Тёмный

GOGO HAVABVARURE MACHIRA------OYEDZERWA ARI KUMAKUVA (UPDATE) 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 48 тыс.
50% 1

DARE RAMAMBO MAKONI

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 707   
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 2 года назад
Aiwa Andrew afara chaizvo nokuti Gogo vanzi vanoroya neprophet chenhema.
@leomutondoro2139
@leomutondoro2139 2 года назад
I can't trust this man in robes,,, uuuuum he is telling wat he got from hearsay. Gogo varikutooneka kuti she has a medical condition possibly Alzhemeir/Parkinsonism. Gogo needs medical consultation kwete izvo
@patiencechideudhliwayo8089
@patiencechideudhliwayo8089 2 года назад
The spiritual world is real whether we like it or not, understand it or not. Mwana wemunhu has decided to concentrate on zvinoonekwa neziso asi tiri mweya uye tiri nyama. May the Holy Spirit make us understand the spiritual world too so that we are not mislead or we do not overlook real spiritual issues. The devil has taken advantage of us as he is more spiritual than most 'children' of God.
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 2 года назад
Kuchembera haizi mhosva
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 2 года назад
Baba imi hamusi kuporofita muri kutaura nyaya yamakangohwa chete
@kellytibethchimwedzi7205
@kellytibethchimwedzi7205 2 года назад
Uyu muporofita venhema akaudzwa zvese akuita kunge ari kuporofita 😂😂😂😂😂
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Salendi 😆
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 2 года назад
Taura hako mbavha iyi
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 2 года назад
Anonyeba prophet wenyu uyoo akanzwaa zvichitaurwaa ngaasanyepere gogo anoda rumamisoo full stop
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 2 года назад
People are trying to be "civilised" & scientific but chokwadi chaicho vanhu vari kuchiziva 😆
@dorcaslazarus6063
@dorcaslazarus6063 2 года назад
Kunyepera machembere
@nomalangamarongwe790
@nomalangamarongwe790 2 года назад
Uyu muporofita ahaone hake haiwa
@miedllisasithole4526
@miedllisasithole4526 2 года назад
Gogo vakunzwisa tsitsi
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 2 года назад
Iye muporofita ane dhino 😁😁😁 musatipedzere nguva
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 2 года назад
Muroi. Ambuya avoooo Ngavaende kumwe. Kana vasinganzvisisi
@kirikekatorike2999
@kirikekatorike2999 2 года назад
Muprofita ndewe nhema uyo and muprofita anoita hasha dzei kudaro
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Tsvagai kumwe uyu haoni
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 2 года назад
Uyu atauraa zvaanzwa chete haaone uyu anoda rumamiso
@missgee1981
@missgee1981 2 года назад
I hate varoyi hangu but i feel this is so wrong. Nyaya iyi dai vakagadzirisa pahukama hwavo privately not kuunza pa social media. Gogo avo is old aged, havasi kutomboziva zviri kuitika havo, i dont think vakatombokumbirwa permission yekuburitswa pajekerere kudai. So unfair. Drewmas, this is so wrong. Dai ndiri muzukuru wagogo avo would have sued you🤞🏻🤞🏻musaite mari nezvinhu zvisina basa.
@agnesmapanga2718
@agnesmapanga2718 2 года назад
Haa unonyepa prophet, iko kuzotaura uchiityisidzira vanhu. Munhu akachembera otonzi muroyi. Utiitire mushe iwe.
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
I'm an Apostle and we don't do hearsay like that man in green. May God have mercy on those prophets who lie and damage people's lives.
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 2 года назад
True this is very sad 😭😭
@edsondzingayitembo619
@edsondzingayitembo619 2 года назад
Muporofita uyu ndewemanyepo mamuwanepi
@lillianassan1872
@lillianassan1872 2 года назад
Plus zvinhu izvi zvafamba social media atoo ne data rose munhu ungaprofite uchityidzira vanhu kudaro shame for poor gogo
@tatendanjagu9300
@tatendanjagu9300 2 года назад
Koivo sei vasina kuramba kuti vanoroya
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 года назад
I agree
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 2 года назад
Chivanhu chiriko sezviri kuitika apa ndokusaka nyaya iyi iri kuongororwa nevatungamiriri muchivanhu nepamweya. Izvi zvekuti vakura kana kuti kurwara hazvisi zvedu. Remember gogo na sekuru vekwa Musami kuti vakatenderedza vanhu sei pfungwa, so ngatizivei kuti vanhu vanobatabata vakangwara chaizvo they always have something to say in order to get out of the case kana vabatwa.
@johangreat5922
@johangreat5922 2 года назад
Gogo vakura mufunge
@sophiamanungo379
@sophiamanungo379 2 года назад
Haaaa tikwanirei ,moshungurudza chembere yamwari
@woshantmugepe881
@woshantmugepe881 2 года назад
Gogo pakuonekwawo vasina kupfeka apo vari munzira yekumakuva apo??? Asi azvirevi kuti munhu wese akachembera anoroya kwete. Asi gogo vaitsvagei pachisango vasina kupfeka???
@bvekerwasythia6573
@bvekerwasythia6573 2 года назад
Hanzi gogo vanga Vasari nude zvachose but vaive vakapfeka mapitikoti ekudhara aya anema tumabandi akaita kadress then again pachipitikoti ichocho changachakasonererwa chimwe chijira kuzasi but the thing yekuti dress rangariripamusoro pezvinhuizi ndorangavasisina kupfeka
@maiprincess4679
@maiprincess4679 2 года назад
Ummm pakaipa
@woshantmugepe881
@woshantmugepe881 2 года назад
@@bvekerwasythia6573 pa chivanhu chedu pitikoti hakusi kupfeka 1. 2 chijira hanzi vanga vakasunga mu musoro plus pa video ye kutanga pakataurwa kuti pitikoti yanga yakatsemuka tsemuka zvekuti zvese zviri mukati zvaioneka. Asi andisi kuti gogo muroyi. Uyu muporifita arikutaura zvaakaona pa drewmas media haasi kuporofita kwete kana gogo vachizonzi muroyi kunofanirwa kufambwa kuvanhu vatatu vakasiyana kuchibatwa tsanangu dzimwe chete idzodzo gogo vanogona varikutoshandiswawo mufunge asi pamwe midwimu yavo yakaramba ndoosaka vakazoonekwa
@jaydenalvin7915
@jaydenalvin7915 2 года назад
Prophet vari kushandisa chiporofita che social media ava dimensia is real stop troubling gogo avo
@lovemorewandaza5367
@lovemorewandaza5367 2 года назад
Gogo hongu vakura asi huroyi hurimo muropa ravo chero muporofitaukati anonyepa, haasiriye akavabata kumakuva, ende handiye akavashaisa pane vamwe. Gogo ngavabatsirwe chete vasunungurwe
@sazinindlovu1657
@sazinindlovu1657 2 года назад
Worry yangu ndeyekuti vakabuda cei wusiku panhamo apa zvanzi door harina kuvhurwa wusiku nevakarara Mumba imomo....even zvake muporifa achinyepa
@godfreetdangirwa2160
@godfreetdangirwa2160 2 года назад
I agree with you,most comments are sympathetic coz she is elderly but guilty nonetheles
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 2 года назад
Gogo hawo wanoroya hapana munhu akawatakura kuenda kumakuwa uye paisawa neneed yekuenda kumuporofiti apa coz wanga wabatwa pachena
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 2 года назад
So tisangowenge muporofita mahara
@stellamutandaz4849
@stellamutandaz4849 2 года назад
@@teclachabarwa7236 vanhu vazhinji don't believe kut kunze uku kune varoyi kusvika iye aroiwa,mufi akasvika pakufa achiti haadi kuuona gogo ava vachimushanyira nekut anosara achiwedzera kurwara hant ndozvakataurwa namai vemufi pa first interview. Tongozviisa kuna Mwari ndiye mutongi kwaye akafanira.
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 года назад
Gogo varikutosiririsa ava hapana zvataurwa zvatanzwa apa muprofita avo haiwawoo
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 года назад
Hapana chavaona baba ava. He overhead by grapevine about the story but didn’t get the gist of it. Gogo was not found ku cemetery wani? Ayaz. Poor old lady. This is sad. The best way is to consult a couple more people who are not from the neighbourhood. Someone from afar who don’t know any stories about this village and Gogo.
@nokuthulaphiri2139
@nokuthulaphiri2139 2 года назад
He watched the last video he is just lying
@zvikomboreromutemasango3831
@zvikomboreromutemasango3831 2 года назад
Taura hako iwe haaana chaaona kunyepa akanzwa nyaya imi vaneshamba chiremba wenyu uyu anoda kurowa
@jimmymasthi6860
@jimmymasthi6860 2 года назад
Unoda danda taura hako iwe unoda kupurwa chaiko
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 2 года назад
Gogos kids should sue this guy
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 года назад
That moment of silence by him I bet he was battling with himself whether to carry on with his lie or not. Kupumha munhu huroyi is an offence. Hama dzaGogo dzakatichangamukei wani saka torai hama yenyu moendesa kuma psychiatrist mega. Kana zvanzi Gogo vanotaika njere, sue these guys immediately. They’ll take care of Gogo financially till her last days.
@Lovemorewoodprojectspvtltd
@Lovemorewoodprojectspvtltd 2 года назад
Murume uyu anonyeba uyu ngaasungwe anyatsotaura nyaya take zvakanaka
@tarisaimuchapararwa2532
@tarisaimuchapararwa2532 2 года назад
Zviripachena izvi kupedza nguva kuzvitsvaka Gogo vano Loyaaa...... ngavabatsirwe zvipere
@nomalangamarongwe790
@nomalangamarongwe790 2 года назад
Neniwo ndakazviona kare zvangu
@neymarmauto8542
@neymarmauto8542 2 года назад
Buh do u remember statement remufi here as narrated by the family. Aitotaura gogo varikuuya isai salt . Ndavabatsorwe gogo ava
@etheldulana...daughterofak434
@etheldulana...daughterofak434 2 года назад
exactly mufi hanzi aitovataura achirwara kuti ngavasauuye kuzondiona varikuda kundiuraya . mufi afa gogo vakuwanika vasina kupfeka munzira yekumakuva
@padingtonpiwa1799
@padingtonpiwa1799 2 года назад
Kkkkk zimbuya repacorner zimuroyi.ngavabatsirwe zvipere zvekuroya izvi
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 2 года назад
Kubvunda uko vanenge vakadya asingadyiwe ...nhetemwa hadzizodaro bottomline havabvarure machira
@runbidzaichauke7843
@runbidzaichauke7843 2 года назад
Haunamweya
@timothygwekwe1710
@timothygwekwe1710 2 года назад
Gogo vakaroya pasingabatwi
@magdaline6383
@magdaline6383 2 года назад
Someone torai gogo avo. Asi havana vana?
@nomsamurima7927
@nomsamurima7927 2 года назад
Uyu munhu ari kutaura zvaaitoonawo pasocial media hapana chokwadi apa, ngati respect yi vanhu vakura tisavashungurudze weduwe gogo havaroye ava, ini zvandirambira ini munhu achachembera anenge akutoroya here ndipindureyiwo ipapo
@sarahmoyo9325
@sarahmoyo9325 2 года назад
Vanhu avaka. Vasadaro gogo ava sure
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 2 года назад
Prophet vakaona nyaya pasocial media ava hapana chiprofita chavaita apa
@maressaaron5480
@maressaaron5480 2 года назад
Ndoo type dzouya nezvinhu pamusha pevanhu musabvume kuti tsikamutanda uyu auye mumusha menu please Please
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 года назад
Kana muprofita uyo achiona sei skubvunza kuti auya nagogo ndiyani kkkkkkkkk.
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 2 года назад
That "Prophet" is written fake all over..ko kuzoda kutyisidzira..nxaa they operate on instilling fear in people.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
I salendi
@primmash
@primmash 2 года назад
This is so disappointing....Let Gogo enjoy her final years please !
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 2 года назад
Gogo avo hapana asingazive kuti vanoroya mhani nhy imi chembere yoshaikwa pamusha imbwa yofuma yakamama mavhudzi Machena. GOGO ava onaiwo kuti muroyi chaiye.
@lawrencemashapa
@lawrencemashapa 2 года назад
This family didn't show that they accepted the prophecy but they are forced to admit by the situation. Plus prophet must calm down when adressing these people. Like he is taking out anger on this family. He could have done more to prove to these elderly family as spiritual person. Mr Andrew becareful with this prophet He can tanish your program.
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 2 года назад
Well said hapana dare apa
@rozinateedzayi8656
@rozinateedzayi8656 2 года назад
Muporofita wenhema nyaya akaizwa kare
@nyashagrace11
@nyashagrace11 2 года назад
Gogo vane dentia avo hapana uroi pavari movashungurudzirei apa mukutenda nhema dzamaudzwa nxaa mazimba ngwarai mhani munobatwa kumeso nevanhu zvakapusa so
@bezzlemoyo7805
@bezzlemoyo7805 2 года назад
Varikubvumiswa ginya zvakaoma mapositori akaoma ndozvevamwe vakupenga hanzi ini handizive zvemweya vachirambira mumwewavo
@manuelmudzingwa1677
@manuelmudzingwa1677 2 года назад
Mweya mutsvene hauvhundutsire vanhu
@samgwatuza2471
@samgwatuza2471 2 года назад
Madzibaba hapana hapana chinowokwa apa
@trustrudhumbugurajena411
@trustrudhumbugurajena411 2 года назад
Guys this is lying nhema chiripachena idzi. Old story he heard of it before pretending as if he doesn't know the story. Musadaro muchitanisha zita ne maporofita
@jacksonngwenya482
@jacksonngwenya482 2 года назад
Hurombo , hurombwa, hutsinye zvinofambidzana
@brightmawoko4875
@brightmawoko4875 2 года назад
That's a fake prophet uyo ngaasiye vanhu
@restmupepe6784
@restmupepe6784 2 года назад
100% wangu anonoisa zvinhu iye
@everestsimau4950
@everestsimau4950 2 года назад
Fake ,fake ,fake no no fake
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 года назад
Nxaaa rinoda kumamiswa zinuporofita renhema iro. Riri ku pretender like riri kuporofita yet arikutaura nyaya yaagara achiziva yaakaona pa social media kudhara. Imhata muporofita uyu
@marshmarlo6511
@marshmarlo6511 2 года назад
This guy is a fake prophet he probably followed this update gogo needs another trial and maybe kunana Sekuru vasingazive zveRU-vid
@natidzuda7014
@natidzuda7014 2 года назад
His not a prophet in'anga iyo kkkkk but its not fair koz obvs nyangwe arikutaura rilly zvotoita sekuti akaudzwa nyaya kure namambo so zvoda maprophet ekure
@rovinamuziri
@rovinamuziri 2 года назад
Muporofita munyepi mukuru hauna mweya nxaa
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 2 года назад
Haa nhasi ndanzwa hukasha nemunhu uyu varume ava ndoo vanhu vaparadzanisa hukama hwevakawanda nemanyepo avo aya
@shepherdchitova8400
@shepherdchitova8400 2 года назад
They better consult more somebody else
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Zvokwadi aaah
@irvinekahwema1358
@irvinekahwema1358 2 года назад
Ha mufesi uyo akato onawo pano akuziva zvirikuitka uyo
@n.h9221
@n.h9221 2 года назад
maporofita enyu aya ndeenhema
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 2 года назад
I'm very embarrassed to be a part of this society. This was nothing but a circus. In a real justice system you bring experts who deal with mental health issues and hear their side also before accusing someone of witchcraft. They should also have consulted at least another prophet and see if he would collaborate what this prophet said. This fake prophet enjoyed his 15 minutes of shame dehumanizing Gogo and shaming her family. This was pathetic. He said this wasn't the first time Gogo had been seen coming from the cemetery yet none of the villagers knew what he was talking about. How come he didn't give us the names of those witnesses? He also said Gogo vakawanikwa vari pakati pemakuva and we all know that was a lie. When challenged about that statement that's when he said it wasn't the first time. If we truly have prophets like these with supernatural powers why can't they tell us what happened to Itai Dzamara so his family can have closure? Why can't they help locate Tapiwa Makore's head so it can be buried together with his other body parts. This is a disgrace. I hope Gogo's family will drag him to court and sue him for defamation.
@misheckchidota6663
@misheckchidota6663 2 года назад
I agree with you it's true his prophecy is fake hapana chataura apa
@briankamba5566
@briankamba5566 2 года назад
Saka muri kureva kuti gogo havasi muroyi here ava uye toti varikunyeperwa here.
@admirari1
@admirari1 2 года назад
Mental health???,wakamboona rima musi weExam here iwe.darkness total darkness inopera time inopera exam....Withcraft is real and its there.....especially in Zimbabwe....
@shepherdtambi9814
@shepherdtambi9814 2 года назад
Iwe usaita kunga murungu. Even warungu wane culture. Kana usina nyaya nyarara
@princessmamthe7043
@princessmamthe7043 2 года назад
Well said, the fake prophet is so aggressive and so disrespectful 🙄
@muchanetamariyo4417
@muchanetamariyo4417 2 года назад
Gogo kuroya wanoroya havo asi muporofita uyu arikuporofita nyaya yaanoziva zvaakadzwa kare izvoo
@mufarochaka6901
@mufarochaka6901 2 года назад
Uuuum veduwee Gogo vapinda busy ava ,saka munhu wese kana achembera atove muroi hre?
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 года назад
Ko zvaamboti handitenderere ko zvaururamba achingotaura 1 thing wani nxaaa
@tinsobeemassive5440
@tinsobeemassive5440 2 года назад
Zvinhu zvawaswera uchiudzwa nevanhu vemudhunu iri muchimwa chikokiyana ibva ipapo usajute vanhu iwe zidzoro
@muchengetimashiri7773
@muchengetimashiri7773 2 года назад
Prophet anonyepa uyo hapana chaanoziva uyo kungotaura zvaakanzwa chete
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 2 года назад
Agreed
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 2 года назад
He was told before hand . ahhh mnx this is rubbish
@dotharchimuka3170
@dotharchimuka3170 2 года назад
Udzai vana mbuya vasadya nyama yevanhu please
@dotharchimuka3170
@dotharchimuka3170 2 года назад
Hanzi ndorasika njere 😂😂😂😂😂😂😂😂 vakada kudya pasingasvikike thanks Drewmas media chokwadi chiripachena, mbuya turns to a virgin at night 🙌🙌🙌
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 2 года назад
Prophet kuvhundutsira chawunga 🤣🤣🤣🤣
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 2 года назад
Mwari Ngavapindire🙏🏾 Tiritega Atigoni .
@Naisonable
@Naisonable 2 года назад
He said nyaya yauya kwa Mambo hapana chekuviga or kusvitsa.. Ati it's not the first time. But sei mweya usina kuudza dare kuti zvamboitika pafa ani???? Hameno maonero anguwo.
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 2 года назад
Ini zvangu semunhu ane pfungwa shanu dzinonyatsofunga ndinoti Gogo avo vakura Batai muporofita uyo murove😡
@magdaline6383
@magdaline6383 2 года назад
Ngaarohwe.
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 года назад
Ehe kukura vakura but even though kana vane zvavanazvovo but uyu muchinda arikunyepesa . Arikutaura nyaya iyi like asingaizive iye aiiteverera update pa social media
@justicemutoti1
@justicemutoti1 2 года назад
It’s very sad indeed they should have consulted more people instead of just one person . Mbuya vakura avo
@giregrace317
@giregrace317 2 года назад
taurai henyu
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 2 года назад
That can be allowed, mbuya nehama dzavo vaifanira kudayi varambira ipapo , then vanobvumirwa kufamba futi kuenda mberi. So kusaramba kwavo kunozwi kugutsikana.
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 2 года назад
Kunyepa chaiko vaakunobhadhariswa nhema
@fareda87
@fareda87 2 года назад
Drewmas media dont entertain zvinhu zvakadai. Hamuna here dzinwe nyaya dzirinani. I ddnt finish watching this. Gogo needs medical attention not zvirikutaurwa apo
@g.karodza
@g.karodza 2 года назад
Drewmas media munobvira🔥asi inini ndaiva nekunyumwa kuti gogo awa vakarema but hama dzawo manje🙌🏽
@faraitrevorzaba7898
@faraitrevorzaba7898 2 года назад
Muporofita anonyepa uyu.
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 2 года назад
What type of a prophet anoshandira ari ega pasina kuimbwa,,,,, uuuum zvinhu zvacho soo ,,,, kana ini vanhu ava ndaigona kungovaudza same same ndichishandisa info yandinoziva kubva pazvakatangira
@rovinamuziri
@rovinamuziri 2 года назад
Mhuri ngaifambe pairi patatu I'm disappointed and embarrassed nezvipfugamo.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Same here. Ndingatobvuma uroyi hwavo taona moto mysterious stuff zvaitwa back to sender for now I don't buy this one at all.
@pamelamukundu3958
@pamelamukundu3958 2 года назад
Drewmas makupedzera vanhu data vachivhura nhema dziripachena baba avo vanonyepa
@pamelamukundu3958
@pamelamukundu3958 2 года назад
Kana muporofita kana ndisekuru n'anga apa anonyepa kudakuuraisa chembere yavanhu ne stress l don't belive this
@charlesdonnymunesi3446
@charlesdonnymunesi3446 2 года назад
Gogo needs help kana paine zviripo asi tisapumhe machembere edu akura nekuzvibata. Only one qstn yekuti gogo wakabuda mumba mawainge wakarara newamwe wese pasina akawanzwa kuvhura door kubuda haaa iwayo magetsi
@jimmymasthi6860
@jimmymasthi6860 2 года назад
MR NeShamba mamuowo sei muporofita wenyu besides kuti makaenda nepetrol yenyu momupa mamark mabgani out of ten ini ndoti 0,0000 chokwadi 99,9% nhema tongai nhasi vaNeshamba patara mweya here kana kuti inyama yangaichitaura nhasi matambisa gazol nhasi😂😂😂😂🤷‍♂️🤷‍♂️
@ybr125cc
@ybr125cc 2 года назад
Only problem yedu maZimba tinoti munhu akachembera anoroya not all chembere dzinoroya
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 года назад
Gogo vakura vanoda hospital 🙏🙏
@dreyras3080
@dreyras3080 2 года назад
MaNcue kutini ukuncaka ntombi ka Ncube
@hazvineipmadziviremadzivir1115
@hazvineipmadziviremadzivir1115 2 года назад
Vanhu vose vaku supporter gogo vanenge vanoroya vese
@thokozanisibanda782
@thokozanisibanda782 2 года назад
I couldn’t finish this,this is really sad
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Zvakaoma veduwe mmm
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 2 года назад
Same here.
@charitychipomtombo
@charitychipomtombo 2 года назад
Ambuya vanoratidza ma early signs of Parkinson's disease
@sibuchanza5813
@sibuchanza5813 2 года назад
My people will perish with lack of knowledge....these fake prophets...God have mercy...please take gogo to the doctors, has dementia, please ...please
@vjuteteutete5333
@vjuteteutete5333 2 года назад
Gogo is very old and it's normal kurasika pfungwa at her age God have mercy on those people who insults elderly people like this
@chenaimatogo3687
@chenaimatogo3687 2 года назад
Tuporofita twemazuvano tunonopihwa mweya yenjuzu kun,anga uko touya twakt ndoporofita satan ariko end ari bizz hameno vachaswero pfugamira munhu ivo Mwari varipo
@jndzvaka4
@jndzvaka4 2 года назад
This so called prophet is a big big liar .indava kudaro so please rovai munhu uyu.
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 года назад
Iye muporofita rudzii anogerwa zibhibho rakadaro. Nxaaa munhu uyu arikunyepa mhani
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Madzibaba hamuoni imi makuda kutobvunza vanhu mibvunzo
@brightwalexio3181
@brightwalexio3181 2 года назад
What a fake prophet Vangave vachiroya havo muchembere avo but muporofitaa uyo ataura zvaakaona pa first party yenyaya iyi
@nyaradzonyahunzvi8414
@nyaradzonyahunzvi8414 2 года назад
I think so too
@Teeone07
@Teeone07 2 года назад
Drewmas media you disappointed me all along was following you zvakanaka bt apa mabuda mugwara vehama ngavafambe kana panzvimbo 3 not zve tsotsi iro
@gee9961
@gee9961 2 года назад
Why are you disappointed. Ndivo here vataura kuti gogo muroyi?
@Teeone07
@Teeone07 2 года назад
@@gee9961 matauriro e drewmas team from the word go ndodaka patoita abvunza kuti gogo vakawanikidzwa vari kumakuva here yes or no
@gee9961
@gee9961 2 года назад
@@Teeone07 okay
@mambokadzi3755
@mambokadzi3755 2 года назад
👀👀👀🧐🧐🧐😳
@davidgondo3341
@davidgondo3341 2 года назад
Haa Uyu muporofita hapana one chemweya chataurwa apa,nyaya akaidzwa kudhara iyo akunyebera kuporofita vanhu ityai mwari
@mammag4868
@mammag4868 2 года назад
Ini pano amai vangu va Masibanda vaidaro mufunge . Izvi zvinosiririsa , mai vangu vaitoti worse .vakatozo pedzisira vave kunzi vasachienda kuma rufu zvachose .vakambo admitwa mu hospital panonzi pa WHITE HSP mu Zvishavane . Vakadzingwa vakatukirirwa ndaka fonerwa zvichinzi huya utore mai vako vanoda kuti dyira ma patience edu . Ndakawana vato discharge mu hsp. Pandakavabvunza mai vakati ivo ndainzwa vanhu vachichema nekurwadziwa husiku saka ma nurse aisauya Ndosaka ndaenda kunonzwa kuti chii . Apa mai vanga vaine 72years .uye vaive vachi bvunda musoro zviri kuita gogo ava . Veduwee ka tisadaro machembere edu aya .ndarwadziwa.
@augustinekanyandura3082
@augustinekanyandura3082 2 года назад
Amai venyu vaigoenda kunoona kuti vanhu varikuchemei kuti ndivo chiremba here kkkkkkk 🤣 chingotiudza kuti Amai venyu vanga vave another level
@mammag4868
@mammag4868 2 года назад
@@augustinekanyandura3082 ndipo pandiri kuti machembere kana akura havana pfungwa yekuziva kuti zvavari kuita hazvibvumirwi .and after that ukazova bvunza mangwana kuti saka makaitei vanokuudzai kuti handizivi. So what can you say about that. And ku nevaya vanoti huroyi hurikumachembere chete you are so wrong .kune vanoroya vana vadiki kwazvo some at primary level vanenge vakutoroya .And kazhinji the family will be so aware kuti hama yavo muroyi.
@augustinekanyandura3082
@augustinekanyandura3082 2 года назад
@@mammag4868 true that, huroyi hauna zera and kuroya hakusi kumuka usiku chete
@judithgumbogumbo9398
@judithgumbogumbo9398 2 года назад
@@augustinekanyandura3082 Ita mushe iwe 😂😂😂😂
@judithgumbogumbo9398
@judithgumbogumbo9398 2 года назад
@@augustinekanyandura3082 Ita mushe iwe 😂😂😂😂
@romeojerenyama6529
@romeojerenyama6529 2 года назад
Hakuna muporofita akadaro kkkkk ati vanhu vaiona vachinyarara akuzoti futi ndati ndikuona kumhepo mmmmm hapana kujeka apa
@sirchifamba39
@sirchifamba39 2 года назад
How the prophet was intimidating those asking questions or those querying aaaaaah, I can't live in such a society. Ini ndokurova ini
@itaisimbi839
@itaisimbi839 2 года назад
Vasadaro mufunge gogo avo kukura dai mwari vakupaiwo condition yakadaro
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 2 года назад
Ini ndakarova Chikasha tsikamutanda zvikatovharana zvakadaro paGogwe apo
@nicolenikkie282
@nicolenikkie282 2 года назад
Please fambirai nyaya yaLivingstone🙄
@SHERRY-bf5xz
@SHERRY-bf5xz 2 года назад
Veduwe musadaro gogo imi 😔🙆🙆🙆🙆
@sedwinbungari4343
@sedwinbungari4343 2 года назад
Inini pachangu l believe kuti gogo vanoroya Even vasina kunotsvaga huroyi vega Maybe vakagurirwa Or varikutoshandiswa vasingazivi But on top of my belief This n'anga
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 года назад
Muroi uyu kani hazvibvumike chete pavanhu
@blessingbetah2308
@blessingbetah2308 2 года назад
Musapomere chembere panyatwa nekuti dzaguma ura
@tafara9783
@tafara9783 2 года назад
I'll say it again, , ,your intros are Too FREAKING loooooooooong
@Mwandoz
@Mwandoz 2 года назад
for sure almost 5 mins plus of the show yavanotora
@berthamapfumo1726
@berthamapfumo1726 2 года назад
eish
@julietndlovu2476
@julietndlovu2476 2 года назад
How can our country develop when we are busy following such trash? Tsvaga basa mujaya and stop abusing Gogos. Haiwawo.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Imiwe aaah apa muporofita vanenge vaneukasha mutsananguro dzavo no mhani.
@admirari1
@admirari1 2 года назад
He is at work right there even the greatest king in the Bible summoned wise man/wizards and witches.King Solomon.He even prospered using demons.Witchcraft is there and it will forever be there.We as people when we find an opportunity to have it exposed so be it.It saves innocent lives at the end.
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 2 года назад
Haana kana mweya uyu ari kutonyeba hake
@cathrinemavindidze5409
@cathrinemavindidze5409 2 года назад
Gogo vakuda kuchenurwa Ava chokwadi chibude pa white
@simonsferomarangiza8040
@simonsferomarangiza8040 2 года назад
Haaone
@doreenmupfukudzwa8811
@doreenmupfukudzwa8811 2 года назад
This is very sad and unfair that so called "Apostle" is very disrespectful and rude. Andrew Neshamba I don't like the way you seem to be enjoying this. Imhosva here kuchembera mu Zimbabwe I feel sorry for Gogo and her family 😡😡😡
@witnesstoringepi8387
@witnesstoringepi8387 2 года назад
Zvanzi pa mwana wavo wekutanga Havana kana kudura sei mbuya maka chena
Далее
Tayiita Yekedero, Iyezvino Akuramba Kuroora
40:51
Просмотров 8 тыс.
I Built a SECRET Lamborghini Dealership!
33:02
Просмотров 7 млн
OYUNCAK DİREKSİYON İLE ARABAYI SÜRDÜ 😱
00:16
Madzibaba Nicholas Zacharia Profile.
18:41
Просмотров 9 тыс.
DNA results, mombe
28:07
Просмотров 39 тыс.
I Built a SECRET Lamborghini Dealership!
33:02
Просмотров 7 млн