Тёмный
No video :(

Gokwe-Nyoka yasekuru yakauraya vanhu 9 

Manass chibanda
Подписаться 61 тыс.
Просмотров 13 тыс.
50% 1

Gokwe-Nyoka yasekuru yakauraya vanhu 9

Опубликовано:

 

5 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 63   
@MrBAfrica
@MrBAfrica Месяц назад
Manasse hazvinzi mudhara zvinonzi baba makadii
@ErinaMariridza
@ErinaMariridza Месяц назад
Zvinongoda rukudzo Kani hanzi mudhara haaa bodo
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 Месяц назад
Zviri sei kumudhara mukuru wese uyo nhywe.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Месяц назад
Munopenga imi mhururuu yei kamuroi ako nxaaa muroi ngaafe
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Месяц назад
Huroyi huripo but sometimes get screened for cancer inofamba nedzinza mukasaenda kuchipatara.
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 Месяц назад
Life yakangooma zveshuwa ,isu vamwe tirikushuvira kuti varikutidaro vangobvumawo zvaita sekuru pamwe tingaite zvinemusoro pamakore asara. Kana matowana anobvuma achiti akusungurai ,yes you cannot celebrate but musazorambe muchitongesa sekuru. Its not easy for these people to surrender their things.
@Nunec
@Nunec Месяц назад
Um nemanyepero emapostori
@andrewww9210
@andrewww9210 Месяц назад
Vazukuru varwadziwa ava veduwe musha wapedzwa hey 9 vanhu
@Ezekelndlovu
@Ezekelndlovu 26 дней назад
Sister moyo wokuregerera ngauve pauri kana munhu anemweya wehuroi hapana zvaungata chitpfarai kuti sekuru vabvuma morarama new life
@PaulThomas-ps3yj
@PaulThomas-ps3yj Месяц назад
Mdara ariku nyeperwa uyo
@chipochipo8415
@chipochipo8415 Месяц назад
I don't trust muprofita inyoka yake nxaa
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 Месяц назад
chibanda ukuita kunge wakabata chikwambo 😂😂
@jrns1844
@jrns1844 8 дней назад
uyo wechisuit should not minimise the hurt of these people nokuti hakuna kusina makuva
@rhodesdaymangunda7670
@rhodesdaymangunda7670 Месяц назад
Its criminal to accuse someone of witchcraft
@mavissiankala4679
@mavissiankala4679 Месяц назад
Gokwe yazviita zvakare
@decee-vk6ed
@decee-vk6ed Месяц назад
Ndimudhara zve nhai😂😂
@Dadirainyambo
@Dadirainyambo Месяц назад
Asi varume avo vakakwana here
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Месяц назад
Eqiniswen lenyangalez doti yizo ezipha abantu into Lez bona besaz ukuthi kuyaxabanisa umuli
@oswaldnyajena1393
@oswaldnyajena1393 Месяц назад
These are my relatives it’s painful
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Месяц назад
Munoda varidze muridzo kana kupururudzira chii imimika musada kufadza sekuru vakaresva muroyi akatoita zvakawanda nevanhu vamunoti ridzai mhururu
@edellineantony2904
@edellineantony2904 Месяц назад
Vanhu vonetseka kuti mvura hainayi sei pakadaro. Chibanda media endaiwo kwabhamhala kune mhuri yatambudzika nedambudziko rakaita sairoro
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j Месяц назад
Maporofita nen'anga sando dzenyu
@ZaneleMabena-uv3zn
@ZaneleMabena-uv3zn 27 дней назад
Ma1
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Месяц назад
Kwedu uko ❤ ❤
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Месяц назад
Mkomana adzifambira nyaya dzacho
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 Месяц назад
Interviewer uyu anofanirwa kuvawo neruzivo mbichana about interviewing asati atanga basa rake.
@user-yi9ri9yt9j
@user-yi9ri9yt9j Месяц назад
Mudhara zvirisei
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Месяц назад
Mambo uyu ngaaonewo mamwe madzimambo pavanotonga having oder
@EdieBlue-sh2ed
@EdieBlue-sh2ed Месяц назад
Mudhara uyo kubwinya kumeso kudaro ndiyo nyoka kuita kamujaya
@user-rv6rg2gs7c
@user-rv6rg2gs7c Месяц назад
😂,, 😂😂😂
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Месяц назад
Zvakaoma wena ummnmmmmm
@HappyFarmhouse-qn3gb
@HappyFarmhouse-qn3gb Месяц назад
Awula ngqondo Wena mdala uthela bantwana umnyama why ungatheli abakho abantwana sibhanxa somdala .
@cjt6946
@cjt6946 Месяц назад
Wow you're improving every day
@manasschibanda
@manasschibanda Месяц назад
Oh thanks
@cjt6946
@cjt6946 Месяц назад
@@manasschibanda pleasure
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 Месяц назад
Mdhara zvirisei zvorevei? Ngatidzokerei kuchivhanhu chedu, let's respect our elders please.
@ShondaOz86
@ShondaOz86 Месяц назад
Mdara uyu ka😢
@williamjogo2573
@williamjogo2573 Месяц назад
Iva ne respect kuma elders ,zvinodzikisira basa rako zvinonzi Baba kana kuti sekuru not mudhara
@mavissiankala4679
@mavissiankala4679 Месяц назад
Asi vanhu vakatakura kurema sure
@user-dz4fp9bn8t
@user-dz4fp9bn8t Месяц назад
aah aah jonolist kohunhu hwedu how far kuti Mdara shuwa
@manasschibanda
@manasschibanda Месяц назад
Pakaresweka
@KulliantPro
@KulliantPro Месяц назад
Gokwe
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Месяц назад
Kumera mhanza yekuroya vamwe vachimera yemari
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Месяц назад
Aah dare matuzvi chairo
@EsterMoyo-ms1mc
@EsterMoyo-ms1mc Месяц назад
Kunzima bantu sekuru .ufaka abantu isinyama
@clevermusara7145
@clevermusara7145 Месяц назад
Batai murove
@SekaiMutambu
@SekaiMutambu Месяц назад
Nxaaa rubbish kundiuraira souru vangu dhemeti ngavafewo aaaa
@ellentambaoga3121
@ellentambaoga3121 Месяц назад
Kamuroi kamudhara ako apa hakaskutaura nyaya dzako straight 🤔😏
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 Месяц назад
Zvakaoma hazvo
@user-lm1ep9fn4p
@user-lm1ep9fn4p Месяц назад
May I please have contact yasis Dadirai
@nyaraichinyoka9399
@nyaraichinyoka9399 Месяц назад
Sekuru vakafanana na the late Gringo
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Месяц назад
Kkkkkkkkk musafananidze the legend nemuroyi
@GiftMakamure-z6c
@GiftMakamure-z6c Месяц назад
Mozoti huroyi hauko imi ka
@mavissiankala4679
@mavissiankala4679 Месяц назад
Ko kuzobvuma haya
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Месяц назад
Kukandirwa nyoka? Baba canoda runamiso
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka Месяц назад
Vakatibata varoyi kaas
@MoreblessingMarufu
@MoreblessingMarufu Месяц назад
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@user-zy6of7od4e
@user-zy6of7od4e Месяц назад
Karovei😂
@TheresaMaps
@TheresaMaps Месяц назад
😢😢😢
@LPTMedia97
@LPTMedia97 Месяц назад
Gokweeeeeeeee
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 Месяц назад
Gokwe hr aaah kwakaoma kumusha kwedu uku
@BrianMirisawu
@BrianMirisawu Месяц назад
Sekuru vanogara na anaconda
Далее
Hlophe defence argument invaluable - Aucamp
14:47
Средневековый киборг
00:39
Просмотров 534 тыс.
Mambo Mutasa ndi Baba vevanhu Chokwadi
33:17
Просмотров 24 тыс.