Apa munhu ange achiita rough kuvanhu vese, ende unonyara, kushaya pekupinda chaipo. Munhu dzidza kuzvininipisa kana wasvika panzvimbo coz hauzive kuti who is who
Magona apa guys.....haaaa ma fans ngatimboitei chi day out with Magtom crew timboonana paVale apo on 14 Feb.......Slimmy wagonekwa waitirwa PGS ne staff yepahotera ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂You have tested your own medicine kkkkkll