Тёмный

Baba Vekuita Bonde Nemwanasikana Wavo Nemuporofita Wekuromba Vanyadziswa Nasekuru Hungwe 

Saint Tv
Подписаться 142 тыс.
Просмотров 15 тыс.
50% 1

Baba Vekuita Bonde Nemwanasikana Wavo Nemuporofita Wekuromba Vanyadziswa Nasekuru Hungwe
#SekuruHungwe #Kuromba #Madzibaba

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 91   
@llions5633
@llions5633 10 месяцев назад
Aaaah manje so ! Idzi dzadrama manje idzi kkkkkkkk😂😂😂😂
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 11 месяцев назад
Kkkkkkkk gore rinouya tichaona zvikuru kana tirivapenyu kana Mwari achida
@raymondzharare7776
@raymondzharare7776 11 месяцев назад
Uncle saint idzi drama dzamakutiunzirai idzi ka this is clear comedy
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@raymondzharare7776 Ko mudhara uyo haana kuita nharo here achiramba zvaanoita. Sekuru Hungwe vashandisa simba ravo kuti vamuratidze kuti iye wacho hagone kuita nharo navo. Ndiko kufunurwa kunoitwa varoyi vanofunga kuti havagone kukurirwa. Remember mudhara uya aizviti Chimutasvu, kwa Sekuru Tasvu? Yakanga iri drama futi here? Haana kuendeswa kuHospital kwavakatadza kuziva zvekuita naye akazorapwa na Sekuru Tasvy vacho?? Dzidzai kuti muzive kuti Chivanhu chedu chakakosha kudarika Western and Eastern culture!!
@FAITHMuteve
@FAITHMuteve 11 месяцев назад
Haa vakomana izvi zvakaoma shuwa musadaro veduwee
@sqrd3536
@sqrd3536 10 месяцев назад
The country needs deliverance from evil magic. Zvanyanya kumasowe. Moza ndiyo yakugadzira nyika😂
@RobbieTshabalala
@RobbieTshabalala 7 месяцев назад
Inhema idzi amuoni hr kachopuchopu kacho uye kunzi huya apo kwakutsanangura zvisina kwazvakatarisa hiiii😂😂
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@RobbieTshabalala Why do you think it was chopuchopu? Just because the video was heavily cut and edited? Why do Zims have trouble thinking?Kutwumaporofita twunonyepa uyetwakaromba ndikokwatwunoti kune chokwadi!!
@JairosSharara
@JairosSharara 11 месяцев назад
Kunakirwa nemwana kudaro
@KundiraiChimpeni
@KundiraiChimpeni 11 месяцев назад
Nyaya yavaChirenje yakatovharana....aaah Zimbabwe ma1
@fanwelmutare8662
@fanwelmutare8662 10 месяцев назад
Uncle maiuya nenyowani kkkkkkkk mutikuvadza mbabvu nekuseka baba vanorova ava
@emiliahbingu9610
@emiliahbingu9610 11 месяцев назад
Kana zvisati zvasvika pauri haugoni kuzvitenda
@HanaPhiri
@HanaPhiri 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 11 месяцев назад
Uncle Saint ndyp manje iyi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣pakaipa ndaseka nhamo serugare shuwa kkkkkk
@evansgore6872
@evansgore6872 11 месяцев назад
That's a chemical reaction, hapana magic apa
@chloekyla3610
@chloekyla3610 10 месяцев назад
Yemvura ne jira here explain xaa
@jameelreza1
@jameelreza1 10 месяцев назад
Mishonga yese ine chemical reaction ndokuti mushonga
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@evansgore6872 So which chemical reaction was this? I also would love to see/get a scientific explanation of how someone whom you have NEVER seen and has NEVER seen, met nor conversed with you can suddenly tell you about your life and secrets which only you know!! Science doesn't have the explanations to all phenomena not because there are no explanations but because the technology and knowledge is not yet at that level. For example pyramids were built by Blacks but not a single person can explain how they managed to lift those heavy blocks. What we do is call magic or a mystery whatever we can't scientifically explain!! Even the Great Zimbabwe has no explanation how the granite rock was cut to almost the same shape and size at that time!! So we can be quick to judge certain phenomena as fake just because we are ignorant, yet the explanation is there but we just don't know it!!
@BeepBeep-p4r
@BeepBeep-p4r 10 месяцев назад
In Zim its easy to make free money, selling nothing. Asi wonzwa vanhu vachiti mari inonetsa miZimbabwe. Izvi zvidhara zvisina kana hembhe zvopiwa mari for entertainment. "taura nejira."
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@user-xv3iv7ym3m Zvidhara zvisina hembe zvirikuita mari zvichishandisa chivanhu chedu. I don't hear you say the same about the owners of pharmaceutical companies which are making billions selling us chemicals which have so many side effects that we eventually die from them. I also don't hear you say the same about those pharmaceuticals who have come to Africa, took the very medicines used by the "semi-naked old men", isolated the active ingredients then mixed them with other chemicals so they can look attractive to YOUR (and people who think like you) eyes, then they make billions by stealing that knowledge!! Don't be that much brainwashed. I suppose you are the king who pray every day, go to church, quotes the bible, follow and adopt European/Jewish beliefs and culture, yet you despise despise your own. You may not even know your roots other than up to your immediate Grandfather yet you proudly recite some jewish family tree. Then you call yourself educated!!!!
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu 10 месяцев назад
Kwaaaaaaa aucle saint imiika regai kutipedzera data nezvinhu zvemanyepo izvi
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@FaithDhori-sw8hu Enda kutwumaporofita twako twaunofarira!!
@mwanamutongamubootu
@mwanamutongamubootu 11 месяцев назад
Malume ichokwadi here kkkk😂
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo 10 месяцев назад
Machembere kudhara sekuru machembere anhasi arikuita bonde nevana vadiki saka va kutya kumwaya bute kumwanaskana
@joaoconstancio3120
@joaoconstancio3120 11 месяцев назад
Murisei uncle , ndokumbirawo number yenyu ye app ndokutaura nemwi ku inbox Ndri ku Mozambique
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 11 месяцев назад
Aaah chii chakadaro ichocho😂😂
@raymondzharare7776
@raymondzharare7776 11 месяцев назад
Nhai hko drama haro
@tawandamatonga5589
@tawandamatonga5589 10 месяцев назад
kkkk zvakaoma ah 3:21
@shyleenchiwax5127
@shyleenchiwax5127 11 месяцев назад
Siyai kuita madrama aya uyumusikana uyu haana kana kuroorwa togara kumaraini kumwechete avo havasu baba vake .baba vake ndovaziva uchazvitadzisa kuroorwa iwe
@PreciousNyamunda
@PreciousNyamunda 11 месяцев назад
😅handisi munhu anoshora asi apa haa kunge drama
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@user-pe3ns2pn5f Kan usingashore unoyedza kunzwisisa kuti chii chawawona. Video iyi haina kuratidza zvese zvakaitika. Munhu akaigadzira aka cut and edit zvinhu zvakawanda. Angotiratidza chidimbu chaanofunga kuti chichamupa ma views akawanda!!
@LaMaphalalaDlamini
@LaMaphalalaDlamini 11 месяцев назад
Kulez vhurai hat tione chiso
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 месяцев назад
Idrama kutsvaka mbiri kwanamhata avo,iwe saint heya kusabatika wanga usina content
@FortunateMutize-t4r
@FortunateMutize-t4r 11 месяцев назад
Uuuummmmm sekuru maviga face yenyu
@bosslady933
@bosslady933 11 месяцев назад
Kubatirwa sugar or mombe
@vimbaibere4605
@vimbaibere4605 11 месяцев назад
Zviriko
@bosslady933
@bosslady933 11 месяцев назад
Mucheka uyo maone
@nyaradzokamutero4334
@nyaradzokamutero4334 11 месяцев назад
Harisi drama vanhuwe vanhu varikushereketa munyika
@alecchingondo1050
@alecchingondo1050 10 месяцев назад
Kubatirwa sugar😅😅
@bosslady933
@bosslady933 11 месяцев назад
Varipi Sekuru ava
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 11 месяцев назад
Imika musatijairire mhoti😂😂😂😂
@shingikavhai6422
@shingikavhai6422 8 месяцев назад
kkkk
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 10 месяцев назад
Saka vanhu vakutobvuma madhodhi akadaro nhai? Ummm ini ndaona pakutanga apo uyu akasunga zambia reblue kuti it's marketing strategy yasekuru venyu ava.Vanhu ava vanongooneka kuti vanodya mutoriro especially isvo tsvatanga kusimuka isvo kozoti svibaba svacho isvo mutoriro chete vatoshanda so votopiwa $5 each .
@tsitsimunjoma5027
@tsitsimunjoma5027 4 месяца назад
Kkkk
@shyleenchiwax5127
@shyleenchiwax5127 11 месяцев назад
Vanasangoma venyu ava madrama ega ega ndakamboona mumwe mudhara achirova madrama kwatasvu.ndamuona kumaraini ndikamubvunza kuti ndeipi yamaiita zvikanzi time he tichitsvaga mari hama saka topihwa na$10 kkkkkk
@EniyaDeke-v4m
@EniyaDeke-v4m 11 месяцев назад
Munoti madrama nekwenyu hakuna zvikunetsa
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 11 месяцев назад
Kana marriage yako ichiendeka usasvore vanhu varikushinhwa mumamisha umu why wud smn sleep wth hz biological daughters
@LinetChipfurutse
@LinetChipfurutse 10 месяцев назад
Iri idrama chairo even kukanuka kwaita vakadzi vacho acting chaiyo ,zuva rekutongwa richauya,,
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 11 месяцев назад
Ichokwadi hre ichi kkkk
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 месяцев назад
Drama here kana kuti chii
@chingombedaries
@chingombedaries 11 месяцев назад
Tuma drama utwo vanhu vatambura vavekunyepedzera kuita n'anga iyo its chemical reactions science idzo no magic mbava idzo
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂 yooohwe drama iri tikwanirei
@shingikavhai6422
@shingikavhai6422 8 месяцев назад
kkkkkkkkkiest
@fanwelmutare8662
@fanwelmutare8662 10 месяцев назад
Episode 2 please 😅😅😅
@chingombedaries
@chingombedaries 11 месяцев назад
Saint regaku promoter mbavha idzo dzirikuita tuma drama
@shyleenchiwax5127
@shyleenchiwax5127 11 месяцев назад
Apo pajira painge pakasungwa matombo evaye vanoita zvekunama mapoto kana maaziva ukaritora ukaisa mumvura rinongokwata kudaro mvura yopisa
@henrymatesi657
@henrymatesi657 10 месяцев назад
Iwewe unoziva zvose ndaona maComments Ako akawandisa Sando dzenyu .asi unofanirwawo kupawo vanhu evidence yekuti tizovewo zveeee zvose zviri kuitwa nana Sangoma kuti manyepo kuti maDrama
@CalvinMzenda
@CalvinMzenda 11 месяцев назад
Zvakaoma
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk 10 месяцев назад
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Spo7017
@Spo7017 11 месяцев назад
🙄🙄🙄🙄🙄🙄
@faithfaith1748
@faithfaith1748 11 месяцев назад
Uuumm matare aya 😂
@SophiaMahenye
@SophiaMahenye 11 месяцев назад
Kkkkkk yooo ma1
@MiclesFlex91
@MiclesFlex91 10 месяцев назад
Inhema idzi drama iri
@dorothymoyo1018
@dorothymoyo1018 11 месяцев назад
nhai mwari hmmmm
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂imika
@joyleenmtudza6794
@joyleenmtudza6794 10 месяцев назад
Is it a Drama here or Ichokwadi
@GraceMoyo-m7z
@GraceMoyo-m7z 11 месяцев назад
😂😂 drama chairo
@GloriaNyamunokora
@GloriaNyamunokora 10 месяцев назад
uuum drama musatijairire
@MiclesFlex91
@MiclesFlex91 10 месяцев назад
Fokof drama iri sukaaa
@JoelChokudya-tu8ep
@JoelChokudya-tu8ep 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@propro9957
@propro9957 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 drama chairo
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 11 месяцев назад
Chi chakadorooo😮
@propro9957
@propro9957 11 месяцев назад
@@Sthandwa-dk3xh chi ichocho 😮
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 11 месяцев назад
@@propro9957 zvakaoma mufunge 🤣🤣
@propro9957
@propro9957 11 месяцев назад
@@Sthandwa-dk3xh kunzima 😂
@HanaPhiri
@HanaPhiri 11 месяцев назад
🙆🙆🙆😭😔
@sueeland5675
@sueeland5675 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂ahhh
@evengelisterbiyasi5160
@evengelisterbiyasi5160 11 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@ThelmaMpofu-e5q
@ThelmaMpofu-e5q 5 месяцев назад
Iri idrama iri
@ngoni222
@ngoni222 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@Briancharumbira793
@Briancharumbira793 11 месяцев назад
Drama iri tibvireipo
@tsitsimunjoma5027
@tsitsimunjoma5027 4 месяца назад
I drama iri
@dzimbantetemachovo
@dzimbantetemachovo 10 месяцев назад
😂😂😂😂drama iri
@luckymorebindu7697
@luckymorebindu7697 11 месяцев назад
kkkkkk drama
@senzeniganyani9461
@senzeniganyani9461 11 месяцев назад
😅😅D
@DanielMajanga
@DanielMajanga 11 месяцев назад
Kkkkkkkk dramatic
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 месяцев назад
Vana vaSatani varikubira vanhu
@Supermikela-g41
@Supermikela-g41 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@kessiechitapatapa3849
@kessiechitapatapa3849 11 месяцев назад
😂😂😂😂
Далее
Kufukunurwa nekuvigwa patsva kwaBaba Gombakomba
49:57
Would you go on a Blind Date in Italy?
0:51
Просмотров 18 млн
Кто сделал Катар богатым? #shorts
0:59
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Ndakamubata Achiita Bonde Nemwana Wangu Mumba Mangu
27:02