Тёмный

Akanokora dhaga pamubvuri wemufii ndiye akauraya back to sender Sekuru Kanengo 

Sekuru Kanengo TV
Подписаться 32 тыс.
Просмотров 4,6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 22   
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv 2 месяца назад
Subscribe comment like and share Vazukuru ndinokudai mese kwese kwamurii
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 2 месяца назад
Hie sekuru kanengo , batsiraiwo ini muzukuru wenyu
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 2 месяца назад
Sekuru ndibatsirewo😢
@paulinebracha8675
@paulinebracha8675 2 месяца назад
Imarii kubatsirwa iiiii toda kuuyawo
@bonwellmagumo
@bonwellmagumo Месяц назад
Sekutaura kwandakamboita usafe wakaroora munhu anana baba kana sekuru vakabva Malawi or Mozambique. ane nzeve dzekunzwa ngaainzwe
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 2 месяца назад
Voice iri ndariziva Ndi mkoma Robert ava
@r.katikiti7153
@r.katikiti7153 2 месяца назад
Pachiuto kana kuti mutumbi wese anovigwa nemaMilitary Honours, coffin rinopinda mumba makumbo kana tsoka kutanga kumusoro ndiko kunopedzisira zvimwechetezvo nepakubuda. Zvinoitirwa kunzi mufi anenge achitsikira navamwe vakamutakura. Musoro unopedzisira nokuti anenge achiona kwaari Kuenda. Kupinza coffin remunhu musoro kutanga, hanzi kuzvuzvurudza mufi achipinda mumba nendeshure kana kuti negotsi. Observe this please.whenever security forces are pallbearers. Munhu angapindawo mumba negotsi here?
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 2 месяца назад
So humble sekuru kanengo
@NomatterKamuchanyu
@NomatterKamuchanyu 2 месяца назад
Shandai bsa sekuru varoi vatishungurudza
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 2 месяца назад
Kavirayi bhora mberi sekuru
@TawandaMuperima
@TawandaMuperima 2 месяца назад
Rovai basa sekuru varoyi taramba ngavapere
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 2 месяца назад
Sekuru munobata basa totenda sure
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 2 месяца назад
Hes sekuru kanengo 🙏
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 2 месяца назад
Zvakaoma tinopera henyi nevaroyi nekudakuromba kwevanhu
@tafadzwamaponga7745
@tafadzwamaponga7745 2 месяца назад
Mavharwa here mukoma robbie😂😂😂
@saizevhondo
@saizevhondo 2 месяца назад
bass mbrri
@ganyaz
@ganyaz 2 месяца назад
but sei vanhu vachiitiswa zvinhu zvavanenge vasinga nzwisisiwo pachezvawo sezvaitiswa vanhu ava kunzi budisai murwere panze munokore ivhu this n that 🤷🤷
@TrustMadharani
@TrustMadharani 2 месяца назад
Batai basa vanhu vararame
@MichaellSibanda
@MichaellSibanda 2 месяца назад
1 day svikanapoo chete
@DouglasDube-o5v
@DouglasDube-o5v 2 месяца назад
Sekuru matakanure makadini
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv 2 месяца назад
Ndiribho urisei muzukuru
@DouglasDube-o5v
@DouglasDube-o5v 2 месяца назад
@@sekurukanengotv mbuya varikundi roya vanoda imwee goback to sender
Далее
Amai vangu varikurwarisa Mwana wangu kuti vaite mari
28:09