L think the management ye band rama Cheso got a big problem why always vanhu vachisiya you see that combination yema dancers that was perfect, but well it turns South in a second.
@@2bhootulika498 the problem is havabvi zvakanaka it seems pane kakusabhadharwa kanga karipo or karipo Macheso was groomed kwa Zakaria and l think he got Zakaria's blessings now it's franco zvinhu azvicha fayi, ok tell me one munhu akabva kwama cheso zvikafaya?
basa ukapinda chasara kubuda and kunouya umwe zvichingodaro..vamwe vanokura vachinotanga zvavo thats the essence of life..important thing to note is Macheso ndiye mudzi mberikwazvo muti..kubva kwake ndopanonzi haa zvapera
@@user-gy1rm7wx4s what why always vanhu vachisiya ka and am saying in any workplace vanhu vanosiya mabasa vamwe vachidzoka worse kumagitare emuno aya..you can check all the other greats nemaband avo from chopper, tuku dembo etc uts common kuti vanhu vanobva citing all manner of reasons