Тёмный

Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 71 тыс.
Просмотров 237 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 642   
@TembaChikoo
@TembaChikoo 3 месяца назад
Nhy ndibvunzewo sei vakadzi vanoita hupombwe vasingapiwe murango ndazviona pakawanda. Vanoziva sei kuti vari kutadza kana vasingarangwe
@peenomamabvuu4541
@peenomamabvuu4541 5 месяцев назад
Its the wife for me, hanzi ndakaramba nekuti muri atezvara, not ndakaramba nekuti ndiri mukadzi wemunhu 😂😂👐🏾👐🏾
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 месяцев назад
My thoughts as well
@clefychiko3262
@clefychiko3262 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂 good observation😂😂😂😂
@benefitmlambo774
@benefitmlambo774 5 месяцев назад
Correct pamwe aito vazembera zembera or kusada kubhadhara Mari
@munashesafarawo
@munashesafarawo Месяц назад
Iye mukadzi aifaniirwa kuripa dare kubvuma kurara naatezvara
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 7 месяцев назад
Ko imi makabvumirei kurara navo nekuda $4 eish mkadzi uyu ma 1
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 7 месяцев назад
Ende ndamunyarira mukadzi uyu chimwe chihure chinoshoresa
@phillipmaswanise5906
@phillipmaswanise5906 6 месяцев назад
Va trapper tezvara nekuda kwepfuma.
@CliveStorey-yy1ie
@CliveStorey-yy1ie 6 месяцев назад
Asi marii🤔
@KelvinMasawi-y5n
@KelvinMasawi-y5n 7 месяцев назад
Mvura yonaya sei pakadai apa i wonder y tichitambura kudai respect yakaendepi
@tambudzaikasekete7321
@tambudzaikasekete7321 7 месяцев назад
Mukadzi zihure iro rinongobheura pese pese nenguva yaanga abvuma which akatoda ende ndozvaanotoita kuvarume vese vamunyenga ihure iro
@Militarya549
@Militarya549 7 месяцев назад
Pamwe haasi kugutawo mumba macho zvobowa shaa kugara unenzara
@tambudzaikasekete7321
@tambudzaikasekete7321 7 месяцев назад
Ngaagare pasi nemumwe wake kana asirikuguta voonesana zvinoita kuti agute,,,dzimwe nguva munhu asingagute anenge arikupi panoguta umwe it means haasi kushandawo,,arikukuvadza umwe nebasa she has to participate pabonde kubvaku Romance kwete Kuda kuzo complainer sadza rapera women must stop laziness
@faithmukusa8253
@faithmukusa8253 6 месяцев назад
Ari pabarika​@@tambudzaikasekete7321
@MelisaTembo
@MelisaTembo 5 месяцев назад
Ma wife metiriyari 😂😂😂😂etumadhuku aka🙌
@constancematola
@constancematola 4 месяца назад
Mawaifi manyama KKK ma beef
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 7 месяцев назад
😢😢😢😢Chihure chakadai chinosemesa hacho. Murume uyo anova iye baba Kelly arikuratidza shungu
@brightonfeyani652
@brightonfeyani652 7 месяцев назад
Acharova vanhu chete ndamuona zvangu
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 4 месяца назад
Vachinyanya barika kuvana vadiki panwe inzara
@MunyaradziChinyanga
@MunyaradziChinyanga 2 месяца назад
Chipari chinoda uine musana wakasimba uye home yakasimba zvekuti mukadxi anenge akaguta kumuromo nekumakumbo
@Militarya549
@Militarya549 7 месяцев назад
Kuhura ishavi shuwa mukadzi watezvara akanaka kudarika muroora wani😂
@nicolejere9810
@nicolejere9810 7 месяцев назад
Hazviiti nekuti muri vaTezvara😂😂😂uyu mukadzi itori nzenza chaiyo 😅😅😅.....
@paidamoyomadzitire
@paidamoyomadzitire 7 месяцев назад
Kkk waona zvandaona saka wese wasiri vana tezvara anokumbaka uyu
@TobiasMajakwara
@TobiasMajakwara 3 месяца назад
Chief haana kutonga fair varikuforcer munhu kubvuma mhosva humboo vakuti munhu akarara natezvara hapana ko kana varohwa nenhamo varikuda mombe
@dasilva8081
@dasilva8081 7 месяцев назад
Mahure manyama.tezvara neroora kadzi
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 5 месяцев назад
kanjani kuzo sunga dhuku jena
@MimmyMelMutsau
@MimmyMelMutsau 3 месяца назад
​@@tinashechigu9839kurasisa kaaa
@HillaryPumhu
@HillaryPumhu 2 месяца назад
Sei zvichiti vakadzi varikubatwa vachihura vanenge vakasunga madhuku achipostori???
@ordainjackphiri7058
@ordainjackphiri7058 6 месяцев назад
Eish four mombe dzoenda kuchihure chemurume haaa panofiwa
@SemojossiasManinji
@SemojossiasManinji 7 месяцев назад
Mudzimai wenyu ihure baba, murikona apo pavaitaura azviiri muri tezvara dai vasiri tezvara zvaitoita ka 1
@elijahmthembo8846
@elijahmthembo8846 Месяц назад
Ko dei vakange vasiri vatezvara?
@shakundrazhantel
@shakundrazhantel 7 месяцев назад
Muroora uyu ndiye benzi kuhura na tezvara,murora ndiye ngaabvise mombe .
@samkanyimbi5869
@samkanyimbi5869 7 месяцев назад
Ko ivo tezvara vaidei pamukadzi Wemwana vese
@GodfreyChakauya
@GodfreyChakauya 6 месяцев назад
​@@samkanyimbi5869ngavabhadhare vese
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 6 месяцев назад
Ko ivo vatezvara vagonei kutorera ropa ravo mukadzi uyo mukadzi mutorwaka ko ivo why kuita hutsinye kumwana we hama yavo nyika yangoita chijairire kushora munhu one pahuriwa tezvara avo can kill mwana wavo uyo vakapiwa mukana avo ifende tezvara avo musavaretserera
@judithngureta3941
@judithngureta3941 4 месяца назад
Don't be biased vese vari wrong
@PriviledgeTudu
@PriviledgeTudu 5 месяцев назад
Good narration from the complainant
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 7 месяцев назад
Chimwe chihure chinosvodesa , kunyangwe vatezvara vakaripiswa asi mumwe musi vanorodzerana matemo .kuuya mumusha mavaridzi kuzopesanisa vanhu nechihure . Apa panongoda kuti munhu arongedze mabheke ake nokuti azviputsira imba .
@tokozanimazvimbakupa5450
@tokozanimazvimbakupa5450 7 месяцев назад
Ivoo vatezvara vamgi pfimbe muroro hubenzi. Bazviparadzira musha wavo
@veejaya-9775
@veejaya-9775 7 месяцев назад
Ayitodawo muroora uyo hana kurapwa dai vachiri Pisa vese
@LetisiweVengesai
@LetisiweVengesai 6 месяцев назад
Chokwadi nhai munhu ngaangoenda. Mombe dzacho dzekupiwa zvechihure izvi dzinonakidza kuona here. Naiko kuzorara nemunhu akaita huyanga hwakadi nehama hazvibude hazvo
@leahChinyere-ts9eu
@leahChinyere-ts9eu 6 месяцев назад
Problem varoora vanoti bmdki kuna Atezvara (Baba) shame
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 6 месяцев назад
Atezvara muroora same whatssup group rechihure , chiuno chatezvara hachiite chiri loose muroora naye aneshave verse imbwa
@nabortwedzerai4271
@nabortwedzerai4271 7 месяцев назад
Ko kuzosunga dhuku chena imi kuda kutiudza kuti muri madzimai muchiita zvinonyadzisa kudaro here.
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 7 месяцев назад
Zvamanje manje ukangoona dhuku jena wobva watoziva kuti isuspect. Team irori rotamba machoir ese ese
@floriannyikadzino
@floriannyikadzino 7 месяцев назад
Chief ava is not selfish in decision making anotonga nemakurukota anomupa advise kwete Chief Seke vanotonga vari vega kuuta aamagistrate
@everjoymauto1483
@everjoymauto1483 4 месяца назад
😂😂ndozvavanoita here chief vedu
@gladysmoyo6368
@gladysmoyo6368 7 месяцев назад
Mai Kelly matinyadzisa sevakadzi kudziwa bota $4 aaah .
@tapiwanashematsambe6733
@tapiwanashematsambe6733 7 месяцев назад
Ivo varume ngavarenge kuiti vakadzi vaviri iwe usingagoni kuvapa bota
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 7 месяцев назад
Dai yakaita marii manje
@wallacemapiye383
@wallacemapiye383 4 месяца назад
Yakawandisa vamwe varikudyirwa 1
@samuelAmisi-hv1ee
@samuelAmisi-hv1ee 3 месяца назад
yakatowandisa mari iyoyo i hure chete amai awo isuwo varume takunyanya kunhongerera
@benefitmlambo774
@benefitmlambo774 5 месяцев назад
Vana vemazuva ano vavekuroora nzenza kupinza vanatezvara pamiedzo .
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 7 месяцев назад
Vanhu vanohurireiko kana vachingobatwa nyore kkk
@BilyardChiduza
@BilyardChiduza 7 месяцев назад
Asi chii chaizvo kunyenga mukadzi wemunhu zvekuti pakaiswa mutemo wekuti munhuwese ayite DNA tinoona zvakawanda
@chipomusuka8479
@chipomusuka8479 Месяц назад
Vanhu vemadhuku machena vanozarura huru priiz
@phibionbapata5972
@phibionbapata5972 7 месяцев назад
Mukadzi wemunhu uyo ngaaripewo
@givaschaps9698
@givaschaps9698 7 месяцев назад
Chokwadi ichocho hapana anofanirwa kusara asina kuripa pahu 2 hwawo
@shuvaimakwanya8760
@shuvaimakwanya8760 6 месяцев назад
Muroora ngaaripewo yake mombe, akatadza
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 7 месяцев назад
Very good chief! Other chiefs should learn how to rule from you! You can teach those who are wrong doing a very good lesson without taking sides! 👌👌
@Bea-rt2sm
@Bea-rt2sm 7 месяцев назад
Amwene vakatambidza muroora foni,murume wavo arikuti akatambidza murume wemuroora foni pane arikunyepa
@brightonfeyani652
@brightonfeyani652 7 месяцев назад
Verse nhema hobho
@EletinaMaponga
@EletinaMaponga 7 месяцев назад
Ivo amwene vanogofukidzira murume kuti arikunyeperwa vanofamba nemurume wavo here pese pese. Ngavadzikame
@ParidzaiMhondera
@ParidzaiMhondera 7 месяцев назад
Tezvara vanga vane information yechihure chemukadzi uyu.Vasaizoita Simba deno vaiziva kutsiga kwake. Ihuuureeee.Huuureeee. Ndamurambe
@MichealBeta-pl4gp
@MichealBeta-pl4gp 7 месяцев назад
Mvura hainayi, the world is going somewhere bad.
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 7 месяцев назад
True true mvura inganaye sei pakadadi nyika yaparara zvanyanya
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 7 месяцев назад
Inonaya sei pakadai
@EletinaMaponga
@EletinaMaponga 7 месяцев назад
Kunaya kwayo kunotonetsa Aya ndiwo makunha kunha anonyadzisa chiiko chirikumboitika munyika yekwedu 😢
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 6 месяцев назад
Mahure asvibisa nyika kusanyara kukwirwa natezvara
@peterziyera8581
@peterziyera8581 5 месяцев назад
Global warming
@ceeceechaps4820
@ceeceechaps4820 7 месяцев назад
Hanzi mombe yemakunakuna, yekuonererwa nemiti nemashizha nemasvosve. Ndaspakwa.😂
@PaulineNoah-dw7er
@PaulineNoah-dw7er 7 месяцев назад
madhuku e white 🙌 haaa ini ndisiyei hangu
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 7 месяцев назад
Chasara kungoona dhugu jena totiza cz kune mahure plus varoi
@PaulineNoah-dw7er
@PaulineNoah-dw7er 7 месяцев назад
@@queenmomakunike9639 sure kani cz mmm vakuhwanda netwudhuku itwo
@oliviazhanje1582
@oliviazhanje1582 4 месяца назад
Kkkkkk wandipedza😃😃
@lindanhumbe258
@lindanhumbe258 5 месяцев назад
Aaah vakadzi vemazuvano unotonzwa kunyarira munhu shuwa kunotorarwa musango uri mukadzi wemunhu kutonzi huya wotoenda kwanai mai imi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 месяцев назад
Ndaisa LIKE yangu ndisati ndaona nyaya kkkk
@SimbaBosha
@SimbaBosha 7 месяцев назад
Ndiyani aripedyo naChief Seke avaudze vatore manotes
@michaelint23
@michaelint23 7 месяцев назад
Chief Seke too much pride kutonga havagone vanotopinza busy anyengerwa mukadzi
@MichealBeta-pl4gp
@MichealBeta-pl4gp 7 месяцев назад
Good l second you.
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 7 месяцев назад
Ini chief seke vanondigonera manje kudarika chro chigodora
@michaelint23
@michaelint23 7 месяцев назад
@@neliarubacha4056 wakambona Chief Bushu naNyamaropa here ndivo vanogonesa kupinda vese
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 7 месяцев назад
Seke anogona don't jaidza mahure
@markmax3112
@markmax3112 7 месяцев назад
Mash central and West matorq chimuti especially central 😂
@nomoremoffat8122
@nomoremoffat8122 7 месяцев назад
Pa Central apo ndakambopagara haa ndokamutambo kavo
@constancematola
@constancematola 4 месяца назад
Ndachema zvangu
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 7 месяцев назад
Never trust mambuya emadhuku machema😢
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 7 месяцев назад
Iye mukadzi uyu ukangomutarisa chero asati anzi adanana natezvara unongoona kuti ummmm varume vanenge vamupedza.Ummm manje iyo yamatangawo ndeimwe futi pamati munoziva here kuti chero adzimai enyu anogona kukuchengetesai mwana asiri wenyu ndaona adzimai acho achitarira ku side so achikwenya kwenya nekuvhinyuka vhinyuka kuti ndeipi manje iyi yamakupinza mudariro.
@apostlehove5372
@apostlehove5372 6 месяцев назад
You take time to solve this simple matter, torai muroora abvise burugwa rake apfekedze tezvara,
@andrewtaderera9791
@andrewtaderera9791 6 месяцев назад
Kkkk tezvara vakungocheuka cheuka kunge zizi riripachiruvi
@tapiwamashonganyika-fj5ku
@tapiwamashonganyika-fj5ku 5 месяцев назад
Gore rauchapfekedzwa bhurukwa iroro iwe usina mhosva ndoopauchaziva kuti vakadzi vamazuva ano vanezvivindi.
@kikiri383
@kikiri383 4 месяца назад
Apostle mukutaura zvemweya here apa. Vakadzi vane zvivindi rinokumurwa pasina zvakaitika
@KasinaKasina-w4g
@KasinaKasina-w4g 6 месяцев назад
Ndanyara kwazvo nemuroora kumbotanga kunyepa kt ndakaramba iye achitodawo tezvara
@tapiwamutizamhepo6573
@tapiwamutizamhepo6573 5 месяцев назад
Im in love with this court's prosecutors! Very probing questions, that make the defendant make incriminating averments!
@InnocentMutenheka
@InnocentMutenheka 4 месяца назад
Zvakaoma kufumuka chaiko
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 7 месяцев назад
Kunyepa imika atezvara hachisi chinhu chekutamba nacho imimika
@nomsanyika151
@nomsanyika151 7 месяцев назад
Zvakangooma kuti paunopinda pakaonekwa nababa 😅😂muroora wotoonawo inopinda vamwene
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 7 месяцев назад
😂😂😂😂
@JonMavudzi
@JonMavudzi 6 месяцев назад
Cameraman in this video was pathetically poor. Most of the time the camera would focus on non active/nonverbal areas
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones 6 месяцев назад
A lot of noise at the background please!!
@constancematola
@constancematola 4 месяца назад
Kumusha kaa huku nei nei plus mabenji emuclass noise kkkk
@tafadzwamafukidze347
@tafadzwamafukidze347 5 месяцев назад
Ummm what if this dude is innocent🤦🏾‍♂️🤷🏾‍♂️vadii kubvunza kuti chombo chake chakaita sei then we see if muroora is telling the truth😜
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 7 месяцев назад
Ndivava vemazambiya nemadhuku vachinwa Fanta coke vakagara pasi pemumango 😂😂😂😂vanoita mashura kudai
@Militarya549
@Militarya549 7 месяцев назад
Shuwa zvimwe zvinhu zvinotiuraya sooo kaaa $4 kana chiri chirwere kwakutopuwa chirwere ne$4 chete R90😂
@happymutsago901
@happymutsago901 7 месяцев назад
Kkkk confuse generation. Kuuya kuzowenganisa vanhu mumusha. Unogara sei nehure mumba mako uchinyatsoziwa kuti akararwa nababa vako. Zvimwe zvinosemesa
@MrBAfrica
@MrBAfrica 6 месяцев назад
Mukadzi uyu ndiye hure. But what this woman has explained zvinemaburi. Waramba kuti muri atezvara ndokuzongobvuma kuyenda kumunda wasina kudanana. Pamusoro pazvo wozochajana mari varivanhu varikudanana? Wopihwa $4, $10 yaida kuzobudiswa waita prove kuti ndezvechokwadi. Amai awo ihure iro varume wese vanotenga kuna amai avo. Uye akazovawona kuti zvizofamba muline ndiyani?
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 7 месяцев назад
Ko mukadzi kana ahura haaendeswe kumba kwavo hre nhai ba Kelly ende fut soo zvakaoma chokwadi 😅😅
@mrhumbamakombe8387
@mrhumbamakombe8387 7 месяцев назад
Kungobviswa bhurugwa pese pese usina kana kupukutira pukutira tu weti off. Kana iwo mukosho wacho unochekwa chekwa nemashizha. Maone paruzevha.
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 7 месяцев назад
Ko kutaurira murume zvineyi, kunyarat zvako kwakunyengewa chinhu, urihure shit yemukadzi.
@vanzskies89
@vanzskies89 7 месяцев назад
Nonsense! Saka akabvuma kubviswa brugwa haanawo mhosva🤔🤔that’s why chihure chacho chisingapere coz zvikadzi zvacho zvinoziva kuti hapana zvinoitika kwazviri. Umwe akanzi mombe mbiri umwe ngaawanewo chaanobvisa. Izvozvi achakwirwa futi neumwe munhu zvingodayi then danga ravo ratozara..
@amutaks
@amutaks 6 месяцев назад
Dai mutemo wakaitika after Moses adzika mugomo vanhu vopomba wadzoka mahure azorore nekusungapere
@TaipaneiShumba-b5i
@TaipaneiShumba-b5i 4 месяца назад
Mukadzi uyu anenge aka ploter nyaya nemurume wake yekuti akonokwirwa but dzinenge nhema but kunyengwa akasvitswa shoko
@sikululiwekhumalo9324
@sikululiwekhumalo9324 3 месяца назад
😂😂 a cow for being watched by ants, sand, and leaves 😅😅lm dead 😅
@rubyboshanhengu7604
@rubyboshanhengu7604 7 месяцев назад
Ini ndichafara musi uchatanga kuripiswa vakadzi mahure vanobvuma kunyengwa varipavarume vavo fokof, ndosaka ndichida Chief vaya kekwa Stella Muusha I forgot his name, cz vakadzi vachatanga kunyepa kuti ndakanyengwa vachida kuripwa vokavhira nzara dzavo dzirimudzimba nonsense
@blessingmapinge6362
@blessingmapinge6362 5 месяцев назад
Asiwo pane pari kukanganiswa muchivanhu chedu ichi. Mhosva kutora mukadzi wemunhu chete here? Ko kutora murume wemunhu haisi mhosva here nhai vanhu? Ladies are being favored in this regard. Vamwene should have claimed some damages as well. Kana munhu achibhadharisa bonde tingati kutora mukadzi here or chihure chiri kutengeswa apa? Am confused and need closure.
@AdmireMucheke-ou3kf
@AdmireMucheke-ou3kf 6 месяцев назад
But hazvisi bhoo saka mukadzi haana mhosva here ....I think it's not fair only man can pay the damages why like akanyenga akarambwa 😅😅😅as long vakabvumirana I think both venemhosva ...thus why ma cases asingaperi chero dzirinhema hapana anoramba
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 7 месяцев назад
Chihure che $4 😅😅😅😅kutambisa chivi
@EmmelySibanda
@EmmelySibanda 7 месяцев назад
😂😂😂qwaaa wandisekesa
@kikiri383
@kikiri383 4 месяца назад
Iye svari uyoyu anoita vakadzi vaviri unavadii. Vanhu ngavarege kuva selfish mhani, hauna kana bhurugwa asi 2 vakadzi unavo. Muchasvirirwa kwete zvekutamba. Mukadzi watezvara akapfeka bhoo anoita slender manyama, mai vakanaka avo
@gracemupita1801
@gracemupita1801 7 месяцев назад
KAMUROORA KANZENZA KEKUPEDZISIRA HEYIIIII
@Loraine887
@Loraine887 7 месяцев назад
Asi nemroorawo anga achifanigwa kubvisawo ,mangwana kanorara nabamkuru mkoma wemrume aka, handikachenesi kajesa😊
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 7 месяцев назад
Ko iye muroora aive akabatirwa shamhu here,sei asina kuudza murune pazvakatangira asati avatwa? Kaidawo aka,ngakatibvirepo nxa kufumuka kusvika pakuonekwa muviri naatezvara,kusakwana.
@Militarya549
@Militarya549 7 месяцев назад
Haana kubatirwa shamhu asi zhara yebota😂😂😂😂
@roselinedzaps2023
@roselinedzaps2023 2 месяца назад
Kpowe chihure here or inhamo 4usd ndoyaunga kumurire atezvara unotopenga
@TarisaiMaunge
@TarisaiMaunge 7 месяцев назад
Wrong judgement, vanhu ava havana kudanana kwenguva refu, infact vanhu ava vakakechana bcz akabvisirwa $4 pakurara vese kwavakaita. Pakaitwa short time apo. And mroora atozoti takaita ka1 chete akapiwa $4. Muroora uyo ihure rinobhadharisa. Mambi havawoni ava
@hazeljanuary3333
@hazeljanuary3333 7 месяцев назад
Naye muroora anechihure anofanira kuripawo vamwene. Ndozvakadzidziswa kwavo kuti anosvika achidanana nevamwe varume iye ada zvemba. Vakadzi tobatirwa mumatare. Vamwene go and report nemiwo mupihwe mombe dzekutorerwa murume.
@takundanashepemhiwa8924
@takundanashepemhiwa8924 7 месяцев назад
You think cows are going to replace what happened?nxx sorry
@BornwellMakwasha
@BornwellMakwasha 5 месяцев назад
Padare ndipo patinokumbira murume uyo zvishoma.tombobuda naye panze anodzoka anaka
@MaiA5Gwatsvaira
@MaiA5Gwatsvaira 5 месяцев назад
Muroora benzi..vatezvara pamwe vaingotambawo naye...iye akazvijaira haazivi murume 1.murume wake ngaasiye hure riende.unovaka musha vani nechapa yemukadzi.anoda kurohwa mukadzi uyo kuita makuna kuna akadaro haanyari munhu akasunga dhuku chena mumusoro.kufumura chinamato kudaro svaa.
@agnellamusonza
@agnellamusonza 4 месяца назад
Iyewo mkadzi paakavhevhewq akadii kuudza murume wake kuti baba vari kundikonza. Mkadzi aifanirwa kuripiswawo nekuti haasi under age asi kuti iHure
@ngorimasithole7032
@ngorimasithole7032 7 месяцев назад
Tsika dzedu dzakaenda kupi mvura inganaye here zvichidai ,svodai vanhuv mvura inaye
@makonidanies7851
@makonidanies7851 7 месяцев назад
Ini ndoda kutsvaga anoisa RUKAVO/ RUNYOKA ndirwo chiororo nyika yazara ana mambara iyi
@ruvarashemupanganyemba
@ruvarashemupanganyemba 7 месяцев назад
Kkkkk
@nathanmakuni1750
@nathanmakuni1750 5 месяцев назад
Ndopaunooma kut mkadzi anenge agara achida sure,why kuramba uchit muri atezvara instead kut ndirimkadzi wemunhu,cz urikut dai musiri atezvara taidanana
@peterrichard9769
@peterrichard9769 6 месяцев назад
This is witchcraft, unacceptable behaviour,
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 7 месяцев назад
Mukadzi wechikomba zvaanenge acha colapser mudare
@TaropafadzwaMakichi
@TaropafadzwaMakichi 6 месяцев назад
Uuuuuumn zvakaoma uuuuumn mujolo uyu mujolo chokwadi regai nyika inaye zuva mvura yatya zvivi zvenyu vanhu zuva rikati regai ndimbonaya ini ndimbopisa pfungwa dzakadhakwa kudaro
@tendymarcos8283
@tendymarcos8283 7 месяцев назад
Saka $4 ndiyo yave standard price yemabhishu anonzwisisa😂😅
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 7 месяцев назад
Kuzoti chikomba changu kapenzi kumukadzi
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 7 месяцев назад
Hamusi kuvaziva vemadhuku machenaaa😅😅😅😅😅
@simbarashechauke2475
@simbarashechauke2475 4 месяца назад
hazviite nekuti ndakarooorwa kare, not kuti muri atezvara 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@blv-db2sk
@blv-db2sk 5 месяцев назад
Ko iye aigopindura kuti hazviiti nekuti muri tezvara dai vasiri tezvara pangadai pakangoita easy easy kupinda, why asina kungoti am married period!
@TobiasMajakwara
@TobiasMajakwara 3 месяца назад
Coz maiguru vakaudza amwene sei vasina kubvunzwa mudare iri iguhwa remufoni riine unknown number inyaya yekugadzira iyi isina kana arikuti ndakaona mamboona mabvumira aita muroora ndeekutsvaka mari yacho nemurume vake ini ndirini tezvara ndoti mombe handina ngaiende mberi kunoda humbo
@KUNDAIFAITHMATESI
@KUNDAIFAITHMATESI 2 месяца назад
Ende mukadzi uyu haanyari ihure 😂rinosemesa ...munhu ngaagutsikane
@PatriciaDadirayi
@PatriciaDadirayi 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂tezvara meso yavo inechokwad chese vakadya bota😂😂😂
@archfordmaruma7326
@archfordmaruma7326 7 месяцев назад
koo mukadzi uyuu anoitwa sei..why asina kuripwa iye aibvuma kurara na tezvara sei..there is bias..
@CleopasChiruka-nz9je
@CleopasChiruka-nz9je 7 месяцев назад
Muroora uyo agara anochiva life yabamudiki , dats why asina kumboramba paakasvitswa shoko plus muroora is a second wife kaaah pamwe haasi kuguta kumba uko plus murume wake ane kakuzungaira fut 😂
@lordstancemawoko
@lordstancemawoko 4 месяца назад
Mt Darwin ma1 chaiwo team racho rinodhyirana vakadzi musango kkkkkk
@AlwisMajange
@AlwisMajange 5 месяцев назад
Muroora ihure chokwadi mukadzi wemunhu anoramba munhu achiti hazviite nekuti muri atezvara ko dai asiri vatezvara vaingodanana zvakanaka vachisiya murume kumba
@TobiasMajakwara
@TobiasMajakwara 3 месяца назад
Coz maiguru vakaudza amwene sei vasina kubvunzwa mudare iri iguhwa remufoni riine unknown number inyaya yekugadzira iyi isina kana arikuti ndakaona mamboona mabvumira aita muroora ndeekutsvaka mari yacho nemurume vake ini ndirini tezvara ndoti mombe handina ngaiende mberi kunoda humboo saka tikangofunga kupomera munhu nyaya tinongohwinha kungoti ehee ndakanyengwa pasina akaona zvotonzi chokwadi kokana muroora irimbavha Igore renzara iri kkkkk
@TobiasMajakwara
@TobiasMajakwara 3 месяца назад
Coz maiguru vakaudza amwene sei vasina kubvunzwa mudare iri iguhwa remufoni riine unknown number inyaya yekugadzira iyi isina kana arikuti ndakaona mamboona mabvumira aita muroora ndeekutsvaka mari yacho nemurume vake ini ndirini tezvara ndoti mombe handina ngaiende mberi kunoda humboo saka tikangofunga kupomera munhu nyaya tinongohwinha kungoti ehee ndakanyengwa pasina akaona zvotonzi chokwadi kokana muroora irimbavha Igore renzara iri kkkkk
@Janemacelyn
@Janemacelyn 7 месяцев назад
Kwahi "'hazviite nokuti muri tezvara" others bhoo.
@constancematola
@constancematola 4 месяца назад
😅😅😅😅😅😅😅
@NhamoinesuMadechihwe
@NhamoinesuMadechihwe 7 месяцев назад
Unopenga vakadii kuramba hure ,mombe still ndedzako
@lawrencekanodzirasa2921
@lawrencekanodzirasa2921 6 месяцев назад
muroora uyu ihure chairo. paakanyengwa mhinduro yake hanzi hazviite muri atezvara. ko dai vasiri tezvara aiita sei?
@GiftNhamo
@GiftNhamo 6 месяцев назад
Guys natso tarisai nyaya iyi uyu mkoma ange aka maka mombe dza baba dai dziri chokwadi uye asina kumaka bamunini vake Mkoma uyu aingoti ini handina chandoda ndavatore mkadzi Cz nehure rake iro vachazadza danga Chihure with benefit Guys watch vanogara pedyo navo vanhu ava who is the next victim U need to shine ur eyes
@KundayiMasveta
@KundayiMasveta 7 месяцев назад
Haaaaa huye bodo mombe 4 sure kuendera chihure. So painful kumukadzi watezvara.
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 7 месяцев назад
But hapana evidence ka apa. Judgement was solely based on hearsay!
@gershemmubaiwa
@gershemmubaiwa 5 месяцев назад
Its a shame becos they didn't use p/plus ,also ko sei mukadzi uyu asina kuridza mhere kana aive asingadi
@ThomasFuzane-j9u
@ThomasFuzane-j9u 3 месяца назад
Chokwadi chief apa magona uye mkadzi watezvara akangwarisa uyo
@TBMEntertaiments-ri1gj
@TBMEntertaiments-ri1gj 3 месяца назад
kkkkkk mombe 4 dzekunyenga kamwe chete ,,hawupamhe futi🤣🤣
Далее
Трудности СГОРЕВШЕЙ BMW M4!
49:41
Просмотров 1,7 млн
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
Sabhuku Vakandipa 10USD Ndikaita LulaLula Navo Muroad
29:40
Murume Ndinotoita Wekubata Kwiyo Kuti Tiite Bonde
24:27
HEADMAN CHIGORA CROSSOVER NIGHT STORY
52:40
Просмотров 101 тыс.
Chief Mutasa Tete Vakaruma Murora Zamu Part 2
54:12
Просмотров 24 тыс.