Тёмный

Alick Macheso Obata Manhanga A Mother VeKUTAMBA Pa Stage , Chamisa Says SADC Can’t Save Zimbabwe 

Panonzi Pano
Подписаться 113 тыс.
Просмотров 32 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 60   
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 месяца назад
Bvani iro zigaro racho Kuti bwada bwada kudaro 🙌🙌
@tck4984
@tck4984 2 месяца назад
Pamberi neBhaibheri Chamisa, ndiro rinechigaro chako kubva kuna Mwari. Uchatonga wakabatwa naMwari. Usateerera vanoti Bhaibheri haringodi pese pese. Nyika yaora nekusundira Bhaibheri kure.
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 2 месяца назад
Iwe usarwara Mai Munangagwa ndevapi
@sharon4christ957
@sharon4christ957 2 месяца назад
Whole grown woman wuuuu
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 2 месяца назад
Only God can n will save Zim
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Haaa vatiratidza Hugwegweshe🙌🏽🙌🏽Better havasi vangu mai 😂😂😂
@chrispenjeche8389
@chrispenjeche8389 2 месяца назад
Kkk mulundukwa wacho wakaita kunge maporridge apa man'a futi ai maan 😮
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Kuita kunge mvura iri mu Plastic rechingwa che proton 😂
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 2 месяца назад
Todawo aquaaaa😢😢😢
@PreciousMukwindidza
@PreciousMukwindidza 2 месяца назад
Anorwara mukadzi uyu kuwana nguva ykutambisa mulundukwa achitadza kukwesha man'a shuwa
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 2 месяца назад
🤣🤣🤣🤗🤗
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
KO man'a 😂😂😂😂ngavakweshe tsoka uyo pane kuswerozunza mpunduru 😂😂😂😂pakadai fish ikunhuwa chete
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 2 месяца назад
Ko maziman'a ayo zvaachaita kunge achajuja blood ne Twerking Jive 😂
@juliajeketayigandirwayi3050
@juliajeketayigandirwayi3050 2 месяца назад
Zvonyadzisa izvi chii ichocho
@mthokozisincube1246
@mthokozisincube1246 2 месяца назад
Zimbabweans are suffering because of the greedy and corrupt leaders , especially Mnangagwa.
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 2 месяца назад
Man'a ayo weduwee ndoo chii chinenge ngozi matambire rudziiko akadaro iwayo manhanga ekuwedzera aya
@desmondmoyo5185
@desmondmoyo5185 2 месяца назад
Magaro anobhadhara
@zimsunguramusictotheworld6066
@zimsunguramusictotheworld6066 2 месяца назад
So matoona kuti kubatwa kwe garo ku TRENDE kudarika kubuda kwe album
@AfaniMasi
@AfaniMasi 2 месяца назад
Mmmmm muri kuzvitora kupi nhai
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣 ndi Mai Welly ka avo kkk
@DesireGwenzi-xu2gf
@DesireGwenzi-xu2gf 2 месяца назад
Haaaaa macheso akabata kuti bviiii 🤣🤣🤣
@johnmakoni6642
@johnmakoni6642 2 месяца назад
Shame shame ndi Jezabhuri mai we hupombwe zimboi rino dzidzisa makudo madiki
@Vkaro
@Vkaro 2 месяца назад
Mazimba anogara achida kudyiwa be garwe...garwe ranetsa muzimbabwe
@it3788
@it3788 2 месяца назад
Fadza customer mai welly munhuwenyama ngaafare zvinakirigwei maiwelly kufara ndozvo😂
@TywynKika
@TywynKika 2 месяца назад
Apa magaro acho anosemesa
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 месяца назад
I m not in support with ZANu but Va Nelson rest zvechurch ndozvenyu
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 месяца назад
Vakaita kuribata nemistake 😂😂😂😂😂😂😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Nhaimi ndikukumbirawo kuvhunza ndo amai ve go and see victor here ??.
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 2 месяца назад
Lhi lhi lhi hokoyoi na Mai Shertho😂
@TheGreatJohane
@TheGreatJohane 2 месяца назад
🙊Vakadzi vemu Zimbabwe jealous mumwe wenyu akangoita chero zvaaita humudade naye ma comments evakadzi anenge ari highest muku tuka kudzikisira nekushora 😂😂😂😂😂😂kune dzimwe nyika zvekutamba izvi hazvitukise wani🤷‍♂️ they do it for funny and entertainment.
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 2 месяца назад
Cameraman bhoo hre. KuZoomer man'a pachaunga. Sando dzako kkkkkkkkk
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 2 месяца назад
Aiwa mukadzi uyu handioni chakaipa chaaita uye hapana chonyadzisa apa. Delilah ipfungwa dzako. Heroes ipi vafi ndovamunogona kupa respect ma rights evanhu muchikoniwa muri madzeketembwe evanhu
@Michaelgibson-jf3by
@Michaelgibson-jf3by 2 месяца назад
you right
@JulietMatare
@JulietMatare 2 месяца назад
Hazvina chimiro pava dai hurumende ichisunga vanhu ava zvinoshoresa vanhu kadzi munyika,chepiri chikumbiro kunevaimbi vose musatendere zambiringwa munyemba pabasa renyu zvinokubvisai chimiro neruremekedzo .
@WasherChitsunge
@WasherChitsunge 2 месяца назад
Kuita semvura iri muplastic kkk
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Mazitako iwayo ndiwo anomutadzisa kusvikira tsoka kuti akwashe
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
And whose mom is this iiiih better havasi vangu,nhasi chaiye I was going to kwapaidza her aaah zvii izvozvi
@Vkaro
@Vkaro 2 месяца назад
Man'gaaa
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Magaro haambopiwi munhu anofunga kana munhu anenyadzi hakuna zvakadaro Mwari vanongokupa magaro chete voti pfungwa chizvionera
@MosesMatotote
@MosesMatotote 2 месяца назад
Wakanyanya hamayangu wabaya dede nemumukanwa
@tapiwa6242
@tapiwa6242 2 месяца назад
Nonsense ndozvii izvozvo. Iye Macheso kutobatawo
@Kurwaisimba
@Kurwaisimba 2 месяца назад
kkkkk wakanyanya iwe 'hanzi 'manhanga'
@khumbulanidungeni
@khumbulanidungeni 2 месяца назад
Bajabula kakhulu abdala beZanu pf
@BelovedHwamy
@BelovedHwamy 2 месяца назад
ane basa here magaro
@Simonchitiyo
@Simonchitiyo 2 месяца назад
Unorwara tseq
@Animations-jm
@Animations-jm 2 месяца назад
Lol ndamgofarira pekuti vakaita misketi vakabata manhanga iwayo
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Unogona kuisa coin
@RonaldZvemhari-kf2py
@RonaldZvemhari-kf2py 2 месяца назад
Amai havana chavakatadza Ava musarwadziwa zvenyu man'a Ayo kune vamwe vatori nemari vanawo Saka hashamisi iwe pamwe utori nawo chamogona kushora chete musasanganise nyaya tokuzivai makutopinza Zanu pf ipapa hazvimboenderani henyu muchafa negodo uyuvo mupengo akutaura zvachamisa zvopinda papi apa
@JulietMatare
@JulietMatare 2 месяца назад
Vakatadza zvotambirwa kumariro kana kupfonda kwamurehwa uko kwete pachiitiko chenyika Havana kana chiremerera Mai ava ,ndotaipi dzinorara nevarume pamariro idzi
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
Pabatwa garo munhu washe apo 🤣🤣🤣🤣🤣
@jujun6465
@jujun6465 2 месяца назад
Party yemabishu
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 2 месяца назад
😂😂😂😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 2 месяца назад
When the Dress is all Fine & yu ddnt know it will Misbehave on the Stage----Kk it seems as If yu would ask God kut ko SHURE iyo ndochidini nãyo hino 😂😂
@MikaylaEvans-j3s
@MikaylaEvans-j3s 2 месяца назад
Vakooma
@fireflex3896
@fireflex3896 2 месяца назад
😁😁😁😁😁😁😁😁manhanga kutapira
@TinasheKamhapa
@TinasheKamhapa 2 месяца назад
Kkkk koiyo man'a kkkkk
@AshmoreHlaluka
@AshmoreHlaluka 2 месяца назад
Nonsense tamha
@TanyaradzwaChizola
@TanyaradzwaChizola Месяц назад
Kkkkk
Далее
Думайте сами блин
18:15
Просмотров 386 тыс.
3 лайфхака для УШМ
01:00
Просмотров 234 тыс.
Ванька пошел!!!! 🥰
00:18
Просмотров 362 тыс.
Pray For Chiwenga Before It's Too Late😭
15:20
Просмотров 24 тыс.
Abel mauchi on another level full interview 2024
42:37