Тёмный

+CHIRUMHANZU.....[PART 3] MHEPO YOBURANA NEVAKAIURAYA 

Drewmas Media
Подписаться 231 тыс.
Просмотров 9 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 180   
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 месяца назад
Tonde ini azondinetsa nenyaya yehari ngadzoke nehari Tonde....inlove with this song❤
@mancue4149
@mancue4149 2 месяца назад
Haaa next time taurai kuti vane hana nhete musaoma chirongwa moyo wangu waradza kuona mombe nehuku zvichifira nhamo 😢
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 2 месяца назад
Dr Mukotsanjera chete ndiye 1 chete for nw vandaona Shasha kungozi
@Userchiri
@Userchiri 2 месяца назад
Kkkk.... Haaa zvakaoma izvo....
@melodychamboko4484
@melodychamboko4484 2 месяца назад
Ndaita Mwana mudiki
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 месяца назад
Kutakudzwa kurema pamusoro pekurema kwawagara unako vanhu vhurai meso
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 2 месяца назад
Aaaah nhy vaNeshamba n'anga dzenyu mombodzitorepiko ...zvirikoo ere izvi zvekuwetera pambera pevanhu
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 2 месяца назад
Hazviko izvo n'anga chaidzo dzinoziva mutemo hadziite izvo zvinosungisa izvo
@trustmujana2961
@trustmujana2961 2 месяца назад
Ndezvekumama izvi gure
@PreciousChimbwembwe-j9c
@PreciousChimbwembwe-j9c Месяц назад
Uuuuim chokwadi kubuditsa Samson pamberi pevanhu ,team iyi handiichenesi
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 месяца назад
No no no no no hazviko izvi kutobudisa zunhu kuwetera mnhu here akomana 😢😢😢😢 ummmm Zinatha yakadai here guys
@GladysMbweya
@GladysMbweya Месяц назад
Uyu haagoni mukotsanjere haatauri nehasha
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 2 месяца назад
Matsvagire emari akadai Hana kunaka kuita weti pamberi pevanhu kudaro kana irigozi iri mumhuri iyo ngavadaidze Dr mukotsanjera shasha yengozi kwete kuitira vanhu weti ndirikuona muchitangazve kuripa gozi iyo
@lilianmadzore9043
@lilianmadzore9043 2 месяца назад
ahhh kuita weti hre uku ahhh gyz zviriko hre izvi maiweeee ndatya nazvo
@nyashatamayi4972
@nyashatamayi4972 2 месяца назад
Kusaziva kufa chokwadi, deceived because of ignorance, have now become slaves to fear, not knowing Jesus Christ is alive the Almighty savior.
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 2 месяца назад
Hazvitenderwe izvo n'anga chaidzo dzinoziva mutemo hadziite izvo zvinosungisa
@NellyTumbare
@NellyTumbare 2 месяца назад
Kkkkkkkkkkk
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 месяца назад
Iiiiih nhym weti hre kuvhomora bhosvoo paVanhu kty kweshe haaa nhy Mwari wangu uuuh handisati ndamboona zvakadai handisikushora hangu but 1 day tichamamirwa
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад
Ehe kana zvichidayi zvinoratidza kuti 1day richagadzikwa
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 2 месяца назад
Uuumm ngozi dzinoda Dr Zimbabwe chiremba Mukotsanjera kwete izvi
@bchis8806
@bchis8806 2 месяца назад
Iwe muturikiri unonwa mukozodo here, chaunoturikira apa chii nxaaaaa
@kujamegaizvimlauzi
@kujamegaizvimlauzi 2 месяца назад
Hakuna zvakadai . Zvikwambo izvo vana sekuru avo
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 2 месяца назад
Mahumbwe chaiwo
@Margaret404
@Margaret404 2 месяца назад
Imika
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Mai vanezvivindi ava moripirwa ngozi muri mega here pasina weukama hre
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Haaa wetiii chaiyo hre nhaimi
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Mai vanezvivindi ava moripirwa ngozi muri mega here pasina weukama hre, mmm mombe yarwadziswa iyi, zviriko hre zvakadai
@LorettaMangoma
@LorettaMangoma Месяц назад
Hakuna zavakadai nxaaa mabatirei mombe nxaaa Madii kusiya aita ega .
@Maud-k7t
@Maud-k7t 2 месяца назад
Nhema dzawandisa
@VaraidzoNgwenya
@VaraidzoNgwenya 2 месяца назад
Pakuzoweta pavanhu uuuuuumm
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 месяца назад
HAaaa zvimwe zvoda kuonawo wega kuti zviiko zvatiri kuitiswa NGOZI hainzwaro
@GladysMbweya
@GladysMbweya Месяц назад
Vangasapera maoko nekumbera huuuuu
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 2 месяца назад
Dewmas Media i think iyi video inogana kubviswa ne RU-vid rules bcoz zvirikuitwa mombe iyo zviri cruel
@MoudyChipungu
@MoudyChipungu 2 месяца назад
Kkkkkkkkkk mari yaenda apo nhema ko iko kuwanda n'anga idzi ndedzenhema
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 месяца назад
ZVIRIKO HERE IZVI UUUUUU
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Usanamata zvifananidzo
@TapiwaSithole-x6v
@TapiwaSithole-x6v 2 месяца назад
Ndandichitoda kuvashédzawo kumba kwangu manje vanowetera vanhu
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Ungazoti ndiro ivhu reweti riye hre, hanzi handsikuda shamhu muno, akati ndingarohwe
@virginiagotora348
@virginiagotora348 2 месяца назад
Shumba avo boe hre zvavari kuita
@IvaneMusekina
@IvaneMusekina 2 месяца назад
Ha zvakaoma sure ana sekuru ava vanoda good interview timbonzwa kwavanozvitora izvi
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 2 месяца назад
Aaaaaah kuwetera vanhu inhubu iyo hazviko izvi ummmmh dzoda kurohwa idzo aaaaaaaah
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад
NdoType inomwisa munhu weti achiti arikurapa.
@MillieRwafa
@MillieRwafa 2 месяца назад
Mmmmmmmmm ayas aya mashura chaiwo ko kuita weti.pamberi pevanhu hanziiko ,,,,n'anga iyi haina kurongeka zvainoita
@VitalisMbowe-c2n
@VitalisMbowe-c2n 2 месяца назад
Zvigure izvo
@MemoryMunyawiri
@MemoryMunyawiri 2 месяца назад
Zvakaoma hakuna zvakadai
@TryletMagaisa
@TryletMagaisa 2 месяца назад
Kkkkkk haaa izvi inhema
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 2 месяца назад
Zviro zvacho sooo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 месяца назад
NHAI SHUMBA KUITA WIWI HERE UKO UUUUUU HAZVIZODE KUDARO
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 2 месяца назад
Zviriko here izvi or zvigure
@GiftKabike-bj6dx
@GiftKabike-bj6dx 2 месяца назад
Kana mazogara hakuna ngozi inofambiswa nenzira iyoyi...apa ndonhema
@msaisave5376
@msaisave5376 2 месяца назад
Zvakaoma hazvo 😮
@placxedissami3792
@placxedissami3792 2 месяца назад
Sekuru avo bhoo here kuweta pamberi pevanhu
@placxedissami3792
@placxedissami3792 2 месяца назад
Hazvina order izvo
@ShillahMaganga-si4yi
@ShillahMaganga-si4yi 2 месяца назад
Andrew idzo inhema dziripachena kutsvaga marii I chte
@jerinaChikwiri-m2b
@jerinaChikwiri-m2b 2 месяца назад
Vanhu vachadyirwa mari hmmmm idrama rega rega iri chii chakadaro kuita weti pachaunga
@MafirakurevaStephen-lc3yy
@MafirakurevaStephen-lc3yy 2 месяца назад
Haritakabaya nadzo
@SharonMoyo-y3h
@SharonMoyo-y3h 2 месяца назад
Nhayi vaneshamba ana sekuru venyu havanyari wani ummm
@maguemague2440
@maguemague2440 2 месяца назад
Yoh ko kuzoita wety nhy😮
@Wavie2007
@Wavie2007 2 месяца назад
Ndezvemishonga izvi aaah. Hakuna zvakadai
@Nditso
@Nditso 2 месяца назад
Zvine huDisorder mukati. Isnt it supposed to be private ceremony
@Lulue05
@Lulue05 2 месяца назад
Aaaah kuwetera vanhu zviriko here izvi😮😮😮
@Nomusa-b3u
@Nomusa-b3u 2 месяца назад
Ko iyo noise hayo nhai endrew
@Mamaangie2024
@Mamaangie2024 2 месяца назад
Zvotyisa
@ErnestDzorayi
@ErnestDzorayi 2 месяца назад
Vapfanha ava vanoda kurohwa kusungwa chaiko
@eunicemajonga9296
@eunicemajonga9296 2 месяца назад
Drewmas media chii chakadaro murume mukuru kuita weti pamberi pemadzimai ese , uye imiwo muchitoburitsa achiita weti ummmm kushaya hunhu
@clevermukaira4062
@clevermukaira4062 2 месяца назад
Andisati ndamboona zvakadayi umm Andrew Neshamba uzodzoka after 6 months uwone kuti ngozi yakapera here
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 2 месяца назад
Kkkkkk hakuna gozi inoripwe zvakadaro tutotanga kuzvionavo sungisai vanhu awo mbavha dzivanhu dhemeti mhani
@TendaiMwale-p4r
@TendaiMwale-p4r 2 месяца назад
Zvigure ave masvikiro here
@AnniegraceMakumbira
@AnniegraceMakumbira 2 месяца назад
Kuita kunge zvemahumbwe kudaro
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 2 месяца назад
Ko dzakazora matsito idzo hanzii
@moreblessingmoyo8067
@moreblessingmoyo8067 2 месяца назад
Kuita weti pamberi pevanhu so kkkkkkkkkkkk musadaro imi vakomana , , zvechihure hure izvo kkkkkkkkk
@Royalioness
@Royalioness 2 месяца назад
Zvakunge drama izvo aaah 😢
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma 2 месяца назад
Hakuna zvakadai vanhu vachanorohwa kudenga uko mm
@shepherdchambe225
@shepherdchambe225 2 месяца назад
nyararai kana musingazive
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma 2 месяца назад
@@shepherdchambe225 kuziva chi iko iwe kuita weti pamberi pevanhu ko ropa ranwirwei
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Who am i to judge
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 2 месяца назад
Drama to the fullest mahumbwe aya
@Plaxedes-e6j
@Plaxedes-e6j 2 месяца назад
Kkkkkk aaaa hakuna zvakadai kana ngozi iri mumusha ngavatsvage vabatsiri chaivo Aya mahumbwe aya
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 2 месяца назад
kudenga kuchanotsva munhu🤞🏼🤞🏼🤞🏼
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 2 месяца назад
Vapfanha ava vanoda kurohwa mhani matsots
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 2 месяца назад
Yowee inga zvakaoma
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 2 месяца назад
Ko nhai Neshamba wadii kungovigawo pauraiwa zvipfuyo apo? Watadza basa
@esinartkhiti7646
@esinartkhiti7646 2 месяца назад
😂😂😂😂vafana vechidiki awa zvifembero zvekurombera izvi weti zvenyu pachivanze vakatarira
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 2 месяца назад
Mushonga ngozi kuripa. End of kwete kutsipika uko kwavari kuita
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 2 месяца назад
Aaaaa n'anga idzika mukma Andrew zvadzakubudisa tsvimbo yaMoses zveee aaaaa yowe
@TamaryManyika
@TamaryManyika 2 месяца назад
Ndozvakanakira kuverenga ma coments sure usati waona nyaya
@idahkonde3386
@idahkonde3386 2 месяца назад
Sekuru mukotsanjere muripi hoanai mashura ayo wanoda shamhu
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 2 месяца назад
Nhayi hko hatisati tamboona zvakadai kwamukonzajera
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Kan'anga kaona kuti mkadzi uyo haasi kunyato gona zvema drama bva kahaka mhepo yacho manje kwakuchema
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 месяца назад
Heci Neshamba
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Apa hapana wehukama aripo futi
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 2 месяца назад
Apa dzakadhakwq yowe mhaiweee zvngu
@MarthaMapako
@MarthaMapako 2 месяца назад
Endrew Neshamba une basa rakaoma shuwa kucheka chipuka chipenyu rurimi shuwa musadero vana tsoka mutanda
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 2 месяца назад
Hakuna ngozi yakadero vana tsika mutanda avo vari kunyepa pangozi dzese ndandinoona izvi yooooo
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 2 месяца назад
Ndezvenhema nemashiripiti
@Totsi-e2s
@Totsi-e2s 2 месяца назад
Hakuna vanasekuru vakadai avo vanhu avo dai vangoti varikuda nyama chte vakaromba avo makambozviona kupi izvo uuuum ngavaongoorwe vanaekuru avo
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Mvura inorwadza iyo ummm nanga iyo aiwa bodo tinoziva ngozi ichitaurwa nayo zvakanaka kwete kuti handisi hama Yako toziva nanga dzichiti ndiri Sahwira
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 2 месяца назад
Uyitira munhu weti chokwadi vanhu vese avo vangasiya munhu akadero anoda kurohwa
@FlorenceMuchaona-mk9mn
@FlorenceMuchaona-mk9mn 2 месяца назад
Kuruma huku mbishi here mmmmmmm
@Wavie2007
@Wavie2007 2 месяца назад
Ummmm ana sekuru ava bhoo here. Kuita weti pamberi pevanhu shuwa. Haaa izvi hazviko. Neshamba n'anga idzi wakadzitorepi 🙌🙌🙌 kunwa ropa manje zvobva zvatipa mibvunzo. Haaa izvi hazviko madrama aya
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 месяца назад
Haaa izvi zvototyisa chaiko ummmmm
@sammychani5594
@sammychani5594 2 месяца назад
Idzo dzekuita weti ndagara ndaona hangu pamajive kuti ummmm madrugs awanzwa
@pgambizah4962
@pgambizah4962 2 месяца назад
Iiiiii vaneshamba hanziiko ....ndazvishairwa kuitisana chaiko
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 2 месяца назад
Haaa avo vange vachida musiya ivo kwete ngozi ndivo vazvinwira apo
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk 2 месяца назад
Zvekunwa ropa hazvo zviriko ndina maiguru vangu vanozviita especially kna vamukirwa bt havait izvi vanomukirwa kana pane zvanetsa bt mumhuri vashoma vanoziva Kut vanomukirwa havangomukirwi nhando
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 2 месяца назад
Ko minhenga yei nhaimi yakakura kudayi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
Pangoma macake dzinonwa munasave
@LovenessSibindi-dm6ig
@LovenessSibindi-dm6ig 2 месяца назад
Munovatorep😮 vanhu vanenge😢 vakadakwa 😅
@MercyMhazi
@MercyMhazi 2 месяца назад
Ava vakomana Ava SEI vachiita zve fodya kudai
@starlight5527
@starlight5527 2 месяца назад
Zvariri drama nhyme
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 2 месяца назад
Corn fusion kune zvikwambo izvo hakuna N'anga dzakadaro 😂
@KudakwasheMapiye
@KudakwasheMapiye 2 месяца назад
Kuripwa ne mbudzi 😮😮😮😮😮
Далее
MUTOKO......SEKURU MUKOTSANJERA PFACHA PAMASAWA
44:13
Просмотров 2,5 тыс.
NYANGA.......MANDI PFACHA PAMBA PASEKURU MUKOTSANJERA
35:53
ITZY 예지한테 AI 메이크업하기💖 #shorts
00:23
Three NEW MAPS in Update 0.31.0 Nightmare | Standoff 2
01:48
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
MUTOKO.......OFA NEPAMUVIRI, MHEPO YOBUDIRA KUMAKUVA
40:29
kuurawa kweNjuzu paChivhu
48:19
Просмотров 450 тыс.
Mukotsanjera Zvidhoma 7 TANGWENA FAMILY PART 1
1:27:50
Просмотров 31 тыс.
CHIRUMHANZU.....[PART 2] MAURAIRWO AKAITWA MUFI
42:25
ITZY 예지한테 AI 메이크업하기💖 #shorts
00:23