Тёмный

Zvinoyera zvinotyisa uye nezvinoda kufumurwa naTete Tilder 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 201 тыс.
Просмотров 102 тыс.
50% 1

Tete vanofumura umwe murume uyo akapa muzukuru wake pamuviri mudzimai wake anozonzwa zvizere pachirongwa

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 340   
@mercihi2229
@mercihi2229 4 года назад
Kutaura chokwadi tete tilder baba avo vakkngnisa nekuti vakmhnya kuita d3cision vachiudzwa zvekuita nemukadzi asi ivo vanga vakataurirana kuti tofambisa zvinhu zvakanaka mainini avo vowana way yekuudza murume wavo ende vari kutoratidza respect mainini hvana bapu asi vakadzikama aifanira kuvapa nguva vogadzirisa zvinhu now akufara hre nekuputsa kwakaita imba yavo.vakaita utsinye baba namai vane red avo.mwari ngaakuitirei zvakanaka mainini murume wenyu akutorei back
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 года назад
WhatsApp me mai ve short hair tikubatsirei nenyaya yenyu. 00353834602001.
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 4 года назад
I’m the first here ndipeiwo malikes angu please
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Ahhh vanhu avo vachirikungo pamurana avo.......mai vane red varikuvhagwa avo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 года назад
Zvinowanika because mukadzi unogona kutadza kuziva .She sounds genuine.Anoda murume wake asi forgiveness is the best way forward!
@kumushakwedukgaile4821
@kumushakwedukgaile4821 4 года назад
Amennn
@nyaraitapoka1706
@nyaraitapoka1706 4 года назад
Amai vane red avo vakapaparika varume havarambirwe,zvawakaita zvekusender mamessage kune mumwe uchapedza zimbabwe yese uchiforwader uribenzi
@edwinsouza975
@edwinsouza975 4 года назад
The baby mama is cool though she made the mistake it's so sad
@chinjeeemakasi4234
@chinjeeemakasi4234 4 года назад
Dai murume wavo ainzi akaita mwana uyo varoorwa ndaitombonzwisisa vangada kuomesa musoro ivo vakawanikwa nezuro chaiye.
@annazim9086
@annazim9086 4 года назад
Amaiguru vane kakutonga kasina basa mwana akaitwa vasati vauye so she must accept every step ichaitwa pamwana apa akamhanya kuputsa imba yemunhu dai akapa mainini nguva otaura nemurume wake zvakanaka kwete amaiguru mandibhowa bvepfe renyu siyanai naro iro ende chamusingazive ndechekut vanhu vane mwana vese havarambane
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 года назад
Apa mwana dololo apa dzungu! Maiguru ndevane mwana. Mai vane red havagarike navo. Murume ari munhamo uyo because no respect or willingness to resolve the issue in a civilised manner. The woman can only know through DNA. Zvinowanikwa muhupenyu but kana current husband yaramba the mother is a hustler chengetai mwana wenyu musape mai avo munopinza mwana busy nehutsinye hune avo. Kuomesa moyo kuchavashayisa mbereko!
@nyaraitapoka1706
@nyaraitapoka1706 4 года назад
Mainini sorry hako chengeta mwana wako zvinorwadza,usape mai vane red mwana vanehutsinye
@horrorgamer5421
@horrorgamer5421 4 года назад
Taurai henyu
@meachelguzha7934
@meachelguzha7934 4 года назад
Sure mukadzi uyo wemurume haasi wekutemba
@royalblue4064
@royalblue4064 4 года назад
Uchigara neboora ngoma rakadai uchitoti murume, tine nhamo asikana.
@simbarashemasittala3011
@simbarashemasittala3011 4 года назад
short hair lady chingorwadzisa mai avo udzokere kumurume uyo
@collinsmujocho4877
@collinsmujocho4877 4 года назад
Mwari akuchengetei mai vemwana, you will get through this🙏🏻
@watsowatsonwatson8117
@watsowatsonwatson8117 4 года назад
Mainin voice munechipo
@melodypeku5457
@melodypeku5457 4 года назад
ko uyo murume werudzii anonetsa mukadzi kuti mwana ndewangu niye asona kuenda kuDNA test murume uyo idako remunhu
@ratimazuru8839
@ratimazuru8839 4 года назад
baba ava vanonyepa mataurire avo anoonekwa nemaziso zitsotsi chairo
@sheilagwada5337
@sheilagwada5337 4 года назад
🤣🤣🤣🤣✅✅✅
@joycephiri7508
@joycephiri7508 4 года назад
taura hko iwe zitsotsi chairo
@tvengai8859
@tvengai8859 3 года назад
😁😋😋😋😋😋😋nxaaaa dako remunhu chairo
@aqua4497
@aqua4497 3 года назад
This wife is overbearing and controlling to the extent that this man turns and disrespects the former girlfriend. I see the former girl to be more decent, beautiful hearted and dignified. This man is sarcastic and argumentative = he doesn't deserve respect. Former girl must chill and keep her son. No father should grab a child from her mother just because the father is under pressure from a jealous woman. This wife thinks she has the power to demand a child from another woman as a way to control her husband. What a love affair! I hope Tete Tilder will help the devastated husband and his wife to have fertility tests. God Bless they should have their own one day.
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 3 года назад
Mai mune red mune dzungu imi. Muchazviwana one day.....wamuri kuti murume wenyu muchamuona zvenyu...... Mai vemwana Dai murume wenyu akutorei madzokerana, I wish u the best. Mai vane red munoroya ncaaaa
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 года назад
Mai vane red avo muroyi vakaita itsinye
@palesaprecioustsotetsi6347
@palesaprecioustsotetsi6347 4 года назад
Wow voice iro ndarifarira😜
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Mainini avo vari cool sei ndavafarira hangu
@faithndou461
@faithndou461 4 года назад
Guys we hve to admit mainini ve short hair vane voice rakanaka shame
@thatzimbomominkenya
@thatzimbomominkenya 4 года назад
Ehe wena
@tapiwadziva4438
@tapiwadziva4438 4 года назад
Kkkkkk true hey
@dakawangu4490
@dakawangu4490 4 года назад
True hey
@chinjeeemakasi4234
@chinjeeemakasi4234 4 года назад
Dai zvaita ndakupa 10 likes.
@sausagematurure3262
@sausagematurure3262 4 года назад
This lady she is honest but that is afraid of his wife only
@ruthkunyongama7828
@ruthkunyongama7828 4 года назад
Murume haarambirwi, itsotsi murume uyo
@sheilagwada5337
@sheilagwada5337 4 года назад
This guy demands his kid but for more than a month the child is not going to school most men demand kids for pride but after kids suffer 😓😓
@kudzai3916
@kudzai3916 Месяц назад
Zvagara varume imbwa ipapa akangouya kuzohviringa life yemwana namai vako
@brownsugar2142
@brownsugar2142 3 года назад
This woman doesn't have to give up her child... She can raise her child on her own if all else fails. Let this be a warning all out there who double-time in relationships ..
@melodypeku5457
@melodypeku5457 4 года назад
ko imi makazoona kuti mwana ahasi wemurume wenyu apa imi hamuna mwana mese pamwe mese muri ngomwa muchaoona m,usingabereki apa makaputsa imba yevanhu maiguru nemurume wenyu muri madununu evanhu
@ivychiadzwa3744
@ivychiadzwa3744 4 года назад
Mai wane red awo iiii 1 day muchachemawo zvenyu nezvamaitira umwe izvi
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 года назад
Vakaita hutsinye mai ivavo
@jordanrusike5124
@jordanrusike5124 3 года назад
Mai vane mwana she is so honest,, Only zvinhu zvakaitika kare,, nokusaziva.Not uyo akuti ndiye muridzi weMurume
@MemorydzimatiKalis
@MemorydzimatiKalis 4 года назад
zimai rine red iro rine moyo wakaipa plus babq avo itsotsi ngavachengete mwana vakaparadza imba yemumhu
@priscillahchiromudzimu6206
@priscillahchiromudzimu6206 4 года назад
Zvisingaite apa ngarishate
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 4 года назад
Kuita sekuti vanozogona kuchengeta mwana,baba ngavatore mai nemwana vachengete ivo
@sausagematurure3262
@sausagematurure3262 4 года назад
Zvandibata zvisingaiti apa mwana ahasi kuenda kuchikoro
@shona276
@shona276 3 года назад
@@priscillahchiromudzimu6206 Rinongoti zidzoro kkkkkkkkk randibhowa stereki
@kimmzenda3538
@kimmzenda3538 4 года назад
Zvamakaita hazvina kunaka hutsinye, newe murume wekakepesi unopenga chaiko , newe mukadzi ungatoudza murume wako kuti afowadhe masms kumurume wasisi avo ndiwo ustinye dai makangotaurirana, nd makatoputsira dat gal imba yahke
@rudosithole2532
@rudosithole2532 4 года назад
Mainini vanered vanedzungu manje murume ndimi makaputsa imba yemunhu neyenyu unofanira kufa plus makauya shure siyau ava vagare vese endai munotsvaga wenyu murume amutorina mwana pamusoro pazvo apa munedzungu dai makurumidza kubva henyu musat maita mwana bcz vanhu ava vanotodanana muchinyeperwa kut abloka ivo vachitotaura evryday
@rangacharumbira880
@rangacharumbira880 4 года назад
Mainini ve short hair ndavafarira kamutauriro kavo ,,,, Dzi blaz idzo dzichirikuda mainini veshort hair kkkkk ,,,,,, Amai vane red musawanza kutonga munonyudzwa murume wenyu arikuda mese vakadzi imi.
@privilegembano2122
@privilegembano2122 4 года назад
Imi mai regai kuramba muchiti murume wangu murume wangu CZ muchasiiwa pachena varume hamuvazive ava oyii
@tinotendachavhundura9937
@tinotendachavhundura9937 4 года назад
That's true varume here kana ambogona kuita zvese izvi muchiwande ndipo paangati hee murume wangu nxaaa ane nhamo
@paidamtandwa1509
@paidamtandwa1509 4 года назад
@@tinotendachavhundura9937 nhamo huru
@sheilagwada5337
@sheilagwada5337 4 года назад
✅✅
@michelmichel204
@michelmichel204 4 года назад
Asi amai avo varikugara nemurume inga vati mwana ndotambira wani apa vakuti avana mari inoenda kuma text sk vanoziva sei kt mwana ndewe murume wavo
@neliankomo2913
@neliankomo2913 4 года назад
Who paid the money
@beaulahchidoko3423
@beaulahchidoko3423 4 года назад
Ko makuramba fty kty hapana mari inobuda mumba mangu sei makatsinhira imi gules kty tora mwana vako tichengete saka munoda kumuchengeta sei musina chokwadi chokty ndevemurume venyu,munedzungu maikuru imi,kuparadza imba yomunhu chokwadi,asi ndakazvitarisa yenyu ichangopararawo
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 4 года назад
Maiguru ndinotouya kuzogara nemi nokt munenge maputsa imba yangu,hazvina basa uzukru uhwo hahuna basa itodzokeranai maiguru vati tyooo
@MemorydzimatiKalis
@MemorydzimatiKalis 4 года назад
huroyi chete hunopa kudaro
@vestertaperaphiri7219
@vestertaperaphiri7219 4 года назад
Nhai
@tvengai8859
@tvengai8859 3 года назад
Sure i support you
@futuremarara5927
@futuremarara5927 3 года назад
Mai vered avo ngavadzikame vakapaza imba yeumwe vachatongwa namwari
@sindy308
@sindy308 4 года назад
Amai vane red dai muri vamwe madzikama muri kuwanza dzungu too much, kana imi hamusi kuzviona here. You are a control freak. Saka kana muchiti hamuna mari inobuda mumba yet you want to know the truth 🤷‍♀️ what are you trying to say🤷‍♀️apa mwana akaitwa usati watombovapo futi. I think you are threatened nebaby mama.
@aqua4497
@aqua4497 3 года назад
Sandra Muronzi - You are so right. Current wife controls her man with aggressive behaviour. She's jealous and feels inferior - and for sure the old flame is a decent well-mannered beauty. Maybe the wife earns more than this silly man. Zvinonyadzisa kunzwa murume mukuru achishora former woman in front of people, yet he secretly does talk to her. This rude man needs to apologise for sending texts to the other husband instead of approaching him decently like a grown man. He and his wife are crappy.
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 года назад
Nzungu....rakanya🤣🤣🤣🤣 red top
@julietrundodza5810
@julietrundodza5810 4 года назад
Mrume uyu ibenzi...akatangirei zvaasngapedze akat mwana ndewake saka ngaachengete kunyepera kuzungaira akadii kutanga anyatsoziva asat atexter mamsg acho....mai avo ngavatoburitse mari hanty ndovakamaikidza mrume kusender mamsg vait zvichaguma nep
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Imi mai vane murume aripo muribenzi ska y maiudza murume wenyu kut Senda msg kumurume Weumwe muribenzi remnhu imi mandibhowa henyu Shm zivai kut muri mkadzi nemiwo
@annazim9086
@annazim9086 4 года назад
Nhai zvako aidaro bcz iye haana mwana nemurume uyu ingomwa kumhanya kuputsa imba yemunhu kwava kuzoti mangu mumba hamuna mari inobuda kuenda kumaDNA kutonga murume pamwana wake
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel 4 года назад
nhai nhai sure. vanotopenga amai ava. ungatoti murume.wacho musvinu
@tapiwadziva4438
@tapiwadziva4438 4 года назад
She is a bully arikutonga murume
@chiedzazhou7781
@chiedzazhou7781 3 года назад
Mandibhowa Mai imi Moda kungotongaa pesepese sei hure remunhu murichembere futi siyai murume atore vanezvibereko zvineutano endai kure uko qxaaa mandisvota motongesa imi mungatadza kutonga imi murichembere kudaro qxaaa tete tilda munebasa dai mavadzinga vaenda kure uko qxaaaa
@bridgetndlela6469
@bridgetndlela6469 4 года назад
I feel sorry for Mainn ava vedu...ndokunonzi kuparadzwa uku eish....
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Asi mai Ava shuwa how do you feel kunyepera munhu kuti ndiwe baba vemwana uchiziva kuti haasi ihhh vanhu vanoroya shuwa.
@trivedymukuze9970
@trivedymukuze9970 4 года назад
Ndopakati vakadzi
@lotanituturu4234
@lotanituturu4234 4 года назад
I sorry my sister .hope murume wako anokutora back
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Hehede maimwana murimurima vanhu varikudanana ava phone inonyorwa zita rechirume vano unblocker makarara nezamu mukanwa😂😂😂😂😂😂 murume ahisi hanzvadzi yako. I wish I was around the moment you did the interview. Ndakaruza mhani. Thanks Aunty Tilda murikuita basa rakanaka
@matikitichimena8582
@matikitichimena8582 4 года назад
Baba avao vanoudzwa zvekuita na madam ,he seem dump is there any real men out there who can handle their own mess, mistakes happen but guys clean your own mess.
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 3 года назад
Arikutya kurohwa murume uyo kkkkkkkkk.Mai avo ve red dustbin.Mapenzi zirume racho nemukadzi wacho we red mapenzi
@trishngobeni9758
@trishngobeni9758 4 года назад
The attitude for sis with red is too much it seems with the coolnest with baby mama the husband can't say it he love her but is afraid of the John. Cena wife for me my brother take baby mama she is cool and u have messed. Up her marriage
@fortunatemunemo3149
@fortunatemunemo3149 4 года назад
I support that
@lilianchakamanga5006
@lilianchakamanga5006 4 года назад
He wants baby mama. She is young and cute. Avo vakura avo
@gracenkomo4666
@gracenkomo4666 4 года назад
True
@kerihart6763
@kerihart6763 4 года назад
Trish Ngobeni 🤣🤣🤣John Oceana wife
@natashapearls402
@natashapearls402 4 года назад
sulute
@ntandoyenkosindlovu6748
@ntandoyenkosindlovu6748 3 года назад
Yeah amai Vered top vane saga redzungu 1 year wakutaurusa kudaro urimukadzi zvichakuwanawo
@gracenkomo4666
@gracenkomo4666 4 года назад
Ava mai vered t-shirt vanedzungu varikufunga kuthi vaputsa imba yamainini izvo varikuvasanganisa nemurume wavo vachadzokererana soon kkkkk
@lawrancemakombe7453
@lawrancemakombe7453 3 года назад
Akavaputsira imba pakudii;unge vakafunda kunight school uri dofo
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
🙄 Musaitiswa imi anomublocker murimese 1 achingosuduruka otounblocker. Zirume iro neiyo mhuka inered murimatununu
@jacksonmuz437
@jacksonmuz437 4 года назад
Mukadzi uyu hana mhosva asi murume uyu aneutsinye ndosaka akagara amisiya ende akanaka mukadzi wemwana uyu anotoonekwa kuti anehunhu zvakangoitika zvakaitika hazvo asi mukadzi akanaka ,ako kamainini kekusabara kanepamuromo aka ndokakaita kuti murume wemumwe azive kapenzi ngakatambiswe bhora risina mweya kuti anemwana here hamba .
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 года назад
Piece of advice imimi amai ve t-shirt hakuna chinonzi murume wangu, ndewenyu kana muinaye kumba kwenyu ikoko, maikaitakurira kupi mimba ikazvara mwana anonzi murume, tibvirei apo murume ibagwe runotsokonyoreranwa apa hamuna kana mwana apa dzungu futi muchaona fires hatigarei tione
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 года назад
Wamunzwa murume wako iyeye achiti kurudzi kwedu hatiite barika, bassop he's going to use that statement again to u kuti kurudzi kwedu hatigarei nemukadzi asina mwana hokoyo iwe, ugere netsotsi raunoti murume wangu iro
@eugeniarafomoyo9123
@eugeniarafomoyo9123 4 года назад
cathlyn makoni True shamwari vakadzi takapusa futi
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 года назад
@@eugeniarafomoyo9123 vane bvepfe too much, chavasingazive ndechekuti meso akaonana hukama, worse pane mwana, dai ndirini maivemwana avo ndaivaonesa moto
@eugeniarafomoyo9123
@eugeniarafomoyo9123 4 года назад
cathlyn makoni Mai vemwana vanenge vari two soft
@shantelkangai813
@shantelkangai813 4 года назад
''hakuna chinonzi murume wangu,ndewenyu kana muinaye.....'' that statement is a fact i agree with you.
@forgetdick5573
@forgetdick5573 4 года назад
Mmmm asi makaita dzungu imba yaparara dai makazviita negwara
@rosemarynkata7675
@rosemarynkata7675 4 года назад
Mai vane red makapapa plus munehutsinye nxaaa..ndasvotwa shem
@traceychipupurira7756
@traceychipupurira7756 4 года назад
Mmmmmmm mmmmm varume soo kaaah mmmmmmm murume uyo itsotsiii
@Joyjoy12149
@Joyjoy12149 4 года назад
Zvino mukadzi ane red dai asina kutumira mamessage kune murume we mukadzi ane white. Ndiri kutoona ava vane mwana vese vakutodanana soon soon
@faithmandizadza4252
@faithmandizadza4252 4 года назад
True
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel 4 года назад
Handichazive kuti ndotii. Vanhu ava so ka. Ndavashaira mashoko
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 Год назад
nxaaaa mune moyo wakaipa mai imi vane kahembe katsvuku uyo imhombwe murume wamurikuvhaira naye pa studio,,, murume ane dzungu uyoo
@crispenmuriro9410
@crispenmuriro9410 4 года назад
Murume arikuda vakadzi vese but Mai vane red is instilling fear to control this man.
@reginachinamasa2287
@reginachinamasa2287 4 года назад
crispen muriro shaa mai vane red rega vatojamuka nekuti vaviri avo vanotodanana
@preciousnoko6621
@preciousnoko6621 4 года назад
Mainini has a strong character
@kimmzenda3538
@kimmzenda3538 4 года назад
Dai ndiri ini mwana angasingambomuona zvamuchose mukadzi anered tsht anemuhunyi strt
@lydianakai2009
@lydianakai2009 4 года назад
Mukadzi ane red ane dzungu munhu uyu ane red uri kiti
@salumgenius6347
@salumgenius6347 4 года назад
ko part 3 yemfana wekumazoe iripi ?
@miedllisasithole526
@miedllisasithole526 4 года назад
Munhu wemurume munhu wemurume amai murume haarambirwe kkk
@irenezezekwa6511
@irenezezekwa6511 4 года назад
Zimai rine red urizimuroyi
@idayichingovo3135
@idayichingovo3135 4 года назад
Mai ava vakapusa ndiri ini ndarambwa nemurume ndodanana newavo mxm
@faithndou461
@faithndou461 4 года назад
Yes u ryt me too ndaitodzokerana naye murume uyu anywy ndiyeka baba vemwana wangu
@sarudzaichatora5597
@sarudzaichatora5597 4 года назад
Shamwari mwana haasi dhodhi rinongosiiwa mwaba wako usape umwe munhu dear.. Baba ava mune hutsinye kupiko murume anonyepa uyo nhema baba munodziwanza. Shamwari usazvidya moyo Mwari vachakunyaradza one day .
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 4 года назад
Benzi remurume chairo mai vered muroyi kuputsa imba yeumwe
@onaimanyangadze2781
@onaimanyangadze2781 4 года назад
Ndakakura ndichitya vanhu kwaaa
@lysha01chogs34
@lysha01chogs34 4 года назад
Kkkkkkk ndatosekawo ipapo. The way this lady talks though lol
@panxy6408
@panxy6408 4 года назад
Ndakutobva kuchiweshe that my roots
@paidamtandwa1509
@paidamtandwa1509 4 года назад
Kkkkk
@shona276
@shona276 3 года назад
Sorry zvako mainini vane sweet voice. Iro zimusoro bhangu rine red kungoputsa imba yako here shuwa roda kungwara-ngwara. Dai rikarambwa nemurume. Rinoda kutonga stereki. I hope murume wenyu anokutorai back mainini veshorthair. Munenge muri honest zvenyu chero makakanganisa pekutanga.
@abigailmpiwa
@abigailmpiwa 4 года назад
voice revane white ava rakanaka shame...
@priscachakwenya1315
@priscachakwenya1315 4 года назад
Mai vane red t-shirt handina kuvafarira zvachose
@chizodostanley102
@chizodostanley102 4 года назад
Ko ndiudzewo yakazopera here nyaya. Ndrini ndaitotora mainini avo bhooo munhu coz avo unogar uchirohwa
@tvengai8859
@tvengai8859 3 года назад
Putseki dako rako wanzwa iwe une red t-shirt nxaaA hutsinye
@horrorgamer5421
@horrorgamer5421 4 года назад
Haasi mudzimai uyo imhondi tete hakuna mkadzi ane moyo wakadaro wekuputsa imba ye umwe arimwana wamai vangu wawadaro ndaikuvinga ndikakumamisa iwe maipe wemunhu
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 года назад
Aona kuti haakwane Panamai veshort hair avo hardworking and can express herself well without being too emotional!
@miedllisasithole526
@miedllisasithole526 4 года назад
Mukadzi uyo ane red arikunyepera kusungaira kkkk achaziva chokwadi ndiani ?
@chinjeeemakasi4234
@chinjeeemakasi4234 4 года назад
Mai vane red avo ichembera vakashata futi kudariku avo vane voice rakanaka. Varikuda kuratidza kuti vanotonga murume pamhepo.
@chizodostanley102
@chizodostanley102 4 года назад
Ko iyi nyaya yemurume be vakadzi 2yakazopera cy .uyu murume wekusendera murume uyo achiti bdipe mwana wangu
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 года назад
🤣🤣🤣 murume uyu akangwara anoblocker achi unblocker
@buhledube221
@buhledube221 3 года назад
Mai wered dzungu she's crazy murume arikucha Batista veduwe
@patriciachamanga7536
@patriciachamanga7536 4 года назад
Yah hupenyu mutoro
@tendaichiripai5090
@tendaichiripai5090 3 года назад
Zimure iroo.idzengaa
@thatzimbomominkenya
@thatzimbomominkenya 4 года назад
I wish kuti hubby wamainini avatire back achengete mwana
@sheilagwada5337
@sheilagwada5337 4 года назад
Mai vered Tshirt does not know men Very well
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Imi mainini tambiwai bhora risina mweya nekut hamuna kukwana imi mose nemurume wenyu murimapenzi akasangana imi
@p.phillipthatile2015
@p.phillipthatile2015 4 года назад
Mai vanezvitsvuku avo ngavatikwanire.. Murume wavo haasiwekutanga kuita mwana kunze... Ngavatikwanire voratidza hunu kuti imba yavo imire.. Kurwa nerume wavo hazvishande.. Arikuti mwana kana ariwemurume wake anogona kumuchengeta but chokwadi chacho chinobuda sei kana achiramba kuti mari ibude.. Gore rose achigara nemurume iyeye kana kubata pamuviri... Pamwe havazvari ndosana varikuomesa zvinhu.. Ngaafare murume wavo anemwana that means anozvara, zvasarira paari..
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Hehede but why muchida kuparadza imba yeumwe musadero vanhu imi. Murume uyu ndiye aitoda Beauty dzevaviri adzipindirwe😂😂😂😂
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 3 года назад
Hanzi mangu mumba hamubude mari. Muri kutambiswa ball risina mweya mhai makapusa muri dzukununu ncaaaa
@batschisamba6382
@batschisamba6382 3 года назад
ndovakadzi vanozoba vana ava . mai ineutsinye iyo iwe mai vemwana kanazvaramba kuti udzokere kumurume hazvina mhosva chengeta mwana wega idzo imhondi mwana anofa usape munhu mwana wako ngavazvare wavo mhani f vanochenama mai avo warondedzera wani kuti ndakarara nevakomana 2 mwedzi mumwe chete saka . futi varikutoratidza kuti ivovakuru kwauri hatidihutsinye mhani tanetaso nevakadzivanoitira vanahutsinye no mhani
@tinadupwa
@tinadupwa 4 года назад
Mai vane red munogara netsotsi
@chiedzazhou7781
@chiedzazhou7781 3 года назад
Iyo chembere ine red ngainyarare zvayo yakangwarisa futi kuputsa imba yeumwe mwana Mai avo vane red ihure avo vanoti murume wavo pakudii didhongi qxaa rakapusa kushota shamhu manje murikushandiswa mbuya murume uyu anoda munhu waanemwana naye imi muringomwa futi gore musina mwana chembere yemunhu
@GD-td4sd
@GD-td4sd 4 года назад
this is really sad for both parties
@esierayner533
@esierayner533 3 года назад
Sisi vane red vanedzungu .
@mduduzindlovu56
@mduduzindlovu56 4 года назад
Mukadzi va baba avo haana ku kwana ane dzungu
@natashapearls402
@natashapearls402 4 года назад
ummm mai vered avo ummm it's another character . Vakafita kushusha avo . Baba avo asi munorohwa kumba hr zvamunoudzwa zvekuita nemukadzi
@eugeniarafomoyo9123
@eugeniarafomoyo9123 4 года назад
Mai vane Red avo kana musingaite ma DNA munorevei plus kana murume uyu ari mwana wake havatadze kutaura nemunhu waakaita mwana naye nekuti iwe haudi. Vakadzi so kwanai mwana haana ku applire kuzvarwa hako rega munhu ade mwana wake not iwe kumutongera
@gracenkomo4666
@gracenkomo4666 4 года назад
Baby mama shes so cool, mai ve red t-shirt ane bad attitude
@aqua4497
@aqua4497 3 года назад
Vese nemurume wacho. Ngazvigare zvese. Mai nemwana vakanzvenga murume anoshusha. He is so rude, it's unnecessary.
@mickiendlovu1239
@mickiendlovu1239 3 года назад
Paneangaitewo party 2 yacho pakundobuda kwemaresults gyz please help me or kundionesa pairi ndikuitsvaka
@NomsaNeshumba-yt6te
@NomsaNeshumba-yt6te Год назад
Vakazoenda here kuma test, plzzz tiudzeiwo kuti zvakazofamba sei
@Mukudzeishe
@Mukudzeishe Год назад
Dai Mwar achtnga sekuda kwangu uyu mkadz wemurume sezvo asna mwana ngaabve pachsara bby mama cz mnhu ator nehutsnye akaputsa imba yemnhu nw akut hakna mar inobuda mumba ichienda kumatest saka yamukut mnochenget mwana ichabuda sey Hpna mnhu asngatadze gys bt the way yakuita mygur its nt fair ndriin ndnoenda nemwana wangu for good evn baba vacho ngavazvarirwe naiye anovaudza zvekuita kaaa nxr
@blackcherry9344
@blackcherry9344 4 года назад
Ndini ndatanga yippi
@andrewsasa3762
@andrewsasa3762 4 года назад
Mai Vane Red awo is evil, why would she deny maDNA test, asi wachiti Mwana akauya handina basa naye ndochengeta. Kunyepa chaiko, nekuoma moyo kwawo awo mwana anodirwa mvura inopisa. Dai murume awona kusiyana kwevanhu two awa, I think the baby mama is cool and she is really pushing for transparency.
@abigaildenhere4280
@abigaildenhere4280 4 года назад
Ndirini ndaiuya kuzogara newe coz haungaputse imba yangu shem
@fortunatemunemo3149
@fortunatemunemo3149 4 года назад
Chokwadi togaratese
@bridgetndlela6469
@bridgetndlela6469 4 года назад
😂😂😂😂😂😂😂
@crystabelnkomonkomo1254
@crystabelnkomonkomo1254 4 года назад
Kkkkkk naiye ibenzi mukadzi uyooo
@marthasibanda6929
@marthasibanda6929 4 года назад
Mainini ndavatoenda navo vanhu Ava vakaputsa imba yake
@tapiwadziva4438
@tapiwadziva4438 4 года назад
Ma callers sometimes there just ask silly questions
@irenezezekwa6511
@irenezezekwa6511 4 года назад
Taura hako
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 года назад
kikikikiki
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Avo vandibhowa Shm vaisendera Chii msg kna varimapenzi akadayi nhymi
@g.k.3101
@g.k.3101 4 года назад
shuwa very selfish people, murume wangu murume wangu chii
@shylettagwira9869
@shylettagwira9869 4 года назад
Baba avo vanotoda kutozvida zvisna basa
Далее
Zvinoyera zvinotyisa naTete Tilder
33:07
Просмотров 73 тыс.
Tilder live
45:23
Просмотров 63 тыс.
Behind bars with Tilder Live Episode 1
35:31
Просмотров 95 тыс.
Behind bars with Tete Tilder
14:51
Просмотров 90 тыс.