Years back in South Africa ndaivharwa mari dzangu in contruction industry by fellow Zimbos therefore i wish dai ndakaziva vanhu vanosota vanhu like Sekuru Achapola vaindipisira vanhu iwawo🤣🤣🤣
Vanhu varikubata mushonga veduwe umm, ini nikatobva joni mukoma Sly dakutouyawo ikoko ndinonzwa chinhu chinondifamba muviri especially ndomboita madays ndisingazvinzwe zvodzoka futi at first thought kuti ihembe dzandakafemba dzirikukonzeresa but now nakuzviona kuti no pane akandigadzira,, dakufambira life yangu ndiripenyu kudai zvikundirwadza
Achapola ngava mire kuita magame. Ndakambobirwa mari kuKadoma in 1998. Referred to Malawian nganga. He ignited things from a concealed bag. Ndakaona kuti ijuju. Anonyepa Achapola. I repeat from my experience then ma game ayo. Hapana zvakadaro
Maiweee kaniii😮😮😮😮. Magic snake power, mermaid powers😢😢😢 this man will die talking. He's terrified as hell.This can injure Sekuru, stubborn ppl are dangerous. Why bring zvinhu zvinorema kumatare evamwe!? Kuromba unofa!!!! Sassafrika how my uncle used to say saussend ( thousand)😊
Akagara achichiva vana vake uyu. Ndokusaka akapihwa mubobobo se choice ne ng'anga. Yakanga yazvionza kuti moyo wake wakawora. Manje shuga butter margarine..