Тёмный

ZVIMBA....... MWANA WE 2 YEARS OSHAIKWA ZVAKARE 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 45 тыс.
50% 1

MWANA AKAWANIKWA AKAFA ASI ABVISWA NHENGO DZEMUVIRI

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 546   
@calleenmkwezura6112
@calleenmkwezura6112 11 месяцев назад
Pakauya maiguru vekusouth ndopanguva yakabiwa mwana vaitongovaraidza mai vemwana kuti vasafunge kumutsvaga nguva iyoyo😢😢😢nyaya irikurwadza iyi drewmas tokumbirawo update yenyaya iyi
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 11 месяцев назад
chokwadi ndoo zvakaitika maiguru veku south ndivo vakaenda nema parts emwana
@estheresther1963
@estheresther1963 11 месяцев назад
Muno maoma vanhu hasisina basa vakuita zvekuromba nekuti vanenge vachida kurarama ka life kemari
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 11 месяцев назад
Very true maiguru ndovakatora maparts emwana
@prachie937
@prachie937 11 месяцев назад
Zvakaoma veduwe ...rest in peace shanty ...fight yr own battles my princess don't rest until justice is served 😢😭🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️
@giregrace317
@giregrace317 11 месяцев назад
😢😢ndarwadziwa zvakaoma n'anga dzapedza vana nemaretuals
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 месяцев назад
Tapiwa Makore part 2 story, zvinorwadza izvi, dai vakapinda dzimba dzose that same night vangadai vakamuwana
@IssacJongwe
@IssacJongwe 11 месяцев назад
Eeee Dai vanhu vakatii vhurai madoor musi ivovo Dai akawanik
@MollenMutanga
@MollenMutanga 11 месяцев назад
Maiguru we south ndivo vakauraya mwana police yakatengwa chokwadi zvakaoma sure sory hako mai shanty
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 11 месяцев назад
Shuwa maZipurisa akapihwa Mari Ayo wanoda kuroyiwwa
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 месяцев назад
Inogona iri mishonga yakanetesa mapurisa vanhu vakubata Bata ..chivindi chacho unozvishaya 😢
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
Thank you mbuya nokumira nenwana wenyu. Zvinorwadza izvi.
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 11 месяцев назад
Zvimba futi nyika yedu yaoma chokwadi
@Jahlady
@Jahlady 11 месяцев назад
​@@nellymuzunze-ir2mxzvakaoma ufunge
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
@@nellymuzunze-ir2mx Imiwoye
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
@@Jahlady Tiripanguva yakaoma chaiyo.
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 11 месяцев назад
😢😢😢 zvakaoma chokwadi
@esierayner533
@esierayner533 11 месяцев назад
Its very sad ,loosing a child 😢 the pain is unbearable ,May the mum,dad ,family of the deceased child find refuge in the most high.
@FainaGorerazaM
@FainaGorerazaM 11 месяцев назад
Zvinorwadza zvino shunguridza veduwe uchiona mwana wako akautawa Mwari pindirai vnhu vanouraya vanoda Mob justice kutaura chokwadi ndarwadziwa
@sade_14
@sade_14 11 месяцев назад
Hakuna lawyer rinokunda Jesu. May the innocent soul find justice. Haisi nyore hama mwana kuita firo iyi .ndarwadziwa.
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia 11 месяцев назад
2years shuwa vanhu vaipa chaiko this is painful 😢
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 11 месяцев назад
Maiguru vaizosimuka kuenda kuSA mwana wababmini vako ashaikwa umm panenyaya
@calleenmkwezura6112
@calleenmkwezura6112 11 месяцев назад
Very sad😢😢😢😢😢maiguru vekuenda kusouth vanechekuita nezvese izvi Vana bamkru vane zvavanoziva
@sarudzaimutsvangiriserah4520
@sarudzaimutsvangiriserah4520 11 месяцев назад
Kurwadza kwazvo ndookuitwa nevanhu veukama aaa nyika yaipa
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 11 месяцев назад
Mwari Mwari idzwaiwo kuchema kwedu.9mnts dzemumwe hre 😢😢😢😢
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 11 месяцев назад
This is so sad to say the least. Ini hangu ndinokurudzira kuti garai nevana venyu and NEVER trust chero weukama chero hwepadyo zvakadii. Kungoti zvedu haasi munhu wese who knows nyaya yaTapiwa zvizere. Otherwise a lesson must be learnt. At least nyaya yaTapiwa yakatongwa asi zvakaoma. Please give your toddlers utmost protection you can give. Ungatukwa nehama neshamwari kuti haudi nemwana wako at least you’re making sure they’re safe.😢
@MostHoveChinyere-qv5qd
@MostHoveChinyere-qv5qd 9 месяцев назад
Well said. Mai ava concentrated nekusona and she failed to safe guard mwana wavo.2 years dzanyanya kuti mwana answered achipembera mumaraini chero kukava kuhama
@Loraine887
@Loraine887 11 месяцев назад
Maiguru vakatungamira nema parts emwana ,mrume akasara achipisa nekurasa mwana, bamkuru vavharirei mujeri
@ruthmurungweni2317
@ruthmurungweni2317 11 месяцев назад
N'anga nema poropita zvanyqnya mu Zimbabwe
@MavisManomano
@MavisManomano 11 месяцев назад
Shuwa vavharirei
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 11 месяцев назад
Ichokwadi ichocho Hama maigru ngawadzokere kumusha wanotaura nyaya yawo ndiwo wakauya nemaparts Kuno kusouth
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 11 месяцев назад
Akareva Mapfumo akaimba kuti nyika yenyu yamaichemera zvino yaita mamvemve .Zimbabwe mutemo haisisina asi mdhara Bhobho achatonga mmm zvaisaitika izvi.
@Miriam-zw9bi
@Miriam-zw9bi 11 месяцев назад
Uuum zvinorwadza kuda mari kwacho kwanyanya vanhu, zvaaku zadziswa zvakataurwa ne Bhaibheri dai Mwari vatibatsira tashinga kunamata, nkuti shoko rakati "Mukaona izvozvo zvse zvoitika moziva kuti pasi rguma "
@dzarungwaeverjoy437
@dzarungwaeverjoy437 11 месяцев назад
Mwana akaurawa nevanhu vehukama kwana bamukuru vejoni ivavo ndarwadziwa hangu😢😢 Mwari pindirai mhondi ngadziuraiwewo
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 месяцев назад
Imi maiguru ndinoziva murikuzvinzwa kwamuri koko,dai ariwako wainzwa sei
@SithembileMahusha-eq3ku
@SithembileMahusha-eq3ku 11 месяцев назад
Mother vakaramba vakamira pamukova vachiti muzukuru wangu akarara ndomaiva nemwana wavakavigiswa namai guru vavo
@marblejori3569
@marblejori3569 11 месяцев назад
I'm sorry my darling . May God give you strength . As Mother's we share the same pain . I'm very sorry my dear
@OnwardChanyuka
@OnwardChanyuka 11 месяцев назад
Police irikutadza basa
@pepukaimutambiranwa-8829
@pepukaimutambiranwa-8829 11 месяцев назад
Dai maiguru varikugara kupi kujoni tivatsvage mumaraini zvobuda chete ndivanabamukuru maiguru vakatouya nemaparts kuno
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 11 месяцев назад
Chokwadi kuudza Moreboys anoswera abatwaaa asi vanhu vkada I vanoda kupiswaaaà
@melsniks
@melsniks 11 месяцев назад
The government is failing us each and every minute, mapurisa nemasoja ekare aityisa veduwe kwete vemazuva ano varikupinda nemacertificates ekunyorerwa , tuma form 4 tunotoshamisira kupfeka uniform nekubata mboma,government must recruit mature intelligent and respectful people vanoziva basa #JusticeForShanty😢😭😭😭😭
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 7 месяцев назад
Zorora murugare my princess 👸..Mwari uchatonga hake...nekti.verse.inoti..regai vana vadiki vavuye kwandiri nekuti.vushe wekumusoro kudenga ndewawo ...ooooo .....shem.....Maita henyu mama.matsigira ...mwana wenyu........vanhu..dai vakavona.nyaya yaTapiwa..makore....
@TarisaiMutimukuru-s6e
@TarisaiMutimukuru-s6e 11 месяцев назад
Ooh finish maiguru ndovakauraya mwana
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 11 месяцев назад
Shumba tsvagai muharare muone kuti varipo hre vakato crosa border ndivo vakatora maparts emwana drewmas taking you to another level
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 11 месяцев назад
Ndozvanditanga kufunga mai Shanty vachitanga kurondedzera nyaya yavo maiguru why vakainda vasina kuoneka uye kuuya kwavakaita kwaiva kuvavaraidza kuti vasakasira kutsvaga mwana 😅
@juliahbhosha8952
@juliahbhosha8952 11 месяцев назад
Thank you Drewmas Media.Let justice for Shantel Prevail
@theyjustwantyourmoney4539
@theyjustwantyourmoney4539 11 месяцев назад
It's sad that the poor never get justice in Africa
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 11 месяцев назад
😊
@SharonMaseka-tm5ih
@SharonMaseka-tm5ih 11 месяцев назад
True tongoramba tiri venhamo
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 11 месяцев назад
Mhhhh mhhhhh Nyika yasega kurema Mhhhhh yeyi yeyii 🙆🙆🙆💔💔💔😭😭😭Ndarwadziwa imi kani Mhhhhh
@RCChirumiko
@RCChirumiko 11 месяцев назад
Mapurisa ezim mbwaa dzevanhu mxii
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 11 месяцев назад
Ndarwadziwa 😢😢😢 veduwe zimbambwe chii chazvo tym yamugabe hatina kumbozvinzwa
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 месяцев назад
Manangagwa ndiye problem akuchekeresa nevanhu vake
@TessaNemutambwe
@TessaNemutambwe Месяц назад
Ndar wadziwa shanty fight for ur justice tarira vabereki vko vatambura
@Anna-x8j1u
@Anna-x8j1u 8 месяцев назад
Very interesting view and take on life.
@marciamhuriengwe4110
@marciamhuriengwe4110 11 месяцев назад
Uuummm amai vana vanoda kugara uchitoona pavanenge vari ,a lot is happening out there ,lets not take things for granted .
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
Vanhu ve South vanetsa. Kuneurombwa hwakawandisa ku South uko.
@AnthonyC-q8p
@AnthonyC-q8p 11 месяцев назад
Feel sad and attached to this mother and I can't carry on watching
@bradleykooper1022
@bradleykooper1022 8 месяцев назад
She's heartbroken 😢😢
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 7 месяцев назад
Marwadziwa .mama zveshuwa......musabudisa zvenyu mari...yekungotonga.malawyer...musawa.kana.mapurisa.acho asingadi kushanda akatengwa...regai zvakadaro..zvinobuda chete kuchawanika.uchashandiswa.naMwari...ndiye.uchatozosunga.nemapurisa acho.iwawa..musatya Mama....ngatipei Mwari basa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 11 месяцев назад
Thank you Andrew for making her the expose the culprits spiritual tsananguro
@NormanTauro
@NormanTauro 11 месяцев назад
Nhaimi community naSabhuku makatadza kumira mirao kuti amai vakaramba kuvhura door vavhure vanhu vaseche mwana here😢😢😢
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 месяцев назад
Shandi muka irwa saTapihwa Shand
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 месяцев назад
Maiguru kuoma moyo kudaro kusiya mwana asati awanikwa dai ari wenyu maienda here maiguru. Maiguru chii chakaitika pamwana makatakuraka maparts emwana asi kudenga kuna Mwari
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 11 месяцев назад
So sad sorry team Shantel rest in peace and fight 🙏 against your killers
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 11 месяцев назад
Maybe I come from another planet chokwadi. These cops if it’s true that they were nonchalant about this situation, they better be send packing. Otherwise Kamba ngaivharwe. Ukaona kushaikwa kwevana to this magnitude in a short period of time, then you know there is no proper attention given to these kidnappings. That’s so wrong and the looks of it, there’s deep seated corruption with the cops in this community.
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 месяцев назад
Police yeZimbabwe yava corrupt zvinorwadza.nyika yawora police yakungoda mari kuti vaite basa ravo
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 11 месяцев назад
Zvorwadza 😭😭😭😭😭taiti n'anga ndidzo dzinobatsira kutsvaga mwana zvino kana vana varikungoshaikwa hapana arikubatsira mwari todiiko😭😭😭😭
@NyadzisaiSixpence
@NyadzisaiSixpence 11 месяцев назад
N'anga dzacho ndodzirikutokonzera kupondwa kwe vana,coz of rituals
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 11 месяцев назад
N'anga dzenyu idzodzo ndidzo dzri kuudza vanhu kuti enda inotora mabody parts Evana kuti uite mari.n'anga dzamunopepedza ndivo varoyi vacho handizivi kuti hamusati mazviziva namanje here.hakuna munhu anongoenda kunouraya mwanaotora maparts asina kuzviudzwa nen'anga.chinondinetsa fti ndechekuti n'anga dzacho hadzitaurwe kana kusungwa.
@phillapohnkanali1279
@phillapohnkanali1279 11 месяцев назад
Mmmmmm mkoma Andrew zvakaoma shuwa asi chandinoziva munhu anozongozvimukira handei tionei.Sister Shantel muka irwise vakakuuraya
@pgambizah4962
@pgambizah4962 11 месяцев назад
Haaa maiguru vesouth moyo wenyu wakaoma chero dai maimanyira kubasa sei makatadzawo hre kutsvaga mwana ..shuwa makatonovaraidza mai vemwana rume renyu richitonouraya mwana munodarirei 😭😭😭
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 месяцев назад
CID yedu taiziva ichiita basa chose muZimbabwe hapaipera wk nhubu dzisati dzabatwa zvakaenda nepi nhy mhondi ngadzibatwe pliz
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 11 месяцев назад
Babamkuru ava vekuSA vanoziva pliz maCID pliz tirikukumbira senyika pliz itai basa takumbira pliz batai batai vanhu kunyanya vekuSA pliz
@CarolineKahota
@CarolineKahota 11 месяцев назад
Um mapurisa asadaro veduwe😢😢😢😢
@mildredjoni208
@mildredjoni208 11 месяцев назад
Mapurisa ezimbabwe bsa havasi kuita havo ndochokwadi kuzvara kumwe uku guys i can imagine mai avo mwanawo zvakaoma hazvo
@hendrickmoyo2hendrick220
@hendrickmoyo2hendrick220 11 месяцев назад
Umtwana useSouth Africa lowo ,kodwa abantu abasela nembeza shame ,badla lamapholisa
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 месяцев назад
😢zvakaoma hazvigashirike, so sorry mudikani Mwari vachatonga vega .
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 11 месяцев назад
Shame zvakaoma weku South ndowakachekeresa mwana
@GeorginaSamakande
@GeorginaSamakande 11 месяцев назад
Asi vanhu havaguri here kuuraya vanhu zviri kuitika hamusi kutyawo here shantel ita zvakaitwa naMunyaradzi kti vanhu vapfidze ava
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 11 месяцев назад
Thank u mukoma neshqmba yaaa amai vanezodzo ava vakaratidzwa zvose 😢😢😢😢
@MelindaHungwe-f9e
@MelindaHungwe-f9e 11 месяцев назад
Uuuum zvorwadza izvi nyika irikuda kuguma hayo kahi Kune vanhu varikuita hutsinye nevana vadiki
@teclarlizzynet5699
@teclarlizzynet5699 11 месяцев назад
Umm ndarwadziva amai varikurwadziwa ava
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 4 месяца назад
Mmmm zvinorwadza kani ini ndinaye wo same age mmmmm unonzwa seunotsva
@mirrymandaza7517
@mirrymandaza7517 11 месяцев назад
Murombedzi Growthpoit kumusha kwangu chaiko,eish zvakaoma, murikugona basa drewmas media
@ShumiraiChikohora
@ShumiraiChikohora 11 месяцев назад
Hama dzeSouth dzakaurauya mwana ngakuuraweo mwana wavo
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 11 месяцев назад
Mai guru variku south vanoziva
@MoreBlessingBrenda
@MoreBlessingBrenda 11 месяцев назад
Maiguru vanoziva zvakaitika pamwana asimwari havarari amaiguru ngatigareyi maiguru nemimuri murimubereki
@salomsalo1346
@salomsalo1346 11 месяцев назад
Bmukuru vekati muporofita akati ngavasunwe futi vari kuziva zvavakaita
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 месяцев назад
Veku SA ndivo vakauraya Shanty....vnhu musadero veduwee ...sry mhamha shantie nekurasikirwa nemwana
@gracengundu
@gracengundu 11 месяцев назад
So painful 😢😢.May your soul not rest Shantel until you fight your battles .Zera racho rinorwadza mhani 💔
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
Sure she should fight
@IlletMuzvidzwa-gk9on
@IlletMuzvidzwa-gk9on 11 месяцев назад
Haaa maiguru suspect mhani mwana akatoendeswa South uyooo nxaaa
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia 11 месяцев назад
Ambuya varikurwadziwa zvakanyanya shuwa nemuzukuru wavo rest in peace shantel
@ConnyBanda-i1e
@ConnyBanda-i1e 11 месяцев назад
Asi pane vanhu vakuita mabussiness nevana here, zvinorwadza
@DirwahSave
@DirwahSave 11 месяцев назад
Zvanyanya
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 11 месяцев назад
If course
@nosisamtshali5572
@nosisamtshali5572 11 месяцев назад
Even pastors. Remember Jay Israel said when he went to Cotonou, for powers to have a prosperous church, there was a room full of kids to choose from for sacrifice. With Nigerians and the like in the country, some strange beliefs are being introduced and they slowly become a norm or habit.
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 11 месяцев назад
​@@nosisamtshali5572😢😢😢
@anoldknox8664
@anoldknox8664 11 месяцев назад
Modhuva kusiira nyaya dzenyu muroad KO Vaya vana vakashaikwa zvakazodii
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 11 месяцев назад
Ko ava vana bamukuru vakafamba voga sei vane ruoko pamwana
@blessesblencoh1457
@blessesblencoh1457 11 месяцев назад
Thank you Drewmas Media for the innovative work.But ndaikumbirawo mutipewo update kuti mwana wekushaika pamasowe aive ne rasta akazowanikwa here ...pamwe ndini ndega ndakajambwa..ndatenda nenyaya yacho.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 месяцев назад
Andrew ataura wani pa introductory message yake kuti haasati awanikwa even weku Wedza.
@IssacJongwe
@IssacJongwe 11 месяцев назад
Haaaaana dear
@ShirleyDembure
@ShirleyDembure 10 месяцев назад
Nxaaa vanoda pfuti kuderera ndkafira mjere ndauraya half yevillage
@sandraedward7454
@sandraedward7454 11 месяцев назад
Gogo rambai makadzvanya vanhu vapenge vese vakauraya
@giregrace317
@giregrace317 11 месяцев назад
Police yaregerera vanhu irikusiya mhondi dzichiita getaway nemhosva shuwa
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 11 месяцев назад
Police for Ed zvakaoma hazvo
@abigirlzungunde7166
@abigirlzungunde7166 7 месяцев назад
Admire ndiye akauraya mwana sheet wake mhondi yemunhu
@Kuzz988
@Kuzz988 11 месяцев назад
Extremely sad. Mwari imi chii chakadaro munyika. Tinonamatira kunyaradzwa kwa mai Chantel, mbuya nemhuri yavo yarwadziswa nekudzurwa mwoyo zvakadai. So heartbreaking 💔
@ElaiMoyo-cv9xk
@ElaiMoyo-cv9xk 11 месяцев назад
Uuumm zvemuZimbabwe ndazvitadza its a disgrace.....bail kupihwa kuMurder suspects zvakamboitwa kupi izvozvo zvimwee ityai Mwari vanhu....ndarwadziwa
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 месяцев назад
Vanhu sure havanzwe tsitsi here😢😢 zvinenge zvakaitwa nevehukama izvi kunge yaTapiwa Makore.
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 11 месяцев назад
Ehe ndevehukama vkaita kumaraini kwedu and tikurwadziwa😢
@SusanBobo-ev3dg
@SusanBobo-ev3dg 11 месяцев назад
😢😢
@innocentnsingo6447
@innocentnsingo6447 10 месяцев назад
Maiguru veSouth,Inno,Dzika,Admire nemuporofita vane nyaya
@memorynemadziva1319
@memorynemadziva1319 11 месяцев назад
Muporofitaa maiguru na bmkuru nemwana watete chokwadi vanochizivaa
@brendamwale236
@brendamwale236 11 месяцев назад
Zvakaoma chokwadi Zimbabwe yaoma zvanyanya izvi zvevana dai mwari vapindira vanhu ava vabatwa
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 11 месяцев назад
Ndadzimbikana, kuuraya mwana sehuku here veduweee💔
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 11 месяцев назад
Haa zvakaoma a maiguru musadaro so kupfuma neropa remunhu muchazviona chamadyara ndoochamunokohwa
@cathrinemavindidze5409
@cathrinemavindidze5409 11 месяцев назад
Haaa Maiguru veku south vakabatwa panonaka vanotaura zvavakaita mwana ,vanhu vanotituma kuroya
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 месяцев назад
Cant hold my tears
@ChipoMponde
@ChipoMponde 11 месяцев назад
Muri kuzviona hre kt hama ndidzo dziri kuuraya vana ,kwaMakore waiva Bamkru ,kuHwedza sekuru nhasi apa tiri kunzwa nyaya yaMaigru na bamkuru zvakaoma ,nyika yaipa wadikani
@MaryChigwende
@MaryChigwende 11 месяцев назад
Ha maiguru veku South Africa ngavabatwe vavharrirwe
@judithshumba3541
@judithshumba3541 9 месяцев назад
Shanty go and turn un turned stone.... Everything must scutter
@mathiasmasala4454
@mathiasmasala4454 11 месяцев назад
The key of the information muporofita
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 11 месяцев назад
True dai maparts acho akaora shame ndarwadziva hama
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 11 месяцев назад
Endayi kwa prophet Miracle Paul munoona mumhu chaiye akatakura mwana
@catherinechiwome3674
@catherinechiwome3674 11 месяцев назад
Zimbabwe police must change their way
@ProgressMutandwa-n3c
@ProgressMutandwa-n3c 11 месяцев назад
Zvakaoma mfunge,nyaya iyi yakafanana nenyaya yemwana wangu kwaMurehwa izvezvi
@gracedube555
@gracedube555 8 месяцев назад
Makazomuwana here wenyu , nyika yaipa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 11 месяцев назад
Micah 7:8 Rejoice not my enemies for l shall arise in darkness God Almighty zhall be my light
@ApilelJaj
@ApilelJaj 10 месяцев назад
Uuuum misodzi yangu ikungoyerera ndarwadziwa Ini zvakakoma Mwari rwiraiwo Vana vapera veduwee Rest in peace Shantel vanhu vakusvibisa nzvimbo yedu yekwazvimba zvakaipa
@kudzaimagede2245
@kudzaimagede2245 10 месяцев назад
Taura hako ndanyara nazvo
@Amarie077
@Amarie077 11 месяцев назад
Maiguru weku South nemhuri yenyu nevakanoona mwana kurwizi vanoziva zvakaitika. Vanhu chengetedzai vana zvekuti mwana anonoswerera kunotamba please chengetedzai vana. Maiguru veku South.
@afronews7034
@afronews7034 11 месяцев назад
Our favorites ongoing usandoine kunonoka canweget it muutube
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 месяцев назад
Mai veJoza avo ndivo deal leader. Nhai CG Matanga chii chiri kuitika nemapurisa enyu, what kind of policing is this.
@esnathmasvivi9448
@esnathmasvivi9448 11 месяцев назад
It's very sad... 💔😭 SOUTH IYI YATIPARIRA HEDU... VANHU MAKUDA MARI AND KUTORERANA ADVANTAGE NDIKO KWATAKUITA... Mapurisa edu arikutirengerera plus nekuda kupihwa chioko muhomwe kwanyaya
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 месяцев назад
Dai govnt yapq mapurisa mari inotenga dao kusinq zvose izvi manje taurawa nekut vakuda mari 😢
@rachelsacee1358
@rachelsacee1358 10 месяцев назад
This is heartbreaking 💔 Till when parents continue to lose their children this way.Can Africa governments put laws anyone found guilt in such cases including the sangoma or witchdoctor who is requesting human parts to be put in prison for life or on death row. Tapiwa Makore was buried without head My condolences to this young couple to lose their child in such a way. Can the government step please till when ..continue to hear such stories.This family need a lawyer to fight for them. Andrew Neshamba you are doing great ..but can you and Zimbabwe socialite start Go fund for this family? What is disheartening there is ? relatives are criminals, have a hand in this . Zvimba police they let this young couple down.Hearing of a missing toddler 2 years old ,they couldn't come out ?Where these policemen going to sleep if it was their own child? Zimbabwe doesn't have sniffing dogs any more? Even from Harare police headquarters? Thanks for the MP who came but you need to remove these policemen and bring policemen ready to serve people. I know they are not paid well but just leave the job. I cried when the mother ,father and mother in law narrated this My pray 🙏 all the people with hand in killing our beautiful shantel never find rest till they are behind bars forever. MHSRIP 🙏
@MiriamShekete
@MiriamShekete 9 месяцев назад
So sad 😢😢😢 ndakamboipinda situation iyi bt kutenda mwari ndakazomuwana arimupenyu .....shanty irwa Hondo dzako wega😭😭😭😭
@PriscaMlambo-e6i
@PriscaMlambo-e6i 11 месяцев назад
Yooo mapurisa ezim chii nemi ndarwadziwa
@RCChirumiko
@RCChirumiko 11 месяцев назад
Bamkuru namaiguru vakachekeresa mwana.zvinorwadza veduwee
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 месяцев назад
Zvinorwadza mufunge maiguru maiguru maiguruka Mwari avaka uuuuuuuu zviri kuuya manje manje
Далее
Mudzimai Obvunza Murume Kuti Tichiritese Here?
18:18
Просмотров 10 тыс.
V16 из БЕНЗОПИЛ - ПЕРВЫЙ ЗАПУСК
13:57
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
AKATYORA MHIKO NDOKUTANGA KUPENGA
1:21:33
Просмотров 51 тыс.
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26