Do these courts get updated with new laws or amendments passed in our country cz now mukwasha can claim his lobola back if he cn prove kuti mukadzi akahura,so hapana nyaya apa baba toirai hure renyu mundogara naro
Ko iye mukuwasha akadii kusungisa chikomba akapusawo. Ko mukwambo anogoti atezvara blah blah ko vake baba vakewo varikutiwo muroora blah blah wani. Iwe mwanasikana dzokera kwababa vako uende kuchikoro iwe zvevarume izvi muchirikure nazvo.
Is that mukuwasha under age? Why are you questioning baba vake iye aripo as the defendant. Munobvunza tezvara kuti muroora muchiri kumuda here kuti ndivo muridzi wemukadzi here. Murikumbotonga aniko apa. I’m just confused
😅😅😅 Zvinonetsa ... maboorangoma aya anongotizisa musikana asina kana cent. It falls on baba/tezvara to pay mombe dzavo for a hure. That's why vana baba are involved. In any case, pachibhoyi "mwana" doesn't end at 18