Above all scene yanyanyisa ku spaka ya Ozemwa auya kumba kwa Jati achisasa takawanda, kuita madiro apa Mai Matemai vakarova mazi serious n kufinyama😂😂😂
@@LaurahMupita matanga kudakungocomenta zvisina basa mutikwanire piss off mhani aitasei munhu uyu kana musina zvekutaura nyararai mhanhi atadza chii be careful with what you are saying xx
Ozzie you are cool, confident, a good actor, ha unogona! Ha timu muri kuzviita jerasi down, umwe upiko kanhi. Jati kunye ga scene was on point, kana kaziso kanokandwa kuna Madam, vhovho murwere waani! Bermuda good job! Mese you are on point!