Тёмный

batsiraiwo kutonga nyaya iyi nhai kusunga murume imhosva here?? kana kuti irudo chairwo 

Zigo
Подписаться 117 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 24   
@diamondimba6735
@diamondimba6735 2 месяца назад
Chief varikuda kuti mukadzi anavana 4 abve pamba pake achiendepi. Murume ndiye akutofanira kunzi abvepo zvachose
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 18 дней назад
Zigo chiuya neupdate yenyay iyi ...vakazodzoka here mudare vanhu ava
@libertychipere7498
@libertychipere7498 2 месяца назад
Zigo utinyare nyaya dzaana Mambo hatidi zvima advert izvo
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 2 месяца назад
Zigo maardevent unizomanyanyawo ndiwo atakutoona aaaa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Ini yangu mboro yakamboramba kumira 2 months but ndakazoona kuti zvino Dhaka ndo problem. Kungorega chete yatove dombo since
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 месяца назад
Haa usanyepe doro harikanganise nhengo kumira
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
@@liciousnyamande4251 nokuti yako haisati yakanganiswa?
@St-G2
@St-G2 2 месяца назад
Stress inokanganisa kumira kwenhengo guys. Its normal, this guys is not okay parizvino so maparts anoshanda sei
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 месяца назад
Nhengo inoseenza nekuda kwepfungwa / feelings so kana munhu uine stress hazvibude
@JunetBvurire-ht1es
@JunetBvurire-ht1es 2 месяца назад
Mukadzi uyu ngaagare mumusha achengete vana vake ndiye akavaka musha nokuti kuparika kune shaisano
@MhofuShava-f2r
@MhofuShava-f2r 2 месяца назад
Pavakadzi 2 vaanavo chii chinoita kuti afungire kuti akagadzirwa nemukadzi mukuru?.
@santosmodesto3480
@santosmodesto3480 2 месяца назад
Is very simple
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 2 месяца назад
Arikut akarara nauyu aimire
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 2 месяца назад
Murume arikuda kuti mukadzi abve paimba yavakavaka agare nemukadzi mudiki ipapo. Veduwe varume musadaro ko vana avo vamaiguru moda kuti vaendepi. Mainini vo benefiter ziya ra maiguru. Kungosvika zvinhu zvakarongeka here
@SarahMpofu-s5q
@SarahMpofu-s5q 2 месяца назад
Zibenzi remurume apa harina kuroorwa futi
@MollenMutanga
@MollenMutanga 2 месяца назад
Izvo zvivanhu zvisina kurora zvinonetsa
@ROGUE406
@ROGUE406 2 месяца назад
Erectile dysfunction iyi ---- kusungwa kwechiiko
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 месяца назад
25 umwe anonyura hake.
@PrimroseMketiwa
@PrimroseMketiwa 2 месяца назад
Munhu haasungwe ko ukafa
@CleverMarongwe
@CleverMarongwe 2 месяца назад
Why wapomera mukuru ko kana ari mudiki ari kukonzeresa mobata mukuru haaaa barika wotoshinga unodya zvese zvese
@tafadzwagmhlanga3037
@tafadzwagmhlanga3037 2 месяца назад
Plizzzz musi wa25 ngaidzoke tibatirane pamwe can't wait I think pane nyaya hombe apa
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 месяца назад
Pane nyaya apo and inotonetsa nyaya yacho regai tione chi25 kna chasvika
@DerickADSON-zi3gf
@DerickADSON-zi3gf 2 месяца назад
Zimuroyi
Далее
новое испытание
00:40
Просмотров 115 тыс.
ДУБАЙСКАЯ ШОКОЛАДКА 🍫
00:55
Просмотров 603 тыс.