Тёмный

Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinotyisa : Mukadzi ashaya rugare mumba make nekubirwa nezvinhu zvaasingaone 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 203 тыс.
Просмотров 33 тыс.
50% 1

Развлечения

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 231   
@beatricebgwanya1582
@beatricebgwanya1582 6 месяцев назад
Tete killed me kutevedzerawo kuti loptop 😂😂😂😂
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 6 месяцев назад
😅😅😅😅😅
@MaryMucheka
@MaryMucheka 6 месяцев назад
Kkkkkkk tilda anoshanja
@CarolTande
@CarolTande 6 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 6 месяцев назад
Tete tilda pavati "loptop"instead of laptop, she was trying to prove kuty.munhu akaita marketing anotadza.kuty laptop ....and she went silent pataurwa nyaya yekuti maimuziva here mun'ina wenyu....uyezve kumwa 2000 uko vanhu vekuU.k vaitruster vanhu vakasara kumba stereo I believe the story behind .....all this is happening to her because there is a ghost haunting her ......if u clearly look at her denying she had a sister in U.k before guilty takes over her face with power and shame ....she claims she wants peace because she things munhu anongofa obva arova munhu arikuda imba yake....take note off makuhwa emumaraini kazvhinji anenge fine element of truth ...munhu akanzi haasi kufamba zvakanaka chokwadi ...also she claims kuty maneighbours arikugadzira pamba pavo why ivo chete .....the truth will come out ..I rest my case
@mirandagombedza8399
@mirandagombedza8399 6 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣
@marjoriewachenuka4962
@marjoriewachenuka4962 6 месяцев назад
You are doing a wonderful job doughter Tilda you are a very strong woman haaa munosangana nehondo dzenyaya
@nanof3593
@nanof3593 6 месяцев назад
She initially said that she bought the stand in 1999 then later on said 2002 before realising the mistake. Watch back and you’ll notice the contradiction. I heard of a similar story making the rounds over here in the UK but not sure if this is the same case but I heard that a lady collapsed and died after going home to find out that the house she thought she had build with the help of family back home had been registered in the relative’s name.
@jah13765.
@jah13765. 6 месяцев назад
It's very difficult to trust someone like this...vane zvavakaita....chero matauriro avo and body language speaks volume...something is fishy
@nestermatunja84
@nestermatunja84 6 месяцев назад
Esp pemunhu wekuUK apo hmmmm
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 6 месяцев назад
Gogo gogo gogo gogo ngenyi muchimhanyira kuti hamuna chamakabata nemaoko enyu, something fishy
@Jiriemily
@Jiriemily 6 месяцев назад
ISuspect gogo ava ndovapedza vamwe
@witnesschivhiya252
@witnesschivhiya252 6 месяцев назад
Ummm gogo
@MaryMucheka
@MaryMucheka 6 месяцев назад
There is just something about her...
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 6 месяцев назад
Nyaya yavo yasiyana nepakutanga pavakadaidza i think it's Tick catch tv or something
@chichizamba2112
@chichizamba2112 5 месяцев назад
I thought the same thing from the moment she was greeting Tete Tilda chaiko. Ndisati ndatombonzwa nyaya.
@portiarakabopa
@portiarakabopa 6 месяцев назад
Mmmm mbuya ava varikurasikawo nenjere ava nyaya yacho haisi straightforward
@GeorginaUtsiwegota
@GeorginaUtsiwegota 6 месяцев назад
Vamboti brother yavo inorwara nenjere, sister yavo inorwara nenjere. Voti varikushandiswa ne neigbhour. This is not adding up. Ivo vacho vanoda kutariswa njere dzavo, or vane zvavasirikutaura zvavanoziva
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 6 месяцев назад
Havana....kuti brother yavo anorwara vagara vataura kuti mabrothers akafa hazvisati zvayitika kwauri ndosaka uchitaura zvisina kutaura Mama
@beatriceyvettewaziliwa3565
@beatriceyvettewaziliwa3565 6 месяцев назад
Mai Ava vakangwarisa
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 6 месяцев назад
A but vakamboti ndakaenda kwaNdunge ndichiperekedza shamwari yangu ini hapana chandakabata. Saka chokwadi mdechipi
@lingiwemhlanga2497
@lingiwemhlanga2497 6 месяцев назад
Ini ndisat ndasvika paNdunge part ndange ndasvora kare ini, zviripo zvavakabata amai ava
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 6 месяцев назад
@@lingiwemhlanga2497 watopedza iwe haaaa zvaakutongoda vapedzerane nezvavakabata
@patriciachizanga1505
@patriciachizanga1505 6 месяцев назад
Gogo ava vanezvavakabata fullstop
@josephined8931
@josephined8931 6 месяцев назад
Makadini Tete, ndinofara kukuonai nekukunzwai ❤
@FlatterNcube
@FlatterNcube 6 месяцев назад
L 1mmmmmmmmkk mm mm mm?mkmmmlll LI ooklllklkl lllllllllll lllkkkkkk Mlmml no mmklmmm0😢😢 37:29 😅
@angelamoyo2009
@angelamoyo2009 6 месяцев назад
It's Loptop for me 😂😂😂apa kuzoramba vachidzokorora loptop😂😂
@jeminasimbi593
@jeminasimbi593 6 месяцев назад
Mai ngavataure chokwadi ava,nyaya yemuninina we UK
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 месяцев назад
Gogo machinja nyaya, nhasi mataura imwe nyaya yasiyana nezvamakaura pakutanga, nyaya iyi yaka bhenda sembambaira. Mumusha mavo mukoma anorwara nepfungwa, munin'ina vati special care, apa vakati vakambosvika kwaSekuru Ndunge, malodgers avo nhasi awandisa. Vataura kuti babamukuru vavo vanga vasina kuroora vane 94 yrs, vanga vasingade kugara nemukadzi, asi mukadzi haasi wavo, Mainini, ini ndatadza kubata nyaya iyi. Nhasi pabuda loptop. Nyaya yerudzi, yava memunin'ina ari overseas, wavakabatsira kutenga stand nekuvaka imba. Saka muvakidzani apinda papi, nhasi vava kuti vari kushandiswa nen'anga? Pliz anzwisisa nyaya ngaandi tsanangurirewo ndapota. Imba iyi kuti kabanga vakatorera wemhiri kwegungwa. Haaa ndapera strong nhasi ndidireiwo mvura kani.
@MaiAnotida
@MaiAnotida 6 месяцев назад
Mai ava nyaya yavo haina musoro matauriro acho pane??
@ChengataiMapuvire
@ChengataiMapuvire Месяц назад
Tete I luv this show ASI ndokumbirawo kuti musanyanye ku interupter zve tinyatsonzwa
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 6 месяцев назад
Amai ava vanonyepa zwisigaite how in this world we have such people how lie like a wich she killed her sister and she thought she could get away with it maje hazwiite izwozwo tete Tilder musanestwe nevanhu vane hunhu hwakasunama
@lindadenhere
@lindadenhere 6 месяцев назад
Gogo havasi kutaura chokwadi.pane nyaya
@SenciaShapure
@SenciaShapure 6 месяцев назад
Vachadzoka havo kana vakunyatsoda kubatsirwa
@KimyTembo-wx7tv
@KimyTembo-wx7tv 6 месяцев назад
Reurai mupone 😢
@Tollychiyambiro
@Tollychiyambiro 6 месяцев назад
Marketing nechirungu chenyu hazvisi kuenderana mama
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 6 месяцев назад
Mai vakaromba kwaNdunge ava ndivo chokwadi
@lucksondewah3543
@lucksondewah3543 6 месяцев назад
It's confusing and complicated. Havana kunyatsotsanangura nhorowondo zvakajeka. Either vanorasika njere or itsotsi.
@progressmabodongwa371
@progressmabodongwa371 6 месяцев назад
Vakaromba mai ava kwaNdunge
@nadsonmahata5828
@nadsonmahata5828 6 месяцев назад
Ko vadii kuenda kwa Prophet Miracle ku chitungwiza ku L.
@fortunatempofu4943
@fortunatempofu4943 5 месяцев назад
Ko loptop yemusikana wekwa Mutare maiidii yakazotengeswa sei loptop isiri yenyu??? Vanonyepa mbuya ava zviri kuitika vanozviziva
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 6 месяцев назад
Imi 😂😂gogo ava havasi vekumbo interviewer naRobert Tapfumaneyi here nhasi vachinja statement vanonyepa mai avaaa
@violetcharry8478
@violetcharry8478 6 месяцев назад
Ndivo
@memorymugumo534
@memorymugumo534 6 месяцев назад
Morning tete can you do follow up kana mai ava vazo batsirwa tizive kuti chii
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 6 месяцев назад
Shuwa zvakaomawo zvinotyisa zvinoyera
@GeorginaUtsiwegota
@GeorginaUtsiwegota 6 месяцев назад
Amai ava vane zvavasirikutaura zvavanoziva
@tinotendadarangwa4977
@tinotendadarangwa4977 2 дня назад
Ndaona kuti Mai ava vane problem pa anga vachitaura nezve chamber yatsemuka yanga ichingori, 'chamber yangu' l was like geez they already knew kuti chamber haisi yavo
@marydeze
@marydeze 6 месяцев назад
Cycologically mai ava vakambowongororwa here nekuti varikuti Imba inenge ichidhonzwa, motor dzichingotenderera zvine ka element ke mental mazviri
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 6 месяцев назад
true he looks kunge mental case
@nai6474
@nai6474 6 месяцев назад
*Psychologically 😅 Zvisinei hazvo unenge une point ipapo nekuti musoro wenyaya zero
@AbigailChimuronga-bm2fu
@AbigailChimuronga-bm2fu 6 месяцев назад
Yaaaa she needs help I don't think musoro uchirikutora mushe ini
@judx34
@judx34 6 месяцев назад
😂😂😂​@@nai6474
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 6 месяцев назад
NGAVAENDE KWA TASVU CZ VAKAENDA KWA ISHUMAIRI VANOGONA KUTORERWA IMBA YACHO IYOYO
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 6 месяцев назад
Vati Hava belive nanga
@PraiseNyamaka
@PraiseNyamaka 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@violetcharry8478
@violetcharry8478 6 месяцев назад
Ngavaendeswe Ku canani
@ottiliahchisina5111
@ottiliahchisina5111 6 месяцев назад
Tasvu imbavha
@MummyKuchenga
@MummyKuchenga Месяц назад
Loptop apa makaita marketing ?
@tmhl982
@tmhl982 5 месяцев назад
Gogo rasai zviro.Ndimi munazvo.
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 6 месяцев назад
Mmm babawenyu wekukuberekai wane nyaya
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 6 месяцев назад
Mhamha ava vanekakunyepa vamboti handina hama kuUK,dzokezve ndine hanzvadzi Uk,aaah saka vanobatsirwa sei vachisanganisa nyaya kudaro
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 6 месяцев назад
Hakuna munhu wemarketing anoti looptop mbuya ityai Mwari
@CarolTande
@CarolTande 6 месяцев назад
😂😂😂😂loptop tichanyaudzwa tikazvirega ku TikTok nema duet😢
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 6 месяцев назад
Naivo varikutorwara ava ungati imba inoshandiswa sei mumusha mavo mune ngozi or hurombwa
@Deadpool_2374
@Deadpool_2374 6 месяцев назад
Tangai nekurapisa gogo pfungwa mastory acho hobho kani hazvisi kana kubatana
@Verengaable
@Verengaable 6 месяцев назад
Put CCTV
@JoyleenChibanda-vu3gp
@JoyleenChibanda-vu3gp 6 месяцев назад
Haaa pane nyaya Mai ava vane nyaya vakabata Bata asi varikutya endai mberi nayo Tete
@taliahdhliwayo1438
@taliahdhliwayo1438 6 месяцев назад
😂😂loptop Tete musadaro
@GraceMandigora
@GraceMandigora 6 месяцев назад
Ummm vamboti havana hama ku Uk bt vaakuti vana va bamkuru vese vari ku Uk mai ava the truth will set her free
@hazviezhanda4751
@hazviezhanda4751 4 месяца назад
Vanenge vane dementia
@melodyinachio7327
@melodyinachio7327 6 месяцев назад
Kana zviri zvemufi dai vakamborohwa nezvavadingaone vanotaura chokwadi mbuya ava
@jekalons9786
@jekalons9786 6 месяцев назад
Ndavandziwira tsitsi hangu mai ava😢
@MirrieChikata
@MirrieChikata 6 месяцев назад
Mbuya iyi ngaitaure chokwadi ibatsirike
@KudzanaiMutandwa
@KudzanaiMutandwa 6 месяцев назад
Hanzi handina hama iri kumhiri kwakuti hanzvadzi dzangu dziri mhiri😂
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 6 месяцев назад
Vakaromba neropa remunhu ndiye akuvaonesa izvozvo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 месяцев назад
Vanoda kumboenda kunotariswa pfungwa, nhasi vava kutaura yekunhonga zvigubhu hmmm
@ChipoRosi
@ChipoRosi 6 месяцев назад
Atobuda UK iya vanga vachiramba kut hapana wandoziva ari mhuri kwemakungwa
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 6 месяцев назад
Gogo varikumhanya kutaura nyaya yavo
@wesleythomas747
@wesleythomas747 6 месяцев назад
LOPTOP😭😭😭😭
@tinanyathi
@tinanyathi 6 месяцев назад
Ini i think nyaya yavo iyi ndezve family nt ma neighbours kwete
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 месяцев назад
Taura zvako nhasi nyaya yavo yava neimwe direction yasiyana nezvavakambotaura
@julietgarapo213
@julietgarapo213 6 месяцев назад
Kwa Ndunge ???????
@rutendomachuku4341
@rutendomachuku4341 6 месяцев назад
Mai Ava vane nyaya dzawo ende zviri pachena chokwadi varikuchiziwa
@nestermatunja84
@nestermatunja84 6 месяцев назад
Ko baba nyakubereka havana zvavanoziva hre pamwana wavo nemukoma
@nestermatunja84
@nestermatunja84 6 месяцев назад
Haaaa ko zvekuzoti in'anga ikutiseenzesa bhoo hre
@ZefaBari-ju8mr
@ZefaBari-ju8mr 6 месяцев назад
Mai vanorwara nepfungwa ngavabatsirwe
@TendaiChanyawu-te9wm
@TendaiChanyawu-te9wm 6 месяцев назад
Ehe vekwa Ndunge vakanzi ngavachidzosa mishonga yavaridzo
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 6 месяцев назад
Mai ava vanonyepesa nyaya yavo is not adding up
@grendamugadza160
@grendamugadza160 6 месяцев назад
Ngavaende kwa miracle Paul
@MiriamNdongwe-my5pn
@MiriamNdongwe-my5pn 6 месяцев назад
😂😂😂imbavha iyo
@sirivhiya
@sirivhiya 6 месяцев назад
19:17 😂😂😂😂 Order order tete Tilda
@tinotendamasaraure3588
@tinotendamasaraure3588 6 месяцев назад
I think ma tiles akabviswa Hapana munhu Akafa akawigwa imomo here mumba imomo
@vongaigwavava5397
@vongaigwavava5397 16 дней назад
Mai ava I think vanezvavanoziva
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 6 месяцев назад
Ngavaende kwasekuru Kanengo
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 6 месяцев назад
Mhoroi mhoroi tetez
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 6 месяцев назад
Nhai imi...amai ava varamba bati jabana kana hama iri kuUK apa vakutivane masis ariko ari kiUK.Aaj chii icjocho
@janethchirandu3423
@janethchirandu3423 6 месяцев назад
Vakaromba mai avo
@luciadudu6871
@luciadudu6871 6 месяцев назад
Ko imba inoshandiswa sei nhai mhai
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 6 месяцев назад
mningina wakafa wekulondon....sei nyaya iyi ichizivikamwa nevanhu vakawanda. plus kare kwavo gogo ava vanowonekwa vakangwarisa. she is too defensive
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 6 месяцев назад
Tete kwai loptop
@kundaingwarai9121
@kundaingwarai9121 6 месяцев назад
😂😂😂
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 6 месяцев назад
Mai ava varikumhanya mhanya panyaya yawo, uummm, handikucheneseyi mai imi,
@TafadzwaMbira
@TafadzwaMbira 6 месяцев назад
Mbuya wane ka that awo warikunzvenga hawasi kutaura chokwadi chete
@debracharuka2240
@debracharuka2240 6 месяцев назад
Mbuya iyi inoroya
@judx34
@judx34 6 месяцев назад
Mbuya isuspect iyi
@PraiseNyamaka
@PraiseNyamaka 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@rosechigama6562
@rosechigama6562 6 месяцев назад
Vane zvavari kuvanza tete ngavataure chokwadi. Vabatsirike
@brendashandmade
@brendashandmade 3 месяца назад
Vanorwara nepfungwa ava
@ChristianMukwasi
@ChristianMukwasi 6 месяцев назад
Zvakaoma munhu akatomboita basa remarketing anoti loptop
@brendashandmade
@brendashandmade 6 месяцев назад
😂😂😂😂
@agnesmariba3942
@agnesmariba3942 6 месяцев назад
Amai makabata imi
@ropamakoni2618
@ropamakoni2618 6 месяцев назад
How are you Tete
@kenniassarireni7097
@kenniassarireni7097 6 месяцев назад
Mai vanorwara pfungwa sezvo munin'ina wavo achirwara pfungwa
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 6 месяцев назад
Nemukoma futi
@omegamaramba8169
@omegamaramba8169 6 месяцев назад
Loptop yanga iri yani
@sharontarisai1110
@sharontarisai1110 6 месяцев назад
Not Tildah repeating loptop🤭
@dephinechadoka9911
@dephinechadoka9911 6 месяцев назад
Chadoka????
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 6 месяцев назад
Zvinotyisa hapagarike
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 6 месяцев назад
Ko vakamboti vakamboendeswa kwaNdunge wani
@rejoiceshereni6449
@rejoiceshereni6449 6 месяцев назад
Vabvunzwa kuti havana hama dziri overseas here kukanganwa ma brothers avo kkk aaaaa , i think mai ava pavakavaka musha wavo vakauya ne n'anga kuzosimbisa pamba vakaitirwa zvisizvo
@MaiAnotida
@MaiAnotida 6 месяцев назад
Yah I think you are right
@nestermatunja84
@nestermatunja84 6 месяцев назад
Haaaa mother bhooo hre, haasi madrugs hre😅😅😅imba inodhonzwa sei manje
@papataewanesu9787
@papataewanesu9787 6 месяцев назад
Morning tete
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 6 месяцев назад
Loptop kkkkk haanzi chii chakazoitika neloptop
@brendaruzande5029
@brendaruzande5029 6 месяцев назад
Loptop yakazowanikwa here😂😂😂
@carolinematsveru2566
@carolinematsveru2566 6 месяцев назад
Mmmh siblings are dead, 1 is mentally ill, umwe ari kutenderera kumbare, husband died, muzukuru died, mom died, father died, bamkuru died mmmh mai taurai mushe imi, apa kumhanya kuti handina zvandakabata!!! Hakuna zvakadai!
@blessingmanjolo787
@blessingmanjolo787 6 месяцев назад
Loptop 😂😂 Tete hnzy iyoo loptop yacho?😅
@maudrunhare6975
@maudrunhare6975 6 месяцев назад
Tete vanopenga kani
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 6 месяцев назад
Tete ma1😂
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 6 месяцев назад
Marketing yekuma 80s kwanga kusina loptop
@PraiseNyamaka
@PraiseNyamaka 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 6 месяцев назад
Bva mamanyira kuti hamuna chamakapata. Ndiani ati makabata. Kuvhunduka chati kwatara. Munekaturikwa imi gogo.
@joreennyamadzi7136
@joreennyamadzi7136 6 месяцев назад
Havasi kurwara pfungwa here nhai. Since varikuti vanogara nemunin'ina vavo arikurwara pamwe zvirikufamba
@alicemanhovo6137
@alicemanhovo6137 6 месяцев назад
munhu anorwara iyeye bt haabude panze
@gibsonjiyangwa6582
@gibsonjiyangwa6582 6 месяцев назад
What is loptop tete
@anoldmaphosa-i6d
@anoldmaphosa-i6d 6 месяцев назад
Comment section makutoshandiswa nechinhu ichocho 😂😂😂 mama ava needs help havana mhosva
@beatriceyvettewaziliwa3565
@beatriceyvettewaziliwa3565 6 месяцев назад
Mabag emunhu vakamavhura cey
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 6 месяцев назад
Avana kuuraya Bmkuru here ava why kzotanga vabva kumusha Bmkuru vashaya
@Kudzymutema
@Kudzymutema 6 месяцев назад
Gogo i dont trust you🙌🤭
Далее
РОК-СТРИМ без ФАНЕРЫ🤘
3:05:16
Просмотров 1,3 млн
CHIVHU LIFE AFTER DNA
38:02
Просмотров 102 тыс.