Mambo ari fair Kanyoka aramba kutaura ega. Ati ndine vachandipupurira. Saka dare ramba kunzwa kubva kumudzimai wake nekuna ambuya. Because navo havagone Kuva ma witness pa nyaya kukuhura kwevanhu two.
Makes some interesting maths: Let the young man's age = x; then the old man's age = 2x. If the sum of their ages is 93; how old is each one of them? What is the most likely age of the woman involved (expressed as an inequality)?
The girls mother is seriously brainwashed to the extent of being fearful of madzibaba.Kunyepera kunzwisa tsitsi nekurereka kamusoro.Kamdara kabenzi zvese nemukadzi wacho.Kuridza tsamwa mudare imhosva yekushora!Varipisei mai avo for also trying to defeat the course of justice.
Hama kana munhu anechipo hazvinei kuti mukwasha asi iye munhu anongoziva pekugumira chete saka urikuti kana munhu akapiwa chipo chekurapa orega ambuya vachifa nekuti mukwasha iye achiziva manatiro ekuita zvichipera
Zvichibvira mdhara uyo nemambuya maviri ayo vanofanira kupinda mukati dai kuri kumapurisa because those ppl can frame a very serious offense to someone munhu akatonyura Guys fungai zvinehudzamu mambo haana chaatadza
Asi idrama, how can someone have sex vachiperekedzana paine vamwe vanhu pamberi pavo. Plus how can you judge someone asingataureo, the accused should have been given time to argue his case since pasina real evidence.
mmmh vanhu kumamisha they are being abused nemadzimambo aya I think madzimambo vanofanirwa kumboitiswa tumacourse twekuti vagone kutonga vanhu vasina kudzvanyirira
What happened to the right to defend oneself? Mambo mambunyikidza murandarume. Hamuna kumupa mukana wakakwana wekupindura mibvunzo yenyu. Shame on u mambo !!
These Traditional Courts are becoming a joke.serious violation of pple's rights.nxaaslass.tongai zviri fair.ini if you cannot here my side of the story I will walk away,rubbish, bullshit,nonsense