Тёмный

alick macheso sampling wajaira kundirova ndakadhakwa latest live in kadoma 10 dec 2022 

MHOFU PWR TECH NGIROZI YEHONDO
Подписаться 4,3 тыс.
Просмотров 61 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

10 дек 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 106   
@maxmushamba7210
@maxmushamba7210 Год назад
BaWinnie ndovairova Bass here apo🔥🔥🔥🔥
@mclyncedauda7930
@mclyncedauda7930 9 месяцев назад
In future there shall be recognaistado , Once upon a time there was a music professor, who made the blind to see the deaf to hear and sing the vibrations of EXTRABASSOOO #Ayaaaaya
@AubeyThePlumber
@AubeyThePlumber Год назад
Barnabas abva angoita kufita segloves kubva zvaasvika kwababa Shero achibva kwaMark Ngwazi,big up mudhara
@obertmichaelruzive1478
@obertmichaelruzive1478 Год назад
VaMacheso vanoita kuti vamwe vanhu tione hukuru hwaMwari
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Год назад
The GOAT playing lead guitar ndaifaira set up iyi .
@carlingtongumiro1277
@carlingtongumiro1277 28 дней назад
Vahombe vakaipa chinhu chinonzi gitare vanokuvadza😂
@macreynoldmaroveke6747
@macreynoldmaroveke6747 Год назад
I am happy to see Barnabas at mberikwazvo...ayayaaaa
@bravechakuinga9573
@bravechakuinga9573 Год назад
Mandipota
@moyowity
@moyowity Год назад
happy for barnabus haa ba sharo vane moy munyoro
@collen5909
@collen5909 Год назад
Kut pane zvichadarirka apa her kkkkkkk
@thomastauro4597
@thomastauro4597 6 месяцев назад
Chibaba che sungura l cant wait for that song
@samsontendwa7343
@samsontendwa7343 Год назад
Clean heart Ambassador may our Great Man ,,God bless you in all your dreams and your family, Thank you so much For Barnabas ❣️👏
@chenjeraicharumbira5104
@chenjeraicharumbira5104 Год назад
Baba Shero tokumbiravo song iyi next album please 🔥🔥🔥🔥🔥
@ringsonchizanga1253
@ringsonchizanga1253 Год назад
Akaibuditsa it will be hit song ever
@jbsibbs6719
@jbsibbs6719 Год назад
Isa chikumbiro chako paAcc yaAlicck Macheso kwete pano, he will never know.
@mudzananiorries2451
@mudzananiorries2451 Год назад
Me too I've been waiting for this hit
@thembamoyana3693
@thembamoyana3693 Месяц назад
❤❤❤❤chesology
@alfrayderroughraiderrecord644
❤. Hoyo hoyoooooooo 🔥🔥🔥🔥🔥 Aya ya Ahyaya Zimbabwe
@fmakamba
@fmakamba Год назад
Song iyi ipfuti chaiyo..I can't wait to have it
@phabianchiverengo8827
@phabianchiverengo8827 Год назад
Any song inobatwa lead ne muridzi wepurazi wotoziva kuti hapana kumira fine ipapo release it please first heard this song in 2021
@eliakagodora
@eliakagodora Год назад
Can't wait for it's release, always when the maestro plays leader guitar eish it's something that you would want to listen to, the guitar talks,,,,,,
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. Год назад
I am happy to see banabas on mberikwazvo he can sing and ma drums acho kuseri futi
@armoshalik8114
@armoshalik8114 Год назад
Ndiye mfana aive kwaNgwazi handiti?
@tshrenkenturedee87
@tshrenkenturedee87 Год назад
Haaa lead iro ka ummmmm,kuita kuimba rega kkkkkk
@fortunechifana6114
@fortunechifana6114 2 месяца назад
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@user-tz5zm7kw5l
@user-tz5zm7kw5l 9 месяцев назад
That's gud sound
@tshrenkenturedee87
@tshrenkenturedee87 Год назад
Chesology,you are the G.O.A.T
@eliaschidyauswa
@eliaschidyauswa 5 месяцев назад
Ok I love Cheso. To be honest the lyrics were sang by someone who was in the crowd during one of his shows , forget the song . Will search for it. He must look for that guy.
@user-ki5dy9ye2r
@user-ki5dy9ye2r 4 месяца назад
Hezvo mucharoya
@eliaschidyauswa
@eliaschidyauswa 4 месяца назад
@@user-ki5dy9ye2r hie not yet . Search his live show in Budaz 2023. There was a lady who gv Cheso guys drinks.( Clue) listen to the background the fan fan was singing this song. Thanks
@MrPPower-du9fo
@MrPPower-du9fo 2 месяца назад
Macheso akaimba song iyi over 4 yrs ago check pa RU-vid
@bernardomuchanga7996
@bernardomuchanga7996 Год назад
Thanks for Banabas
@noitil
@noitil 6 месяцев назад
Baba shero uku ndokunonzi kugona manje. Ndomabatiro enyu chaiwo atoziva. Gitare rakadzikama richinaka
@constantinemhindurwa6836
@constantinemhindurwa6836 Год назад
Ummm this line up is heaven made top drawer staff
@zwelinsingo3151
@zwelinsingo3151 Год назад
😀😀😀😀😀😀😀😀🤟☝️, chirikuuya icho... been waiting for this one.
@GeorgeMutanhuri
@GeorgeMutanhuri 3 месяца назад
The boss
@talenthuchu862
@talenthuchu862 3 месяца назад
Zvemusic haa ndabvuma
@EdmoreChigodora-oc5bh
@EdmoreChigodora-oc5bh Год назад
Apa lead guitar yairobwa Kwete zvedambe. Ichi ndakachimirira
@TDKCOSTRUCTION8979
@TDKCOSTRUCTION8979 Год назад
Ayayaaaaaaaa i cant wait eishhhhh
@pharaohlomazolo950
@pharaohlomazolo950 15 дней назад
Ko picture yakaiswa fast forward seiko lol
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Год назад
Am waiting tanonokerwa
@blessingbilliat5177
@blessingbilliat5177 Год назад
Song iyi hatina kuzoiona wani
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 Год назад
Macheso haana kuiburitsa song iyi... Achiri kuyida nhai.. Ndakatot zvimwe zvavharana... Or aida zaka auye... Coz i thotmaybe it was an old video.. Maybe ichauya
@dzivasambiriable
@dzivasambiriable Год назад
Nhasi ndanwa mahewu
@faithmandaza4391
@faithmandaza4391 Год назад
Kuita kujumper maspeaker baShero vakanyanya ayeyeye
@tichaonatembo2305
@tichaonatembo2305 Год назад
Tha living legend chesology
@emmanuelmawarire7957
@emmanuelmawarire7957 Год назад
haaaaa avandibaba ava Alikeeeeee
@Musatanyoko
@Musatanyoko Год назад
Taken from Hama yangu une hutsinye
@karikogavono5232
@karikogavono5232 Год назад
Uyu munhu vanhu ngavangoteera chipo chaMwari icho
@givemoredoma2879
@givemoredoma2879 Год назад
Ndimakuruwani awo
@mclyncedauda7930
@mclyncedauda7930 Год назад
Waya ambassador
@brianchirozvi268
@brianchirozvi268 Год назад
Straight hit hazvina kana anopikisa
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Год назад
Kkkkk l can't wait for this
@tapiwanashemavhunga5715
@tapiwanashemavhunga5715 Год назад
Banabas at mberikwazvo
@tinashemungwangwa8702
@tinashemungwangwa8702 Год назад
Acknowledge Wilson Meka plz
@demard331
@demard331 Год назад
I'm happy for Barnabas but kwake chaiko ku Njanja kwa Mark Ngwazi
@precioussoza4927
@precioussoza4927 Год назад
Iiiiiiiii bhutsu dzopera kuno
@ephraimdongo6613
@ephraimdongo6613 Год назад
Song iyo Inonakidza
@pardonchinogwenya3945
@pardonchinogwenya3945 Год назад
ayayaaaaa
@nassirismail1313
@nassirismail1313 Год назад
Banabas band revanhu
@lloydtsikirai6130
@lloydtsikirai6130 Год назад
Ummmmm guys macheso ibhuru iro
@wilsonmarcelo2977
@wilsonmarcelo2977 Год назад
Mufambe nayo mudhara
@shingiraimhute
@shingiraimhute Год назад
uyo ane shirt yeblue anonzi Barnabas,isimbi yebasa...hapana kana munhu one arikuMberikwazvo anomukunda kuridza drum,pamavocals anokundwa nababa Shero chete ..muchamuona zvenyu kana aakurova basa pamberi apo...he is an asset.
@thedony2862
@thedony2862 Год назад
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk paayigona pese ayiva kupi
@kudzanaimurenza1905
@kudzanaimurenza1905 Год назад
Ummm Elton Muropa isimbi yebasa
@agrippanyakauru6853
@agrippanyakauru6853 Год назад
True ...used to follow him alot...anogonesa hake ...good replacement ya Elton Muropa since akurwara rwara
@shingiraimhute
@shingiraimhute Год назад
@@kudzanaimurenza1905 Elton Muropa hapachina paya baba,tinomuda zvedu but aane challange iri serious,listen to him closely
@tanakamadawu8326
@tanakamadawu8326 Год назад
Famba maikoro pabass
@chipata_eastern
@chipata_eastern Год назад
when are you releasing this song ? baba shero
@shalomfgukuta
@shalomfgukuta 10 месяцев назад
Lets keep pushing him for this jam
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 Год назад
Ko muface uyo ari kutamba ane shirt ine maoko marefu akabva rini kwaMark Ngwazi ndiye airidza madrums neku voca kwaMark
@morristinashenyika5165
@morristinashenyika5165 Год назад
Wonder what the guy in a red cap is sayin 😂
@Khoselexavierjumbe9004
@Khoselexavierjumbe9004 Год назад
Chibabest
@samsonmuzodya265
@samsonmuzodya265 Год назад
Haaa mudhara iyi musaita mistake ngaiuye panext album ndapota Le-Champion
@legrande5lesrodney319
@legrande5lesrodney319 Год назад
Yakabikwa kubva kare , but vudzenga huzere
@legrande5lesrodney319
@legrande5lesrodney319 Год назад
Kana team yake inospakwa ne zvidobi zva boss
@tshidisomuroa1896
@tshidisomuroa1896 Год назад
Deep down I want to know the name of this guy in the middle. This guy is underrated in this band. He complement Macheso very well
@briangumbie3488
@briangumbie3488 Год назад
Wilson Mekar kana kuti Twitter
@fultonfrancismupupu4546
@fultonfrancismupupu4546 Год назад
Wilson Meka
@dereckchapasuka3095
@dereckchapasuka3095 Год назад
Wilson Meka
@reubenchewadi4419
@reubenchewadi4419 Год назад
Twitter or Wilson Meka
@Khoselexavierjumbe9004
@Khoselexavierjumbe9004 Год назад
They call him twitter
@ringsonchizanga1253
@ringsonchizanga1253 Год назад
Unreleased song 🎵
@Madzivas
@Madzivas Год назад
The reason I don't want Macheso on lead is noise too much he tries a lot end up becoming like Congolese chanter
@youngelder8550
@youngelder8550 Год назад
I want to know the guy in rge middle 's name
@godfreyruvengo4913
@godfreyruvengo4913 Год назад
Anonzi Marker..... Good backing vocalists..... Teerera panana Gungwa payaaaa
@gotweramhamha871
@gotweramhamha871 Год назад
Wilson Meka
@munashedoba6197
@munashedoba6197 Год назад
This song promotes GBV Ambassador Macheso.... Stop it!!!!
@isaacbepura9633
@isaacbepura9633 Год назад
Wamuri kuti banabas aimbova Kupiko aita mbiri kudai
@solomonchiparawasha5991
@solomonchiparawasha5991 Год назад
Ex Ngwazi
@isaacbepura9633
@isaacbepura9633 Год назад
@@solomonchiparawasha5991 ok ko vakadzingirwei
@thomastauro4597
@thomastauro4597 6 месяцев назад
Chibaba che sungura l cant wait for that song
@pmuringa1
@pmuringa1 Год назад
Chibabest
@brightonchirukazy274
@brightonchirukazy274 Год назад
Hana kudzingwa akatiza nzungu
@albertzomba6936
@albertzomba6936 Год назад
Takatoimirira chimudhara the living legendo
Далее
Alick Macheso Gango remitauro. Fara nevamwe
18:35
Просмотров 9 тыс.
СМОТРИМ YOUTUBE В МАЙНКРАФТЕ
00:34
Просмотров 630 тыс.
Это iPhone 16
00:52
Просмотров 416 тыс.
Zvichada Hama - Alick Macheso - Kupa Kuturika
10:52
Просмотров 249 тыс.
ALICK MACHESO LATEST FARA NEVAMWE to be released 2023
10:43
alick macheso live in kadoma oddsey (makazvinzwepi)
17:33
ALICK MACHESO FT LEONARD ZHAKATA MUGOVE LIVE IN KADOMA
17:45
СМОТРИМ YOUTUBE В МАЙНКРАФТЕ
00:34
Просмотров 630 тыс.