Dare iri nderekumama last even gupuro rinopihwa mambo haaaaaa murivekumana ko imbotarisaiwo zvinoitwa nachief Bushu kana Nyamaropa .inga wani baba vanobatsira mwana wavo kunoroora zvinoreva kuti vachawana mashare ebonde .kamuchuchisi kevoice nhete ako hapana chinozikanwa anopesanisa vanhu
Ini ndakamboenda muromo paside (bells palsy) just went to hospital and was given a high dose of prednisone for two weeks ndikatoita bho. Ndagara hangu ndiri rasta Saka that guy has no right to determine kuti mukadzi ndaagerwe.
Baba avo is justified. Vane mweya wekuumbiridza asi mwana ibenzi. Vatezvara havasi kuita zvinhu vasiri kuwirirana nemudzimai wavo. There is nothing wrong in his actions. Mwana ngaadzikame uyo
Pfutseki vanhu vese vari kutonga nekubvunza..u ar prejudiced n biased. Why ar they running away frm th fact yeDNA tests. Mukomana abvuma kut he wants it. Why not do tht since he agreed to face consequencies after th tests. Instead they keep forcing him to agree.
Guys matare aya some of them ar very primitive. Why is it tht all th people here assume tht mukomana nemusikana vakave in th same space its automatic and obvious tht vanoita sex...thts not fair.. two lovers can even spend th whole night together but resist t th temptetion of having sex. Now they ar forcing the boy to marry the girl whom he claims not to have slept with. Such false acusations ar common. Bamnin vangu vakapinda in same situation. Musikana akasimbirira but bamnin vakaramba. It later turned out tht the girl had been pregnated by his father..u kno those people wanoita zvemishonga.