Тёмный

Bambo Tito part 2 

Zimbabwe Arts and Entertainment
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 70 тыс.
50% 1

Видеоклипы

Опубликовано:

 

24 июн 2018

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 75   
@abishachingobe2983
@abishachingobe2983 2 года назад
well done mukuru keep on pushing 👏
@lorainezuweni908
@lorainezuweni908 5 лет назад
Kkkkkkkkkk muzukuru wacho ndoma1 kkk anakirwa nesadza rababa titi ukasvikirwa nabambo titi wafa
@tiririmhuriyengwe1213
@tiririmhuriyengwe1213 5 лет назад
Kkk Samanyika anobviro actor. Big up bambo Tito
@lydiatsenzere3500
@lydiatsenzere3500 5 лет назад
Kkkk Bambi Tito mekenyanya kwakuda kozviwidza kwa Pungwe here ??? Pa honde apooo sando dzenyu ,ilove that place .kkkk kp fire burning Bambi Tito tirudakadza mhaiyo woyyyyye
@nommatertinarwo9583
@nommatertinarwo9583 4 года назад
Kkkkk bambo,tito ma 1 munhu anoda angatye nyoka nemakarwe hre anopenga,bambo tito,kkkkk
@ezekielnyambodza2541
@ezekielnyambodza2541 5 лет назад
Thumbs up bambo tito pa honde valley ......big up honde valley
@douglastangwena3854
@douglastangwena3854 5 лет назад
Bambo Tito kusha kopinda mumvura ngekuti mune zvingouraya,mumuti munenyoka kkkkkkk.
@clemencemutano516
@clemencemutano516 6 лет назад
kkkkk aya ma1 ....... bambo Tito
@annazim9086
@annazim9086 5 лет назад
kkkk since ndakabarwa bambo tito kuseri
@thomasmashawi5614
@thomasmashawi5614 4 года назад
Munhu weCHIMATA haafoni anosenda message kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@norahnyakabe4513
@norahnyakabe4513 5 лет назад
kkkkutenda munhu ngembanje,bambo Tito paSagambe apo
@edgarindainyapadi
@edgarindainyapadi 4 года назад
Wanhu imwe ku ekita yere uku? Bambo ungobvirogona fani 😂
@gracemudzipurwa5862
@gracemudzipurwa5862 5 лет назад
Kkkk magaro haana mazvimbiswa
@tsitsimhembere6045
@tsitsimhembere6045 5 лет назад
PaHonde apo kkkkk
@chikidepride9005
@chikidepride9005 5 лет назад
Kkkkkk bambo Tito ma 1
@shingirayioutdooradventure632
@shingirayioutdooradventure632 5 лет назад
Kkkk wandifungidza mutirowafanza
@abigailmtetwa3796
@abigailmtetwa3796 5 лет назад
Kkkkkkkk imba 1 hainabasa asi chikuru chiripo mumba umu hamunamachira kkkkkkkkk
@aloiciazidya5630
@aloiciazidya5630 5 лет назад
Kkkkkk vanhu vanotsvaga munhu vari pa nzvimbo one kkk
@paulinemarunga6344
@paulinemarunga6344 5 лет назад
Kkkkkk magaro angu haana mazvimbiswa
@celinamilian
@celinamilian 4 года назад
Zimbabwe has interesting dialects, love it.
@llions5633
@llions5633 4 года назад
Intruder my language beautiful language by Wasus
@claramuchawaya4995
@claramuchawaya4995 4 года назад
Ini bambo Tito vandiitira kunge chokwadi kushungurudza kwacho ndabva ndabatikana
@claramuchawaya4995
@claramuchawaya4995 4 года назад
Ini bambo Tito vandiitira kunge chokwadi kushungurudza kwacho ndabva ndabatikana
@portiachitepo1754
@portiachitepo1754 4 года назад
Ndizvo zvinoita munhu Ari Kuda kuzvisungirira here izvi bambo tito
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 3 года назад
Bambo Tito varikutsvagwa neTimhu. Kkkk
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 5 лет назад
Muzukuru kuseri kwekuseri kikiki
@nyashagwiriri7489
@nyashagwiriri7489 6 лет назад
Kkkk kuruzhuka KKK ndanakirwa hangu wasu wasu ndevekwedu uko.
@gracemudzipurwa5862
@gracemudzipurwa5862 5 лет назад
Kuda kudzinga muzukuru kwakunyepa kt ndakuzvisunga
@darrynnjerere7879
@darrynnjerere7879 4 года назад
mungobvirogona bambo tito kkkkk
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 3 года назад
Bambo Tito dzakuda kunerwa kechipiri🤣🤣
@victoriamapakomakoni1463
@victoriamapakomakoni1463 5 лет назад
Kkkkk haaaya
@patricknyambo7239
@patricknyambo7239 5 лет назад
Ndakanerwa ndare kkk bambo tito makapenga
@lydiatsenzere3500
@lydiatsenzere3500 5 лет назад
Pakaipa kupiiwa ndareee
@cynthiamutyoramwendo9615
@cynthiamutyoramwendo9615 6 лет назад
Haayas bambo Tito pakaipa
@nommatertinarwo9583
@nommatertinarwo9583 4 года назад
Bambo,tito hanzi ndoda koozviuraya votya makarwe nenyoka ndaseka zvangu
@lisburnsahumani7084
@lisburnsahumani7084 6 лет назад
ko sound ya cameraman yakaisirwei apa? bambo Tito pamberi
@llions5633
@llions5633 4 года назад
Ko kuzoda kuzviuraya bambo Tito regai makarwe nenyoka zvikupedziseizve kkkkkk . Munoda kunerwa diko bambo Tito mobvirozviitisa kushaisha chaiko.
@winniemasedza3880
@winniemasedza3880 5 лет назад
Samanyika kwaaaaaa
@anniesandy2845
@anniesandy2845 4 года назад
😂😂😂😂😂
@hildamatimba8990
@hildamatimba8990 5 лет назад
Hokoyo na wasu
@chiwonisochikara9191
@chiwonisochikara9191 5 лет назад
kkkkk katanga zvino makarara sei mu 1 room kamurume kanoshusha
@chichimariza3240
@chichimariza3240 5 лет назад
makarara masikati ka imi kkkk
@kukumakundano2637
@kukumakundano2637 5 лет назад
Bambo Tito ma1
@charlessimango6548
@charlessimango6548 4 года назад
Kkkk mzukuru wacho
@allfootballnewsbarcelona5581
@allfootballnewsbarcelona5581 6 лет назад
kkkkkkkkk haya bambo Tito pakaipa
@letwinshonhiwa8373
@letwinshonhiwa8373 5 лет назад
kkkkkkkkkk bambo Tito mati makuzviuraya ko muri kutizirei nyoka futi ...mudam mati mune makarwe nenjuzu....kkkkkkkk saka muri kutya kufa ka imi bambo Tito
@tsutsujonh2611
@tsutsujonh2611 5 лет назад
Pachimata soo kkkk
@pharaohlomazolo950
@pharaohlomazolo950 5 лет назад
apa cameramen varikunzwika kuseka zvavo kkk sound editor munanzima next time
@taskforcemedia7604
@taskforcemedia7604 4 года назад
camera man volume yenyu matikuwadza
@chichimariza3240
@chichimariza3240 5 лет назад
bambo Tito wari kukoka misodzi wari mumuti
@patiechauke159
@patiechauke159 6 лет назад
kkk ayas
@nushtinos3607
@nushtinos3607 4 года назад
Bambo tito
@phineasncube669
@phineasncube669 5 лет назад
Phineas
@patiechauke159
@patiechauke159 6 лет назад
dudu muduri kache ndanakirwa nekaSong ako
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 3 года назад
Ndirapper uyo. Anotori serious
@lolapalm7437
@lolapalm7437 4 года назад
Kkkkkk vatokanganwa zvasekuru
@lolapalm7437
@lolapalm7437 4 года назад
Sekuru vakuda kufa asi vakutya kimvura nemuti unenyika kkkkkkkll
@memoryjoypabwe8904
@memoryjoypabwe8904 5 лет назад
Muzukuru chimanyika hachigone
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 3 года назад
Chakasiirwa bambo Tito
@lisahnyachengwa2454
@lisahnyachengwa2454 4 года назад
Kkkk haaays makanyanya guys
@romanahrufaro1169
@romanahrufaro1169 5 лет назад
Asi matikubviro kut mandinatira pano kani kkkkkk
@lucentysibanda5181
@lucentysibanda5181 6 лет назад
Baba tito vatanga 1 room
@bernardsithole2429
@bernardsithole2429 6 лет назад
Ko mzukuru zvaanoimba zvakanaka kutaura achikkama
@obertchikwee414
@obertchikwee414 5 лет назад
l Nigeria movie
@obertchikwee414
@obertchikwee414 5 лет назад
lni edo
@zhingpinzhuwao239
@zhingpinzhuwao239 4 года назад
Munhu anokakama pakuimba anenge ari bhoo. Ndoona na mai vangu
@dzidzaichigapa9912
@dzidzaichigapa9912 5 лет назад
Ko hnditi moda kufa ko mogotyei kozvikandira mumvura kna kurukwa nenyoka
@faithmugayi8173
@faithmugayi8173 5 лет назад
Kkkkkk ehe nhai
@marthamukucha923
@marthamukucha923 5 лет назад
Kunetsa
@memoryjoypabwe8904
@memoryjoypabwe8904 5 лет назад
Magaro hana mazvimbiswa
@jaydengarikai8986
@jaydengarikai8986 5 лет назад
Kkkkkkk yaa ko baba waripi
@princekatomari372
@princekatomari372 5 лет назад
Memory joy Pabwe very smarty pamba pabambo tito
Далее
Bambo Tito part 3
25:36
Просмотров 57 тыс.
I Built a EXTREME School Bus!
21:37
Просмотров 8 млн
Bambo Tito part 1
25:37
Просмотров 32 тыс.
Zimbabwe Drama - Sadza NemaVeggie Part 1
23:52
Просмотров 19 тыс.
FREDOKISS WANG'ALULA LERO KU MZUZU 28 July 2024
22:16
Kapfupi Feat. Nyimo,Bonjisi,Marabha
18:32
Просмотров 343 тыс.
Bambo Tito part 4
25:36
Просмотров 43 тыс.
VUDOO - Пьяная луна (Official Video)
2:11
Просмотров 143 тыс.
Scally Milano, uglystephan - Сутенер
2:01
Просмотров 202 тыс.