Тёмный

Chief Chikwaka of the T - Freddy scandal: uncles speak on how he stole the chieftainship 

Destiny TV
Подписаться 85 тыс.
Просмотров 25 тыс.
50% 1

Chief Chikwaka of the T - Freddy scandal: uncles speak on how he stole the chieftainship

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 62   
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 2 года назад
Chivanhu chakakosha .ngachichengetwa
@marshallspears2636
@marshallspears2636 2 года назад
Mazuvano vanhu vakunyepa sister kunyepa chaiko, munosimbisa zvikwambo muchinzi masvikiro better to leave it....
@recallchannel3258
@recallchannel3258 2 года назад
Svikiro reiko imi ? Muchisiya akasika vanhu
@esierayner533
@esierayner533 2 года назад
Havasi vese vanoita zvemasvikiro
@nimrodgonyora9449
@nimrodgonyora9449 2 года назад
Kkkk chief uyu ndeupi arikutaurwa apa chikwaka or upi nekuti chikwaka ndomuziva
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад
😂😂😂😂😂😂😂 haaa nhai Freddy na Rutendo chihure chenyu zvachava kubudisa zvakawanda. Saka ichokwadi Rutendo na sekuru vake ndivana con man, vakaba humambo 😀😀😀😀😀😀😀😀 ndagara ndazviona kuti ndimambo Ndyire. Anyway humambo ndozvauri ini kwana amai vangu kunetova nenyaya yakadai haaaa madramer ega ega.
@charitymagavu6213
@charitymagavu6213 2 года назад
Munopenga imi why were you quite all this time Mutikwanire
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 2 года назад
Right. The bogus chief and bogus prophet must be thrown in one cell. Masoja kombayi tirove
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 года назад
Zvekutonga zvimbori nebasa reiko. Saka tateguru venyu vaive vakanyarara pese apa kuti zviite sei. 🙌🙌🙌😉
@paulscepter8721
@paulscepter8721 2 года назад
Mugabe akaisa ma chief nema headman on political grounds, all must be reversed
@marshallspears2636
@marshallspears2636 2 года назад
This family is just power hungry and masvikiro enyu ari week kana achibirwa hushe nemuzukuru mutorwa nxaaa
@nyanga991
@nyanga991 2 года назад
Tinashe Mugabe ita MaDNA tione kuti Chief Chikwakwa mubva ndiripo here. ASI chokwadi chiripachina kuti Chief Chikwakwa akaora.
@freddychivhenge9686
@freddychivhenge9686 Год назад
Ushe hunogarwa nevana vaKarimubute anova mwana waVaMaseko mai vake vaiva mwana waGora akatorerwa hushe naBenhura baba vake. Imba yaMwanza ndiyo inogadza dzimba dzaKarimubute hushe nekuti vana vaBenhura asi vasiri vazukuru vaGora muridzi wehushe. Ndivo vanochengetedza nhoroondo yacho. Manje vana Matemavi avo vapindwa nemweya wekukara vave kutorasika manje.
@ishazbonetosuffer
@ishazbonetosuffer 2 года назад
haaa ngavasiyane nemunhu akagona zvaakaita akataura wane zvese
@morganmunzara1533
@morganmunzara1533 2 года назад
Please make sure that all matemavi people get united and address this problem.We all need trust,transparency and understand the traditional principles and chieftainshhip protocol. Government authorities should listen and respect the rules of the svikiro's decision.
@chikwambozvikwambo7037
@chikwambozvikwambo7037 2 года назад
Ko pamayitsvaka Chiyangwa kuMhondoro zvakazoperera papi.Chief Chikwaka uyu ichokwadi ndewenhema....muzukuru uyu mwana wemukuwasha.
@freddychivhenge9686
@freddychivhenge9686 Год назад
Chiyangwa haasi kuMhondoro asi ari kuBuhera. Ndivo sekuru vangu chaivo chaivo
@roselynrukainga531
@roselynrukainga531 Год назад
Hamuna kukwana endai munorima uko svikiro svikiro kudii? Bungu for life
@hipposave2573
@hipposave2573 2 года назад
Machief akawanda muZim are fake chiefs akaiswa naZanu PF. Munhu akatanga huooori hwekugadza madzimambo munyika ndiIgnatius Chombo asi nhasi aripi. Haisi imba iyi yehumambo chete ine dambudziko iri. Zanu PF yakaita kuti madzimambo ashaye respect munyika.
@morganmunzara1533
@morganmunzara1533 2 года назад
Ini ndini Musonza weGoromonzi ndakaiona tsimbo yehumambo kwa tete vano svikirwa nasekuru bhenhura.Musonza ndiye muridzi we Chikwaka pasina Musonza hapana Chikwaka.Musonza ndiye ano enda kuChizire kumuToro,Chipwa chemvura.Svikiro raBhenhura rakagadzika Musonza pahumambo hweGoromonzi,Chinyika.Musonza ndiye Gombgwe renyika yaChikwaka ndivo vano naisa mvura ,vari dzimwe vari Goromonzi ,vemvura Gorekore vari Dande, Nzou
@traceynkiwane9701
@traceynkiwane9701 2 года назад
Please can I have number yasvikiro Benhura Please
@mwanyaramanjeya3495
@mwanyaramanjeya3495 2 года назад
Ndona pafiva apo
@alfredmusundire1071
@alfredmusundire1071 2 года назад
Saka ukudawo kufamba nemota dziri kuuya nezanu hre idzooo kkkkkkk humambo kwese kwese hune makuva pasi pls hunotoda kuromba kwakanyanya uye ane mushonga wakawanda nhy rombaiwooo zvipere
@elascomunamati9743
@elascomunamati9743 2 года назад
Aaaah maivepi pose apa muchinyarara
@miltonnyamayaro1829
@miltonnyamayaro1829 2 года назад
You wont understand. Ingodzidza chete
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 2 года назад
Hanzi naTinashe. Mugabe. Huyai. Svikiro. Ratadza. Basa. Huyai. Kuma Tinashe. Murambiwa. Ndiye anechimuti
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 2 года назад
Zvonyadzisa izvi madhara! Minda mayisiya nani...
@stewartabraham8802
@stewartabraham8802 2 года назад
Trying to divert people's attention from the real issue here. Whether he should be chief or not, that's for your family to settle. All we know now is Chief Chikwaka narrated, with clarity, what happened between Freddy and Rutendo, and I personally believe him.
@ferickmunyoro3957
@ferickmunyoro3957 2 года назад
Ushe ma1 vanh vnotowurayana
@israelmagutsa3241
@israelmagutsa3241 2 года назад
Tongwai makanyarara imi makatorerwa umambo hwacho murikupi
@chambahama3001
@chambahama3001 2 года назад
Ndomaendero anoita hushe iwayo. Murambiwa mubvandiripo anogona kutora humambo mukanyura zvachose.
@hailegetachewbombore9830
@hailegetachewbombore9830 2 года назад
Ndiwo vana sekuru vangu awa mbuya vangu ndewe kwaMwanza kwaChikwaka
@jacquelinemuradzikwa6670
@jacquelinemuradzikwa6670 2 года назад
Uuuum yakutoda vazhinji nyaya iyi
@yvonnenyamayaro6171
@yvonnenyamayaro6171 2 года назад
Haaaa zvemasvikiro ndezvekare makore ano humambo hunongogadzwa chero muma court wani pls maidii kuzvitaura kare pasati paita nyaya
@miltonnyamayaro1829
@miltonnyamayaro1829 2 года назад
Which Nyamayaro are you hanzvadzi?
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 2 года назад
Ndakagara ndazviona ini kuti chief uyu imhat**** ngaasungwe chiefe
@keithjemwa8300
@keithjemwa8300 2 года назад
Musi waanofa haaome achaora uyu. Pliz Zanu Pf siyanai nechivanhu muite politics honai matsamwisa pasi. Vese varikuti tateguru kana kutuka Svikiro remusha iri siyanai nazvo mhepo haitukwe unozvitorera mhepo dzisingabatwe kana kuna papa. Varume shingai kuenzanisa mutore hushe kana mapihwa hushe hwenyu dzosai miko yaiitwa nevakuru venyu musatseketudze zvisi,dzoserai kuyera kwaiita matunhu enyu nesuwo zvitinakire. Vadzimu dai varamba vachitsamwa.
@alfoncemutovo4609
@alfoncemutovo4609 2 года назад
Aaaa zvotobhowa zvemadzishe kubira vanhu marii nekushandisa vanhu zvobhowa izvo
@rogerchanda
@rogerchanda 2 года назад
Ndaseka hangu asi hazvisetsi. Why are we disregarding our cultural morals veduwee
@takundasepe8949
@takundasepe8949 2 года назад
Okay
@Kasiboys123
@Kasiboys123 2 года назад
Uuuum vese nafreddy muchitokisi
@treassuremoyo9078
@treassuremoyo9078 2 года назад
Mopenga nyararai maivepi musingatauri
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 года назад
Taura hako but chief uyo anotaura manje
@jameskwangwari2583
@jameskwangwari2583 2 года назад
DNA apo
@esierayner533
@esierayner533 2 года назад
Inga idrama chairo
@commcencommcen103
@commcencommcen103 2 года назад
Tinashe Mugabe wheraaaa yuuuuuuuuu??????
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 года назад
😜😜🤦‍♀️
@jamesmarekera8347
@jamesmarekera8347 2 года назад
Kikikiki fake mambo vaida extoter mari kuna prophet vefake .matsotsi haagerane
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 года назад
Kkkkkkkk ma1
@kudakwashetumani955
@kudakwashetumani955 2 года назад
Vanopenga ava kudai pasina nyaya idzi dzisipo vaizodaro hetr
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 2 года назад
Taura hako hanzvadzi kwakuda kutsvaga twusina basa
@morganmunzara1533
@morganmunzara1533 2 года назад
Please can you have proper meeting with all the Chikwaka family matemavi and the Musonza family and all the Herdmen so that you can meet with Chombo so that that fake chief should be removed immediately.
@gracematunya3890
@gracematunya3890 2 года назад
Yaaa maming ministries ma 1 chiiko nhai zvakavambwa nekutamba namwari pamberi pevanhu kusemesa mwari nemadhodhie soda dzamenge madya mouya kuti vapazhire muchurch musatamba namwari varume namatai direct kuna musiki than kunochochomara mamunoti zvee mumba ma mwari
@cathrinemarowa908
@cathrinemarowa908 2 года назад
Dzidzai kurerutsa rurimi mukataura musina Kuisa zvinyadzi munonzi hamuna Kutaura here
@gracematunya3890
@gracematunya3890 2 года назад
@@cathrinemarowa908 iye anonyadzisira zvishoma hr pachaunga pevanhu ,kokuzokanda pasocial media endai mopedzera shungu dzenyu kuna prophet venyu vano pazhisa vanhu mumba yamwari hatinyarare ,pamunhu anotamba na mwari ngatambe nemi ma friends ake
@darlingtonchivhunga1575
@darlingtonchivhunga1575 2 года назад
Vanhu avo vanopenga havana kukwana
@charityshamu2639
@charityshamu2639 2 года назад
Profit T Freddy honai nyaya dzekukoromora, chihure nemasvikiro same WhatsApp group
Далее
ДОМИК ДЛЯ БЕРЕМЕННОЙ БЕЛКИ#cat
00:45
Chief Mutasa Pa Dare Rawo Tichkach Mtv
47:25
Просмотров 11 тыс.
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34
11 SEPTEMBER 2024 PROGRAM
1:11:50
Просмотров 2,8 тыс.