Тёмный

CHIKWAMBO Headman Chigodora 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 198 тыс.
Просмотров 166 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 833   
@Karanganda
@Karanganda 9 месяцев назад
Don't Forget to Subscribe Thanks
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 9 месяцев назад
Hapana pain apa ngaageze oenda to seek medical help and advice
@normamunyama
@normamunyama 9 месяцев назад
Pane 1 yacho ere
@-johnchikura
@-johnchikura 9 месяцев назад
Ndakaona chekwaChief Mutasa ndikafara kwazvo😂😂😂
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 9 месяцев назад
​@@BarnabasFavanhuRwodziumm tisazodaro nekuti hamuzive zviri mufamily mavo
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 9 месяцев назад
Tipeiwo Kabati family 👏
@praisemaphosa6443
@praisemaphosa6443 9 месяцев назад
Who agrees with me life its difficult
@princessmamthe
@princessmamthe 9 месяцев назад
Yah neh! Kunzima shame
@josephnyampunga1325
@josephnyampunga1325 9 месяцев назад
This girl is brave she has got all guns out chauya chauya hapana kusiri kufa
@ltm454
@ltm454 9 месяцев назад
Unenge washungurudzika wangu
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@kudakwashenobertmakwiyana2051 9 месяцев назад
That mandebvu sabhuku in yellow t-shirt deserve to seat with the headman in front seat. He really knows how to dissect issues , he is wise
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 9 месяцев назад
u are right iye ne that smart mudhara they are worth to be wth the headman
@fungainyakabawu6094
@fungainyakabawu6094 9 месяцев назад
yes I agree with you... he is a sabhuku already.. so watori kuVIP already
@FelistasMboma
@FelistasMboma 6 месяцев назад
Machinda amambo maviri ayo umwe anemagirazi neumwe asina mmmm👏👏👏munofambisa basa vakuru vangu ngazviende mberi kusvika unhubu hwapera mumanzinza umu.
@FlorenceJwamba
@FlorenceJwamba 9 месяцев назад
Headman chigodora plz batsirai mhuri iyi it's so painful shame
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 месяцев назад
Haaaa Gucci fans let's gather here and support his facts..
@nesiapfumbi3338
@nesiapfumbi3338 8 месяцев назад
Gucci for the pipo
@talietalie5412
@talietalie5412 8 месяцев назад
Kkkkkkkkkk
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 месяцев назад
Dayi mumaVillages ese emuZimbabwe tiine vanhu vakayita saHeadman Chigodora, dayi nyika yedu iri a better place to stay.
@tendaigaming4411
@tendaigaming4411 9 месяцев назад
Very true
@TheChekas
@TheChekas 9 месяцев назад
Chidofo chakanyanya mudunhu iro
@MosesMatotote
@MosesMatotote 9 месяцев назад
Vachigodo ndapota dzidzisai vanhu venyu kutonga vasina hasha uye kupavasungwa mukana wekutaura
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 9 месяцев назад
Kuzoinda kudare zvareva kuti dare romusha rakundikana, vaChigodora mune rudo kuona mhuri dzichiwadzana.rambai makadaro ne makurukota enyu
@PhilJenyura
@PhilJenyura 6 месяцев назад
Unofunga kuti ma drama but you will only understand it zvikapindawo nepauri
@FelistasMboma
@FelistasMboma 6 месяцев назад
😢
@paige007
@paige007 9 месяцев назад
Chigodora mupei nyembe dzake ari mupenyu... murume anotaura mafacts ehupenyu anoraira .. anomisq hondo.... all the way from Capetown we support him
@CrenaHove
@CrenaHove 5 месяцев назад
Dare iri rinogonesa hapa kudzvanyìrirwa varoyi havadi tsitsi
@obertdube6165
@obertdube6165 5 месяцев назад
Kkk kutonga kwagar kudzvanyirira
@gracengundu
@gracengundu 9 месяцев назад
Ukaona mwana Asvika pakadai arwadziwa ,hope everything goes well.Zvinorwadza zvinobata uchiudzwa nemurume kuti waive usiri mhandara Iwe uchinyatsoziva kuti ndiye murume oga wandakasangana naye.Baba taurai chokwad dambudziko remwana ripere.Ndarwadziwa hangu
@ZivaiChiza
@ZivaiChiza 9 месяцев назад
Makurukota ndavadzidziswe kurespector vakuru kwavari kunyangwe aine mhosva
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 9 месяцев назад
muJindwi hatina respect nearoyi ba…itirayi izvozvo kudunhu redu..muZimunya kwete
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 9 месяцев назад
Maita bsa baba taps ndinenge ndichingokwira nekudzika nema Street kutsvaga nyaya dzekaranganda❤❤❤
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 9 месяцев назад
Arikurwadziwa uye arwadziwa nguva yareba veduwe neni ndabatikana😢
@dignitydangarembizi8184
@dignitydangarembizi8184 9 месяцев назад
Secretary is a pure Asernal fan...aneCollection yese yema Jersey emaGunners
@RuvarasheTumba-dg2wp
@RuvarasheTumba-dg2wp 8 месяцев назад
Can't stop crying veduwe mkadz atambura uyo
@AquilineChigumira
@AquilineChigumira 9 месяцев назад
Plz karanganda TV isai ma part ane same heading muchiti 1,2,3 coz it's hard kutsvaga nyaya dximwe tikusiira pa road hadzipereba
@EverestSimau
@EverestSimau 9 месяцев назад
Uyo ane yellow mambo tongai naye anoziya nyaya ,,tongai naye sabhuku uyo
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 9 месяцев назад
Thank you headman, mwana ngaarapiswe mhepo ibve.Ngavaripe ngozi yacho..
@magata92
@magata92 5 месяцев назад
To be honest varoyi havadi zvekutosekerera otherwise hapana chobuda
@ShingairaiMadondo
@ShingairaiMadondo 4 месяца назад
Chokwadi….and some people in the comments are saying it’s bullying but vana vatambura ava vanotoda chisimba otherwise hapana chinobuda
@Userchiri
@Userchiri 9 месяцев назад
But kubuda mukaka pa 5 mnths its normal
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 9 месяцев назад
Zvekutotesa hembe hr imiiiiiii
@papalova.
@papalova. 9 месяцев назад
Please try to visit Prophet Miracle Paul in Harare Chitungwiza you will be assisted my dear sister
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 9 месяцев назад
Let's go headman Chigodora ndokuzivai muchipedza nyaya dzakadai
@watsonchokufa9198
@watsonchokufa9198 9 месяцев назад
Headman isaiwo kashed kemarata matatu or ndibatei ndisponse
@jamesmoyo8785
@jamesmoyo8785 9 месяцев назад
Ndaitombozvifungawo wena kuti ko sei pasinawo shade svinu
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 9 месяцев назад
Kusponsei tumira hama dzako Mari iyoyo headman ngavashandise Mari inobviswa yedare
@jamesmoyo8785
@jamesmoyo8785 9 месяцев назад
@@tinomutenda7658 unotoshaya kuti zvinofambasei
@TariroTMwizara
@TariroTMwizara 9 месяцев назад
Thanks dear mungabatsira
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 9 месяцев назад
Dambudziko redare raChigodora kusatendera vanhu kutsanangura. Vangave vari wrong or correct. kuganhura ganhura kwakanyanya saka vachizodhererwa
@-johnchikura
@-johnchikura 9 месяцев назад
Haurevi nhema ipapo
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 9 месяцев назад
Weduweeee tazogara muupenyu ngatidzidzei kubvunza vana vedu hope dzavanosangana nadzo
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 9 месяцев назад
Tsanangulation yemusikana yandibudisa misodzi
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 9 месяцев назад
Magirazi wakukura musoro pawauri kumatombo waiita zvinemusoro now waane dzungu ( no respect)
@ladyvee21
@ladyvee21 9 месяцев назад
Secretary uyo ngaangoita zvekunyora ma minutes coz pese paanotaura zvinenge zvisina musoro
@buchwo1124
@buchwo1124 9 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@patrickmazhara6879
@patrickmazhara6879 9 месяцев назад
❤I love the way Headman is handling this matter bt it's very unpleasant kut tione vatongi avo vachiShower that disrespect kuvatana vauya kudare No! that's not good at all! They really need to respect vanhu tho vakakanganisa zvavo bt zvakanaka kut vashandure matauriro avonoita nevanhu vakuru w/out harassing them, I thinc thoz accessors nid som training or Headman vambotora thoz women vavaitonga navo mazuva aye atakatanga kuvapa sando coz thoz ladies were far mch betta than vavepo avo especially this guy weVoice rake uyo 😢haasi kugona that post, angazotisvibisira zita Headman of the year
@dontask6239
@dontask6239 9 месяцев назад
Akomana kwaHeadman Chigodora kune nyaya😢😢😂😂
@faithparadza708
@faithparadza708 5 месяцев назад
muroyi ngaafe..The pain in her voice😢
@tinashemahachi3389
@tinashemahachi3389 9 месяцев назад
Headman salute but team iro rakagara kumberi nemi harisikupa vanhu time vanoda kudzvinyirira vanhu nekuvanyaradza wotomhanya kuConlusion and RESPECT HAVASISINA ZVACHOSE though munhu ari wrong RESPECT inongodiwawo vakuzvinyanya manje
@ShingiraieverGomani
@ShingiraieverGomani 9 месяцев назад
Dare harifanire kutomboita simple coz vamwe vanouya vakatokupimai kare vamwe vanoramba zvinhu zvavanonyatsoziva veduwee life yekurarama nevanhu vasingasimudze musoro uinedambudziko zvakaoma ndinechivimbo chekuti headman muchamubatsirawo vamwe vose vakatovharwawo nayo mhepo iyo
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@kudakwashenobertmakwiyana2051 9 месяцев назад
Ende havadzidze , every time the jump to conclusions
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 месяцев назад
Umwe munhu anenge achida kungotaura xvakawanda kurasa nyaya vadare vari right
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 9 месяцев назад
Magirazi kachanyangirwa nevanhu kakapondwa dzungu ndochii ichocho nyarara nyarara kuita kunge ukuudza chimagirazi chidoko (mwana wako)
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault 9 месяцев назад
Nhaimi!😮
@brendamutasa
@brendamutasa 9 месяцев назад
My favorite Headman... ❤Sad kunzwa zvinoitik mumhur.. Esp kuvakadzi... May God fight your battle sisters ❤
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 9 месяцев назад
Mwari weeeee vana venyu varikushandiswa musafuratire Mwari weee wawengi warikuita zvawanoda ## GARE GARE TONAMATA 🙏🏻
@mightychitiyo143
@mightychitiyo143 9 месяцев назад
Chigodora makorokota ako ngaite respect nevanhu plz
@JobeMazizikazi
@JobeMazizikazi 9 месяцев назад
Respect yechii nhy vanhu varikuregedza mwana achikwirwa nexvikwambo vakangonyarara kunge Mapenzi.... vanozviitisa vanhu avo coz Dare rikashaya vanhu vakadai haringafambi.... sihwisihwi Dzanababa
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 9 месяцев назад
Muroyi haadi respect sezvamunoita kumba kwenyu.. Jindwi haridi ba izvozvo
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 8 месяцев назад
Musauraya henyu mwana uyu veduwe kubudisa zvese izvi kurwadziwa
@melodychamboko4484
@melodychamboko4484 8 месяцев назад
Chokwadi
@alletadeka8723
@alletadeka8723 8 месяцев назад
Usavasiya maBaba aya,kusvika zvako zvaita
@ceciliatandi3141
@ceciliatandi3141 9 месяцев назад
Kuti chuuuuu. Munotigonera baTaps garai muchi poster Headman Chigodoro every day. The Best Headman ever. Kuti chuuuuuu
@blessingshawa6767
@blessingshawa6767 9 месяцев назад
Headman and his gang are just talkative. They dont give time kuti vanhu vataure.
@JaphatSanyamahwe-zs4fi
@JaphatSanyamahwe-zs4fi 9 месяцев назад
No vanhu avo vane moyo wekuhondo kuroya chaiko
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 9 месяцев назад
Headman chero mukati mune munda wemahara anduyiyo nyika yenyu ine varoyi
@proematekwe9334
@proematekwe9334 9 месяцев назад
😂😂😂😂😂 plz plz motiuraya nesetsa gore rakupera apa....😂😂😂
@constancedzitiro5282
@constancedzitiro5282 9 месяцев назад
Kwamutare ndokumusha kwevaroyi
@nyaraialexismushanawani2626
@nyaraialexismushanawani2626 9 месяцев назад
Hakuna nyika isina varoyi ,pamwe vekwenyu havasati vabatwa chete 😂
@constancedzitiro5282
@constancedzitiro5282 9 месяцев назад
@@nyaraialexismushanawani2626 ini ndobva kwamutare ndosaka ndadero
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 9 месяцев назад
Kwenyu ndiko vakazara, hamuna humambo hunogona kutonga…hakuna nzvimbo isina varoyi or guwa chairo
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 9 месяцев назад
Yaaaah mwanasikana wakatsamwa chokwadi, haana kana chekuvanza, famba mwanasikana famba, usamira
@ssam1430
@ssam1430 9 месяцев назад
Grandmothers avo ummmm danger/chenjera/skelemu stay clearance ☠🥶
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 9 месяцев назад
Its good to subscribe to Karanganda tv the biggest TV IN MANICALAND
@MarthaTammz
@MarthaTammz 9 месяцев назад
Ndarwadziwa nenyaya yemusikana uyu shame
@josiemadziwa
@josiemadziwa 9 месяцев назад
The pain in her voice 😢
@rudotafamombe7208
@rudotafamombe7208 9 месяцев назад
Zvinorwadza kani 😢
@rudotafamombe7208
@rudotafamombe7208 9 месяцев назад
Zvinorwadza kani 😢
@stellaticharwa6244
@stellaticharwa6244 9 месяцев назад
Zvinorwadza kani
@tinashemasunda7698
@tinashemasunda7698 9 месяцев назад
So traumatized 😢
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 9 месяцев назад
Ndachema shame
@VarietyChizanga-ki4iu
@VarietyChizanga-ki4iu 9 месяцев назад
Ummmm vabereki musatidaroba sure,apa chuma vanenge vachichida futi.
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 9 месяцев назад
Chero neni umhandara hwangu handina kuhwuona, 🤔🤔yaaah ndave kuzvibatamidza manje, zvoda kusimudza musoro
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 9 месяцев назад
True
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 месяцев назад
Zvakawoma bhururu zvinorwadza
@MariaMajadibodu-uq5cj
@MariaMajadibodu-uq5cj 9 месяцев назад
Eish my wish ndeyekt dai pachitova nen'a kana vaporofita ipapa zvotongoitwa ipapa
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 9 месяцев назад
Me too
@Kudzymutema
@Kudzymutema 9 месяцев назад
Taura hako
@ChipoMutsvanga
@ChipoMutsvanga 7 месяцев назад
Taura hako nyaya dzichitobvapo dzapera
@Olcool
@Olcool 9 месяцев назад
Mozoti headman ano favor vana vanopumha vabereki. Nhasi mazvionera ka kuti vana vari kushungurudzwa mudzimba umu
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 9 месяцев назад
Taurai henyu
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 9 месяцев назад
Hakuna chaipa chinokunda kuitira hama yako hutsinye,,, Amen Gucci
@nyangab
@nyangab 9 месяцев назад
Sometimes pregnant women produce milk especially between 16 and 22 weeks pregnancy.
@yolandamudzingwa1414
@yolandamudzingwa1414 9 месяцев назад
Wonzwa umwe achiramba kuti hakuna variyi pakadaiso nxaa veduweka
@johnchitakure4919
@johnchitakure4919 9 месяцев назад
Headman Chigodora, mavonere angu ndeekuti, imi nyaya dzemunogona kutonga zvakanaka ndedzeminda, dzekurambana, dzechifambi, dzeroora, uye other injustices. Asi nyaya dzevuroyi uye zvikwambo hamudzikwanisi kudzitonga zvakanaka. Why? 1. Munonyanya kuterera makuhwa mobva mamashandisa pakutonga nyaya musingatereri humboho. Ishe haatongi zvemakuhwa. 2. Munomanyira kupumha vanhu huroyi, but imi hamuzi n'anga. Ivai neutral. 3. Imi namakurokota enyu munoshandisa hasha zvakanyanya. Teremai. 4. Imi namakurokota enyu munoshandisa kakuvhundusira vanhu. 5. Nyaya iyi yanga isingadi nguva yakawanda. Maingoterera mobva mavatuma kuti vafambe, vozodzoka kudare. Hamuna raramiro yokupumha vanhu huroyi. Since, nyaya iyi ichiteregwa kose, vachaenda kun'anga ipi isingazivi kuti imi muri kupomera mbuya vuroyi? Ndizvo zvavanongosvika vachivudziwa.
@evelynmashasha2678
@evelynmashasha2678 9 месяцев назад
Vakasatonga vachidaro muroyi anorudunuka atogonesa vanhu vachimboroyerei
@Georgechitumba-ht3lf
@Georgechitumba-ht3lf 9 месяцев назад
Chinoitika wangu ziva kuti headman nevanhu vake avo vanogara mudunhu imomo dzimwe nyaya vanotodziziva dzisati dzatouya kudare and vanhu vacho vanotovaziva kuti ava havaite cos vanoonana nearly every day
@truthhurts4100
@truthhurts4100 9 месяцев назад
Headman havatongi nyaya dzehuroyi. Kunakidzwa nekunzi vakapenga saka havachadi kuendesa nyaya kwamambo.Huroyi hunoenda kwamambo mopuhwa wekufamba naye moenda kutatu nemupurisa wamambo. Kana apumhwa akabatwa asina mhosva anopihwa mombe. Dare raheadman haribvuminzwe kuti vanhu vafambe uye hariripise mombe. Zvavo zvekuti endai kwaTasvu kunge vane contract yekuendesa vanhu ikoko zvinobatsira apumha nekuti haana chaanoripiswa akawanikwa ane mhosva.
@cedricmukajami4775
@cedricmukajami4775 9 месяцев назад
baba Taps manga matikuvadza neNZARA yekuona karanganda kkkķkkk WAIYEPO ERE NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA BAA 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@robsonmuchingami7083
@robsonmuchingami7083 9 месяцев назад
MuNyika hamuna kumira zvaknka mumafamilies umu asi zvinoda Nyasha DZAMWARI
@DerickChillinda-pj4pm
@DerickChillinda-pj4pm 9 месяцев назад
Chisikana enda Kuna profet miracle poulnyaya Yako inofamba boe
@clevermusara7145
@clevermusara7145 9 месяцев назад
Chikwambo chobhowa apa nakiro rakaita mwana wevanhu
@clevermusara7145
@clevermusara7145 9 месяцев назад
Kkkkkkkkk mbuya vanemurivaridzo ava coz dare raakutovakangamwa wena
@beniahdzikamaimakoni8
@beniahdzikamaimakoni8 5 месяцев назад
mwana wacho arikunyengwa nechidhoma ngaanake wena yoweeee haasiwo manjuzu acho here kkkkk
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 9 месяцев назад
Ummmm magirazi dzidza kutaura shona yakahwanda inga TINASHE MUGABE anoti BOTA wani usadaro
@EverestSimau
@EverestSimau 9 месяцев назад
Kunyengwa ishoma correct 💯,dai wati kutaurisa yaa
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 9 месяцев назад
@@EverestSimau yes ndiyo shona ndosaka ndati ataure yakahwanda
@DelightMlambo-n1n
@DelightMlambo-n1n 6 месяцев назад
Part 2 plz tetichidawo kuona kuti munhu akazobatsirwa here
@Washie-by7bh
@Washie-by7bh 6 месяцев назад
Mbuya vakagara pekutanga vakazobatwa kwa tasvu vakazogerwa musoro vakapupura number yevanhu vava kauraya uye vakatodzoka padare kuzopa umbowo bt vaskana vanga vasisipo
@LearnmoreMatumba
@LearnmoreMatumba 4 месяца назад
​@@Washie-by7bh yakanzi chii
@LearnmoreMatumba
@LearnmoreMatumba 4 месяца назад
Part2 please
@Washie-by7bh
@Washie-by7bh 4 месяца назад
Takabatwa uroyi .headman Chigodora
@cleophasmafunga5048
@cleophasmafunga5048 4 месяца назад
@@Washie-by7bh do you have the video racho i cant find it
@pokellokingz
@pokellokingz 9 месяцев назад
Varoi vepaChigodora siyai vana dyananai neAge group yenyu
@joemafuta4704
@joemafuta4704 8 месяцев назад
Haaa comitee ya headman chigodora inoshandisa chisimba they need to respect the elders mukubira vanhu mari nechisimba
@Maisibongile
@Maisibongile 9 месяцев назад
Spare akaita gone pamwe ini ndichaitavo gone
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 месяцев назад
Allan's voice,"Baba kumba kwenyu kune huku here"? Kkkkkk this dare is full of jokes and drama..😂😂😂😂😂😂😂
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 9 месяцев назад
Chokwadi chamgamire ndakapotswa nemheni ikaronoparadza mombe mudanga ndakamuka muviri uine chiveve 😢😢😢
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 9 месяцев назад
Zvinoitika shuwa vapotswa
@DosdjadjeValdo
@DosdjadjeValdo 9 месяцев назад
Zvinopa tsitsi 😂😂😂😂😂😂😂
@CuthbertMachongoni
@CuthbertMachongoni 9 месяцев назад
Iwe secretary respect munhu mukuru kwamuri nyara zerako kuti nyarara mudhara iwe
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 9 месяцев назад
No respect for muroyi…muJindwi redu hatina tsitsi nezvimbuya nezvimadhara zvatambudza Mhuri
@BrightonSiyapeya
@BrightonSiyapeya 6 месяцев назад
Kushaisha bbe rkanaka kdai.madhara musadaro
@oddeitmuparutsa7809
@oddeitmuparutsa7809 9 месяцев назад
Ba Taps how far yemukadzi uya wekwaMureyani aibudirwa
@joemafuta4704
@joemafuta4704 8 месяцев назад
Plz headman munogona asi ma comitte members enyu anotaura shit
@heasi6640
@heasi6640 8 месяцев назад
I think problem is some of these people challenge the couts authority. Dzimwe nyaya dzinenge dzabva kure vanhu vachifa
@BonifaceChidamusiya
@BonifaceChidamusiya 9 месяцев назад
Nyaya iyi itoda kwa Sekuru Tasvu
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 9 месяцев назад
Veduwee vana vacho ngavanake
@Christine-w4e
@Christine-w4e 9 месяцев назад
Order order in Allan's voice
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 месяцев назад
Ordeeeeeeeeeeerrrrrrr in Allen's voice😂😂😂
@ShyletChigwagwa
@ShyletChigwagwa 9 месяцев назад
Imboendai kwaProfet miracle paul
@ChipoMponde
@ChipoMponde 8 месяцев назад
Vanhukadzi tatambudzwa pasi nekudenga
@tinashedobenya1920
@tinashedobenya1920 7 месяцев назад
Kudenga kupi
@ChipoMponde
@ChipoMponde 7 месяцев назад
@@tinashedobenya1920 ikoko kwauri
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 9 месяцев назад
This is painful, dai wedenga akurangarira wamai zvinhu zvikunakirewo, 😢😢
@EddiDube
@EddiDube 9 месяцев назад
Iyo nyika yese inongonzi varoyi zvomboita sei. Hapana kana medical issue kunze kwevaroyi. Education is necessary. Problem is exonomical situation only saka vanhu havakwanise kuwana proper medical care or good food. Siyai vakura kuvaphuma zvisizvo
@brianchirozvi268
@brianchirozvi268 9 месяцев назад
Wakamboona jekiseni rinopedza chivanhu??
@dorothybianchini6348
@dorothybianchini6348 9 месяцев назад
Ichokwadi
@ssam1430
@ssam1430 9 месяцев назад
I say thus as well all the time, kushaya mhari nedzidziso which has popularized zvekupumana huroyi, chese charwadza muroyi, kewizai ne salt nema lemon, vakai munamato, zvanga zvisiko at this level in the 80s
@S-ig5kd
@S-ig5kd 9 месяцев назад
Chaunoti medical issue chiii iwe muroyi iwe pazvikwambo, ngozi neurombwa. Pamhata pako
@judithymwafisheni5911
@judithymwafisheni5911 9 месяцев назад
Musikana arikurota spiritual husband inouya in different forms . Not only her even her sisters and her brothers have the same issue even vanatete vakafa kare . She is bleeding continuously but the moment she comes back home it stop . Anozvimba nekubuda mvura on her private so tell me how medical is this . This is a spiritual case unless you are blind to see the truth of the matter . Even mazamo ake aibuda mukaka when pregnant . There is no medical explanation for this . The moment you go to the doctor and they tell you your issue is beyond medics we have done all you will realise they know staff but they don’t know everything .
@josephmatarangani
@josephmatarangani 9 месяцев назад
Ba Taps ipai mukotsanjera basa iri mhuri ibatsirwe iyi
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 9 месяцев назад
And more stories for sekuru Mukotsanjera please
@debranyoni305
@debranyoni305 8 месяцев назад
Varoi vanosemesa sembavha
@faraimbawa7312
@faraimbawa7312 9 месяцев назад
BaTaps ndokumbirawo namba dzasisi avo
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 9 месяцев назад
Karanganda TV is the best...Giving us the best.of traditional courts..
@j.juniorsmuneri4435
@j.juniorsmuneri4435 8 месяцев назад
Ndirikusima mhonzi yorunyararo norugare
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 9 месяцев назад
Ummm magirazi waakunyanya dzungu, dzikama mbichana
@Nollymovies263
@Nollymovies263 9 месяцев назад
Mambo ndimambo nyangwe akakuita mudiki madhara iwaya anenge akarombazvisingaite
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 9 месяцев назад
Vabereki vedu Ava yeah 🙌🙌🙌🙌 vanotiparira sure we r suffering from zvinhu zvatisingazivi Headman ngachibvondoke
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 9 месяцев назад
Muroyi haafe akabvuma kani, kushinga moyo munhu achiziva hake
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 9 месяцев назад
Shame dai Mwari vaitawo kuti abatsirike😢
@tripodxxx1
@tripodxxx1 9 месяцев назад
Dzimwe nguva vanhu imi munoshanda na chigodora mume dzungu...baba vari explainer nyaya makuvapa mhoswa...moti hanzi wainyengwa ndiani pamwe havazive ka coz vaive mudiki...saka moda kuti anange mai huroyi...imi ka imi...kunyengwa ne mbudzi kudiko 😂😂😂rubbish
@Goodshepherd.
@Goodshepherd. 7 месяцев назад
This woman met Pain face to face. Haa Baba zvedi makashinga.😊
@FelistasMboma
@FelistasMboma 6 месяцев назад
Chakafukidza dzimba matenga😢Asi vakuru vedu ngavarege kutakudza vana mutoro.Anyway 👏Thanks Mambo nebasa guru ramunobata kuyananisa vanhu nenhunha dzinosiririsa kudai😢😢
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 9 месяцев назад
Tipeiwo update nenyaya yababa Kabati baTaps 👏
@ricardomoiowechumba
@ricardomoiowechumba 9 месяцев назад
mwari vachiriko here kudenga uko
@MarthaTammz
@MarthaTammz 9 месяцев назад
Mwari variko ndosaka makunzwa nyaya dzichibuda pachena saizvozvi
@ricardomoiowechumba
@ricardomoiowechumba 9 месяцев назад
@@MarthaTammz saka vana ngavabatsirwe shuwa umn....pakaoma apa
@VincentMtetwa
@VincentMtetwa 9 месяцев назад
Kuti chuu baba taps and headman chigodora ❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥
@jorgesergiosithole8505
@jorgesergiosithole8505 9 месяцев назад
Dai Yanga iri hanzvadzi yangu madzibaba else ndaitema nedemo
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 9 месяцев назад
Baba vanechekuziva chete why kushaya hanya nedambudziko remwana
Далее
Makachena ere? .Headman Chigodora
1:07:08
Просмотров 120 тыс.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Просмотров 232 тыс.
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Sabuku Haana Divi rakarerekera Dare Rachief  Mutasa
25:33
Headman Chigodora ,Mai ngavabve pamba pangu
59:56
Просмотров 240 тыс.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Просмотров 200 тыс.
Ndakaisirwa Chikwambo chechikadzi Headman Chigodora
1:07:15