Тёмный

😱💥Akakanda.Mwana Muchimbuzi 

pahashatv
Подписаться 35 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

16 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 32   
@musavenganamadzikova4675
@musavenganamadzikova4675 Месяц назад
Matonga zvinehunyanzvi Mambo. Ndinotenderana nemutongo wenyu. Dai mamwe Madzimambo hwakadai pakutonga nekutarisisa nyaya kuti chakakonzeresa chii. Uyewo Amai vatsanangura nyaya yavo zvinonzwisisika zvekuti mibvunzo yabva yasara iri mishoma pane mhinduro.
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha Месяц назад
Magona mambo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@isabelmakwangwala1955
@isabelmakwangwala1955 Месяц назад
Good judgment mambo.
@musavenganamadzikova4675
@musavenganamadzikova4675 Месяц назад
Ndinowirirana newe, Mutongo uri fair.
@GiftBenza-p4w
@GiftBenza-p4w Месяц назад
Kana akauraya ngaabvise dhuku
@JosephGurudza
@JosephGurudza Месяц назад
Thank you mambo
@AishaMunemo
@AishaMunemo Месяц назад
Shuwa anopiwa mapiritsi e pink kana nhumbu ichida kubva
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Месяц назад
Ini ndakabva pamuviri pane 4 months chinyama chacho takakanda mutoilet isu .aimi pangacherwa guva renyama here
@EstereMadziva
@EstereMadziva Месяц назад
Manga musingafanirwe kukanda mu toilet paingocherwa gomba mofusira because ropa irori mwana aivakwa ndipo pamuniofukirwa kt sei makandikanda mu toilet
@thandiwemoyo2592
@thandiwemoyo2592 Месяц назад
Kana ini ndakabva pamuviri kaviri kese ndichikanda mitoilet. Ndaimbodarika mwedzi kana 3 paperiod saka pakubata nhumbu ndaisaona futi. ndaingoona godo reropa ndichitotya kuti zvimwe mafibroids nokuti zvakaitika ndasungwa chibereko kuchinzi ndisachiita vana nadoctor. ndakatozoita mumwe mwana ndipo pandakaziva kuti yaive miscarriage.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
​@@EstereMadzivako vaya vanopiswa
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo Месяц назад
​@@EstereMadzivagomba ko kana imbwa dzikachera. 4months hadzina basa idzo
@iressemerson7468
@iressemerson7468 Месяц назад
Haaa zvakaoma vanhurume sure kutonga nyaya ye miscarriage munozivei nezvemimba imi
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Месяц назад
Varikutonga miscarriage aaah ndimambo aniko ava mukushaya mhosva dzekutonga
@shumzaali714
@shumzaali714 Месяц назад
Kunge chokwadi kunge nhema zvakaoma chokwadi
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 Месяц назад
Mambo vagona, hapana mhaka yakaparwa apa
@santosmodesto3480
@santosmodesto3480 Месяц назад
Maita basa zvenyu mambo,zvakaitika vasingade semaonero angu.
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Месяц назад
Vakavhunduka amai vemusikana vakangoti zvarichiri ropa regai ndirase
@emmahbulazi
@emmahbulazi Месяц назад
Mambo varara kkkkk
@PlaxedesMangwiro-r1m
@PlaxedesMangwiro-r1m Месяц назад
Iri ndiro dare rega rakarongeka
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 Месяц назад
Madzimambo kana muchida mari kumbirai kune mkuru weNyika cz zvimwe zvinyaya zvamotonga zvinobhowa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Ndosaka vasina kupa judgement ane problem munhu akavasunga
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 Месяц назад
Mibvunzo yacho.
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c Месяц назад
Ndizvozvo mambo hapana akapara mhosva apa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Akaendesa nyaya yemiscarriage kudare ndiye ane problem. Apa mambo varikurara asi havasikunzwa mushe kani.
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Месяц назад
Kana munhu akaita miscarriage mwana wacho haaraswi mutoilet saka zvinotoda madzimambo vanoziva zvinoitwa
@Shez-e7q
@Shez-e7q Месяц назад
Guys to be honest vanhu vane hutsinye kusunga munhu ane dambidziko inini ndakaita ma miscarriges 3 its sad to have to explain kuti wakararamirei😢😢😢 pawakaita miscarriage
@ElvisMawele
@ElvisMawele Месяц назад
Imi varume imi mashaya basa here zvirume zvihombe kudai kugara pasi muchitaura nhema.Murikugadzira nyaya pasina nyaya kuda mari here uko.Is there any reason mukadzi wemunhu anogara nemurume kukanda mwana mu toilet.Uye dai akazviita dai arikujeri because it's a criminal offence.Stop hudzvinyiriri mhari imi zvimambo zvenzara
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 Месяц назад
Something fishy ,mai nemwana wese ngavakandwe kumapurisa vanatsobvunzurudzwa ,ambuya awa kaa avana matyira
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo Месяц назад
Kubvunzurudza chii miscarriage nhaimi
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w Месяц назад
4 months anga asat awe munhu chaiye
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Kanenge katodeveloper mabody parts but nyaya yacho hainei nedare
Далее
JANE: Ndatambudza NeSatanism
38:49
Просмотров 8 тыс.
Как мы играем в игры 😂
00:20
Просмотров 169 тыс.
Imba yangu Vakandipwanyira Dare Rachief Mutasa
18:12
Chigudo Chihom Hom live in Prison
9:47
Просмотров 834
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Просмотров 28 тыс.
Как мы играем в игры 😂
00:20
Просмотров 169 тыс.