Тёмный

BUSHU: Akandiudza Kuti Haana Murume Ari Kujeri, Haana Kumubvisira Pfuma Zvakafanana Nekuti Chikomba 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 2,7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 11   
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 месяца назад
Waiting ✋
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 месяца назад
Avo vari kuripigwa vari kutofara chaizvo nekuti ndururani painodzoka kujeri inosvika ichigara pautepfe-tepfe matanga akazara mombe dzemujolo. Idhiri remhuri iri ndochokwadi chiripo. Kana mukadzi wemurume uyo anga aine muchato aifanira kuenda kuCivil court kuno mhangarira amai avo nekuramba nemombe dzake; nekuti mombe kana dziri pamba ndedze vanhu two (husband and wife). Yes, murume wake anofanira kuripira murume wefambi iyo zveshuwa; asi iyevo anofanira kuripirwa nefambi iyoyovo futi.
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 2 месяца назад
Ko bhishu harina kuripiswa sei??
@KasinaKasina-w4g
@KasinaKasina-w4g 2 месяца назад
Mambo vakadzi vakuita kuhura bhizimusi rekuitisa varume vavo mombe Ivo ngavaripiswewo mombe mbiri makadaro vanozvirega zvekuhura
@CliveShephardMakaranga
@CliveShephardMakaranga 2 месяца назад
Bba avo vanonyepa chaiko kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 месяца назад
Akakuudza wani kuti murume wangu ari kujeri, ipapo pega badzi (murume wangu) ngwarai bambo
@MhofuShava-f2r
@MhofuShava-f2r 2 месяца назад
For the first time chief Bushu mandirwadzisa. How can you traumatise the wife of the accused by making him pay so much and leave the bishu walking Scott free
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 месяца назад
Uyo muchinda anofanira kuripa zvake becoz anobvuma oga kuti mukadzi akati "ndine murume wangu ....". Ndopanoperera nyaya muDare ipapo. Dai atotaura achiti amai ava vakati handina murume; panongoitavo zvikomba zvinombogara pano tichiita mapoto pano-nepapo zvaitomboita nani. Dambudziko reDare rechivanhu chete nderekuti mukadzi wemurume uyu akauyavo kuDare kuzomhangarira "bishu", as you call her, anogona kuripigwa mbudzi chete yet chihure chaitwa nevanhu two ava - who are both equally wrong.
@RudoMukombe
@RudoMukombe 2 месяца назад
Mkadzi uyo akutoita bizness hke tuziso twake tune ?
Далее
Ini Ndiri Bishu Ndinovada Vese Vari 2
33:15
Просмотров 64 тыс.
Китайка и Пчелке Холодно😂😆
00:21
Izindaba zesiZulu @19H00 l 25 October 2024
21:17
Просмотров 17 тыс.
Akabata Muzukuru Wake Ane 13years Chibharo
1:03:15
Просмотров 24 тыс.
BUSHU: Murume Akanodya Pfuma Yemwana NeGirlfriend
18:15
Ndaiba MaTV Sets Every Sunday Kubva Muna December
21:59
Китайка и Пчелке Холодно😂😆
00:21