It's not a false information that's a correct one ,and is not a first time vechizwi ita izwi zwekupfegisa youth uniform, remember the issue ya Jim kunaka ,he was brutalising vanhu akapfeka police gear so it's their game
Chokwadii vana ve Zimbabwe kubatana ndokurikutodiwa apa kuti tikunde mhepo iyi but toda zvekurwa nazvo please tipewo zvekurwa nazvo topinda musago tisina chinhu hr
My worning is going to zanu pf youth zrp police solders and your family members kuti endai kumisha dzenyu muno reporter kuma comunity yekwenyu muoneke kuti muripo kumba kuitira kuti misha nemhuri dzenyu dzipone garai zvenyu kumusha kusvika mazuwa yeprotest apera nekuti mukasadaro misha nehama dzenyu dzichaparara its up to you if you choose to protect ED instead of protecting your family. I sayed this bcz i can see the thing they are thinking its going to happen its not to happen the way they are thinking zvishoma zvavanofunga pane zvichaitika this year chakachaya vamwe vachasara vasina hama misha nemhuri pamisana pebasa ravano shandiswa risingabhadare uye muchasha hama uye mave kugra muma streets imba nehama dzapera kutsva
Jesu kunzima ngaleli Shona .but at first imi mashona ndimiayi supporta Zanu now its you who you are loudly crying shame isu ku Matebelaland this party was adisguast from the time they killed Joshua Mqabuko Nkomo