Тёмный

BHORA .....VANAMADZIBABA VOYENDA KUNOBVUNZIRA KUN'ANGA 

Drewmas Media
Подписаться 219 тыс.
Просмотров 18 тыс.
50% 1

MUKOMANA WOKUFA ABA HUKU (UPDATE)

Развлечения

Опубликовано:

 

12 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 120   
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 6 месяцев назад
Murungu tendwa nedenga. Thank you for your kindness and support 🙏 ❤
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 месяцев назад
Zvinofadza chaizvo kuti murungu aratidze rudo nemushandi wake nekufambiravo dambudziko rake. However, dambudziko nderokuti n'anga dzacho ava matsotsi. Kungonzwa chete kuti murungu aripano votochinja charge; votorova vanhu pasi peshoka. Advice; kana murungu aita shasha kufamba nemi, then kana masvika pan'anga itoitai drama rekuti murungu atombovava-vava achiti ndipeii mari yangu yakakwana yemota ndiende. Kwete zvekuti n'anga izive kuti murungu ari kutofambiravo dambudziko renyu; mukadaro munozvambugwa.
@patrickmarwenze6306
@patrickmarwenze6306 6 месяцев назад
Yaaaa hurungu hunodiwa apo
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha 6 месяцев назад
Well done murungu for being there for bhoyi wako
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 6 месяцев назад
Hausi murungu iwe dont be too proud dzikamayi madzibaba
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Madzibaba murungu komborerwai nerudo rwenyu Mwari vawedzere pa makatapudza ndiko kunamata kwechokwadi uku madzibaba nevose vakabatsira komborerwai
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Asika vakadya vese
@KendraLipsy
@KendraLipsy 6 месяцев назад
Muridzi wehuku haagare kure, munhu ayitoona zvese zvichiitika, dai ayifa kuroyonora akaroyonora, pamwe zvazvisisina kudzokera mashure saka akaramba akanyarara , but zvichabuda chete soon or later
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 6 месяцев назад
Zorora murugare Munya. Uye Kune vasara Mwari akunyaradzei panguva yakaoma kudai.
@mavisknight4522
@mavisknight4522 6 месяцев назад
Kudos to the boss helped a lot! I hope Munya’s friends have learned a big lesson as well!
@LoveQueen564
@LoveQueen564 6 месяцев назад
Zvakaoma, continue to rest in peace Munya.
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 6 месяцев назад
Vanamunangangwa varikushungurudza vanhu
@lindytv3075
@lindytv3075 6 месяцев назад
Kufira huku ,dai muridzi akamupa punishment isiri yekufa
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
It's a lesson kuva penyu nkt vapfana vadiki Ava vari kuba zvinorwadza
@thulanimapfungautse8406
@thulanimapfungautse8406 6 месяцев назад
Ah murungu kana 🙌
@mmuderedzwa09
@mmuderedzwa09 6 месяцев назад
Pamwe aive mazizi dzaisave huku🤔
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 6 месяцев назад
N'anga iyi yakaregerera Munya chaiko, shuwa kukoshesa kuda mari kudarika upenyu hwemunhu, ko akadii kungobatsira kt akunde dambudziko rake ozobhadharwa hake apora thanks so much murungu wakamira nemushandi wako hako God bless you more
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 6 месяцев назад
Ndimi munotuka vanhu vanoita zvechivanhu muchaka henyu
@Justin-fv4iw
@Justin-fv4iw 6 месяцев назад
Hanzii ndini murungu
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 месяцев назад
Shamwari chero dzikaramba zvirikuuyawo kwavari
@alicechigwaza2016
@alicechigwaza2016 6 месяцев назад
Murungu makabatsira but self glory mukuiwanza
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Haaa baba murungu haa vanotaura haaaa ndatenda hangu
@jayroyal3257
@jayroyal3257 6 месяцев назад
zvakaoma sekuita murungu mutema
@user-iy6le3pd8t
@user-iy6le3pd8t 5 месяцев назад
Muridzi wehuku akawanikwa here
@lindytv3075
@lindytv3075 6 месяцев назад
Ko vanoshaya hama sei
@user-fr4es4wg3m
@user-fr4es4wg3m 6 месяцев назад
Ndokumbirawo zita remunhu akayimba song
@memorytutayi9059
@memorytutayi9059 6 месяцев назад
Murungu 🙌
@makanyaramatamare6938
@makanyaramatamare6938 6 месяцев назад
Mwari akuitirei zvakanaka
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl 6 месяцев назад
Pakaitika mistake pakuenda ku munhu asiri iye akazviita zvaida muridzi wehuku ndiye aizo raramisa mukoma, zvisinei may so rest in peace mukoma.
@Weslie1989
@Weslie1989 6 месяцев назад
Murungu waibata mushandi rough zvekusvika pakuti ashuve nyama here amana
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 6 месяцев назад
Murungu uyu unodzikisira mushande wake, hanzi baba vemwana vakashaya dollar kureva kuti haasi kuvabhadhara mushe.
@danmasinge7488
@danmasinge7488 6 месяцев назад
Zvaitobiwa ihobho saka apa chakauraya hapana anoziva
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 6 месяцев назад
So sad news drewmas media taking us to another level
@user-ix8jt5be7f
@user-ix8jt5be7f 6 месяцев назад
Zvakaoma kufira huku chokwadi rest in peace Munya
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 месяцев назад
Iye anotadza kuziwa kumozambique here kuno mozambique wana Mashava wakawanda kuno
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 6 месяцев назад
Ndiri Murungu kkkkkk
@p.ndlovu
@p.ndlovu 6 месяцев назад
Uuum shame hey akafa zvinorwadza mwana uyu Makaita henyu makabatsira kuvigwa kwake Zvinorwadza baba vake vasara vava vega
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Muridzi wehuku dzakabiwa nemwana ngavadzingwe mukomboni angatopedza vanhu achiuraya nemishonga yake
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
No Hama yangu tarisai both sides dai mwana uyu asina kuba angadai asina kufa kuba chaiko kunotangira pahuku kusvika pakuzoita zvikuru
@amosmazikana4675
@amosmazikana4675 6 месяцев назад
Kutaura chokwadi kubirwa kunorwadza.Iye munhu anombobireiko.
@patak4343
@patak4343 6 месяцев назад
Manje sekuru vangu vakaswera vakarara vachichema kuseni vakamuka vaine muromo unenge we gondo nehuku dzevanhu idzodzo
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Murungu or Drewmas media kubva nhasi vanhu vasatore mushandi asina chitupa or munhu asingazivikanwi kwaanobva uye baba munya ngavachitobva vanotora chitupa kana vasingadi ngavadzingwe basa coz mangwana zvinozonetsa
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 6 месяцев назад
Pride yacho mahwani ummm
@patak4343
@patak4343 6 месяцев назад
Wakunyepa pakut nedzako mota dzasina petrol....dai zvakaitika kwako waingomutsa mota wakanyarara womhanya
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 месяцев назад
Futi humwe huroyi so zvakaoma hazvo kuuraira munhu huku huroyi hwekutambisa ko inga varipo varikushungurudza wani hamukwanise kuvaroya wo here
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 6 месяцев назад
Nhayi zvako dai vatotipa huroyi hwacho tangonanga kune varikushungurudza vanhu
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 месяцев назад
@@vivianmugowa3918 Nhai zvako dear
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 6 месяцев назад
Pamwe akagadzira huku dzake uyu kwakusanganawo nazvo chete
@rosemarynyamadzawo9406
@rosemarynyamadzawo9406 6 месяцев назад
Continue to rest in peace Munya but muridzi wehuku uri kufara hr nazvo hawaisvika pakuuraya hero ropa mumaoko mako😢
@caltonparatema3833
@caltonparatema3833 6 месяцев назад
Vamwechete. Vanamadzibaba dzitori n'anga futi. Same WhatsApp group fake prophets bond, wimbo, makandiwa, magirazi, Freddy, ndunge et al. They've the same source of fake and temporary power. Satan ndiye baba wavo
@patak4343
@patak4343 6 месяцев назад
Vanopikisa naye huyai 👇 👇👇 apa
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 6 месяцев назад
Iiiish Murungu wacho how does he employ munhu asina ID . Ko kungoti ndiri muridzi webasa
@mollinmativenga4059
@mollinmativenga4059 6 месяцев назад
Team team
@tendaimudhiriza2383
@tendaimudhiriza2383 6 месяцев назад
Kuba kwakashata
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 3 месяца назад
Murungu weiko nhymi
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 6 месяцев назад
MURUNGU ANOTAURA SURRENDER.MASHAMWARI VAIDYA VESE ASI VAVE KURAMBA
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 месяцев назад
Sad Mubvunzo wangu ndewekuti hongu wakabirwa mwana akakanganisa ko hayisi ngozi here mangwana iyiii
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Haisi ngozi nkt chakafa haasi munhu asi akafa imbavha imi munozviziva kubirwa kunorwadza sei yes kufa kunorwadza asi mbavha inorwadzisa paupenyu
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 месяцев назад
@@josephchenjerai1075 ummm Joseph inga wani mushoko ra Mwari rinotaura wani kuti regai kutonga siirayi hasha dzenyu kwandiri Ini kwandiri ingori ngozi chete bcz kuuraya kwaakaita hongu akabirwa
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
@@linnetgambura9943 sorry tete chinhu chakukonzeresa kuti vanhu vazofunga kuuraya inyaya ykt ukaendesa nyaya kumapurisa hapana kana action inoitwa saka vanhu vachizofunga kuuraya
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 месяцев назад
@@josephchenjerai1075 yes ndakunzwisisa hazvadzi ndokumbirao iwe kuti uchinge wasangana nezvakadai usatsiva nekuraya
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
@@linnetgambura9943 ndizvozvo tete kuonesana kwakanaka akuudza ndiye Hama yako uye akuudza anokuda
@blessbless904
@blessbless904 6 месяцев назад
RIP Munya..#Murungu
@avechite514
@avechite514 6 месяцев назад
Murungu ataura kkkkk
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 6 месяцев назад
Murungu ndiye anoita huku. Haasiye akaroya munhu here
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Kkkkkk imika musadaro
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 6 месяцев назад
​@@Net-lr1fomarambira murungu
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Kkkkkkkkk sei madaro
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Kkkkkkk apa iwe unenge wataura zvatisiri kuona and its true
@chingombedaries
@chingombedaries 6 месяцев назад
Huku yacho chaiva chikwambo chevaridzi
@VaraidzoGombahari
@VaraidzoGombahari 6 месяцев назад
Iyaa ndozvakaita murungu nhai
@robinreally7996
@robinreally7996 6 месяцев назад
😂😂😂😂 Komboni life ane mari ndiye mkuru..!!
@lovenessmatambo2939
@lovenessmatambo2939 6 месяцев назад
Ndeya munyaradzi here
@patiencemakoni353
@patiencemakoni353 6 месяцев назад
Rip munya😢😢😢
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 6 месяцев назад
Muchaziva chivanhu chiriko
@P98329
@P98329 6 месяцев назад
Hi
@NTKwaJesu
@NTKwaJesu 6 месяцев назад
Hoo ndizvo zvakaita murungu nhai
@nicolemercy
@nicolemercy 6 месяцев назад
😂kkkkkk😂😂😂naka
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 6 месяцев назад
Zvekuti murungu zviri necessary here asi 🤔 nhai madzibaba inga mune pride chaizvo baba murungu
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Ane Mari ndiye mukuru kkkkkkkk
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 6 месяцев назад
So sad 😭😭
@user-uh3nl7fw1v
@user-uh3nl7fw1v 6 месяцев назад
Shumba makadini, mubvunzo wangu, mushonga uyu wakashata because akacheka ndiye akafa but question is ko ukatengeserwa usinga zive kuti huku yakabiwa wobva wanocheka huku iya watonyura
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Yes ndiye unofa coz unenge wacheka
@patak4343
@patak4343 6 месяцев назад
Obvious
@forgetjenyura3369
@forgetjenyura3369 6 месяцев назад
Rip Munya
@user-ny6nu8uu3c
@user-ny6nu8uu3c 6 месяцев назад
Hello everyone
@norahngwaru7762
@norahngwaru7762 6 месяцев назад
Rip munya😢
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 месяцев назад
Chikara muricy
@Mikelamushamba274
@Mikelamushamba274 6 месяцев назад
Murungu manyama
@papafatso1761
@papafatso1761 6 месяцев назад
Ndakamboona umwe aichema huku pahuro apa akavhara muromo zvakaoma unoona zvedi kuti munhu arikushupika
@franklintinei
@franklintinei 5 месяцев назад
Q
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 6 месяцев назад
Vekuhospital vaida mushonga vekurapei pasina diagnosis
@user-iy6le3pd8t
@user-iy6le3pd8t 5 месяцев назад
Dzimwe ihuku maskati...mazizi usiku
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 6 месяцев назад
Ndanonoka
@sasharirisomada5143
@sasharirisomada5143 6 месяцев назад
Ko Shamwari dzake why dzisinao kusangana neproblem iyii since vakaba vese???2godobori was supposed to say muridzi wehuku, either way zvimwe ndiye wainge wakaita kugadzira mbavha&ainge asina right yekusunungura mubi muridzi asipowo pagrnd
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Ummm mukumhanyisa mota mkoma
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 6 месяцев назад
Huku inkukhu nje zwii umntu afe buhlungu yeah loba etshontshile bekumele athi bhadala inkukhu zami not ukubulala
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 6 месяцев назад
IMAGINE HUKU INOITA $5
@lavanalovely6256
@lavanalovely6256 6 месяцев назад
Sazita...I thought as much..cz of chicken u kill someone!! sickening...ku muripisa even mombe u know! but this person who killed him,yato ngozi kwake kudzinza cz of chicken! Disgusting moyo wakadaro!!
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 месяцев назад
Isela khumele life noma litshotsheni
@user-eb8or4rg8e
@user-eb8or4rg8e 6 месяцев назад
Ini hangu ndikutobvunzwawo pane akamboenda kwa Emaculate hre tiendewo
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 месяцев назад
Anoita nezvei
@user-qo6ef8ce7e
@user-qo6ef8ce7e 6 месяцев назад
Hoo ndoo zvakaita varungu nhy kkkkkk
@GamuchiraiZulu
@GamuchiraiZulu 6 месяцев назад
Murungu zvinoreva munhu vaunoshandira nekuti anenge achikupa mari
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 6 месяцев назад
😂😂😂
@user-lw3ok9uz9i
@user-lw3ok9uz9i 6 месяцев назад
Your headline is misleading. The employer is also "madzibaba" but it also shows that he was acting to save his worker. Headline seems to suggest Sangano reMadzibaba went to consult the traditional healers
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 6 месяцев назад
MOTA dzese dzanga dzisina mafuta the word "dzese"
@emmanuelnyasvimbo8233
@emmanuelnyasvimbo8233 6 месяцев назад
Andrew ko zvidhoma zvakaenda here
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 6 месяцев назад
Vanozodzoka ne update afr one year
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 6 месяцев назад
@@nozweloncube8788 USATIONE KUNONOKA TENGE TICHIUYA
@Mikelamushamba274
@Mikelamushamba274 6 месяцев назад
Zcakaoma hazvo
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 месяцев назад
Endai kwa Tasvu tibate munhu wehuku nekwa Kanengo
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 6 месяцев назад
Mbavha dzinonyanya munhu anenge anetsa nekuba . Vanhu dzidzai kuti musabate chinhu chisiri chako
@beautymutiti3605
@beautymutiti3605 6 месяцев назад
For wat
@nondochirau9664
@nondochirau9664 6 месяцев назад
​@@nyasharichardson9249Kubirwa kunorwadza mufunge
@rhodamusimwa1538
@rhodamusimwa1538 6 месяцев назад
Mhoroi pano
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 6 месяцев назад
Mwana uyu haana kuita Rabies here? Mwana uyu haana kumborumwa nembwa, kiti kana chiremwaremwa here. Zvaaiita kana apihwa mvura ndizvo zvinoita kana munhu aine end stage rabbies
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 месяцев назад
Umm handina kumbowa zvekurumwa ne anything rabies inozoita here kuti huku icheme mudumbu
@nondochirau9664
@nondochirau9664 6 месяцев назад
Ko kuchema kwehuku mudumbu uku kwaikonzerwa ne rabbies here.Kungobvunzawo hangu
Далее
🤘РОК или ПОП?💖
3:20:26
Просмотров 1,7 млн
SADZA ....... AKAURAIWA NEBANGA NEKUDA KWEHARANGA
36:49
zvinoera mamatare
1:34:07
Просмотров 71
Mudzimai Wangu Arikuita Bonde Nehanzvadzi yake
44:02
Просмотров 31 тыс.
Mazino akaendepi? Oti akapikira mahara
37:59
Просмотров 5 тыс.
vagari veMachigodora Vatenda Hedmeni Panyaya yakadayi
28:12