Тёмный

Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 71 тыс.
Просмотров 137 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 589   
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 3 месяца назад
Mdara uyo ndasiye pfambi iyende kumba kwamai vayo.. Thanks madzimai ese amira na baba avo as witnesses..May God bless them all
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh 2 месяца назад
Hapazvinozvikamwa na Mambo ava dhakwazi chief ava
@princembwanda9632
@princembwanda9632 Месяц назад
True
@stephenmahembe2465
@stephenmahembe2465 2 месяца назад
What an incompetent court, chief and bunch of "elders" - it's a joke
@dumisanimutemera6784
@dumisanimutemera6784 Месяц назад
Zvimadhara izvi zvinongoda kuripisa vanhu chete. Ishe uyu ane hutsinye.
@josekamowa
@josekamowa 2 месяца назад
Ma Chief aya should dig deeper , chimdhara che leather jacket icho hachina kuchena chinenge chiri chihure chisingakwire mukadzi ....... saka apa chakuuya manje kuzosetter trap pamukadzi
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 2 месяца назад
Unogara wasiyana nazvoo pane kuita zvinotyisa Mukadzi aaaprike move on wosiyana nazvoo
@Ben-er4de
@Ben-er4de 2 месяца назад
Maonero anosiyana zvawo, asi mambo vanomira mira pakutonga. Look at the time yavakasangana, uye macoincidences acho anyanya. Amai avo ipfambi. Good judgement ipapo namambo
@MuchMazano
@MuchMazano 2 месяца назад
If the chiefs dig deeper. They end up with too many whores. What I mean is that it's too close to home. The same chiefs will be the ones found to be even more cheaters because they got 5 or so wives. So why open many cans of worms.
@stevenmayawo6612
@stevenmayawo6612 2 месяца назад
Tsaga uyo imboko aingoda mombe and ma chief kutonga chaiko hapana chinozikanwa. Better appeal ku court chaiyo kwete zvekumama izvo
@rodgersmustafa
@rodgersmustafa 2 месяца назад
Coincidence yacho ye 12 midnight ku outside toilets yakanyanya
@angelamlilo5999
@angelamlilo5999 2 месяца назад
Unenge usati warohwa ne running stomach baba kkkkkk but panyaya iri pari tricky
@josephmuviringi7508
@josephmuviringi7508 3 месяца назад
Nyaya iyi mmmm apa ndaona sepasina kuti twasu,uyo murume uyo haana chakaita naMai avo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 месяца назад
Munorasika papiko nhaii? Asi kana mati henyu dzitori mhepo chaidzo dzakamukonzeresa kuita zvaakaita nekutaura matauriro anoita, kuchinja chinja maStatements akake. Wawana Toilet yevarume yakazara mvura @ midnight uchida kuita weti chaiyo woita zvokumbonotsvaka mabroom ekukupa mvura husiku shuwa? Inga kutori kumusha wani kwekuti kana dhodho chairo ungatotora badza ukanozvibatsira munda chaimo.
@MolinG-kd4qk
@MolinG-kd4qk 2 месяца назад
Chokwadi haa dare iri these days vakungomhanya kutonga vasingatarisi masides ese
@CarolineMidzi
@CarolineMidzi 2 месяца назад
​@@innocenthapazari8699true kkkkkkk chero munhu akawanikwa aripamusoro anongoti its not what you think lol
@IreneMuhlanga
@IreneMuhlanga 2 месяца назад
Me also
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 2 месяца назад
😂😂😂 tibvire iwewe broom remutoilet yevakadzi akariziva sei kuti rinogara APA,,,inyasire murume uyo but isusu mazimba tinongofarira kuopposer zviripachena,,,time 00:00 ,,, BBB anhu 2 kunzwirana kutoilet😂,,,fungawo mhaniwe,,unotinyadzisa😅
@mordenchimondo5
@mordenchimondo5 2 месяца назад
Ziblaz rchanyepa iri ska kumira kwse kwaange akaita kutoilet mwana achingochema
@MbusoJalimani
@MbusoJalimani 2 месяца назад
Hmmmm hapana apa uyo mukadzi dayi ayida zvechihure dayi akayita murume arikubhawa uko
@tellmoremurwira7574
@tellmoremurwira7574 3 месяца назад
Chief nyamaropa humuchagona kutonga , let pple explain nyaya kwete kuda kuisa munhu mazwi mukanwa,
@martinmusira7990
@martinmusira7990 3 месяца назад
Ndi Bushu uyu
@cephaschitura-ew7vi
@cephaschitura-ew7vi 2 месяца назад
Haagone kutonga nyaya uyo
@ClintJera
@ClintJera 3 месяца назад
Ini hangu ndotomutsa hubby kuti ayende nen kutoilet cz togara pakavanda varume to avoid drama
@pearcekanyoka2453
@pearcekanyoka2453 3 месяца назад
Clint chokwadi ❤❤
@marlinmaone-dz2zh
@marlinmaone-dz2zh 2 месяца назад
Inyaya yenhema iyo vanhu vakungoripiswa mahara😮
@onlinepapers9417
@onlinepapers9417 2 месяца назад
hapana nyaya apo. toilet bhas a common entrance for both male and female.
@KudakwasheMapiye
@KudakwasheMapiye 3 месяца назад
Hapana nyaya apa dayi Mai ava vaida kuita zvechikomba aiita before murume wake auya sezvo ati makadzoka Kuma past 10 wozobuda na 12 kuchikomba
@mpofudavidadvice169
@mpofudavidadvice169 3 месяца назад
No panga paka setwa tym ya 12 kkk
@lm686
@lm686 3 месяца назад
Tibvire apo
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 2 месяца назад
Kokana chikomba chaida kudya bota that time cause mai wachowo wanewakatofawo nadzo hope hahaha
@IreneMuhlanga
@IreneMuhlanga 2 месяца назад
True nothing happened
@TawandasherpardChigubu
@TawandasherpardChigubu 2 месяца назад
Hapana kutonga kwakadaro.Mambo haafaniri kumbunyikidza munhu padare.Was there any affair btwn the two prior to incident yetoilet😢😢😢
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 месяца назад
Aaaah pashanda maemotions apa. Vanhu vanga vakatotsamidzwana havo next thing wandihurira. Aaaaah chief munenge maneta nekutonga imi
@allennyamvura6455
@allennyamvura6455 2 месяца назад
Pakareswa apo, murume uyo ane zvaaitotsvaga hake
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb 3 месяца назад
Matongera hutsinye
@lm686
@lm686 3 месяца назад
Tibvire
@RoseZim
@RoseZim Месяц назад
Apa chief maatadza kutonga zvakanaka dai mukadzi uyu dai aida kuhura akahura arikubhawa
@sibongileremigio2211
@sibongileremigio2211 2 месяца назад
Nhau iyi haina kutongwa nemazvo pakangoita kufungira haana kubatwa red handed pane mukadzi ungasiye murume mumba unohura mutoilet asingatye kubatwa here
@RangariraiMagoga
@RangariraiMagoga 2 месяца назад
Haaa court iyi yakadhakwa they know nothing chisimba chete chekuti ndiri mambo ukaramba ndokudzinga mudzvimbo yangu
@RonniaManamike
@RonniaManamike Месяц назад
Nxaaa what a useless headman hapana apa.,saka kuenda ku toilet husiku. Yatove crime zvee
@paullisenga1755
@paullisenga1755 17 дней назад
Ndiyo justice yacho here iyi. Aiwa ndarwadziwa ini. Vanogona take this issue further on behalf of mai avo ne alleged boyfriend
@MrMamata1
@MrMamata1 2 месяца назад
Nyaya haina kubatwa mushe iyi, yangobvarurwabvarurwa.
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 3 месяца назад
Srs kungomudzvanyirira
@lm686
@lm686 3 месяца назад
Nhema
@shocs
@shocs 2 месяца назад
Vanhu vaihura ava. Dhodhi ra 12 midnight haaa azviite digestion inenge isati yatombopera. Worse the coincidence neweti yechikomba. Vanhu vanenge vakaronga 12midnight vachiziva kut murume wemukadzi akafa nehope ukuwo mukdzi wechikomba akafa nehope. Plus dhodhi rekumuja husiku unotoenda wakarohwa nenguva kungosvika neku offloader nekudzoka izvi zvekugarisa izvi vaitorova zvavo nyika rutivi vanhu vakarara.
@queenmpofu2638
@queenmpofu2638 2 месяца назад
This case was not handled fairly. In personally don't think it actually happened the way it's being said.
@blessingchiripayi4412
@blessingchiripayi4412 2 месяца назад
23:04 munhu akahurirwa otopusha mkadzi waarikut akahura kut enda unosaina
@tafadzwanedson5536
@tafadzwanedson5536 2 месяца назад
Taura hko but vangotadza kuvaconfidence
@tatendashumba2317
@tatendashumba2317 2 месяца назад
Kuda kudya mombe dzevanhu
@pachenamadokwenyu5730
@pachenamadokwenyu5730 2 месяца назад
Thank you, madzimambo enyu awa kutonga haagoni, very arrogant and disrespectful
@GabrielMidzi
@GabrielMidzi Месяц назад
True dat ,what if he is telling the truth ,the circumstances are pointing at him yes ,there is no facts to prove them
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 3 месяца назад
Idzi inyaya dzekuvengana chete haasi chikomba uyu
@tendaitswiyi7352
@tendaitswiyi7352 2 месяца назад
I agree .baba veleather jacket vanenge vanotoshupa plus kutodhakwa chaiko
@lisbonnyakudyara4629
@lisbonnyakudyara4629 2 месяца назад
Pane nyaya kutsvaka broom kutoileet yemadzimayi , nekuda kweweti chete?????
@obertchifamba3789
@obertchifamba3789 3 месяца назад
This bench of elders must be educated on handling these cases, its a kangaroo court.
@lm686
@lm686 3 месяца назад
Nhema
@LankenNkomaLondon
@LankenNkomaLondon 2 месяца назад
useles elders they no nothing on handling such cases
@tinashesikanyika4355
@tinashesikanyika4355 2 месяца назад
Haunyepi
@WILDSIBS
@WILDSIBS 2 месяца назад
Ndechekumama chidare ichi hapana justice u get hammered zvisina Oder 😂
@CarolineMidzi
@CarolineMidzi 2 месяца назад
​@@WILDSIBSnhai nhai.mai vaya vamanikidzwa kuti vati matoilets anokiyiwa
@tinashecharakupa-gg5zm
@tinashecharakupa-gg5zm 19 дней назад
Chief uyo haagone kutonga nyaya .
@emmanuelmukombe2125
@emmanuelmukombe2125 2 месяца назад
No justice for the accused. Gross abuse of power. This case has been grossly mishandled by the chief and his disciples. Disgraceful..
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 3 месяца назад
Haasi chikomba uyu
@MidiaNhari
@MidiaNhari 3 месяца назад
Dare iri rakadhakwa nxaaaaa
@MidiaNhari
@MidiaNhari 3 месяца назад
Mambo mugone kutonga
@tellymas4572
@tellymas4572 3 месяца назад
Haaah Chief Bushu and Nyamaropa: - capital city of chihure chese mu Zw 🇿🇼 😢😢😢
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 2 месяца назад
Kkkkk😅😅😅 asi vatora mkombe
@MIIDZOMAVIDZA
@MIIDZOMAVIDZA Месяц назад
Patongwa nhema apo
@trymoresithole7202
@trymoresithole7202 Месяц назад
This court has no enough jurisdiction to try me handitongwe zvakadai kuroverwa musagi uku
@nyaradzainyathi7519
@nyaradzainyathi7519 Месяц назад
Weak judgement without analysing and considering facts from the other part. Dangerous chief and his team
@ArtwellChidomaya
@ArtwellChidomaya 2 месяца назад
😅Apa ari kumanikidzwa kuti akasvira iye asina dare rese ranga rakatarisa iye chte pluz hupenyu hwekumakiremu ndehwe lukwirirana vakadzi
@tafadzwamutikuwe7350
@tafadzwamutikuwe7350 2 месяца назад
Mhosva ndaishaya ini
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 Месяц назад
Chero ini
@mordenchimondo5
@mordenchimondo5 2 месяца назад
Kna zvanetsa dare rcho ngaringondoona zvakaita pamba pacho nepatoilet pcho vawane matongere
@cliffordbaloyi9190
@cliffordbaloyi9190 2 месяца назад
how can witnesses be inside the court hearing the testimony of others, wouldnt that make it unfair collaboration of each other stories
@SamanthaDlamini-yb7hi
@SamanthaDlamini-yb7hi 3 месяца назад
Bt mai ava nechikomba.sei vakaenda nguva imwe chete ku toilet
@againstmakuyana8524
@againstmakuyana8524 3 месяца назад
This is the worst judgement I have ever seen. Saka kuenda kuToilet manheru watova hure?
@RobertZimunhu-rq6lz
@RobertZimunhu-rq6lz 3 месяца назад
Hauendi ku toilet nguva dzaenda mkadzi wangu
@WilliamChidzira
@WilliamChidzira 2 месяца назад
Ihure iro mhani murikuda Kuti kudii?
@WilsonMatenga
@WilsonMatenga 2 месяца назад
Kunzwirana weti pamwe chete nemkadzi wemnhu kuma time dzikutaurwa zvarambwa 😂😂😂
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 2 месяца назад
😂😂😂 tibvire iwewe broom remutoilet yevakadzi akariziva sei kuti rinogara APA,,,inyasire murume uyo but isusu mazimba tinongofarira kuopposer zviripachena,,,time 00:00 ,,, BBB anhu 2 kunzwirana kutoilet😂,,,fungawo mhaniwe,,unotinyadzisa😅
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 месяца назад
Husband inenge inoshushawo hayo kunge chidhakwa futi ungatadze kuitirwa mkadzi here nevamwe
@priscillachasaya
@priscillachasaya Месяц назад
Mmm thats not fair at all .ndanzwa tsitsi
@RudazTinman
@RudazTinman 2 месяца назад
Haaaaa nyaya ndopasina mface akafungira mkadzi vake and mdara uyo akanomamawo zvake....
@richardmashingaidze1012
@richardmashingaidze1012 2 месяца назад
Uchazozvionawo waitirwa newako unomuka wakazvisungirra
@RudazTinman
@RudazTinman 2 месяца назад
Vanhu variko futi vanongonyeperwa
@teddyzhou447
@teddyzhou447 2 месяца назад
Rubbish Chief n elders. Bomboclats. Matare aya imharadzi chaidzo. Hapana zvinozikamwa. Mambo asina zheve
@TheMukanya
@TheMukanya 7 дней назад
Unfair judgement. According to the facts of this case, the "boyfriend" could have been up to no good but there is not enough evidence that a crime was committed. The presented evidence from the "jacket man" and his witnesses is purely circumstantial. Hapana nyaya apa.
@PriscillaMushonga
@PriscillaMushonga Месяц назад
Mucheche akaita zvibude pachena...chivi chinodya mwene wacho
@bernardsainetambudzai4613
@bernardsainetambudzai4613 2 месяца назад
Hapana umboo hwakakwa. Madzimambo akutsikirira mupomerwi. Vakutomubatawo cola.
@jonhsongwidi3712
@jonhsongwidi3712 14 дней назад
Mambo I'm hamugoni kutobga give a person a chance to clarify his side.Know kuti June inonzi coincidence
@lisbonnyakudyara4629
@lisbonnyakudyara4629 2 месяца назад
Imagine kunotsvaka broom kutoileet yemadzimayi nekuda kwekuti ayida kunoita weti chete?????? Pane nyaya apa
@teddyzhou447
@teddyzhou447 2 месяца назад
Mambo nemaelders kuchemera chamber yemubhaketi. Hanzi wetera mumadziro. Shame
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 2 месяца назад
Dai mu Zimbabwe maitwawo machine ino test kuti mai na baba vasangana here sezvinoitwa mu South Africa. Nekuti varume vanofira mahara
@TediasMunguni
@TediasMunguni 2 месяца назад
Mastatement enyu ndeekusura blaz avo varikunzi chikomba,,
@washingtonbepete5646
@washingtonbepete5646 16 дней назад
Tarisai Kufanana kwakaita ‘chikomba’ namadam Ava. Side profile.
@aidmoredzinotyiwei6998
@aidmoredzinotyiwei6998 14 дней назад
This case was not handled properly.I feel pity for the accused.He was just unable to express himself.
@aidmoredzinotyiwei6998
@aidmoredzinotyiwei6998 14 дней назад
This case was not handled properly.I feel pity for the accused.He was just unable to express himself.
@AbsolomAbsolom-s5h
@AbsolomAbsolom-s5h Месяц назад
So cheap! Kutsvaga mari kunonyadzisa! Shame!
@FIREMANmhungu-skits
@FIREMANmhungu-skits 16 дней назад
Hure iri
@wellingtonnhiwatiwa6449
@wellingtonnhiwatiwa6449 15 дней назад
Vakadzi vanopfeka tumadhuku tuchena kazhinji vakajaira chitsotsi vanobva vanyepera tsika asi mabhinya
@jerryzhuwao4771
@jerryzhuwao4771 2 месяца назад
Not fairly handled .. apa vamhu vambunyikidzwa
@godenmuzondo4466
@godenmuzondo4466 2 месяца назад
The only Chief I respect is Mambo Mutasa vamwe vese ndevekudhota ,this guy was not caught red handed ,kuri kwa magistrate hapana nyaya , thought he was caught in the act
@arnoldnkomo-jm9yu
@arnoldnkomo-jm9yu Месяц назад
Taurachokwadi 12 mid nyt mese murimahure chikomba nekadzi uyu
@SollybellfordChauke
@SollybellfordChauke Месяц назад
Judgment yenyu irikowo imimi chief neteam yenyu kudenga kana pano pasi chero zvikasava zvaizvozvi nguva ichakwana hayo... foetsek mhani Chief including your followers
@DanielJoe-j6q
@DanielJoe-j6q 10 дней назад
Ndiri I ndchibvakp , ndaibva ndatanga kutovarova 😂😂😂 hant yapasa kudhara
@shivaayrudra2988
@shivaayrudra2988 3 месяца назад
There is serious injustice here😮, Mambo waparadza musha nekutadza kutonga!
@nyashatsokota5391
@nyashatsokota5391 2 месяца назад
Sure
@tonderaichizu1179
@tonderaichizu1179 29 дней назад
Vakadzidzira kutonga kupiko vanhu ava
@RangariraiMagoga
@RangariraiMagoga 2 месяца назад
Mambo tongai nyaya musatonge muine answer kudhara tongai nyaya nemafacts
@NomsaMupombwa
@NomsaMupombwa Месяц назад
Endai kwaT freddy ndpkupedza nyaya koz kana usingagone kutaura unopihwa mhosva
@SoupKitchen-mg7cg
@SoupKitchen-mg7cg 2 месяца назад
Asi rambai makadzvanya ipapo matongero enyu asachinje nekut dunhu renyu munoriziva
@margaretchitura3471
@margaretchitura3471 2 месяца назад
Chief you need to learn how to handle matters fairly zvekutonga nyaya hazvisi mamuri ndezvekumanikidzira
@SoupKitchen-mg7cg
@SoupKitchen-mg7cg 2 месяца назад
Chikumbiro kwabushu nyaya yedzimba dziri kupararq zvakanyanya
@sashamare1722
@sashamare1722 3 месяца назад
Matongeri akadai ari dangerous hapana nyaya apa.
@dumisanimutemera6784
@dumisanimutemera6784 Месяц назад
Saka Muface uyu arikuda mukadzi ahura? Aaaa. Ndikabiasi. Saka anofunga kuti anoregera nekuti abvisiswa $300?
@joshuamurerwa6750
@joshuamurerwa6750 2 месяца назад
Wamwe wakadzorera wanodzorera nezvinokuwadza wakatouraya watomumhosva
@tineiziki8981
@tineiziki8981 3 месяца назад
Hasi chikombaa zvachose manbo
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 3 месяца назад
Iri zimurume zidununu rakadyirwa pfungwa nedumbu unomudii mkadzi anokusiya munba achinorara nemumwe murume mutoilet
@mamvanab04
@mamvanab04 Месяц назад
Mukadzi haarambirwi mudare
@melusichibadura5558
@melusichibadura5558 2 месяца назад
Uyo the accused should appeal hapana kana mhosva haana kubatwa muri kushanda nefungidziro, muripisei kupinda mu toilet yevakadzi kwete kuti akarara nemukadzi uyo...ndiani akazviona, musiri kushanda nefungidziro imbwa ana Chief...usabhadhare wangu appeal kumatare mahombe ..fuck
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 3 месяца назад
Paunonyengesa murume sripo kuzoti asipo nhai vedu
@JaniceSikamale
@JaniceSikamale 2 месяца назад
Madzimambo anondishotera kuti haana kudzidza akapinda xuru kuninga Havana data nonsense they are full of bottleneck bullshits
@Ben-er4de
@Ben-er4de 2 месяца назад
Mai vakuru vanoinda kubhora kuti zvadini? Mashura emunhu ane mwana mudiki osweronetsana nekuinda kubhora? Mmm, from this narration yemurume, pakaitwa chihure apo. Mmm, zviso zvevarikupomegwa zvedi zvinechirevo. Hakuna hutsi husina moto!!! Mai inhubu avo. Baba ngavatoita matests kuti vaone kuti vana ava ndevavo. Ukaona munhu achinzvenga nzvenga mibvunzo kudai pane nyaya. Ndicho chokwadi. Pane nyaya. Mhosva iripo. Vanhu vagona kutonga. Nyaya yemurume inemitswe yakawanda wanda.
@NigelMasoja
@NigelMasoja Месяц назад
Chief ava vanongoda kupfuma nezvekuba tongai nyaya kwete kungoda pfuma
@tariromargaret5979
@tariromargaret5979 3 месяца назад
Azvisungira paati matoilets anokiiwa kana azara,saka key akaiwana kupi ,iye amboti matoilets anga akazara.akapinda sei.andbsame time nemukadzi uyu
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 3 месяца назад
ipapo ndopaairasa😂
@HendersonNgungu
@HendersonNgungu 2 месяца назад
Chief nemaElders Ake havagone kutonga nyaya vanoita kuforcer munhu kuti abvume vanenge vachingo crusher mapoints emukuomana vasingaterere
@trymoresithole7202
@trymoresithole7202 Месяц назад
Haaaa kutonga kwakadhakwa uku hatingoshandisi kufunga chete but consider facts zvakadhakwa izviiiii
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 2 месяца назад
Zvakangofanana muchinda ndiye futi achabhadhara fut aaah
@ChipoMponde
@ChipoMponde 2 месяца назад
Rudo rukaita rushoma kufungirana kunowanda, hapana chihure chakamboitwa apa
@victorteburu6976
@victorteburu6976 2 месяца назад
Ko kana iri coincidence Iwe murume wekunyengerwa wadii kubata kuzasi kana kwakatota
@Atanasiachikerema
@Atanasiachikerema 9 дней назад
Akatora mukadzi wemunhu uyu inzwai statement yemukadzi yekuti ngatitandare murume akaramba aiziva kuti ndoda kudyisa bota
@SHELLY-t5c
@SHELLY-t5c 21 день назад
It's Complicated we need to dig deep into the best fulcrums in accordance to the pith of the matter 😁😁😁.
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 2 месяца назад
Mai maiva nechikara pamakati ngatitandare😂😂😂😂 kahure
@biggiemanzira7406
@biggiemanzira7406 Месяц назад
Vatongi vanoda kusanganiswa nemadzimai, dare iri harina hutsigiri hwemadzimai anenge apomerwa nyaya
@MarkoPhillimon
@MarkoPhillimon 2 месяца назад
Bvunzaiwo mukadzi wechamuri kuti chikomba,kuti akabuda nguvai mumba make akatora nguva yakadii
@JosephDube-e2o
@JosephDube-e2o 2 месяца назад
Kana abhadhara ngaatore mukadzi wacho chikomba chapomerwa mhosva
@normanparuzere3485
@normanparuzere3485 2 месяца назад
Mambo munoda wisdom hapana chihure chakaitwa apo
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 5 дней назад
Saka aideyi mutoireti yevakadzi
@ElijahMukokota
@ElijahMukokota 2 месяца назад
Mukadzi ayirohwa sinhi hakuna munhu anopinda mu toilet 20 minutes
@FungayiMushambi-hp5tt
@FungayiMushambi-hp5tt Месяц назад
Tsamwidzanai asi poto ndairohwe mugarisani anozodzora kutsamwa
@ummmmangombo7039
@ummmmangombo7039 2 месяца назад
Gentlemen and gentle ladies, this is unbelievable how primitive we are as a society. There is no justice in these traditional courts…this is purely abusive and our people comply simply because they don’t know what to do after….imagine to be told kuti dai wakaitira mumadziro, and dai wakashandisa bucket….what a shame on our system of governance
@NommaMakaki
@NommaMakaki 3 месяца назад
Mai Ava ngavayende kwa prophet miracle Paul ne murume wavo anonoudzwa chokwadi chese
@Rebhara
@Rebhara 3 месяца назад
Aah😂😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
Iwe wakaudzwa chokwadi chekutii pawakaendako?
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
Vakadzi nemaporofitaaa...saka muchizorepwa. Hamubude mumiteuro!!
@Rebhara
@Rebhara 3 месяца назад
@@shingiraitrevormboto2105 Kkkkkk siyai zvakadero, havanzwe
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
@@Rebhara nhai nhai!!? Chii chakadero sure. Kungodai prophet prophet!! Kkkk
@MeloBandalongwe
@MeloBandalongwe 2 месяца назад
Mmmm zvivanhu zvidhafu zvinozombopedzawo nguva fut aah imika
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 Месяц назад
Dare iri haripi munhu mukana vakakwana kana vatonanga munhu havazombopi munhu nguva kana mukana wekutaura case yake zvakanaka
@shepherddidix7537
@shepherddidix7537 2 месяца назад
uuum this story yaifanirwa kunyatsoongororwa. we can not just say vanodanana because of just one accident which is not even clear. atleast there was supposed to be many stories that could make a man to build his case on them. kwete kungoti ndavabata.
@NyamanaCalisto-co5ut
@NyamanaCalisto-co5ut 2 месяца назад
12 oclock mumwe achinzwa dhodho mumwe achienda kunogeza na12 nechando ichii iiiiiiii
@GabrielMidzi
@GabrielMidzi Месяц назад
Ndinofunga hapana nyaya apa serious ,he was at a wrong place at the wrong time,chinokwanisa kuita chokwadi nothing happened apa
Далее
Marounds nechitunha 😳 Dare raChief Mutasa
45:24
Просмотров 70 тыс.
Лучше одной, чем с такими
00:54
Просмотров 438 тыс.
#kikakim
00:10
Просмотров 11 млн
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49