Тёмный
No video :(

Zviriko ere ? Hazviko? Headman chigodora tingavati muporofita here? 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 190 тыс.
Просмотров 160 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

24 июн 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 1,3 тыс.   
@Karanganda
@Karanganda Год назад
Mangwana tinokuburirai part 6 yenyaya yeSatanism vanhu vave kuNanga .musatambire kure ndapota Gareeeeeepo ngepaaako pa Karanganda tv
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 Год назад
What time
@ManduKachipare-nc6sz
@ManduKachipare-nc6sz Год назад
Matinonokeraa tamira ngegumbo rimwe
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 Год назад
Rega ndibate chigaro changu pano
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Год назад
Ndatobata seat kare baba Taps
@Jahlady
@Jahlady Год назад
Mukunonoka kuunza ba taps, ini ndakatozotenderera mumastreets ndakuziva hangu zvakaitika.
@s.c1982
@s.c1982 Год назад
Thank you Karanganda TV for exposing mbavha.Headman Chigodora havagone kutonga nyaya yana Matutsa vakatamba nayo vachida kumora mari chete apa vachinyatsoziva kuti nyaya iya yaida mapurisa straight,madiro avo mari haaite
@abigailpetro5955
@abigailpetro5955 Год назад
Sure headman vanoda Mari havagone kutonga nyaya
@R-mv3ul
@R-mv3ul Год назад
Taura hako, avagoni kutonga zvachose
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Год назад
Vanhu avaaa vari padare ngenyi kutsigira Chigodora
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 Год назад
Headman musikana ane right to property yababa vake. Imbobvunzaiwo chief marange
@shingynavs8235
@shingynavs8235 Год назад
But the father had apportioned the land to the various kids, meaning each has their own piece they are entitled to…I think
@Olcool
@Olcool Год назад
Anotonga ivo baba vachiripo here. She should have talked to the remaining elder. Also Batsi akapihwa stand na baba. So musikana haana raramiro yekurambidza Batsi kutengesa stand yake. Apa ndiye sisi vacho ari kunetsa Batsi kuti asagare pa stand
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 Год назад
Haizi property yake hanzi inhaka yasekuru baba vaana baba vavo. Meaning kuti vese vane share yavo paminda yasekuru. Chero baba vaBatsi vakatengesa minda yavo but stl anofanira kuwana something paminda yasekuru.
@PowerPower-dk6hz
@PowerPower-dk6hz Год назад
Aiwa bamukuru vavo vakatengesa kare minda yavo kuda kudzvanyirira Vanasikana ava vakomana avo zvavo zvakadyiwa nabambo vavo kare tozviona munyika umu ukabara Vasikana chete idambudziko mumhuri vanhu vamwari
@user-bb4we5ex4e
@user-bb4we5ex4e Год назад
Pepe mgatengese pake app ngepa Batsirai
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Год назад
BabaTaps udzai Headman Chigodora mafekero ayo even Kuno haubvumudzwe kupinda muCourt wakashama muviri .
@mordechaemakombore7328
@mordechaemakombore7328 Год назад
Ana samanyika warimberi wangu. Dress code yezvimadhuku itai ikoko. Kwedu we are proud of looking good 😂
@allentambalika3860
@allentambalika3860 Год назад
Yaa dress code
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Год назад
@@mordechaemakombore7328 It gives dignity and respect to the people . We’re Africans no matter what we have adapted from the world we remain Africans our values and culture will never change. Dress code it’s very important when it comes to traditional courts . You’re Samanyika but doesn’t change our values and our traditional laws .
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Год назад
Kuno kupi? Your knowledge is very limited because it's informed by colonial thinking!Emancipate from mental slavery!SHAME!
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
taurai henyu akashama hazvibvumirwe kupinda m court ukadaro
@ikwaalchingono8396
@ikwaalchingono8396 Год назад
Sister you are correct ivhu haritengeswi ...refund her money mutore stand yenyu ....poor judgement from the headman ...
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 Год назад
Havagoni kutonga favour
@lydiat7636
@lydiat7636 Год назад
@@patiencemaunga3679 ❤️❤️
@kudakwashemujeyi9248
@kudakwashemujeyi9248 Год назад
Headman neteam yake havakodzeri kuva pachigaro coz havagoni kutonga. Kukundwa kutaura nemukadzi uyo 😅😅😅. The worst ever
@eversonbhunu9129
@eversonbhunu9129 Год назад
Sure havasikugona kuenzanisa...varikungoti chanzi naheadman ndicho...haaa
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Год назад
Kutongera chitroro chaiko
@herbertchari8138
@herbertchari8138 3 месяца назад
Iri dare ra headman Chigodora government ngaipindire chidare ichi is not fare chiinoshoora munhu kadzi ngachivharwe
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Год назад
Haaaaa zvakaoma usaderera mareturned soldier 😂😂 head atadza kupindura mibvunzo ..abvunzwa kuzi makatadza ere kt huya nehanzvadzi yako titaure nyaya..which is a fact yataurwa nemusikana uyo headman angoshandisa hasha hake...Pepe she is right vanhu vakungotaurawo zvawo zvisina basa cz mwanasikana hudzvanyiriri headman chigodora .tongai nyaya kwete munhu ..apa pakutongwa munhu apa not nyaya.......Pepe ane point
@giftmazarire3653
@giftmazarire3653 Год назад
Headman haachadaidzizve mkomana uyu nekuti akawanawo ka something ,,kuzoti mari yataurwa yekwamambo neyekufambisa aaah zimbabwe
@VioletMagutakurima-sw4xc
@VioletMagutakurima-sw4xc 10 месяцев назад
Yaa ndizvozvo these Africa courts hadzitori vanaskana sevanhu
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 Год назад
Headman munotodawo kumbodzidziswa not to use emotions pakutonga. Ayiwa headman hamugoni henyu kutonga plus munenge mune hudyire mari dzamunotaura makutoda kupfuma nevanhu.
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Год назад
Justice for Pepe, usadzore tsvimbo mwanasikana une kodzero dzako dzakakwana, kana Batsi akapihwa nhaka kana achingasaide ngaasiye oenda zvake not kupinza mutorwa mumusha, famba Pepe famba, $250 chete yakabhadharwa wonzi bvisa $800 zvekumama izvo Headman
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Год назад
Pepe adzvanyirirwa.luck us my parents vakatidzidzisa kuti pano paMusha hapana mukomana or musikana takatodemburirana mai vakati kamuriranao baba vakafa
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 Год назад
Baba Taps potai muchipa headman fon achiverenga macomments agadzirise paanokanganisa Haangasapote kuti Batsi atengese pfuma yenhaka ndeyemhuri
@user-qo8zf9lu1k
@user-qo8zf9lu1k Год назад
Batsi akatengesa nenyaya yekusagarisana zvakanaka pahukama nechinangwa chekunogarira Kure Nehama,ndinoonasezvakanaka kana akanovakira Kure nehama. Zvakakoshachose kusuduruka uchiri mupenyu,kumamisha ukuhama dzinopera Sakuraba nechinhu chidiki diki
@anywaysaungweme2978
@anywaysaungweme2978 Год назад
Ndopaunotoona kuti hadman dzakatoshota
@tamiranashemupinda-ls7yd
@tamiranashemupinda-ls7yd Год назад
Pepe enda mberi we are supporting you.. tipeiwo number yaPepe babaTaps
@garikayialexiomandu9412
@garikayialexiomandu9412 Год назад
This dare is very corrupt
@jibsshiks9125
@jibsshiks9125 6 месяцев назад
Apa Chigodora matadza
@jibsshiks9125
@jibsshiks9125 6 месяцев назад
Matonga nhema nhasi, mwana ari right uyu Pepe mwana wemumusha zvisinei nekuti mukadzi. Haana kusarudza kudzoka kumusha kwaakazvarwa.
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 Год назад
I think pepe is factual and correct in all her submissions. Its her fathers land and she made sense in all she said, however she seems to be arrogant in the society she lives in and akamakwa nemunhu wese, so even if she is right, she will not win. #protect the girl child
@sueeland5675
@sueeland5675 Год назад
Hundred percent correct this is not FAIR at all .yesterday headman said deceased parents property belongs to the child not cousins .uncle today hes condradicting himself again ayyy this is not fari all bcos shes a GIRL
@Olcool
@Olcool Год назад
She should talk to baba vakapa Batsi not Batsi. Stand haisi yake Pepe ndeye madzibaba. So kana madzibaba vakagova mwana has no say because stand yacho yakabva kuma dzisekuru still.
@tendaimukandankanda6725
@tendaimukandankanda6725 Год назад
Nomatter she's correct but the way how she's raising her point it seems she's arrogant but when she's told to keep quiet she wound shut her mouth she must learn to learn to others then she will answer
@HanaPhiri
@HanaPhiri Год назад
Yaaaaa kurambwa ahisimhosva and akamakwa zvechokwadi kuhwina apanaba apo
@perseverance9096
@perseverance9096 Год назад
Haa pano netsa coz nhakaa haina kuti mvana kana mukomana, asi vaifanira kutanga vagadzirana voga ne brother yavo coz mukomana aka tengesa àchiti ndepake awana kumwe
@sandra-gu9qz
@sandra-gu9qz Год назад
Headman vanenge varikutodawo wemagirazi iye kubva auya akapfeka hembe yakabudisa mazamu panze imvana irikutotsvagw kunyengewawo nana headman nxaaa😊
@sharon3601
@sharon3601 Год назад
I like pepe kkkk very confident iron lady. She is right though, musha unopera kutengeswa. And why make Pepe pay back the money?
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 Год назад
Pepe strong
@AngelaMasadza
@AngelaMasadza Год назад
Mvana mumusha inonetsa baba vake ndovakatengesa stand yababa vaBatsi saka ngaitengeswe Pepe mwanasikana haatongi musha
@maxwellmukombe4757
@maxwellmukombe4757 Год назад
Hapana u strong apo imboko iyo haabatsiri ndosaka akabva kumurume , mvana dzinonetsa
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 Год назад
Pepe is a woman anoziva story yake and varume vazhinji feel intimidated by such women including chief and his cabinet present.
@vincentkashaka394
@vincentkashaka394 Год назад
Unorwara... Umwe neumwe une nhaka yake and munhu anoita zvavanoda ne nhaka yake
@talentnyanhete5601
@talentnyanhete5601 Год назад
Headman Chigodora imbavha zviri pachena denga tiri Kure idi. Saka matambudziko asingaperi Mari muinadzi muhomwe .😢😢😢
@edithmoyo4275
@edithmoyo4275 Год назад
Pese pese hehe matwenty dollars ekufambisa kudyira vanhu vanozvitamburira mari
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Anoda shamhu
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 Год назад
Imbavha kababa ako
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Год назад
This dare is wicked kureerera rombe riri kutengesa musha. That lady is 100 % correct hakuna musha unotengeswa shanda unotenga musha wako. Uyo mambo wemagloves haazive uyo
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 Год назад
Hakuna zvakadaro. Mwanasikana kana mwanakomana ane kodzero dzakaringana. Kana Batsi aida kugara haisi mhosva asi kana achitengesa haana tsarukano. Musadheerera mwanasikana. Saka anoda vamwe vagare kupi. Changamire musatsigiri zvisizvo. MUBVUNZO WOTI : MISHA YAKANZI HAICHATENGESWI HERE MUDUNHU MO? IF YES . WHY WAS IT SOLD THEN? Stand ndeyake ko munda unotengeswa here. Paakarwa nasisi vake vakamhan'ara here. Musatonga nyaya dzamusina kupiwa mukuru wangu. Musatonge nyaya nemakuhwa
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 Год назад
Ah Ingatestone hauzivi kuti infant neimwe mataturiro aPerpe mdemunhu asina kuita bhoo haana respect atengeserwa pake here Hook iye ndiye anetendero yekutora mic
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Год назад
100% vakutonga to Pepe ane mapoints it's only that akutaura aine hasha zvoita sokudheerera
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Год назад
Vakutonga guhwa havagoni ava
@enitahzangure
@enitahzangure Год назад
Vachigodora wee dzidzai kunaMambo marange anotonga uye ane remekedzo kuvanhu vake kwete kuita senge urikutaura kupwere uchitaira nevanhu vakuruź
@winniesithole3247
@winniesithole3247 Год назад
Dofo raishe. Unfair judgement
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
Ahhh headman tongai zviri fair shandisai brain
@user-vm5dw4fg6g
@user-vm5dw4fg6g 2 месяца назад
Apo varasika saka vanasikana antigone kumiririra stand yevabereki hr apo pakashanda chioko muhomwe
@user-vm5dw4fg6g
@user-vm5dw4fg6g 2 месяца назад
Stupid yababa kutorera mwana stand umwe neumwe ngaamirire yababa vake
@rumbidzaimakanza2494
@rumbidzaimakanza2494 Год назад
Headman hamusi kuziva mutemo Pepe mwana sikana ehe asi haasiye stand yababa vake ichitengeswa kana marriage ikaramba munhu hauregi kudzokera kumba kwababa vako.Imi headman manga muchibvunza kuti Batsi haadye nhaka yasekuru vake here ehe anodya baba vaBatsi vainge vaine stand yavo yavakapihwa nababa vavo ikatengeswa nasekuru Saka Joel nababa vaBatsi vese vakapihwa mastands Lanslot kana asitorina pekumupa Batsi wacho haisi mhosva yake nekuti intially stand yaivepo 2 Batsi is mentally disturbed zvamunoziva stand yakabhadharwa $250 imagine zvinoratidza kusaita ryt kwaBatsi and avo vanhu vakatenga stand they took advantage ye mental problem yaBatsi that Stand can be sold for $1500 to $2000 zvichienda mberi.Mwana waJoel Pepe atori ryt aitodawo mukoma wake paakasiya kuti avake agare. Headman kana muchitonga nyaya itai nyaya yamuri kutonga Pepe haaregedzi kusimudza musoro kana vanhu vakuita zvisizvo pamba pababa vake #protect girl child # Mwana sikana mhunhu and pamba paJoel hapatotongwe neumwe munhu mwana wake zvinhu zvaJoel ndezvevana vake nemudzimai wake whether mukomana or musikana.Nyaya iyi Pepe raised a point Kt yakambotongwa kare zvikanzi Batsi naBetty havana share zvese izvozvo headman u ignored that point uriwe wakambotonga futi mumashure. Headman enda kuchikoro
@rodrigonhabanga130
@rodrigonhabanga130 Год назад
Ure totally wrong
@rodrigonhabanga130
@rodrigonhabanga130 Год назад
Rumbidzai Beche ra mhayiyo wako
@bravetinayemunatswa4539
@bravetinayemunatswa4539 Год назад
You are being sensational. Dai Batsi akatengeswa stand yababa vake taiti akadya take nhaka. Like the headman pointed out, Munda waBatsi wakatengeswa achiri kadiki. Maybe I should now say #protect the boychild. Pakapihwa Batsi nzvimbo iyi vakadii kuramba? Batsi kutorwara kwaarikuita kuroyiwa. Anototya kusangana nanaPepe.
@t.m1222
@t.m1222 Год назад
Secretary uyo ngaamire kuita bleach ganda rake. Repera epidemis yese saka makore anotewera richagomarara ganda rake iro. Kana ragomarara harizogadzirikibahwi. Ganda rake is now very thin harichataridziki kunakaba. Kuona kwanguwo. Takawaona wakazora Ambi wakaoguma wasisatarisiki.
@magdaline6383
@magdaline6383 Год назад
Regai vese vano bleach pavato 50 vanotanga kuita kunge vakwesherwa mutara. Its good kuti 1/2 the country's women is bleaching ma results achange akawanda vs vakaita kuma 70s and 80s.
@mbizi6950
@mbizi6950 Год назад
A girl child has equal rights with the boy child. The traditional court is significantly biased against this girl child.
@mbizi6950
@mbizi6950 Год назад
Community haizive mutemo zvachose , musikana ari right uyo. Mambo muri doro, I think we need vanhu vakaenda kuchikoro, and understands basics of law
@Exodus1075
@Exodus1075 10 месяцев назад
Agree
@Preciousgwande
@Preciousgwande 7 месяцев назад
​@@mbizi6950true headman avo vari wrong , that girl is right stand iyo hayaifanirwa kutengeswa iyewo asingazivi naiyewo ane right kuland yababa vake, Chigodora is biased nekut kutengwa kwestand ivowo vari involved kabisira rudo uyu akaenda through ivo
@chipo6031
@chipo6031 11 месяцев назад
Tongai nyaya kwete munhu, kurambwa haasi mhosva vadare naheadman. Pepe ndiye atanga kurambwa here? 🙌🙌🙌. Kuudzwa humvana mudare yoweeeeee. Kana Pepe achinetsa mumusha ngavamutsiure mumhuri kwavo ikoko. Dare ngaritonge yakamhangarwa kwete munhu ba.
@margaretnyashamangwende9552
Kurambwa uchidzoka pamusha haisi mhosva Pepe is right. Both of them Rudo vacho na Pepe they are not married. I salute you Pepe you know your rights
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 10 месяцев назад
Pepe is intelligent and knows her right. Don’t bring unnecessary issues not related to this matter.
@giftmandishona4806
@giftmandishona4806 Год назад
Protect the Girl Child, she is absolutely correct. Emotions must be put aside when dealing with these sensitive issues. Justice must be done, Headman's area of jurisdiction must be well spelt out otherwise he is not qualified to preside over such matters.
@elviszenda
@elviszenda 11 месяцев назад
You are very wrong brotherman That Lady Pepe is a problem and it's clear Who sold batsi's land before? It will surprise you kuti it's Pepe's father the one who apologized to Batsi and gave him a place to build his own house
@shaaayy4384
@shaaayy4384 10 месяцев назад
kutonga muchitororo
@stanleytsingano2175
@stanleytsingano2175 9 месяцев назад
Hapana paangahwine achikwikwidzana nehure
@stanleytsingano2175
@stanleytsingano2175 9 месяцев назад
Headman mave kutonga nhema ,dare renyu Rane hudzvinyiriri
@aaronmasukuma9632
@aaronmasukuma9632 Год назад
That lady ane pamuromo chaipo haana hunhu anoda mutongo uri harsh
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt Год назад
ari boemukadzi uyo kuenda kwa mambo
@rosez347
@rosez347 Год назад
Hasha dzacho ndedzkuda kurwa
@espinamugabe379
@espinamugabe379 Год назад
Ari right pepe, batsi stand yaakagara ndeyababa vana pepe angawana mashares seyi
@tatendadaniel8969
@tatendadaniel8969 Год назад
Koo paku pfeka apo Dare ngaripa vheneke mudare kupfeka zvigwishu kuita se bishu nyaya yangu ngasvike Ba Taps woye
@richarddodzo6951
@richarddodzo6951 Год назад
ok
@simbarashekampiripi6495
@simbarashekampiripi6495 Год назад
this is wrong, Pepe has facts but everyone and to my surprise the headman is not listening to her just because she is a woman, she has the right over the land, in her house no man is still living all her biological brothers and father is dead and I like how she speaks for her rights. She is a strong woman.
@lysonmwaranga6904
@lysonmwaranga6904 Год назад
Batsi akapiwa standa nababa aPepe
@simbarashekampiripi6495
@simbarashekampiripi6495 Год назад
@@lysonmwaranga6904 tine humboo nazvo here ivo baba vaPepe vakashaya
@DianaMakina-gy3pi
@DianaMakina-gy3pi Год назад
She is strong by stopping someone from selling their stand? I like what you're drinking lol
@pedzisaisixpence4486
@pedzisaisixpence4486 Год назад
This is a family issue inifanirwa kutongwa kumba kwete kudare raheadman. Saka musikana uyo anofanirwa kutaura nababa vake but as it stand batsi have every right over the land in question
@tsitsimagaisa
@tsitsimagaisa Год назад
Pepe unenharo dzisina basa
@lloydchigowe9933
@lloydchigowe9933 Год назад
These traditional leaders need to be taught how to preside over cases. Hakuna matongero akadai. In terms of procedure, parties must be given fair hearing. This headman throws tantrums each time a party wants to be heard. In terms of the law, headman nedare rake hapana chavanoziva and their rulings violate the Constitution.
@albertmaronga2610
@albertmaronga2610 Год назад
Haaaaaa that court is something else..chikoro chakakosha chaizvo😅
@NhauMasanzaDube
@NhauMasanzaDube Год назад
Headman chikoro hapana apa.this is sily judgementchidare ichi hapana zviripo kana.musikana she has wisdom and sense.
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h Год назад
Chidare chacho chinopa hasha. Ndapotsa ndarovera fon pasi 🤣🤣 vane udzvanyiriri.
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Год назад
Hapana chino zikanwa apa
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h Год назад
@@albertinachirimhunga9593 😂😂😂
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Год назад
Pepe ane hasha chete but she has facts and there's case to answer here. Headman vasaite hasha, pane nyaya apa.
@colletormadzivanyika5586
@colletormadzivanyika5586 Год назад
Headman vane error vanoda mari chaizvo,vanotonga nemaemotions.Pepe enda kumacourts haisi mhosva kudzoka pamba uye kuroorwa haisi achievement.
@anywaysaungweme2978
@anywaysaungweme2978 Год назад
Yu have my words chikwekwe hadman usina mari unonyuea
@limsonbenias2626
@limsonbenias2626 Год назад
This headman is corrupt imi vachigodora hapana zvamunoziva munoda Mari zvakanyanya tibvireipo kusanyara nezvikadzi zvenyu izvo hamugoni kutonga nyaya imi ndimi vevamwe mukuuraya Nyika imi
@lchikowero
@lchikowero Год назад
Pepe is a part of that family. The sexism here stinks to high heaven. Muroora akauya nenyaya Munoti nyarara uri muroorwi. Mwanasikana akauya nenyaya moti enda unotonga kwawakaroorwa. Mwanasikana arikutsva kudumbu nekumusana apa. Why should family property be destroyed by 1 person and all u men find it ok?
@alfredkarera5356
@alfredkarera5356 Год назад
Pepe she is correct anotoziva kupfuura mambo avo
@salomejackson2693
@salomejackson2693 Год назад
She is not haisi pfuma ya baba vake haana right yekurambidza batsi kutengesa inheritance yake she is wrong batsi ndiye akutamba hunherera
@husseinchamatumba6984
@husseinchamatumba6984 Год назад
After the whole story Pepe zi Tete rine hutsinye chete apa... Haagone kugara zvakanaka ne vamwe
@cynthiamudzengerere
@cynthiamudzengerere Год назад
Headman avo ndakambozvitaura havagone kutonga wanoda Mari chete awo
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb Год назад
Asi izvo zvavari Kuita zveku publisha nyaya dzevanhu nekaranda tv vachiitengesera content zvinobvumidzwa here nemutemo. I don't think these people are consenting to this. Inini yangu vakapublisha I will sue both the sabhuku and you Karanda Tv
@alicemoyo3563
@alicemoyo3563 Год назад
Aaah vanoda Mari apa Mari yacho yakawanda
@georgemabvita3559
@georgemabvita3559 Год назад
$20 VAKAINZWISISA
@emmanuelmarashwa2697
@emmanuelmarashwa2697 Год назад
This Chigodara and his team are very biased.
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Год назад
Plus anoteerera nyaya dzemakuhwa emuraini
@yvonnejera2304
@yvonnejera2304 Год назад
Yaa true anemakuhwa chaizvoo
@cleardube9700
@cleardube9700 Год назад
Girlchild need to be heard this is not fair
@user-km1rb6jn2l
@user-km1rb6jn2l 5 месяцев назад
Headman Chigodora apa mafamba nayo negwara. Kungoti vaTete avo inhubu . Asi the way you handled the issue is unbiased. Rambai makadaro. Maratidza unyanzvi hwenyu
@getrudemahachi8611
@getrudemahachi8611 Год назад
Headman ndevekumama ava kachingoti zvigirazi, mwanasikana mwana ane right nemunda wababa vake..... saka kana zvekuroorwa zvaramba yave mhosva here vese vari padare apa madofo nxaaaaa
@zvemunyati4866
@zvemunyati4866 Год назад
I agree. Varume venzvimbo iyoyi vakasara. Kunyanya ane magirazi neka earbud kewhite...anozvinzwa manje...
@tonderaimapuranga1464
@tonderaimapuranga1464 Год назад
Apa headman , is hatadza kutonga apa protect the girl child
@tatendakudakwashechiweshe3506
chigodora aratidza kaundyire kakaipa. Uyo akabirwa ngaazvionere kuti mari yake yodzoka sei kwete Pepe aidzore. Chigoz na sabhuku vakarova cut dzavo ndosaka vakatambira mari idzi. Ikaenda kwaMambo Chigoz dzinonyura
@perseverance9096
@perseverance9096 Год назад
Kkkkkkkkk hanzi enda uno roorwa Uno tonga 😂😂😂 , veduwee mvana ngati dzikame tinozvi sungirira to tukirirwa😂
@AngelaMasadza
@AngelaMasadza Год назад
Kkkkk Pepe une muromo respect haana
@espinamugabe379
@espinamugabe379 Год назад
Chigodora ngaambotora manotes, kuna a Changamire, Mutape, Mambo Bushu,nakwaNyamaropa and VaMarange,
@TakudzwaHwarari-cc3vt
@TakudzwaHwarari-cc3vt Год назад
Apa atonga boe musangoshore henyu munhu musikana mudiki chaizvo why is it she failed kugara kwaakaroorwa ndipo pamuromo ipapo
@admiremwasenhu4885
@admiremwasenhu4885 Год назад
Yaaaa pamanzwire andaita zvangu, ummm headman akundikana. Pepe anogona ainevo zvake maproblems ake, but tht doesnt mean kuti she is always wrong, so pple judhe th issue vaine background n thereby ignoring facts on this particular case. Pliz ba Taps show headman maComments edu, maybe vangagadzirisa
@royalnyamz
@royalnyamz 6 месяцев назад
Headman vanodzinyirira havo ava. Kudzoka mumusha haisi mhosva plus Pepe she knows here rights big up to u Pepe
@nhewas
@nhewas Год назад
Chief Chigodora ne team rako raunotonga naro you are a disgrace. Haugoni kutonga zvachose. Ndiri ini ndinotokumamisa,
@nai6474
@nai6474 Год назад
This headman akundwa kufunga nekutaura nemukadzi uyu akumutuka. Batsi ndiye asiri kugara nevamwe zvakanaka zvee not this lady. Tuharahwa tunotingera chitororo. Mambo Marange should help this man
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa Год назад
Headman anetsika yekudzvanyirira vanhukadzi. Nyaya zhinji dzinonetsana munhurume nemunhukadzi anodzvanyirira mukadzi.
@norahmudiwi3028
@norahmudiwi3028 Год назад
Batsi akatiza kushushwa mukadzi uyu ane pamuromo.batsi akatotengesa party yake ivo ngavatorewo pasara.
@Olcool
@Olcool Год назад
Batsi anetsa ani? Pakudii? Akatengesa stand yake yaakapihwa because this lady ndiye arikunzi akutora midziyo ya Batsi.
@PowerPower-dk6hz
@PowerPower-dk6hz Год назад
Taura zvako apo chigodora arikutadza kutonga apa sisi avo vanofunga chaiko
@Olcool
@Olcool Год назад
@@PowerPower-dk6hz kufunga chii kuti mwana akapihwa stand yake nababa haaslfaniri kuitengesa. Apa ajatirerei mubhedha nezvinhu zva Batsi?
@shortgatsi6292
@shortgatsi6292 Год назад
Panyaya iyi Headman hamusi kugona kutonga. Nyaya dzekutengesa minda idzi dzakashata,zvinoitwa nevanhu vanoudyire,imi headman you are promoting chitsotsi munzvimbo yenyu yamurikutonga. Minda yekumaruva haitengeswe mutsika nemagariro edu echinyakare,nzvimbo idzi haasi ma farms. Munhu kana wada kutama unongotama Minda inorimwa nevanhu vanosara ipapo. Tsika yokutengesa minda kumaruva haina kunanaka. Imi headman hamusi kuziva hamuziva tsika nemagariro echivanhu. Otherwise headman sokuona kwangu vanhu vemunharaunda mako they should desist from the idea of selling land yainzi makare ma Tribe Trust Land. Haatengeswe.
@DanielDaniel-qo2rr
@DanielDaniel-qo2rr Год назад
Woreva nhemavo iwe
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Год назад
​@@DanielDaniel-qo2rrkkkkkk ndanchitoda kubvunzawo kti ndekupi kusiri kutengeswa minda
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 Год назад
Humwe hudofo haudi pavanhu
@user-oo1yj9ro3k
@user-oo1yj9ro3k Год назад
Headman vanotongera chitororo...zvakashata kudzvanyirira girl child...siyai Pepe ataure mafacts ake plus kurambwa haisi mhosva dare woyeee
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 Год назад
Headman is biased mhuri yekwaMakaza is against kutengeswa kwestand murume ataura wekwaMakaza ati Batsi haana wekwaMakaza waakawirirana naye kutengesa stand Sis waPepe has nothing against Pepe ndovabudisa point yekuti 500 yacho haina kubhadharwa yese but but headman chose to ignore it
@dzingaimasara3745
@dzingaimasara3745 Год назад
batsi was not supposed to sell that piece of land, he just shud have relocated without causing all this. While Pepe may have bad mouth, she is however rightfully defending her legacy
@perfeniachikwindi2310
@perfeniachikwindi2310 Год назад
100% right
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 Год назад
Pepe ane ma anger issues but she has a case. Sister havana kupedza kubhadhara.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Год назад
Headman sei vakuti she should pay the money as if she's the one akatengesa land. If the land was sold in US$ 500, why is it now going up to $800?? This is not fair. Yes mwana musikana haatonge pamusha but there are certain facts need to be considered not kumbunyikidza mwanasikana uyo
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Год назад
It's a fair judgment because if you reverse a transaction you will encounter charges and you pay for it.
@johnnyathi8659
@johnnyathi8659 Год назад
Headman hamugoni kutonga murimbwa imi munoda kunzwanyorira kuti mwanasikana hakuna mwana vokwabamunini angauye kuzotengesa munda vababa wangu
@gracemandivei6016
@gracemandivei6016 Год назад
Besides girl child issues, from the sabhukus witnessing that land belongs to Batsi...
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Год назад
Headman should take notes from Mambo Marange
@maxwellkamoto5061
@maxwellkamoto5061 Год назад
Unoshorei headman wanogona manje
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 Год назад
Yaaaa chokwadii headman ngavaende kunotora ma notes kwaMambo Marange
@allentambalika3860
@allentambalika3860 Год назад
Iwee headman awa wanogonesa kutonga zvawo wane njere
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Год назад
Dai wati Bushu kwete Marange haa . Chigodora anotogona manje
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt Год назад
@@maxwellkamoto5061 chokwadi hako
@tendaikumbirai3289
@tendaikumbirai3289 10 месяцев назад
There is ills in our society. Pepe is 100% correct. Batsi as a cousin cannot come and sell the property that's not correct.
@DenfordMupita
@DenfordMupita 7 месяцев назад
Batsi is not a cousin
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha Год назад
Kuroorwa it's not for everyone iwe Chigodora nevanhu vako ,Pepe is a whole number akatodaro she doesn't need anyone to make her whole number, ndiye atanga here kurambwa nyika ino ,kune makuva avakaroorwa here vakazomuka ,,baba avo vati ibonga let's hope hamuna vana vasikana ,munhu haasekwi ,,kuna Mwari kudenga
@patiencemwamba6564
@patiencemwamba6564 Год назад
Point
@philipmagwisa5860
@philipmagwisa5860 Год назад
Mwana ari very intelligent haadi kuroorwa here ndiroore hangu mukadzi chiaye uyu .
@preciousmapurisa4711
@preciousmapurisa4711 Год назад
Bata karanganda aku connecte😂
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Год назад
Kude😂mademon iwawo unorohwa ukademba iwe ita zvako mwana mudiki anopindura headman ndatya rough rude
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Год назад
You are right man/gal this woman is clever anoxiwa zvake
@michaelgweru6871
@michaelgweru6871 Год назад
Such issues need to be handled in good manner. Headman solve issues without favour and patriarchy. Remember there is gender equality and equity in Zimbabwe. Women Organisation's please assist this poor lady, her rights are being suppressed. No to patriarchal tendencies.
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Год назад
So does that mean to say as women we don't have right to our parents' inheritance?
@rambochauke710
@rambochauke710 Год назад
No you have apa sabhuku mmmmmmm aresva
@winniesithole3247
@winniesithole3247 Год назад
Isu takainyimwa
@ciciliavongaitazvivinga8077
Haa headman ava,isu baba vedu vaive nemba mutown tinosheya rent tese nevakomana
@HomeofRainy
@HomeofRainy Год назад
Varasika Headman and vanogara vachitaura kudaro padarw ravo ipapa.
@logykays2673
@logykays2673 Год назад
Anapo pake uyu manzwisisa here she is just being greedy n nhaka inoitwa share nababa so headman varikuda baba vauye varivo nekuti variko
@munyaradzichinyamakobvu4586
@munyaradzichinyamakobvu4586 7 месяцев назад
This is the reason I sold my dad house to buy data 😂
@tamiranashemupinda-ls7yd
@tamiranashemupinda-ls7yd Год назад
Zvekuti munhu Mwana musikana zvine basa rei....torerai chiheadman ichi nyembe mhani
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Год назад
I support you, musikana nemukomana shame share
@tamarymlambo8854
@tamarymlambo8854 Год назад
Headman vari right , vatete kana madzoka pamusha pababa venyu chengetekayi kwete kutonga uchiti musha ndewababa vangu .Batsi ane right yekutengesa because ndivo varidzi vemusha vanoita zvavanoda , or you can buy your own stand wogara nevana vako
@effortkwinika1627
@effortkwinika1627 Год назад
Haafaniri kutonga musha wabamunini kaaa.saka azvara mvanachete vanavake havati bufu pafuma yababa inotorwa nevanakomana cherovarivekwabmnn hr
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 11 месяцев назад
Seriously?
@advancematoweadttocksmatto9213
Iwe mambo usataura zvekuti nwanasikana heee wakadzoka kwawakange wakaroorwa nxa👐👐👐👐👐👐
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Год назад
Batsi akapihwa stand inga zvabuda pachena wani naSabhuku . Ende akatoenda kwaIshe naBamunini wacho. Batsi akatotiza mutauro wasisi vake Vanhu musangoti girl child musingatarise nyaya.
@fredahama4902
@fredahama4902 Год назад
Nematauriro asisi ava pamusha pacho hapagarike
@espinamugabe379
@espinamugabe379 Год назад
Pepe endesa nyaya kumberi, unemafacts, ari valid, kuroorwa kana kusaroorwa stand yababa vako haitengeswi naBatsi, une mashares, headman vanotongera vakarerekera kune anemari Rudo unezvimari, zvokuti uri mukadzi izvo zvakapera kare
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Год назад
Iyi nzvimbo iyi asi iri pedyo netown here, headman havanakutadza varikutonga zviripo, ndikapihwa nhaka, yangu ikodzero yangu yekutengesa, batsi akatengesa nzvimbo yake nenyaya yemitauro, perpe uyu mwana haatongi mumwe mwana, and you can tell ne behaviour yake haagone kugara nevamwe zvakanaka hatozive kuti at the end pakufa you wont take it with you, zvosara. Batsi is at peace now kwamutasa, hapana munhu anofarira kutengesa nhaka yake but maconditions forced to do so otherwise changa chasara kubatirana matemo, tikasirwa imba tiri vaviri its my right kusarudza kutengesa ma other half of the property kune mumwe wangu or kana asina mari kwakutotengesa imba yose and we share mari yacho
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Год назад
Why Batsi akatengesa land yet same headman akapa judgement yekuti hapana land ichatengeswa
@rumbidzaimakanza2494
@rumbidzaimakanza2494 Год назад
Ipapo u are ryt but Batsi stand yababa vake yakatengeswa ndobva anopihwa nzvimbo mustand yababamunini ANOVA baba vaPepe Saka Pepe it's her ryt kusabvumirana nazvo nekuti inzvimbo yababa vake Batsi akasiya stand yababa vake ichitengeswa naSekuru. Nhaka vese vakapihwa naSekuru Lanclot akapihwa Joel baba vaPepe vakapihwa baba vaBatsi vakapihwa Saka anemhosva ndeakatengesa stand yababa vaBatsi ,Batsi haana ryt kugara mustand yaJoel
@beebbe9934
@beebbe9934 Год назад
Batsi akatopiwa padiki papasara after baba vaPerpe vatengesa minda yese ...
@beebbe9934
@beebbe9934 Год назад
@@rumbidzaimakanza2494 baba vaPerpe ndivo vakatengesa minda yese Batsi kutozogurirwa pa Corner nekutonyara ma headmen
@providekhoza-ux1ug
@providekhoza-ux1ug Год назад
Justice for pepe please
@patiencemwamba6564
@patiencemwamba6564 Год назад
Headman is crazy nxaaa ,saka vana vofira kuvarume hre nonsonso kt hanz bonga musharukwa uyo akwane
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 8 месяцев назад
Well-done mainini chengeta wega vana vako kwete kunochengeterwa vana vako nemumwe mukadzi iwe uri mupenyu
@ndizvo06
@ndizvo06 Год назад
Picture quality 👌 perfect
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Год назад
Hardman your number one today for this episode
@olynmutonho5036
@olynmutonho5036 Год назад
True
@andrewsimaila1556
@andrewsimaila1556 Год назад
Vachigodora dzidza kuteerera kwete kuchisidzira, makadiiko ku daidza hama 2 MA witness kwete kutyisa after all u were involved in this scandal hamutengese MA stand uchi involver munhu wanhuu
@desdazdb
@desdazdb Год назад
Uyu Pepe haadi kusekererwa zvachose. Ndihwo huroyi hunopedzisira wauraya mhuri yose. Tinawo madzitete akadai akasiiwa achiparadza musha ivo vane dzimba dzavo kusvika pakutoti mbuya vape mushe kumukwasha! Hazvidi kusekererwa izvi.
@mcgoldmanmalcom3142
@mcgoldmanmalcom3142 Год назад
Inga vatongi muri kutaura kuti batsi ane vanin'ina saka kana vakura vanogarepi kana muchitsigira batsi arikutengesa pfuma. Tete avo vari right kurambira munda. Ivhu inhaka yedu. Batsi must pay back mari yemunda. Tete avo imvana ine njere. Vachigodora nedare renyu muri vadzvanyiri. What goes around will come around. Imi vakadzi muri kutsigira batsi handiti imi muri mudzimba dzenyu ,varume venyu chafa muchadzingwa iko kwacho kwamaroorwa nana babamukuru hana babamunini nekuti misha inotongwa nevarume.
@AngelaMasadza
@AngelaMasadza Год назад
Vanin,Ina vanopiwa pekugara nababa Lance vanovagurira pawo Batsi haasi baba mwana akatogurirwa pake nemhuri yake Pepe ngaazvidzikise mwanasikana haatongi musha
@sibongilemundzinganyama2441
Baba Tapis.. Zvimwe zvakadai tsiuraiwo mambo avo
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 Год назад
Imi vanhu munosekeyi, kusekerera kamambo nhando ako, aaaa, kanongoda kudya mari dzevanhu aiwawo
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 Год назад
Chief Chigodora munotonga nyaya muine bias seiko, uyu Pepe ane right neland yababa vake munomuuta semutorwa sei just because akadzoka kwaakamboroorwa haasisiri wekwaMakaza here. Murikutonga nyaya muine kushora Pepe nekuti mwanasikana, asi mwanaka anekodzero yenhaka yababa vake
@maxwellmapuranga5543
@maxwellmapuranga5543 Год назад
I think nhau yema headman inobhowa chero akagumira grade 7 zvongonzi zvataurwa na mambo ndizvozvo
@moreblessingmatangaidze5296
Ndanga ndichitodawo kuvhunza kuti vanechikoro here reasoning capacity yacho iiih
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Год назад
Didn’t finish watching but Pepe is talking facts. Batsi wacho is a failure. Maybe if he was staying there. Think big guys, musarwire zvevafi
@jamesmuchineripi9656
@jamesmuchineripi9656 Год назад
Don't rush to conclude dai wanyatsoiona wava clear judgement
@abigailpetro5955
@abigailpetro5955 Год назад
Chigodora havagone kutonga nyaya ngava dzidze kuna chief bushu havana wisdom
@shingiraimurehwa2763
@shingiraimurehwa2763 Год назад
Headman havana kana problem avo pachivanhu chaipo mwana wese ane kodzero yekuwana nhaka yababa vake same same musikana kana mukomna, Batsi kana akapihwa ndibaba vake part yaatengesa asina kupihwa musha wese ane right rekutengesa pake paakapihwa not musha wese, musikana aifanirwa kunosuma ndibaba vake zvaitwa naBatsi otsanangurorwa kuti ndini ndakamupa
@brandozafa7113
@brandozafa7113 Год назад
Patsi ariryt akatengesa panzvimba.pake paakapuwa...pepe arikurwadziwanei ngaitire mushe. Ingaiye zvanzi akatengesa half yekwanogara ndiye angaachida.kunogara pa stand ya patsi .here .ngadzose mari kana achida.stand. imhoswa kutechinhuchako .baba vakafa mukagoberwa mombe. Mese sevana ndikati ndakutengesa mombe yangu..azvifaniri kukurwadza cz ndatengesa yangu not yako
@ruthmuregi6420
@ruthmuregi6420 Год назад
I think nyaya ingadai isina kumborebeswa iyi, panodiwa baba and Batsi akatengesa land yotongwa. This lady ane pamuromo and very disrespectful. Varume it's high time you started respecting women, pashandiswa a lot of derogatory language, ku failure kwe marriage haisi mhosva yemukadzi only and she has rights too.
@Olcool
@Olcool Год назад
Nepamuromo ipapa angagara nani murume anoda nonsense idzodzi. Tete vane African attire ye green vataura chokwadi kuti Pepe ibenzi. Mvana isina musoro
@nicolemercy
@nicolemercy Год назад
​@@Olcoolkkk ayaas
@sibongilewhanya5813
@sibongilewhanya5813 Год назад
Say that again zvine basa rei zvekuti akarambwa
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 Год назад
zvekurambwa hazvo was mkt necessary i agree but Pep wacho hake kutaura haagone ane pamuromo hake even uine nyaya itori valid the wat you present it can make it invalid
@veemusiwa8838
@veemusiwa8838 Год назад
Pepe to the world she is right in everything
@Exodus1075
@Exodus1075 10 месяцев назад
I even want her as girlfriend
@user-qs9mv5yr8v
@user-qs9mv5yr8v 7 месяцев назад
But ini ndinoona hangu Kuti Pari tricky. I agree neppfungwa yekuti Kana hanzvadzi dzadzoka mumusha kubva kuvarume ,dzikatambirwa mumusha zvakanaka. Asi Havana Simba rekusimudza musoro pane varume. Mwana uyu Batsi akatengesa nzvimbo yake kwete neurombe, but nekuda kwekutadza kugarisana nehanzvadxi. Izvi zvitori pachena Kana tikatarisa behaviour yaPepe mudare. Tingati zvedu ivhu haritengeswe , ndizvozvo, asi mumisha yatinobva hamuna here vatorwa? Chandave kutongoona wo zvangu apa ndechekuti, kunyangwe uyu nyakutenga akachigara zvake paakatenga but rugare hapana ba mumusha umu. Kudei aive umwe aichingosiyana nazvo nekuti paita muromo
@cuthebertzhanda157
@cuthebertzhanda157 Год назад
headman apavatadza kutonga pepe humvana hwake hurikupinda papi panyaya yemastands,uye imi varumevese kubvavaita kuvenga munhukudaro why uye batsi i cousin arikutengesa munda pakai,uye rudo arikuti akabhadha $500 sei iye akabvisa $200 sei zvonzi pepe ngaachidzosa mari iri $800 chirudzii paoneiwo nekuda kwekuti aita mwanasikana here? musaita ruvengo nemunhu tongai nyaya sezvairi! uye batsi chero akazodzoka achiiti ndikuda nzvimbofuti anongo tora futi nekuti mwanakomana ngaanotora stand kunana baba vowirira kwete kungotora nekuti hanzi ndirimwakomana kwete uri cousin kunana pepe #respect&protectgirlchild #nohurtfulspeechpadare
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 Год назад
Baba taps .muudze headman kuty munhu achipinda mudare ngaapfeke hembe kwadzo
@tamiranashemupinda-ls7yd
@tamiranashemupinda-ls7yd Год назад
Iyi toda kutoiona kwainopera tinotoipindira kusupporter a fellow woman. She is a single mother so what.. character assasination will not work here. The principle of the case was diverted. Hatina kuuya kuzot9nga hunhu hwapepe. Nyaya iri apa ndeyemunda fullstop. Haa tingatoipindirawo. Kutonga rudzii kwakadaro. Rudo wacho ijoki worse and noonectalked about it, kurambwa imhosva here, chogodora stop it
@anywaysaungweme2978
@anywaysaungweme2978 Год назад
Hadman ava havana kukwana nex chihure chapepe chinei navo ngavakure
@user-is1pp8cw2l
@user-is1pp8cw2l 8 месяцев назад
Very Good question kubva kumwana sikana nhaka ndeyani zvoreva here kuti mwana sikana no nhaka.2)why always msikana wekutanga uyu achingoti ndakaudza headman ndiyo hama yakhe here.
@user-hn2yg6gg5t
@user-hn2yg6gg5t Год назад
Haaaaaaaaaaaa hedhimeni muruzvitadza haaaaaaa you're oppressing women, women they have right to own land and inherent property Hedhimeni this is no longer a patriarchal society we want fairness
@jr2011f
@jr2011f Год назад
Slay Quin vamambo Chigodora varikutsvuka everyday havo
@margaretmawango4591
@margaretmawango4591 Год назад
Shame ndarwadziwa kuti hanzvadzi yakashaika that's why warikumudheerera
@TheresaMacheri-bh2vh
@TheresaMacheri-bh2vh Год назад
Chigodora team maakumberi munotanga neungwaru runobva kuna Mwari agod fearing people sando dzenyu muchati buritsisa basa ne kusada kupfuurwa ne nyaya 👋👋👋👋👋👋👋👋👋
@takaowenruzvidzo3899
@takaowenruzvidzo3899 11 месяцев назад
Some of the comments about Pepe are uncalled for.Pepe stand for your rights.This Headman is not qualified to preside over matters like these.She should appeal to proper courts of law.
@tintoshava-hr4pq
@tintoshava-hr4pq Год назад
Mwawuya vepano family karanganda woyeee waiyepo yere kuti chuuu thanks baba taps ❤🎉🎉🎉🎉
@sallykays4663
@sallykays4663 Год назад
Headman lacks wisdon
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 Год назад
Wonder why pole you always headman lacks wisdom,he is judging according to their rules endai kumisha,hanzvadzi hainga uye ichitonga pamusha
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 Год назад
Where does he lack wisdom Which wisdom are you talking which you need him to have do you want the headman to say Pepetua is 100% right papi munhu akafirwa haachawana pake ndiwe using wisdom not chigodora
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 Год назад
Well-done vachigodora
@sallykays4663
@sallykays4663 Год назад
​@@pellagiatigere4642everyone has a right to comment mafungiro avo so don't come on my comment kundiudzira zvekutaura go use your energy on something else
@arnoldmudzingwa980
@arnoldmudzingwa980 Год назад
Headman umm
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Год назад
Chigodora!Chigodora!Chigodora!Ndakushevedza rungani?We have been watching you!!! Your days are numbered!!!!
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 Год назад
Nonsense Siya mambo. Woda kuti vanhu vese vaite zvakafanana. Sit down
@husseinchamatumba6984
@husseinchamatumba6984 Год назад
Nyaya ya Chaboda na Matutso vaida mari chete
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn Год назад
Headman nemakurukuta apa madzvanyirira mwanasikana.Ivhu haritofanira kutengeswa.The media must resolve this.There is no justice there Ishe imi.Apa maita inonzi abuse of lady child.Kunenge kudawo Rudo uku.
Далее
Amai vakarombesa mwana nekuda Good Life
44:23
Просмотров 165 тыс.
HEADMAN CHIGODORA NDAKAPISWA SIKARUDZI
51:23
Просмотров 110 тыс.
Nyaya yanetsa iyiii ..Padare Ra Headman Chigodora
1:04:43
Mukadzi odyiwa bota murume akatarisa
32:26
Просмотров 148 тыс.
MUDARE MUNOMUKA HOHOHO
28:00
Просмотров 306 тыс.
Mukadzi Akaramba Murume Achiti Anobudirwa Ne Shayi
38:48
Mwana wenyu akandikumbira Bota
1:07:36
Просмотров 255 тыс.