Тёмный

Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinoda Kufumurwa: Mwana anotizwa nevamwe nenyaya yekuchinja kwechiso chake 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 203 тыс.
Просмотров 21 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 83   
@kudzikudzai3324
@kudzikudzai3324 2 дня назад
Vanhu rombai nevana venyu mhani seiko kushungurudza vana vevamwe kudai 😭
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 3 дня назад
Father deliver this family in Jesus mighty name We cover this family with the blood of Jesus 🙏🏽
@rejoicechishoka4463
@rejoicechishoka4463 2 дня назад
Life is Spiritual....Ngatigarei tichitaura naMwari nguva dzose🙏🙏🙏🙏
@mufarojayden3499
@mufarojayden3499 День назад
Endai kwa prophet miracle Paul mononyatsoudza pane mudzi
@Lizzy-wy9xj
@Lizzy-wy9xj 3 дня назад
😢😢😢😢dear GOD pindirai akabata ngazvimuwire iye nezita raJesu
@blessingnnzvaura3831
@blessingnnzvaura3831 2 дня назад
Vanhu vanoshungurudzireiko vana vevanhu kudaiso kubereka kunorwadza vana vacho vakura votambudzwa 😢😢
@EverlineManyati
@EverlineManyati 2 дня назад
Tete Tildah love u Mwari ngavakuendesei mberi nebasa renyu❤❤
@MemoryMazhiriri
@MemoryMazhiriri 3 дня назад
Ummm unobva waona kuti nhamo yangu iri nani 🙆
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 2 дня назад
Wazviona ka
@MoiraKuluzana
@MoiraKuluzana 3 дня назад
Shame zvakaoma ngavaende kwamiracle Paul
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 2 дня назад
Taura hako Miracle anoyambutsa vakawanda I believe hangu
@ShezMarimz
@ShezMarimz 3 дня назад
Ngavaende kwa prophet Jose
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 3 дня назад
Chokwadi zvinoda kutora number dzavo pavanodzitaura paya shuwa
@omegagovero9199
@omegagovero9199 3 дня назад
Hesi Tete muri sei Followers on RU-vid how are you all?
@faithchapotoka375
@faithchapotoka375 3 дня назад
Endai kwa prophet Jose vanokubatsirai
@lonicambewe
@lonicambewe 2 дня назад
Mwari wangu ngaakubatsirei amai vangu
@Nkechi25
@Nkechi25 3 дня назад
zvinorwadza amai..dai Mwari vakubatsirai.
@agneskadewela6872
@agneskadewela6872 2 дня назад
😢 zvakaoma shuwa Mwari pindirayi shuwa vana vatambura
@ganyaz
@ganyaz 2 дня назад
makaparadzana zvakanaka here pa first marriage maybe ishaisano irikuitika apa
@MEMORunner1
@MEMORunner1 2 дня назад
Eish ndarwadziwa veduweka Mwari pindirai kani kumhuri iyi 😢 😭
@Mybabyandi-2024
@Mybabyandi-2024 2 дня назад
Zimbabwe inovaroyi ndati
@talentmuzenda4087
@talentmuzenda4087 23 часа назад
God bless every single mother Shem this is sad Mwari vakuturei mutoro Uyo in Jesus Christ name
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo День назад
Baba vevana ndivo vakaromba kwete hama dzamurikubata idzo
@BenhildaGumbo
@BenhildaGumbo 3 дня назад
Zvinotyisa nyika yaipa veduwe. Vanhu vanoshereketa
@joycemabanga488
@joycemabanga488 2 дня назад
Zvakaoma hazvo nyika kuziikanwa nehuroyi chete 😢😢
@PellargiaDandajena
@PellargiaDandajena 3 дня назад
Son of David have mercy 🙏
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 День назад
Nyika yava nemazino, Mwari nevadzimu tibatsirei. Nyaya inorwadza mwana haana chaanoziva asi ave kutambudzwa..😢😢😢😢
@MaiShosho
@MaiShosho 22 часа назад
Yooooo nhai Mwari
@gee4690
@gee4690 2 дня назад
The old closure DNA show is perfect ❤
@LeticiaChitsvatsva
@LeticiaChitsvatsva 3 дня назад
Second to comment ❤ how are you tete Tilili😊
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 дня назад
Nyika yarema hamawee....baba motiza musha zvinhu zvakadai shuwa......mboko yemurume....dai Mwari apindira vana vabatsirika
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 3 дня назад
Imbwende avana kusimba kutiza dambudziko vachisiya mukadzi nebasa
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 3 дня назад
Ummmm Zimbabwe chiiko nehuroyi veduwee😢😢mwana atadzei kumushungurudza kusvika pakadai
@mandlas.4305
@mandlas.4305 5 часов назад
I wish I understood Shona. Can someone tell me briefly in English or Ndebele about what is happening to the young kid
@LeticiaChitsvatsva
@LeticiaChitsvatsva 3 дня назад
Very sorry mama dai Mwari vakuwanirai Nyasha chaidzo Nyasha ngadzikuteverei ndinotaura shanduko muhupenyu hwevana venyu ndinotaura zodzo chairo rikuteverei nezita ra Jesu
@mercychieza2056
@mercychieza2056 День назад
Ngavaende kwaApostle Rodney
@veeee7248
@veeee7248 День назад
Batai sekuru Mukotsajena I think u will get good help
@tendaimashingaidze7823
@tendaimashingaidze7823 3 дня назад
My heart bleeds for mama ava veduwee Mwari mati vaite seiko veduwee 😢 hupenyu mutoro shuwa inonzi kurauone..vasunungurei Jehovha
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 дня назад
Hama dzemurume ndodzine zvese izvi murume wacho okusiya futi aaa
@NogetMhishi
@NogetMhishi 3 дня назад
Kubatsirwa ngatiende zvedu hama but chinodiwa mabva kunoshandirwa kuramba mu.chinamata imi pachezvenyu ndiko kuti zvifambe
@matteoBreel_17
@matteoBreel_17 2 дня назад
💔💔💔 PAINFUL
@doreenmashanga9137
@doreenmashanga9137 3 дня назад
God have mercy
@TsitsiChibanda
@TsitsiChibanda День назад
Ko sei baba wakatiza pamba ummm ipapo hapana kundijekera nekuti warikuramba kufamba namhamha sei ipapo, 😢 wanogona wachiziwa nhau iyi mai warimurima , nekuti baba wasina mhaka tinoisa musoro pamwe, chero mai walafamba wega baba wakasika mhuri wasipo kashoma kuti tikunde nhai iyi nekuti rudzi nderwababaka mai hawana simba wariwoga
@EverlineManyati
@EverlineManyati 2 дня назад
Mwari ngatichengetere vana vedu handizivi why muvengi achitirwadzisa pavana vasina chavanoziva
@thompsonmushava3408
@thompsonmushava3408 2 дня назад
Ndokumbirawo app handle renyu ndine nyaya
@paidamoyochemhazo2526
@paidamoyochemhazo2526 3 дня назад
Vanhu rombai nevana venyu moda kishandisa vani
@PriscillaGomo
@PriscillaGomo 2 дня назад
Taura hako
@FlorenceMutonono
@FlorenceMutonono 2 дня назад
Ndokumbiravo kubatsirwa
@LucyDudu
@LucyDudu 3 дня назад
Zvakaoma..Mwari batsiraiwo mhuri iyi
@SylviaMuringazuva
@SylviaMuringazuva 2 дня назад
Mwari pindirayi murimi ngazvidzokere ku muridzi wazvo
@TruthbyM
@TruthbyM 2 дня назад
A curse cause less does not alight. Amai ava could be innocent panyaya iyi but somehow somewhere her or the father opened the door for this curse to land. Both parents need to self introspect, repent of their sins, renounce & denounce their sins & pray for deliverance. Sin in our lives is the only thing that opens doors for demons to torment us like this. Him biting his flesh, that’s pure satanic & demonic but chii chaita Paite Ronda. Mushonga hai ate pasina Ronda. Prayer is the answer 🙏
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 2 дня назад
Zimbabwe kuroya zvokwadi tinotora mukombe zvedu asi chokwadi siyai kubata vana vadiki please Havana mhosva umwe neumwe nemhosva dzake veduwe
@kudzikudzai3324
@kudzikudzai3324 2 дня назад
Ummmm zvakaoma Mwari pindirai mu mhuri iyi... Ko seiko nyika ichidai
@EneressMatenga
@EneressMatenga 3 дня назад
Hurombwa hwanyanya😢.
@SheilaChireza
@SheilaChireza 2 дня назад
Mwari pindirayi pamhuri iyi asiwo sei baba vachiramba kufamba
@BeePhiri-q3i
@BeePhiri-q3i 3 дня назад
Zvorwadza
@ClaudiusKurungedje
@ClaudiusKurungedje 2 дня назад
Shingai amai nokutenda mokundiswa mwari haatongi sasabhuku
@EllaRumbidzaiChifamba
@EllaRumbidzaiChifamba 2 дня назад
Zvakaoma chokwadi
@IsraelMatyatya
@IsraelMatyatya 3 дня назад
Mwari muri mwari anoshamisa itai chishamiso chenyu pamhuri iyi
@lovenessmaduro6996
@lovenessmaduro6996 2 дня назад
Zvakaoma chokwadi, mwari pindirai vana vapore ava.
@MukaiSengwayoSithole
@MukaiSengwayoSithole 3 дня назад
Shame zvakaoma dayi Mwari vapindira vawana vanhu chaivo vanogona kupedza dambudziko ravo
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 дня назад
Hello tetez
@vunganaimapakame3072
@vunganaimapakame3072 2 дня назад
Vanhu vati kurei kudai modiiko kuvaka ruzevha musaramba muchibhadhara rent life yemutown obvious inotodhura than yekumusha
@rejoicechishoka4463
@rejoicechishoka4463 2 дня назад
Dont judge upenyu hwevamwe vanhu kudaro...Kana vati kurei kumba kwenyu vose vakakwanisa kuvaka musati achembera ose anozviita...Nyasha dzinosiyana...Kuvaka haazi mahara🙄🙄🙄🙄
@RumbidzaiMunyonga-uq3bc
@RumbidzaiMunyonga-uq3bc 3 дня назад
Fambai but imbonamatai zvingatore time asi zvinopera zvoda kushinga kugara pamabvi
@AfackiAlabi
@AfackiAlabi 3 дня назад
Kunamata unganamata wamai but unosvikapakuda vabatsiri😢
@marthatesepo3285
@marthatesepo3285 3 дня назад
😢this is sad
@BlessedMudhenge
@BlessedMudhenge 3 дня назад
Yoooh. Zvotyisa
@TendaiKagura
@TendaiKagura 3 дня назад
Zvakaoma veduwe
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 3 дня назад
Nyika yaipa
@EgnesMaviki
@EgnesMaviki 2 дня назад
Zvakaoma
@LebriattoSithole-tg1ww
@LebriattoSithole-tg1ww 3 дня назад
Nyika yakatakura kurema
@regaichapepa9267
@regaichapepa9267 3 дня назад
Ndoona sekuti Mai ava vane zvavanoziva zvavakaita
@Nokutenda774
@Nokutenda774 2 дня назад
Why is it you just want to blame victims. Uri n’anga here or muporofita?
@AzipheliNyamande
@AzipheliNyamande 2 дня назад
Nyika yatakura kurema yoo
@RonikaNyadombo
@RonikaNyadombo 3 дня назад
Ndiri pano
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 3 дня назад
Umhlaba unzima nxa kunjena yeah senzenjani
@MuchanetaChiluva
@MuchanetaChiluva 2 дня назад
😢😢😢😢😢
@FlorenceMutonono
@FlorenceMutonono 2 дня назад
Makadii tete tilda
@miriammunikwa6938
@miriammunikwa6938 3 дня назад
Shame hupenyu hwakaoma
@lindadenhere
@lindadenhere 3 дня назад
Tete murisei
@ForgetMusiyiwa
@ForgetMusiyiwa 3 дня назад
Zvakaoma
Далее
Latest on bamunini veOpen Marriage
30:41
Просмотров 8 тыс.
He went ALL in 😭
00:12
Просмотров 2 млн
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Просмотров 15 тыс.