Тёмный
No video :(

JURU.......LMUKADZI WEKUBATWA NECHIKOMBA ANOTI HANDISI IMBWA INODYA MARUTSI AYO 

Drewmas Media
Подписаться 224 тыс.
Просмотров 37 тыс.
50% 1

BABA VANONZI VANOWANZA HASHA

Опубликовано:

 

4 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 516   
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 8 месяцев назад
Achikomba ibenzi shuwa mwana akuchemera Mai vake iye akutora mukadzi. Avawo abhishu vaidherera murume wavo apa vachepeswa nechikomba
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 месяцев назад
Ndizvo zvinoita varue..hakuna muruma anoda mwana asiri wake...maisazviziva here? Mastep father ndezve fake...manyai chaizvo masingle mothers kuti hakuna munhu wemunhu until maurairwa vana.....
@Jahlady
@Jahlady 8 месяцев назад
Saka baba ava pafeya vanotuka even mkadzi wavanaye uyu ataura futi nyaya yekutukirirwa
@dhereckmherekumombe1945
@dhereckmherekumombe1945 8 месяцев назад
Thats komboni life kuchinjana chinjana vakadzi seizvozvi akabudi mavari kasyndrome ikaka kwavari its normal life
@WayneMakisi
@WayneMakisi 8 месяцев назад
Haaa taura hako vakatojaira kahunhu kekuti unonoroorwa pa next door kwavari zvitori normal
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 8 месяцев назад
​@@WayneMakisibut why
@WayneMakisi
@WayneMakisi 8 месяцев назад
@@nomatamanyanga1967 mweya wechihure chaiwo ufunge mishonga yavanodya mumakomboni iyoyo ndoinoita vasade kugara vasina varume and kana nyadzi chaidzo havana vanhu ivava
@josephined8931
@josephined8931 8 месяцев назад
Ichokwadi that's comboni life chaiyo kana iri aids vanopera vese, APA ndanga ndave kutyira Andrew kuti ungarohwa nemurume uyo asi mai ava murume wavanaye futi haasi right he's very controlling vacharambiwazve ipapo
@josephined8931
@josephined8931 8 месяцев назад
Sekuruvo havagoni kuchengeta vakadzi pamwe vanokara
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 8 месяцев назад
Saka baba ava vanonetsa kaa nekuti vakadzi wese varikungotaura zvimwe chete zvoo
@BodiasKusikwenyu
@BodiasKusikwenyu 8 месяцев назад
Kokunyeba her kt arizohure ikoko iri
@molleenpule9104
@molleenpule9104 8 месяцев назад
Mai avo kutadza zvavo kutaura nyaya ndeye bonde mudhara uyo haachakwanisa bonde
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 8 месяцев назад
Kkkkkkkk
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e 7 месяцев назад
Kkkkkk😊
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 8 месяцев назад
Mai sirivhiya munoti murume wamunaye munogara kusvika kupi achiziva murihure muitohura muripamurume chinokutadzisai kuhura muripari chii
@blandinatakundwa7444
@blandinatakundwa7444 8 месяцев назад
Stop forcing this lady to get back to her husband she’s had enough of him, baba vanoshusha ivavo…Havachade please. Vasiyeyi vaite enjoy her new life🙄 Please
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 месяцев назад
What new life???? With that man? Hapana love apa...hakuna munhu anoda munhu like that
@blandinatakundwa7444
@blandinatakundwa7444 8 месяцев назад
@@maiyeukai9346 She doesn’t have to be with the new man ,she can always start a new life ari ega. And there’s nothing wrong with that
@LifeMuguti
@LifeMuguti 8 месяцев назад
😂😂😂😂baba vakadyiswa avaaaa
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 месяцев назад
Musamanikidza munhu veduweeee, munhu anozozviuraya
@eleanordziike212
@eleanordziike212 8 месяцев назад
Kana kutozopedsisira vaurayiwa ndizvo saka varikuti handichadi
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 8 месяцев назад
Lucky Rina Mai ava ndoridawo ini
@PaloSant
@PaloSant 8 месяцев назад
Zvichiri zveraki here izvi or mupfuhwira pafeya?
@user-rt9sl9pz7t
@user-rt9sl9pz7t 8 месяцев назад
Baba Sirivhiya ngavaroore wezera ravo ndokusaka vachingosiiya nevakadzi 😂😂
@comdaltrading2135
@comdaltrading2135 8 месяцев назад
Hanzi zera riri kukonzeresa dambudziko reiko?
@unity9896
@unity9896 8 месяцев назад
Vanhu vemumakomboni havana ganda kumeso
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 8 месяцев назад
Rinoshusha zirume iri Baba sirivhiya rinenge rinopa magaramoyo chaiwo
@user-qd6vu8mr1g
@user-qd6vu8mr1g 7 месяцев назад
Saka mukatiziwa nechikomba muchaita sey nhai Mai imi asi munenge munohura imi 😂😢😢 Baba ava vaneng vanotinetsey sey vakadzi vachitiza
@LankenNkomaLondon
@LankenNkomaLondon 7 месяцев назад
hure chairo
@MarthaTholanah
@MarthaTholanah 8 месяцев назад
Baba Sirivhiya appears to be a narcissist.
@marblejori3569
@marblejori3569 8 месяцев назад
Haa munogeza Amai . Ndozvirikukuitisai chikure izvozvo
@joreennyamadzi7136
@joreennyamadzi7136 8 месяцев назад
SHUWA
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 8 месяцев назад
Nhasi rarimwe zuva ❤❤❤❤Ndokudai DrewMas media munondgonera kani🎉kunzwa kuda kutotamba ngoma zvangu
@user-rt9sl9pz7t
@user-rt9sl9pz7t 8 месяцев назад
Baba Sirivhiya ihure uye vanonetsa ko chii chakamboita musiyane nemukadzi wavo wekutanga
@leveniamaregere4573
@leveniamaregere4573 8 месяцев назад
😂😂
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 8 месяцев назад
Vaneshamba chenjerai kuzodzoka pa area apa makutipa news dzerufu
@eleanordziike212
@eleanordziike212 8 месяцев назад
Ko munhu anomanikidzwa kugara nemunhu waasisade here?? Nezvakaitika zvacho vakutotya kuramba vachigara navo baba avo
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 месяцев назад
Nhai y forcing her
@mariamjafali5481
@mariamjafali5481 8 месяцев назад
Ayaaas ndatopererwawo ini nenyaya iyi 🙌🙌🙌😂😂😂😂 komboni life ndaitadza sheeem!!! 😂😂😂
@netsietumu7767
@netsietumu7767 8 месяцев назад
Iiii nyaya dzacho ndechechihure
@mariamjafali5481
@mariamjafali5481 8 месяцев назад
Eehe wena dzechi hure, Zvakaoma!
@chingombedaries
@chingombedaries 8 месяцев назад
Izvi zvangazvisingadi social media Shumba vatadza apa that embarrassing kutongesa munhu on camera
@otiliazimuto3869
@otiliazimuto3869 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 8 месяцев назад
Eish ndazvinyarira kutoti ndakabatiwaa nababa awaa but ndorudo rwemukomboni from 1 house to 2 houses away akutodzurura mumba Nepanze onyora madziro kuti TRUE LOVE NEVER ENDS 💘allow her to enjoy love yemukomboni inonakaaa 😅
@nicoserima2101
@nicoserima2101 8 месяцев назад
Kkkk Hoo Kuti true love never ends nhai kkkkk
@NkosiKwena-yv4ie
@NkosiKwena-yv4ie 8 месяцев назад
This is the best episode 2023
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Andrew vhunzai akabatwa arimumba vhunzai please
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 8 месяцев назад
Baba avo vakamwa muto waro chokwadi kuda munhu wawa Bata wega nechikomba mumba mako 😂😂 enda muka ritsiswe imi dammit mhani
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 8 месяцев назад
Baba ava vane error ko kurambidza mwana kunoona mai vake nekuti vakagara nemumoslem ..varikunamatei ko nhai .kkkkkkk baba ngavavasiye amai ava nevana vavo vanogona baba vachitoita bonde nemwana wavarikurambira kkkkkk 😂
@ellennyika3806
@ellennyika3806 8 месяцев назад
Kkkkk mukadzi uyu anezvivindi kupinza mumwe murume mumba meumwe murume kkkk achikomba vakaoma avadi mukadzi why vakuti tora zvinhu zvako
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 8 месяцев назад
Maybe seeking revenge
@PaloSant
@PaloSant 8 месяцев назад
​@@user-jj6le6xq7o ahhhh even inini handingambode kuti aende ikoko. Ko akabhinyiwa? Ngavaite arrangement yekuti vanonosangana nemwana kwaSahwira. Anopedzisira aakuwachiswa washen yechikomba chamai vake muChawa. Noooo!
@claitosverengera117
@claitosverengera117 8 месяцев назад
Mai vanoda Bota idzva pliz let her injoy new family 😂😂😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 месяцев назад
Nepavanofira nezvirwere vachatadza kupaziva. Musakurudzire vanhu zvakadaro veduwee. Kunze kwakaipa uku.
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 8 месяцев назад
Yellowbone yemukomboni❤
@user-he6iq3gx9x
@user-he6iq3gx9x 8 месяцев назад
😂😂😂😂 with black hands and yellow face
@goddess6379
@goddess6379 8 месяцев назад
😂😂😂😂
@Chiefkamanga
@Chiefkamanga 8 месяцев назад
That song is a dope
@josephinemugwagwa5323
@josephinemugwagwa5323 8 месяцев назад
Vamwe vanhu wane raki chokwadi kubatwa nechikomba mumba wototeerwa kunzi dzokai kkkkk
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 8 месяцев назад
Kazhinji vanhu vakadai vanoshandisa mushonga
@josephinemugwagwa5323
@josephinemugwagwa5323 8 месяцев назад
@@nomatamanyanga1967 chokwadi
@goddess6379
@goddess6379 8 месяцев назад
Ndofunga vanogona kufambira nyaya dzacho kupakura chaiko😂😂😂😂usadherere vanhu ve mukomboni 😂
@lucksonlimbikani3660
@lucksonlimbikani3660 8 месяцев назад
Anozovakwanisa here madzimai maviri 😊😊😊
@otiliazimuto3869
@otiliazimuto3869 8 месяцев назад
Shuga mai ava vanonyepa kuti havashushwe chikomba chavo chinoshusha icho
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 8 месяцев назад
Its either baba vanechinhu chisingade vagare nemukadzi or vanoshusha baba awa 😂😂bota ririkubikwa here or vakadzi varikubikirwa mbodza 😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries 8 месяцев назад
Mukadzi uyo ari under verbal abuse rinoshusha dhara iro
@Diawamba
@Diawamba 8 месяцев назад
Usadherere mhiripiri nyoro power power power
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 7 месяцев назад
Kkkkkk ayas ma1
@traceychakanyuka3070
@traceychakanyuka3070 8 месяцев назад
Momz awa vakashandisirwa juju 😂😅tumadhara twemupurazi utwu mahora. Mai watodzungaira kk mjolo on another level
@agnesdzingirai1780
@agnesdzingirai1780 7 месяцев назад
Nice song
@blessbless904
@blessbless904 8 месяцев назад
Tikati gare gare musadherere life ywmukomboni.mafaro ega ega
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 8 месяцев назад
Aiwa iwe vakakwirana nechikomba pamubhedha vaunorara nemurume vako, asi voti murume ndiye akakursmba. Pfungwa dzechibishudoka. Huh unozorora shuwa
@comfortsadieq
@comfortsadieq 8 месяцев назад
zvokonzerwa nebota Dai risipo zvisipo izvi😂😂😂
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 8 месяцев назад
Bota huchi
@jescachafuka2813
@jescachafuka2813 8 месяцев назад
Baba sirivhia havaiiti vanepamuromo,hanzi handina mwana anodya chikafu chemuchawa
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 8 месяцев назад
​@@jescachafuka2813kanoshusha kadhara aka
@user-pw3nw4nh2r
@user-pw3nw4nh2r 8 месяцев назад
Shumba iyi hamuigone kikkk comboni
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 8 месяцев назад
Manager ngavatsvage anorutsisa as promised hazvisi normal munhu kuchemera munhu anokubata rough uchishaisa mufaro anokuda anokuitira zvese.
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Mataura henyu your are mature komwana uyo anongonzi mwana baba ava havawani bota kumwana here bzc it's all about kuchengeta mwana thn again Bota
@user-gh6uz4xi4p
@user-gh6uz4xi4p 8 месяцев назад
Achapepuka bako mvura yanaya mukadziuyu zvakachanaka parizvino
@constancemagadlela5143
@constancemagadlela5143 7 месяцев назад
Hayibo ndoda vuma ukwaliwa umama kasakuthandi uthando kaselalo for wena fullstop.
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 8 месяцев назад
😂😂😂Mudhara uýu mukanwa chaimo haana
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Aaaaaaa😂 baba Mira vaneshamba vari pabasa chinzwa hanzi simuka haaaaaa
@simonchimezie5209
@simonchimezie5209 8 месяцев назад
❤❤hooyoo mkoma Andy
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 8 месяцев назад
Ndiyo inonzi life yemukomboni. Baba vano shusha avo regai mukadzi aende kune chikomba
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 8 месяцев назад
But chikomba chacho ibhinya hachivade
@sindy308
@sindy308 8 месяцев назад
Mkoma Andrew don't force this woman to go back to her ex husband. Ko akasviko urayiwa adzokera munozoti kudii.
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 5 месяцев назад
Mirume munyowani hanzi murombo asi ane love kkkkk
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 месяцев назад
Haarinyari zigadzi iri ihure apa une mwana ari disabled, mkadzi ibenzi uyu saka ukurwadziwa nekusvereredzwa ko kurara mumba neumwe murume
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Haaaa imi zvooma henyu be 😊
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Good question good one inzwa answer ycho me is o question not the answer varikuda kuti zvaifanira kuvharwa
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Inzwa Answer 😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Zvooneka mutsipa wamai uyo hausiwo
@user-me6zn7zw9x
@user-me6zn7zw9x 8 месяцев назад
After all Drewmas hamugone kuconsellor vanhu munenge muchitoseka if this lady dies u a in for it
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 8 месяцев назад
Kufira chihure ndeyekwake
@abigailkasinahama7263
@abigailkasinahama7263 8 месяцев назад
Amai avo ipfambi remakoko rombe remukadzi baba avo ngavasiye amai avo
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 8 месяцев назад
Hanzi nemaNigerians" is it by force to marry" sekuru chitovatai mukadzi vamuinaye mushe this woman is gone. Remember new shoes always shine but they will still get old
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 8 месяцев назад
Baba vkadyiswa ava hakuna mukadzi anotanga kuhurira murume asati amusota mwanakomana wababa ava ngaafambe nababa vake anova rutsisa
@sheilamazuru6710
@sheilamazuru6710 8 месяцев назад
Ndochokwadi hakuna zvakadaro nehukasha vevarume akapihwa maspoons
@tsitsimuchechetere1742
@tsitsimuchechetere1742 8 месяцев назад
😂😂😂 haa mai ava ibhishu 😅😅
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 8 месяцев назад
Hahaha dhara iri rinenge rinoshusha aaah plus ngavaroore vakadzi vezera ravo
@LifeMuguti
@LifeMuguti 8 месяцев назад
Thnx drewmas madia matipa best episod of the year so late .... Dzamaimbotipa dzose dziya were valued less and low mdhara😂😂😂
@LoveQueen564
@LoveQueen564 8 месяцев назад
Baba avo vanoshusha, mai avo ipfambiwo... Vese hapana musvinu
@isaacnheta
@isaacnheta 8 месяцев назад
Mukadzi uyo ibhishu manyama
@chloekyla3610
@chloekyla3610 8 месяцев назад
Mai ava i choice yavo yevarume vakure coz nyane chikomba cakura icho
@karenmukuku6247
@karenmukuku6247 8 месяцев назад
😅😅😅😅😅hanzi navaNeshamba mune umwe futi 😂😂😂
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂hanzi ndakutoenda she moves fast like a wifi 😂😂😂😂😂😂😂😂
@goddess6379
@goddess6379 8 месяцев назад
😂😂😂😂vanowanikwa neatanga yellow bone
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 8 месяцев назад
@@goddess6379 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@julionyazamba619
@julionyazamba619 8 месяцев назад
tunyaya twekumapurazi soooo mdara anenge akadzungairawo uyu
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 8 месяцев назад
Saka mudhara uyu anotuka zvesure but mai sirivhiya makatadza kunza chikomba mumba mungadai makaramba murume first makaita chihure mai imi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 8 месяцев назад
Shem munhu unoda munhu asingakude shuwa..ana sirivhiya. Vhurai meso
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 8 месяцев назад
Mai ava vapindwa nechipfambi, she will regret, murume wakugara naye uyo arikumushandisa
@chloekyla3610
@chloekyla3610 8 месяцев назад
Atori rough chikomba uyo maiweee
@WillardHosho
@WillardHosho 7 месяцев назад
Taura hako hama
@ppiro8084
@ppiro8084 8 месяцев назад
Momz ava pane basawo fti.Apo Cheka bleaching skin type paface apo😂
@simbarashemakuyana8797
@simbarashemakuyana8797 8 месяцев назад
Drewmas media makushaya nyaya dzekuteera
@markgamanya3084
@markgamanya3084 8 месяцев назад
Abusers are very manipulative, uyo mdhara is very abusive.
@user-yw7mu5mj5m
@user-yw7mu5mj5m 6 месяцев назад
Mudhara dai makambo bverenyura chikomba nebanga chojairira
@JoyousGonga
@JoyousGonga 8 месяцев назад
Mumapurazi chihure chega
@LillianDzikarura-qe1dh
@LillianDzikarura-qe1dh 8 месяцев назад
Ummmm chikomba chine rough icho mukadzi uyo ahana kugara zvakanaka
@gee9961
@gee9961 8 месяцев назад
Haana kugara zvakanaka taura hako akutoratidza kumutya kuda kudzokera kumba kwake anoda but nyadzi dzekuti komboni yese inoziva nyaya yavo
@patiencemapfumo4669
@patiencemapfumo4669 8 месяцев назад
Hanzi kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira
@PaloSant
@PaloSant 8 месяцев назад
Haana kugara zvakanaka. You can tell ne fear panotanga video. Anga achida kutaura na Neshamba but murume wacho rough. Ari kungozvisimbisa nhando mai sirivhiya
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Kkkkkk chichawa this and that first was on your 😂 but now kkkk wakadyiswa akawana bank mukadzi uyu now ndaona bcz ndaona baba namai baba ava vakura
@talentwakurewa5456
@talentwakurewa5456 8 месяцев назад
Apa mazera asiyana baba Sirivhiya vahombe kune mukadzi madhara torai vezera renyu
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 8 месяцев назад
Mumapurazi ma1, ende mai ava vakazvingochera pahutsi, idii vakushupika. Renga vanzi vasara musoro, ende chikoba chacho hachina pulan.
@user-pj8nb3ko5c
@user-pj8nb3ko5c 8 месяцев назад
Life in compound 😂😂😂😂 ask Chipo the trouble coza😂😂😂
@user-hj1iq1qy8o
@user-hj1iq1qy8o 8 месяцев назад
Kkk ndiye anonyatsonzwisisa hupenyu hwemukomboni naAnganga
@dhereckmherekumombe1945
@dhereckmherekumombe1945 8 месяцев назад
Age difference iyo time time contributes kuchipfambi chemukadzi mmmmm though zvisina kunaka pamwe aisawana bota ndoravanoda vakadzi nerudo
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
But you do have a choice it's not like you're under 16for me if wati munhu wangu ndewako kozvikomba uripaari kokuudza kuti zvakwana move on as the lad have already moved on
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 7 месяцев назад
Ummmm baba ava haa ma1
@madamboss7216
@madamboss7216 8 месяцев назад
Haaa kna ndakamboonerera nhs drewmas mandipedza ah kedha ma1 😂😂😂😂😂😂😂😂 asi ndona nyaya iyi yaita makuva
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 8 месяцев назад
Kkkk baba sirivhiya pane basa kkkkkk hanzi nadha mwana wangu haadye chikafu chemuchawa vanoshusha baba xaaa apa hazvienderane nezera ravo vachafa vasina mukadzi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 8 месяцев назад
Baba sirivhiya chimbonditorai ndigare nemi ..kungotauea zvekuda maiguru ini ndiripo. Ndokudirai mvura inopisa makapusa stereki
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 8 месяцев назад
Vanoda kukwaturwa chaiko nembama coz vanoda kujairara vanhu 😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-dz2db5su4f
@user-dz2db5su4f 8 месяцев назад
Mororereiko vana wadiki madhara munazvowo
@amandafish3022
@amandafish3022 8 месяцев назад
Mjolo hauna Zera sure😂👐
@AdmiringLion-cu4qs
@AdmiringLion-cu4qs 6 месяцев назад
Imi amai imimi kwanai mukawana nguva
@josephinemapfumo4209
@josephinemapfumo4209 8 месяцев назад
🎉zvinombofamba cei nhai kuti chirikadzi dziriko masingle mothers ariko asi murume ari single anodanana nemukadzi anemurume wemunhu 😅 zvinhu zvacho dai Mwari atibatsira
@jerina3801
@jerina3801 8 месяцев назад
Mhedzisiro vanourayana baba Ava ngavasiyane nehure iyi
@SyliviaJenje-pn9oo
@SyliviaJenje-pn9oo 8 месяцев назад
Handina mwana anochengetwa nemuchawa in baba sirivhiya's voice Nada kkkkkk baba sirivhiya vanonetsa chokwadi aaaaah hapana chinorwadza sekutukwa kurohwa kuri nani asi mai sirivhiya vane meso inomhanya mhanya
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 месяцев назад
Ndimai vako sirivia. 😂😂😂😂😂😂
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 месяцев назад
Imi baba siyanai nebhishu iro aaa
@user-do4vb7rg6k
@user-do4vb7rg6k 8 месяцев назад
Mukadzi ihure ngaainde
@Nunec
@Nunec 8 месяцев назад
Baba Sirivhia vanoshusha pliz kutemba chingwa hee ndabva ndatenga chingwa. Unochidya nemuseredzero. Musamufose kudzokera ndiye anoziva kurwadza kwe boots
@josephmatarangani
@josephmatarangani 8 месяцев назад
Haaa marwadzo nyaya iyi
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 месяцев назад
Kungosvika pamba pangu wonditora video bodo Neshambaa😂
@otiliazimuto3869
@otiliazimuto3869 8 месяцев назад
😂😂😂
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 8 месяцев назад
Pfutseki wenyu amai.sirivhiya. Makadii kubva kare pamaitukirwa mwana makuzozvitaura nhasi. Nekuti mabatwa nechikomba
@TichaonaKamungoma-zr5tb
@TichaonaKamungoma-zr5tb 8 месяцев назад
😂😂😂 munhu anopera lol
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 8 месяцев назад
Vanhu vekuma purazi vanechipurazi kungovhinjana vakadzi vanechihure and havatyi dai varikuuraya vana vachitouraya vanhu vekumapurazi Havana hunu vanotinyangadza
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 8 месяцев назад
Mai sirivhiya muri hure chairo makatodzingwa dai makauraiwa imi mune lucky ivo baba ivava varikungoti akadzinga mukadzi Saka dai vasina chekuita nezvazvo vakamutambirirei mukadzi wemunhu
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 8 месяцев назад
Baba avo vanoti tora zvinhu zvako ibva pano sei kut haana kutora mukadzi wemunhu here
@murondepfungwa2545
@murondepfungwa2545 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂 asi mukoma Andrew nhasi magonesa mese mibvunzo maimwaya hanzi uyellowbone hwoenda muvhu ere
@user-dz2db5su4f
@user-dz2db5su4f 8 месяцев назад
Kkkkk kamukadzi aka kungwarisa chi bhishu
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 5 месяцев назад
Kkkk hanzi baba avo vakaroora here
@madamboss7216
@madamboss7216 8 месяцев назад
Drewmas bhoo hr
@user-zf1gj2wv7d
@user-zf1gj2wv7d 8 месяцев назад
Boss your wants said kanganda karanganda drewmasmedia I drewmas media so vasarwisanisa
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 8 месяцев назад
Munonyadzisa imi amai muri hure chairo imi kusatonyara hr kutaura ipapo
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 8 месяцев назад
Kkkkkkkkkk kupurazi handigare
Далее
JURU......... AKABA AKAFA ACHICHEMA HUKU MUDUMBU
27:29
ANOFAMBWA NENYOKA RUZHINJI RWUCHITI KUDHAKWA
1:35:04
Просмотров 38 тыс.
HEADMAN CHIGORA CROSSOVER NIGHT STORY
52:40
Просмотров 100 тыс.
JURU.........   AKATORERWA MUKADZI WAKE NEMUVAKIDZANI
47:45
UPDATE......AKAFIRA PAMATARE ASEKURU NGARA
42:49
Просмотров 25 тыс.
Dare Rachief Mutasa Tichkach mtv
22:19
Просмотров 5 тыс.