6586
@fortunatedzimati6586 Год назад
Kkkkkkk vanoona hr or mnh wedrama
@lindahtarwirei6659
@lindahtarwirei6659 Год назад
Aaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@kayceemunhumumwe1548
@kayceemunhumumwe1548 Год назад
Zvinombove zviii and can someone conclude kut zvidhoma,,,who knows how chidhoma looks like
@lindamashiri8205
@lindamashiri8205 Год назад
Kuwadzana 3 ka uku
@Alice-q9p1n
@Alice-q9p1n Год назад
Maporofita anetseka arikutsvaga Mari vaisa ipapo
@ruzvidzorobson7621
@ruzvidzorobson7621 Год назад
Plus dai zvirizvemashuwa mese mungadai musina kumbounguna zvamakaita izvi ndezvefake izvi
@JosephMatende-fh2ip
@JosephMatende-fh2ip Год назад
Ama 2000 apana zvozokanwa wena inzwa twusikana utwo twunedzungu
@TinasheChingwende
@TinasheChingwende Год назад
Kule hamusikubatika zvekumhanya
@forgetmaseko2178
@forgetmaseko2178 Год назад
mybe ndezvagogo if zvirizvema shuwa
@geesibanda1036
@geesibanda1036 Год назад
Vanhu murikuti ndezvagogo dai zviri zvavo vangazvimwaye salt here or kuzvisiya kunze munhu wese kuti azvione..Vatoisirwawo kuti vatyisidzirwe avo
@elosnavialocadia8684
@elosnavialocadia8684 Год назад
Iiii salt haichashandi kkk vaijaira vanhu vacho kk
@bonganimatata9350
@bonganimatata9350 Год назад
Ahhh ngazviende ku state house uko zvinouraya vakabira ma votes
@TareMadiwa
@TareMadiwa Год назад
Kkkk chokwadi
@davidtino3044
@davidtino3044 Год назад
Hapana anoenda kubasa pane tuvasikana uto turi kungo taura
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 Год назад
Endai kwasekuru Tasvu or kwasekuru Kanhengo
@tichaonabanga4338
@tichaonabanga4338 Год назад
Dzidzai kunyora heading dzechokwadi pliz not kungoda kutikwezva(zvaonekwa Chifamba)
@cliffshamba608
@cliffshamba608 Год назад
Haa chidhoma hachioneki, pamwe Dai mati chikwambo
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 Год назад
Lets adjust technology,in Zimbabwe,every house should be installed CCTV for such incidence
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 Год назад
Gogo ndezvani nhai imi
Далее
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
HARARE.............HANDICHADA HUNGOCHANI UYE NESATANISM
1:06:44
Apasi kudyiwa rinopisa pamba ipopa
1:07:10
Просмотров 105 тыс.
Vana vekunyuramumvura ku Mhandambiri part 1
1:00:10
Просмотров 73 тыс.