Star FM is Zimbabwe's first privately owned commercial radio station providing the latest in music and programming. Discussing all the relevant topics and linking you to the world
Star FM sounding good all the time
Call us on (04) 662 689 or 0772 162 264 You can also get in touch with us on whats app - 0772 162 649
Tilder Simba has every right to ask every question why are you not allowing him to ask. 9byears is not a joke. Mutikwanire Muri munhu mukuru tinokunyarai mani
Thank you but I thought Rose should have been probed kuti atsanangure kuti aitya kuti mai vake vairova pakuti chii chakange chamboitika chacho? What was she scared of saying chairovesa chacho chakazoita kuti aite implicate Simba who had nothing to do with it? What had happened and did she not know the person who did it? Tete Tilda please can we get this explanation? I also felt it was a forced ruregerero from Simba. He should have been allowed to vent but zvanzi zvichataurwa kuseri. Forgiveness yaSimba yaifanira kuzokumbirwa after kutaura kuseri kwacho, Ndaona seamhanyiswa akazongobvuma hake kuti vanhu vafare nyaya yacho ipfuure. Does anyone really care about how he feels after such an injustice?
Ayihwaka kubvunza hakuna kuyipa. Kasi munomutya, saka if he's grieving haataurwe naye here. Haikona kupusa. In short ASK!!!!! Hatina kuti ita hasha just ask, kana asisade kuchengeta vako Mai you must know so you make plans accordingly
Tilder Foundation tungamirai kubatsira mukoma Simba. Babamukuru, thank you for your wise counsel. Mazwi enyu anobatsira nekuvaka. Ko sei tete musingarambidze mazita emabasa evanhu?