Тёмный

Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa: Mutumbi waMunyaradzi uyo akapondwa kuZhombe waramba kuvigwa 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 201 тыс.
Просмотров 100 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

28 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 274   
@SkyChikopa
@SkyChikopa Год назад
me and the whole world we are behind you Munya rakasha mondi!!!!
@BabrahMubayiwa-t8z
@BabrahMubayiwa-t8z Год назад
Munya irwa umire semurume usadzoserwa shure nevanhu mchazvirega zvekuuraya vanhu izvi 😢😢
@queenofsheba3978
@queenofsheba3978 Год назад
why can't your crew sort out your sound before airing , people are now slowly loosing interest in your programmes due to sound issues everytime.
@kimmzenda
@kimmzenda Год назад
Dont rest munya dai aitovaridza nemambama nekuti vanhu vaponda vanhu vanyanya
@Buhletherunner
@Buhletherunner Год назад
Kunzima 😢😢zisebenzele munya buyela Kubo labo abakudlileyo
@gracengundu
@gracengundu Год назад
Irwa hondo yako Munya, don't rest
@ruefrance5004
@ruefrance5004 Год назад
Pa volume makuda shanhu kurova chaiko
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Год назад
Thwala imikhonto, ihawu newisa ulwe impi yakho Munya. Irwa wondo yakho mwanawumynhu. Ikodzero yako. We will pray for your spirit
@elizabethchikona5166
@elizabethchikona5166 Год назад
sekuru taurirai chitunha kuti chiende kumapurisa arikuviga information yekuti vakaponda vaburitse maparts emufi
@DoubtMungofa
@DoubtMungofa Год назад
Volume pliz ..gadzirisai mishini yenyu
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb Год назад
Siyabonga munya abantu bazafunda ukuthi umuntu AKABULAWA Umuntu le Nkunku akufani NYISA ABANTU MUNYA BANYISE NYIIII MUNYA DilA lABO MUNYA ungalali munya ilwa ilwa ilwa Munya MUNYA ilwa
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Год назад
Umunya yindoda emadodeni kafuni kujwayelwa kabi😂😂
@sindisomoyo6026
@sindisomoyo6026 Год назад
Nje.. .abantu bayajwayela amanga...yekela abalungise !
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Год назад
@@sindisomoyo6026 kkkkk bathi ukhahlela ezinye izidumbu uuumm kunzima
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 Год назад
😂😂😂
@TalentMakamanzi
@TalentMakamanzi Год назад
Driver keep it up
@silibazisontini9373
@silibazisontini9373 Год назад
Gokwe🔥🔥🔥🔥
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
Chivanhu chiriko, ndopaunonzwa munhu achiti hee hazviko..
@morgy81.
@morgy81. Год назад
Sound system is bad Tete Tilda., your sound engineers must improve
@RoseTshuma-oj5up
@RoseTshuma-oj5up Год назад
Tete Tilda volume yakakasharara
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Год назад
Iwe Tilder usiye tsika yekubvunza zvimibvunzo nhando mhani iweeeee unokanganisa vanhu kunatsotsanangura nemi Nemo mhani iwe tsiurika iwewe
@dornamunatswa
@dornamunatswa Год назад
Hezvo!
@portiarupango164
@portiarupango164 Год назад
Ingoitawo yako. Worega kuvhunza mivhunzo yacho . Vanhu vongoita 10 hours vari muStudio. Hazvirambidzwe
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Год назад
@@portiarupango164 ndichatoita chokwadi
@ShamisoNyagomo
@ShamisoNyagomo Год назад
Volume yoo kana zvirikudzweka hapana
@collinsgivens293
@collinsgivens293 Год назад
Anyone is stil remember kaRadio kainzi kaPalito that's how starfm become mashriiiiii ega ega
@shzroyal6617
@shzroyal6617 Год назад
Sound makatozotadza kuyigadzirisa ka apa🙄🙄
@rashychikwana6
@rashychikwana6 Год назад
I wish vese vanopondwa vachiita sa Munya
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Год назад
Star fm yakutobhowa iyi Tilder udza ma boss ako aregedze kuba mari vagadzirise volume coz achanzwa nekutukwa ndiwe
@DorcasKarumbidza-xi2wd
@DorcasKarumbidza-xi2wd Год назад
@@tafadzwamachiridza8320 kkk
@dennydennis8844
@dennydennis8844 Год назад
Munya irwa usadzore tsvimbo, kune rimwe rudzi rwusingauraiye. but mapurisa akatonyorwa chete
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Год назад
The Bible says fear not that can kill your flesh but the one who can destroy your soul which is God. They killed his flesh but his soul continues to live. Ramba vakadzvanya Munyaradzi pamabhora ipapo
@KudzaiTapfuma
@KudzaiTapfuma Год назад
Sound bhooo hr tete gadzorai sound
@magvisuals5555
@magvisuals5555 Год назад
please tete fix the audio next time
@SithokozileSibanda-se9qs
@SithokozileSibanda-se9qs 11 месяцев назад
Vakanyanya kurwadziwa ende munhu anepira midzimu haandzwaro ngavaripe avo vekukuvadza mhondi idzo! Dai achivamhanyisa Munyaradzi😢
@Chrie-p4l
@Chrie-p4l Год назад
Driver ramba wakadaro uchaona zvauchaitigwa naMunya mapurisa anoziva fufuro vanoiwanza vamwe vachafira mahara zveshuwa ngavabvise Munya kumochari haadi zveko anoda kuva paground achirwisa ega driver keep it up kut mhuri yako ive safe pressa that button mkoma musadzora tsvimbo Gooooo Munya driver follooooooo
@MemoryManyame
@MemoryManyame Год назад
Vanhu veZhombe vatojaira kuuraya vanhu Munya irwa umire semurume
@ChengetaiKuonza
@ChengetaiKuonza 9 месяцев назад
Uraya munya ndikutorwadziwavo ndinemwana akafa zvisina chokwadi ende vanhu havana kufamba anonzimunyaradzi futi
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op Год назад
Ndaifunga kut this story it's a drama
@tsungiriraimakuwe9906
@tsungiriraimakuwe9906 Год назад
Sound system💔
@theresamambara5923
@theresamambara5923 Год назад
Yadhakwa
@buhleceleste2365
@buhleceleste2365 Год назад
Ku gona ngozi ku ripa ,ngava ripe
@RighteousChabvuta
@RighteousChabvuta Год назад
Zimbabwe zvinoera
@NaomeMoto-lc2wj
@NaomeMoto-lc2wj Год назад
Irwa Munyaradzi vanhu vajaira kuuraya munhu kunge huku
@sekaimutara8816
@sekaimutara8816 Год назад
Irwa hondo Munyaradzi vapfidze wakaurayiwa zvinorwadza vakakuireyi munhu haafire mahara
@tapfumaneyipetro9128
@tapfumaneyipetro9128 Год назад
Usazorore Munya kusvika wawana justice
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Год назад
Iwewe Tilda.why are forcing sekuru kuti vavige munyaradzi..just because hasiri mwana wako.if it was your brother ungataure here kudaro.
@eshellymavhunga1691
@eshellymavhunga1691 Год назад
Mhondi ndofunga dzadzidza kt munhu haasi huku yamuno cheka moisa mupot
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Год назад
Munya ramba wakadzvanya pliz
@MikaylaEvans-j3s
@MikaylaEvans-j3s Год назад
Haa hama dzamunyaradzi ngadzirambe ku foswa to burry munyaradzi bring his parts back a vanhu vakaipa fani kuda kududirira ne ropa, body parts enminhu this time michazvirega irwa kirwa kwa kakwana semurune usa satender kufs zvinorwadza, vachiita kunge vakucheka huku rakasha vese se muruke
@Thehandbaguru263
@Thehandbaguru263 Год назад
this is sad
@lesleyngindi5985
@lesleyngindi5985 Год назад
Zviri kuitwa naMunya bhoo dai zvaiitika kune wese anourawa nemunhu kuponda kubaya food poisoning anyway ari munhu akonzeresa zvichiitika kumunhu wese
@paullchick
@paullchick Год назад
Yoooh zvinoera zvinoshamisa chokwadi
@NCNC-lr1wt
@NCNC-lr1wt Год назад
Ivovanokumanikidzai koiyo yakaitika YaChakuda wekugokwe haana kuvigwawani.Mapurisa arimukati .Inavamwe vemitemo umo Taurai nemukomana amborova mapurisa paanouya achitaura zvisinabsa.Vanoita sevasingazive chivanhu vakaita cy varoyi nevanhu mapurisa iwayo
@Bigmero-ty7cp
@Bigmero-ty7cp 8 месяцев назад
Hooo nhai
@Angela-l6u6c
@Angela-l6u6c 11 месяцев назад
Sabhuku vano gona kutsanangura nyaya wena
@NetsaiMandihwa
@NetsaiMandihwa Год назад
Munya ngaagare pamupurisa ndokuti vaite serious. Varikuita dambe vanhu ava . Mhondi ngadzirangwe
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 Год назад
Munhu haaurawe , ichii chidzidzo muzim kuvanhu vese.
@irenemachokoto
@irenemachokoto Год назад
Zvakaoma veduwe nematbudziko
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Kana zvichitobvira pota uchirova wese anechekuita nekufa kwako Munya.Kukwatura chaiko kwete mbichana.
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 Год назад
Mapurisa kuita kwavo kune maburi ...
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj Год назад
Munyaradzi piwaa zvinhu zvako usabvuma kuvigwa usinakukwana rovaa mapurisa akapiwa marii awaa????
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi Год назад
Tete police yakazorora zvayo panyaya dzekupondwa kwevanhu zvatove zvekufara nazvo
@silindiwetshumasilindiwe7811
Zvimwe zvitunha hazvina mhosva ku mortuary....problem mapurisa.Dai Munya a dealer nemapurisa nonsense dzevanhu.Or kuuraya wese ari involved 😮😢.
@LetisiaChangwara-rg2oh
@LetisiaChangwara-rg2oh Год назад
Mapurisa haatobatsire mutemo wacho watodhakwa ipapa vanhu vauraya munhu varikufamba kunze zvavo munya ramba wakamira
@jonahmapuranga4508
@jonahmapuranga4508 Год назад
😢
@GraciousZunzanyika-x4u
@GraciousZunzanyika-x4u Год назад
Munga maparts ngaabude
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 11 месяцев назад
Munyaradzi pfuka zvekurevesa nonsense dzevanhu
@EuniceMaridzo
@EuniceMaridzo Год назад
Kune vakauraya muchafawo
@BettypeterbettyPeter
@BettypeterbettyPeter Год назад
Postmortem Haina basa munya akati anoda tunhi twake takuda vatori vezvinhu vadzose
@TendaiMasendeke-y1n
@TendaiMasendeke-y1n Год назад
Muchazvirega chete zvekuwuraya munhu sehuku? Fight Munya Fight
@wilberforcembauya1667
@wilberforcembauya1667 Год назад
Tilda sometimes your line of questioning so ka....munhu anoiswa ne coffin here in mortuary 😂😂?? Why are you protecting these corrupt police officers. You always do that on cases that involves the police. They need to be exposed and here you are protecting them... cmon you can do better. People come to you vaine shungu dzekutaura and you stop them choosing what to say and what not to say for them. That's not fair. The police are in it and they have been in it from day one. Corruption needs to be exposed my dear tete. Someone lost his life. Pleaseee
@edwinmhini430
@edwinmhini430 11 месяцев назад
Can the dead speak???
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 Год назад
Driver haaa anogona kutanagura plus well dressed
@Mafarakuseni
@Mafarakuseni Год назад
hanzi ndiri teacher ndofunga anodzidzisa English kana Accounts
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 Год назад
Munyaradzi rova Mapurisa acho anokumanikdza kuvigwa usina zvinhu zvako zvakakwana
@primrosedoma9921
@primrosedoma9921 Год назад
Volume 😢😢😢 try to fix it Plizz
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Год назад
Munya arikunonoka mamanje anenge atsipikwa ngaande stret kuvanhu vakamuuraya a chivarova mambama varipe faster faster
@MufarowasheMwenje-bm6iz
@MufarowasheMwenje-bm6iz Год назад
Kutsipikwa zvakatoramba wena
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Год назад
Munya mwanangu irwa sebvumba don't rest kusvika business man iyeye abuda pachena, arikumbo vanzirwei business man iyeye, ramba wakadzvanya Munya
@babajoze
@babajoze Год назад
Mazanu murikuzvinwa ka? Ndimi munouraya vanhu vasina mhosva.
@cocoicey
@cocoicey 11 месяцев назад
Mazanu manzwa here
@CraigMeque-mc7zm
@CraigMeque-mc7zm Год назад
Dai munya akatiendera neku State house🤣🤣 irwa mwana wamai
@tatendaparirenyatwa1650
@tatendaparirenyatwa1650 Год назад
😅😅😅😅
@deangb8651
@deangb8651 Год назад
Umm sound iyo ikubhowa
@jah13765.
@jah13765. Год назад
Munya uraya mhondi idzo, vachaona kuti uri serious. We are 100% behind you.
@tsitsimuchechetere1742
@tsitsimuchechetere1742 Год назад
Munya irwa hondo woga my brother vanhu vave kungoponda vanhu kunge mhuka
@kudzaiantonio3136
@kudzaiantonio3136 Год назад
Tete Tilder kucater munhu achitaura chte😮,irwa mkoma urigamba iwe vachadzidza havo vese
@LeonaMoni
@LeonaMoni Год назад
Zhombe police please itaibasa sezvariri dai mhepo yaMunya yagara pamupurisa coz vakutoita zvekutamba
@Princewebstersibanda473
@Princewebstersibanda473 Год назад
Salute you my Elder
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 Год назад
Yes true ndivo vakapiwa mari na bussnesman eyeye
@LeonaMoni
@LeonaMoni Год назад
@@memoriegomana5850 chokwadi chii chakadaro
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 Год назад
Vajaira kupiwa ma bribes ropa ravanhu richichema mumaoko avo.
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 Год назад
Munhu haaurawe , ichii chidzidzo muzim kuvanhu vese.
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob Год назад
PERIOD
@LeonaMoni
@LeonaMoni Год назад
Kule chero vakaita chivanhu Hapana chakaipa vakagona ndokuti vanhu vapfidze kuuraya plus police ngavaite basa zvakanaka
@bernardkhumalo
@bernardkhumalo Год назад
the issue is about the parts and not about the postmortem so those who took the parts must surrender them and then the postmortem. Otherwise munyaradzi fight for your parts until end of time you must not be taken for granted I would always pray for your spirit not to rest until we get your things right.
@gulesnyama
@gulesnyama Год назад
Nyaya yakaiswa report sanhasi mapurisa kwakuzouya kutora chitunha the following day Zim police manyanya huori idiots munyaradzi rwisa even police iyoyi inoziva ku nema part's alluta munyaradzi rwisa kusvika police yati eke
@rojamillerover
@rojamillerover Год назад
​​@@gulesnyamaimagine mapurisa didnt even help in the search then vozoti touya mangwana imagine. Ahaaa nyika yaora iyi. I think mapurisa akatobhadharwa
@allanmhazy5356
@allanmhazy5356 Год назад
The Driver Smart and updating
@tawandamuzinda8427
@tawandamuzinda8427 Год назад
Ana mbuya vanaMunya ⏸️⏯️🎵🎶 @Holy ten akanga awoneswa 🔥🔥🔥🔥🔥
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm Год назад
Pamberi nekurwa munya vakaramba vachiramba chinja magiya pengesa kana kuuraya mhondi idzi
@avriljojo6568
@avriljojo6568 Год назад
Nhaimi mapurisa emuzimbabwe hw come to u so vanoda kusungwa thts is bullshit corruption yacho makuiita too much nepachitunha pese shuwa monyepa kuti aitwa postmortem shuwa
@milcazinganga7846
@milcazinganga7846 Год назад
Kune mamwe madzinza asingapondwe heey. Ndakazvifarira zvakaitwa na munya. It's a lesson kune mhondi dzese. Munhu haangouraiwe se huku
@memorytapiwa2550
@memorytapiwa2550 Год назад
Chokwadi ichocho haunyepi mamwe madzinza haangoparare zvekudaro,,unoparira dzinza rese
@samusha3422
@samusha3422 Год назад
Traditional oriented persons must comment on these customary issues
@tendairobsonchiwara7443
@tendairobsonchiwara7443 Год назад
All human life is sacred
@LilianDzingai-tn2ut
@LilianDzingai-tn2ut Год назад
Munya irwa Hondo iyoyo usadzokere Shure ,haungafi sehuku ,bhora mberi munya ,chero anoda kumiramira zvenhando iye asingazivi firo yako rakasha munya rakasha
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 Год назад
Zvimwe zvamunozobvunza woo vatete zvekuti unopinda chechi chebasa rei
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Год назад
Tilda unopromoter crime munyika why uchida vanhu vavige munhu apo mhondi yacho isina kusungwa
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 Год назад
Fight Munya Fight semunhu wemurume 💪zvinorwadza kuuraya munhu sehuku usambozorora kusvika padzoka maparts ako ese💔😭
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr Год назад
Mhondi must suffer makauraya asina mhosva. Munya fight your battle
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 Год назад
@@monkeyplayvr True hama yava kutoita kunge trend yekungoponda vanhu ufunge
@MandyZvoma
@MandyZvoma Год назад
Munya anogona kutobvisa onini atitambudza uyu
@T.V.M96
@T.V.M96 Год назад
Mapurisa siyanai nasekuru kna imi mapurisa muchigona kuvinga munhu uyo torai munoviga hanty makuva munawo ekupolice ikoko vigai moga tsek futi
@nokuthulaboshandiweni898
@nokuthulaboshandiweni898 Год назад
That's my hommie, fight Munya kusvika vese vabatwa vapihwa mugove wavo😢then you rest in peace.
@bridgetmlalazi4879
@bridgetmlalazi4879 Год назад
Me also
@ziniendex3354
@ziniendex3354 Год назад
Udriver uyakhuluma lo😅😅
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt Год назад
munya enda kumapurisa unorowa ikoko cz ndowari kutsikirira nyaya iyi kna kunobata mhuri dzawo
@leeshoko2381
@leeshoko2381 Год назад
Munya vapedzere vese vane chekuita nerufu rwako
@nyashatowindo7919
@nyashatowindo7919 Год назад
mmm tete Tilda your questions to sekuru were trying to incriminate him, sekuru havana mhosva! Vanhu vakauraya ndivo vane mhosva, and it's up to Munya to decide kana agutsikana.
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 Год назад
Shame Munya irwa kusvika vaziva kuti munhu hapondwe sehuku so sad 😢😢
@khesiwemoyo8522
@khesiwemoyo8522 11 месяцев назад
Munya please you too soft deal with police,
@Batanai-pk4eh
@Batanai-pk4eh 11 месяцев назад
Sound is very poor sisi Tilda. You can hardly hear zvirikutaurwa....
@LaizaZiwaya-i6h
@LaizaZiwaya-i6h Год назад
Irwa hondo dzako vanhu kuZim vaakutotyisa kunge vanhu vekuSouth serious tofemera kupi chaiko
@maiano7593
@maiano7593 11 месяцев назад
Munya pedza rakasha vanhu Sahwi ndatova Sahwi wako chero wakavata kudaro.Sota vanhu Sahwi
@JuliaMakanyire
@JuliaMakanyire Год назад
Tete vanoita kty mnhu arasike achitaura unokangamwa zvaunenge wambotaura....nyangwe vakatsipika sei munya igamba anozvigwira hondo yake
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Год назад
But ivo sekuru vakatadza kusatora mvura yekumwaya..imimi sekuru ndimi munofanirwa kurohwa na munyaradzi because maifanirwa kuzadzisa chirevo chamunyaradzi.
@vivianmurondi6585
@vivianmurondi6585 11 месяцев назад
Akazodiiko munyaradzi uyu nhai veduwe akazochengetwa hr
Далее
Barno
00:22
Просмотров 658 тыс.
pumpkins #shorts
00:39
Просмотров 10 млн
Офицер, я всё объясню
01:00
Просмотров 3,7 млн
Akawanikidza Mukadzi Wake Achiita Bonde Nemwana Wake
1:01:08
Tocky Vibes Radio Zim interview
17:42
Просмотров 27 тыс.
Barno
00:22
Просмотров 658 тыс.