Тёмный

Zvinoyera zvinotyisa uye nezvinoda kufumurwa 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 199 тыс.
Просмотров 43 тыс.
50% 1

Tete vanokurukura nemudzimai ane mwana wechidiki asi anetsa nekusangana nevarume pabonde

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 115   
@ntombienhlempofu1448
@ntombienhlempofu1448 4 года назад
Unongonzwa kamutauriro ka shyline kuti hmmmm mwana wacho akanyanya haaaa mhai hamusati matanga mwana akanyanya uyu
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Jesus have mercy Shyln is too much ahachagoneki. Mwana mudiki for that voice. Mama namatai Mwana anoda munyengetero
@alecmuzira1401
@alecmuzira1401 4 года назад
Veduwee mugoni wepwere ndeasinayo,mwana uyu anoda kubetserwa it's not normal,don't blame e mother pliz,zvakaoma
@berthamlambo2580
@berthamlambo2580 4 года назад
Mwana anoda rubatsiro mama uyu , don't lose hope ari intelligent you can tell from the way she is narrating her story pliz ndapota hangu .
@blackcherry9344
@blackcherry9344 4 года назад
Awwwww tht is a sweet voice for tht little girl who sang tht song
@ireendzuda3250
@ireendzuda3250 4 года назад
Watching from SA
@heidrunmvere7953
@heidrunmvere7953 4 года назад
Ireen Dzuda nice apa i am in class i cant watch it ryt now apa ndato liker kudhara
@user-mw7jl3zi9k
@user-mw7jl3zi9k 4 года назад
Hapana mweya wetsvina uripo apa. Kana kuti mwana ibenzi nekuti haasi. Uyu mwana anoda rubatsiro zvakanyanya. Ari traumatised zvakanyanya and she needs counseling. 1. Mwana akabatwa chibharo and hapana akambotaura naye 2. Mwana akaurayirwa mwana wake and hapana akambotaura naye. What's worse is social welfare, the so called legal system nemubereki wake mwana uyu vanofanira kunge vachimudzivirira ndivo number 1 kumubvisisa nhumbu. At 5months psyche yemwana uyu and her body was ready to be a mom and that process was disrupted. So probably what's happening apa kuti she's trying to replace her dead child
@admirematurure2991
@admirematurure2991 4 года назад
Chakaita muparadzane nababa vacho chii mwana ngaagare kudhuze nababa achivhundutsirwa imi mombofambavo sei amai imi mabva paimba penyu nemwana muchiti moenda kuchurch mave munzira mobvuma kuti asare neumwe munhu muchimusiya kuchurch
@shoraichigutaa4150
@shoraichigutaa4150 4 года назад
Mugoni wepwere ndousinayo inyaya yakaoma iyi hama. Hazvisati zvawira hama yepedyo pako wena. Zvakaoma izvi.
@marshallzunguzira3741
@marshallzunguzira3741 4 года назад
Kamwana kane dzungu aka inzwai voice racho😣
@mashokojuta1828
@mashokojuta1828 Год назад
Hugs and kisses
@primiemnguni1665
@primiemnguni1665 Год назад
I think from the stretch college vele was not a deal the mother was fueling the fire, she's very young 11 yrs, by the look of things she's spoiled pliz do something as a mother
@sheltonmoyo5373
@sheltonmoyo5373 4 года назад
Umm mwana uyu soo she need prayers coz the way she's talking its like she's possessed
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 года назад
Zvakaoma so mwana uyu nezera rake nematauriro ake munoona pachizoita change here koz hey hw the best can mai wacho pavachazvi preventer musikanzwa iyi
@egnessdolphin2641
@egnessdolphin2641 4 года назад
Tete Tilda tarisayi mwana mukomana ayinzi ayichema anodaro akarepwa naIsac
@biancachidemo4835
@biancachidemo4835 3 года назад
True
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 4 года назад
This story breaks my heart 💔 Everytime I listen 👂 to it I always shade a tear 😢😢
@tatendatc6049
@tatendatc6049 4 года назад
Shyleen ka 😂😂😂 handidi nemashoko angu 😂
@kathrinefire9996
@kathrinefire9996 4 года назад
Taura iwe 😂😂😂😂😂
@priscillasithole825
@priscillasithole825 4 года назад
So Isaac raped Shyleen then he should be in jail
@DzagoChatsama
@DzagoChatsama Год назад
Mwana anoda kurohwa uyu. Mai vacho vanoda kurohwa also. Kamwana kutaura achitoshaina kunge zvinoshamisira kuti I am dating two boys, I was suspended for dating. What is this nonsense. The child was raped and the police didnt follow up on this case, negligence at its best. Where is the responsible ministry. Ana Oppah Muchinguri ana Mai Munangagwa, all the so called socialites and woman defenders letting this nonsense happening in our country. And now people saying she is possessed she need prayers. That is not the type of help this child need. Every one from the mother to the police vasina kukwakukira nyaya iyi need to be arrested also
@kayceedate4527
@kayceedate4527 Год назад
Mwana akaregererwa from day 1 haachagoneka ,,Kutoshainq kani at 12 hanzi m dating 2 guys mwana uyu surrender ,Asina mwana atori nani nxa
@millicentmushaninga8747
@millicentmushaninga8747 2 года назад
Mwari wenyasha 🙌
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
Some apocryphal accounts state that at the time of her betrothal to Joseph, Mary was 12-14 years old. According to ancient Jewish custom, Mary could have been betrothed at about 12.
@beautymatarirano4252
@beautymatarirano4252 4 года назад
Kamwana kapenzi kamburu chaiko 2 boys kkkkkk nt mens
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Ha ka voice ka daughter ka unongoona kuti mai havasati vakaura,vachanyatso kaura coz tjo tjo pakaipa.
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 года назад
Zvinorwadza shem hey
@brightnesschiweshe7912
@brightnesschiweshe7912 3 года назад
Hmmmmm marwadzo age yake nezvaarikutaura ka hmmmmm mwari pindirai shem ...hanzi ndanga ndakuenda ndega🙆🙆🙆
@prettydube5284
@prettydube5284 4 года назад
12:42 mai vakanganwa kuti mwana arikunzi Shyleen pachirongwa vakumuti Tariro.
@alicechigwaza2016
@alicechigwaza2016 4 года назад
Kkkkk ndavanzwawo
@maposatich5026
@maposatich5026 4 года назад
Pretty Dube kkkkkkkk yeah sure
@prescious2795
@prescious2795 3 года назад
Mwari chete
@xohmdlongwa3812
@xohmdlongwa3812 4 года назад
Kuregerera dhende rinobvaruka rese. Future yemwana uyu yaurawa nemi vabereki
@nyashagumise1755
@nyashagumise1755 2 года назад
yuwiii
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Isaac ngaasungiswe uyu ndapota,aitoda kutobata nebrother futi..Shuwa mungaendese mwana ane history pa college?
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 4 года назад
She needs deliverance hapana force APA aitoda mwana uyu kurarwa 3 times here ,mukomana anemhosva hongu but this girl is 100% wrong
@justbecause6472
@justbecause6472 4 года назад
Petronella Chiyangwa she’s a minor! Have you heard of Stockholm syndrome?
@mashokojuta1828
@mashokojuta1828 Год назад
Ka mwana aka ndodombo kuzonoza kani nekuda chirungu
@user-kz1rk9mn8d
@user-kz1rk9mn8d Месяц назад
There is something wrong pamwana uyu ngavafambe
@tanakabeverley1400
@tanakabeverley1400 4 года назад
This girl likes her english huh. I really hope that she can break that cycle because shes honestly too young for that.
@kathrinefire9996
@kathrinefire9996 4 года назад
Shyleen ka l wish I could have saw your face
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 года назад
Ndarwadziwa hanzi hug n kisses imagine i dated 2 boys not men's
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
How can you thank God for your killing a human being as if you slaughtered a cow
@nomakhosindlovu2553
@nomakhosindlovu2553 4 года назад
Mwana uyu hana discipline zvachose
@talentkahari7122
@talentkahari7122 4 года назад
Mwana uyo hamuchamugona akatomboiravira haachisiri muskana mwana ane11 yrs atobva humhandara .....and arispoile zvirikizwika
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
Her English is good thou
@maposatich5026
@maposatich5026 4 года назад
Kkkkkkkkk kanoda zvinhu kanofa very fast
@forgetdick5573
@forgetdick5573 4 года назад
Kamwanaka sooo mugoni wepwere ndiye asina shuwa
@charitymagavu4769
@charitymagavu4769 4 года назад
Mweya mutsvene hero basa
@brightnesschiweshe7912
@brightnesschiweshe7912 3 года назад
Chokwadi hmmmm
@qs3162
@qs3162 4 года назад
It's not spiritual she was raped and had to go through a termination of a baby at 5 months the child needs serious counselling. Do not pass the blame on her.
@prettydube5284
@prettydube5284 4 года назад
haven't finished watching but, already I feel this mother is negligent.
@maposatich5026
@maposatich5026 4 года назад
Pretty Dube kanofa very fast
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 4 года назад
i guess hauzivi zvinoreva negligent kana waterera nyaya
@Joyjoy12149
@Joyjoy12149 4 года назад
Iwe this woman is trying, going to counsellors, kutevera mwana checking her whereabouts. That sounds like a good mother. The daughter just needs intense counselling
@ruedadi2682
@ruedadi2682 4 года назад
@Munyaradzi Nherera this cold could be going through ptsd because of past experiences causing her to act like this but because some Zimbabweans are so dense that they think this is because of lack of discipline. or mushonga is baffling. Imimi ndimi musingazive kuti negligent zvinorevei
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 4 года назад
Munhu ukaraper unopedzisira wakuzvina kuti ubatwe akasawana rubatsiro even paachakura haachafarire true love anotoda zveforce iyoyo
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Ummmmm voice racho kutozvinzwa nehuchapa hwawakaita uri mhuka shylene
@judithwadi8116
@judithwadi8116 4 года назад
Amai u not serious 😳
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Ummmmmmm mwana ndamusaluter uyu ini🙋‍♀️
@brightnesschiweshe7912
@brightnesschiweshe7912 3 года назад
😳😳hugs and kisses grade six hr veduwe 🙆🙆🙆🙆🙆
@preciousmutakiwa2780
@preciousmutakiwa2780 4 года назад
Zvakaoma veduwe
@Gushazi1983
@Gushazi1983 3 года назад
um !!!
@riceremember8947
@riceremember8947 4 года назад
how can a prison run away from a police officer
@ticha76chimkaka33
@ticha76chimkaka33 4 года назад
Matauriro acho zvakaoma
@tinofara8459
@tinofara8459 4 года назад
Silly Lady seems like she is not concerned about the prosecution of these men abusing the girl... whats wrong with her
@biancachidemo4835
@biancachidemo4835 3 года назад
daivasina kuibvisa nhumbu zvavo
@frankgwabuya6463
@frankgwabuya6463 4 года назад
Kkkkkkk zvakaoma Isaac why uchidaro mwana
@models-p1d
@models-p1d 4 года назад
Haiwa kanozvida aka aaaa grade 5 kutoziya arume iiii wakanyanya dear.hauna matyira iiiiiiiii grade 5 heeeeee Mwari pindirai
@ireendzuda3250
@ireendzuda3250 4 года назад
Hello tete Tilda ,,how are u
@judithnyoni6
@judithnyoni6 4 года назад
Zvakawoma zvinorwadza
@ireendzuda3250
@ireendzuda3250 4 года назад
@@judithnyoni6 lm sure mwana iyeye ane ma evil sprits arikuda kubviswa paari bcz its not normal
@linetgambura9556
@linetgambura9556 4 года назад
@@ireendzuda3250 shuwa hako
@regularregularguydoingregu987
@regularregularguydoingregu987 4 года назад
Kamwana kanonyepa aka
@judithwadi8116
@judithwadi8116 4 года назад
Hazvimboda maporofita izvi imi mai u supposed kusungwa for child neglectition nxaaa
@kagomogononong6902
@kagomogononong6902 4 года назад
I'm sorry l don't understand what yu are saying here
@kathrinefire9996
@kathrinefire9996 4 года назад
How dd she neglect her child
@cathrinepfudza3198
@cathrinepfudza3198 4 года назад
Kudzokorora hanziiko
@riceremember8947
@riceremember8947 4 года назад
THE POLICE office knows that the boy was going to be convicted and he late him go
@hillaryvimbai513
@hillaryvimbai513 4 года назад
Ummmmmm ndatadza kana kutaura ini
@leratomamusa7447
@leratomamusa7447 4 года назад
Yoooooo bamthakathile or Satanism akulamntwana oyenza kanje in Age of 10 yoooooo ngyakuzwela mama
@prettydube5284
@prettydube5284 4 года назад
kkk no its not spiritual amai
@linetgambura9556
@linetgambura9556 4 года назад
Ummmm ndatya nazvo
@lizzyjones2689
@lizzyjones2689 3 года назад
This woman never disciplined her daughter
@shoraichigutaa4150
@shoraichigutaa4150 4 года назад
Mwana uyu akungotoda mwari sure but from the way she speaks haaa ndapererwa ini
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 4 года назад
Mwana uyu rape yakamukanganisa haachatogone kugara asina kurara nemurume...anoda strong counselling l know vanhu hamuzvi understand coz hamusati mapinda mazviri
@kmbhebhe
@kmbhebhe 4 года назад
I would like to know more about the background of this mother before commenting about her daughter.... she is a single mother of several kids (from where?) ..... for now “like mother like daughters” .... I will withdraw my delela later
@vittalischirasha6436
@vittalischirasha6436 4 года назад
Mwari ndiye anoziva zvaunotaura nemuromo wako
@merlinbukah6996
@merlinbukah6996 4 года назад
Eish shelyn usadaro uri mwana iwe kutaura kwako so hey
@rutendotachi8334
@rutendotachi8334 4 года назад
Hey
@wesleychibandachibanda3183
@wesleychibandachibanda3183 4 года назад
Big problem area yamunogara yakadhakwa plus Mwana anoda kuti amai vaite tough mbichana
@nomakhethomthombeni9310
@nomakhethomthombeni9310 4 года назад
But things can happen and divorce after having 7 children. Situations!
@leenmusasa9939
@leenmusasa9939 4 года назад
I'm very sorry mama 11 years she was raped
@privilegembano2122
@privilegembano2122 4 года назад
Tête Tilder nyaya iyi takayiona kare tipeiwo zvinyowani
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 4 года назад
Killing is a sin
@thabanimjikwa7009
@thabanimjikwa7009 2 года назад
Use contraceptive.
@linahmakaza8449
@linahmakaza8449 4 года назад
Ko tete madzokorora fut
@nickychikukwa2004
@nickychikukwa2004 2 года назад
Ndarwadziwa 💔
@annahshambare7585
@annahshambare7585 4 года назад
Ndatya...
@judithnyoni6
@judithnyoni6 4 года назад
Zvakawoma
Далее
Domestic Issues: Mukadzi wangu haana mafeelings mubedroom
2:18:26
Zvinoyera zvinotyisa zvinoda kufumurwa naTete Tilder
37:45
▼ЮТУБ ВСЁ, Я НА ЗАВОД 🚧⛔
30:49
Просмотров 291 тыс.
Men Vs Women Survive The Wilderness For $500,000
31:48
Fake watermelon by Secret Vlog
00:16
Просмотров 9 млн
mota yotaura paBudiriro
15:36
Просмотров 882 тыс.
Zvinoyera zvinotyisa naTete Tilder
33:07
Просмотров 73 тыс.