Тёмный

Bambo Tito part 3 

Zimbabwe Arts and Entertainment
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 58 тыс.
50% 1

Видеоклипы

Опубликовано:

 

24 июн 2018

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 81   
@tryphinetinarwo5591
@tryphinetinarwo5591 Год назад
I can't stop laughing 😂😂😂😂😂
@lucksonmvuu2433
@lucksonmvuu2433 5 лет назад
Nice one, this is acting..zvnongoitirwa kuti tinakidzwe
@fungaizikani7079
@fungaizikani7079 2 года назад
Iiiiiii ukadaii Mwana Wangu ndokutema nesanhu chairoo
@taiziweisumbureru9762
@taiziweisumbureru9762 5 лет назад
mai chipo vatori a slave pamba pavo aaah kana iri imba ngaisve yasara hayo
@lisahnyachengwa2454
@lisahnyachengwa2454 4 года назад
Kkkk marriage yakadai haufe wakasimba sure ne type yabambo tito
@leemzengwa7753
@leemzengwa7753 5 лет назад
Tsvaga muti ndikunnere ndikakunera neruoko ndingakuuraya hey haaaa imba yacho ine nharo ummm
@leemzengwa7753
@leemzengwa7753 5 лет назад
Itai zvekukasika ndisati ndakunerai apa kkkk torai chigero ndikugerei kkkk
@ellenmwandura3015
@ellenmwandura3015 3 года назад
Bambo tito mondifungisa mutirowafanza
@faithmunemwa12faithmunemwa79
@faithmunemwa12faithmunemwa79 5 лет назад
kkkkkkkkkk kamai kakazungaira aka aaaa huna zvakadai kkkkkkkkkkk
@leemzengwa7753
@leemzengwa7753 5 лет назад
Kkkkkl haaaaa nyama yakasara iya iripi kkkk hey murume anoshusha
@constancechikara9862
@constancechikara9862 5 лет назад
Mai chipo munazvoowo ko kunyarara kkkkk
@faithmugayi8173
@faithmugayi8173 5 лет назад
Karume kangoshusha aka 😅😅
@dzidzaichigapa9912
@dzidzaichigapa9912 5 лет назад
Kkk hnzi pfekai hembe madhende musada kudzokera kuumhandara
@thadiusmuridzo181
@thadiusmuridzo181 2 года назад
uyu anondisatsa esp language yacho kkk
@bigsister3161
@bigsister3161 4 года назад
Ekweeko bambo Tito mungoshusha kkkkkkkkkkk
@richmoremudzingwa4627
@richmoremudzingwa4627 5 лет назад
Ha ma1 mai chipo arimu jeri shuwa
@emmanuelbanda784
@emmanuelbanda784 6 лет назад
Muchinda unonetsa uyu aaaaaa ndaseka zvangu
@nyashamboto-fy2kx
@nyashamboto-fy2kx Год назад
Ini ndinokutiza
@romanahrufaro1169
@romanahrufaro1169 5 лет назад
Bambo tito vangoshusha kkkkk
@claramuchawaya4995
@claramuchawaya4995 4 года назад
Handingamukwanisi hama woye uuuuu kana ndodzoka bocha
@lisahnyachengwa2454
@lisahnyachengwa2454 4 года назад
Haaa bodo murume adai unosvika wamusha chete ndabaya,anongoda kukuona wakasara une mabvebve
@norahnyakabe4513
@norahnyakabe4513 5 лет назад
klkkkk chihwa mkaoma mai chipo warimunhamo
@claramuchawaya4995
@claramuchawaya4995 4 года назад
Nhai Mwari veduweee
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 5 лет назад
ITS GOOD BUT HE SHOULD STRIVE TO SURPASS MUTIRO
@marshallmatingo5951
@marshallmatingo5951 5 лет назад
hahahaha karume kanonetsaaa aka
@charlessimango6548
@charlessimango6548 4 года назад
Bamboo Tito kuseri vanogona kana mai titovacho vakapenga
@justicemmedzani212
@justicemmedzani212 5 лет назад
kkkkkk.bambo tito
@user-ib8bi3dq9j
@user-ib8bi3dq9j 4 месяца назад
Aaaaa pakaipa
@patiechauke159
@patiechauke159 6 лет назад
iSong yani iri kuimbwa iyo ndaifarira
@justinmukamba9634
@justinmukamba9634 5 лет назад
This is acting and l think bambo tito is good, he is showing reality, this thing is actually happening today
@moneryhove3309
@moneryhove3309 5 лет назад
Bambo Tito rushusho
@gloryhunter5855
@gloryhunter5855 5 лет назад
Ayiwa bambo Tito bully mazuva ano akadzi anokutiza
@bernardsithole2429
@bernardsithole2429 6 лет назад
Song ndeyani irikuimbwa
@restelizabethhazvinawamwe4120
@restelizabethhazvinawamwe4120 5 лет назад
Uuum kushusha kukadai imba yacho ngaisare hayo
@susansmart5504
@susansmart5504 3 года назад
Bambo tito kushusha
@abigalikandiyando6944
@abigalikandiyando6944 4 года назад
Iiiii murume uyu anoshusha ini iiiiiii hango ndosiya ndoenda
@macdonaldtadyanehondo1799
@macdonaldtadyanehondo1799 5 лет назад
In luv neka song kari ku bck grnd pa 5;44
@memoryjoypabwe8904
@memoryjoypabwe8904 5 лет назад
Kkkkkk
@jeraldinechikomba9032
@jeraldinechikomba9032 5 лет назад
Amainini Chioniso mungonerisa nkazi uyu amana .
@tafadzwamakaure7144
@tafadzwamakaure7144 3 года назад
Abuse chihwa
@tryphinetinarwo5591
@tryphinetinarwo5591 Год назад
Bambo Tito kumberi
@taiziweisumbureru9762
@taiziweisumbureru9762 5 лет назад
bambo tito muite mushe
@lolapalm7437
@lolapalm7437 4 года назад
Kadhara aka anonetsa yooh
@justicemmedzani212
@justicemmedzani212 5 лет назад
asi hakuna zvakadaiba bambo. dzora tsvimbo
@jotinamatanha2755
@jotinamatanha2755 6 лет назад
Ini handigare nemhuka yemurume akadai
@tichaonafrank8328
@tichaonafrank8328 3 года назад
Bamboo Tito makanyenye
@beautyadaarewa2176
@beautyadaarewa2176 5 лет назад
Wasu wapenga vanhu vamwari mashaisa chimiro panyika kupomba nobody trust you anymore
@memoryjoypabwe8904
@memoryjoypabwe8904 5 лет назад
Samanyika kushusha
@lizzymunetsi9744
@lizzymunetsi9744 6 лет назад
ini handigare nemurume akadayi shemu.
@taiziweisumbureru9762
@taiziweisumbureru9762 5 лет назад
anoona ndaenda
@dzidzaichigapa9912
@dzidzaichigapa9912 5 лет назад
Hnzi ndikuisei gd staira makarukirwei
@shillanyspapiro2781
@shillanyspapiro2781 4 года назад
Kkkk
@claramuchawaya4995
@claramuchawaya4995 4 года назад
Kasi variko varume vakadai mukadzi anopera rudo kusvika pa 0% kupa mukadzi confusion
@nommatertinarwo9583
@nommatertinarwo9583 4 года назад
Ini zvangu bodo bambo,tito anonetsa haasi,murume wekugara naye,bodo ini imba yacho ndingaisiya zvangu
@patiechauke159
@patiechauke159 6 лет назад
bambo Tito kkkk
@letwinshonhiwa8373
@letwinshonhiwa8373 5 лет назад
bambo Tito munogona ....anokakama muzukuru haagone
@faithmunemwa12faithmunemwa79
@faithmunemwa12faithmunemwa79 5 лет назад
taura shaaa aaaah mashura emurume,and hes usIess
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 4 года назад
Bambo Tito manyanya
@brilliantdube882
@brilliantdube882 5 лет назад
Kkkk hey hey this is just acting chete chete hazviite
@charlessimango6548
@charlessimango6548 4 года назад
Mainini chioniso
@abigailsandi7900
@abigailsandi7900 6 лет назад
murume anoda kurohwa uyu anojairira
@princemugabe7887
@princemugabe7887 5 лет назад
x 529
@gondaisienza1145
@gondaisienza1145 5 лет назад
🤔
@ashangirazi3966
@ashangirazi3966 4 года назад
Kuitwa slave mnyika mne freedom kudai,
@barnabasgombedza4443
@barnabasgombedza4443 5 лет назад
chirudzii chawari kutaura
@bradleycharingwa240
@bradleycharingwa240 5 лет назад
butter trade yemagwere to something
@omphilemokibe8572
@omphilemokibe8572 4 года назад
Zvakashata
@pharaohlomazolo950
@pharaohlomazolo950 5 лет назад
KARUDZI KAMUTIROWAFANZA KANENGE KANOSHUSHAWO ZVEDI AKA KKKKK
@marthamukucha923
@marthamukucha923 5 лет назад
Kkkk kunetsa
@bettyzifodya5093
@bettyzifodya5093 6 лет назад
Mmmmm izvi ndohighest level of lunatic ,handigarire marara emurume akadai bodo ari too abusive uyu haa pakadai chero kunzi kugarira vana handigare ini
@msaigwasave7251
@msaigwasave7251 6 лет назад
vamwe vakadzi ndozvavanoda izvi
@faithmunemwa12faithmunemwa79
@faithmunemwa12faithmunemwa79 5 лет назад
kkkkk veduwee
@ashangirazi3966
@ashangirazi3966 4 года назад
Iiii haayaaaa ava mai chipo wakashinga ,, myself unosvika ndarowapasi iyo kitchen imwe chete iyoyi yerount kkkkkkk ndoirikufira mai chipo
@nyashamboto-fy2kx
@nyashamboto-fy2kx Год назад
Unogara wega
@brilliantdube882
@brilliantdube882 5 лет назад
Satan diaborosi
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Год назад
Wrong concept.Dont import foreign ideas in Zimbabwe!
@munyatoro7837
@munyatoro7837 6 лет назад
Makagona but not really good blaz iyo ngaichinje matauriro
@munyatoro7837
@munyatoro7837 6 лет назад
This kind of kushusha is nomore in our days vakadzi vakuziva mutemo stop acting nonsense
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 4 года назад
Umm you are wrong, theses things are still happening.
@sithokozilengwenya674
@sithokozilengwenya674 3 года назад
Nonsense. What kind of marriage is this better kusiyana nemurume akadai aaa
@gloriapaulo2541
@gloriapaulo2541 Год назад
Kkkkkk
Далее
Bambo Tito part 4
25:36
Просмотров 43 тыс.
Best exercises to lose weight ! 😱
00:19
Просмотров 9 млн
Bhozhongora latest || Baba vanotyorwa gumbo pamba pavo
23:38
Bambo Tito part 2
25:34
Просмотров 70 тыс.
Akatuka Mambo part 1
16:35
Просмотров 50 тыс.
sateh nding kairama episode 34
32:52
Просмотров 53 тыс.
Apa Wawanza-Kapfupi
11:56
Просмотров 172 тыс.
Bambo Tito - Kukundwa technology newamayi   Samanyika
2:19
Vakuru Episode 34 "Dhugi"
5:14
Просмотров 41 тыс.
Zimbabwe Drama - Mwanasikana 2 part 2
30:17
Просмотров 86 тыс.
Bambo Tito part 1
25:37
Просмотров 32 тыс.
GODZILLA
2:09
Просмотров 159 тыс.
Vefa Serifova & Vusal Eliyev - Omrum 2024 (Yeni Klip)
2:34
Stray Kids "MOUNTAINS" Video
3:12
Просмотров 3,8 млн
Tamiga & 2Bad - Tell Me | Official Video Extended
4:45
Stray Kids "Chk Chk Boom" M/V
3:26
Просмотров 61 млн