Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa zvinoda kufumurwa .Mwana ane 14yrs akafa achisununguka kwa Madzibaba Ishmael akuno fukunurwa. Baba vachowo vakangonzi vafira mutsaona ye gonyeti Totaura na mai ve mwana.
8 июл 2024